Mukadzi Wangu Ari Ku DubaiNdakamuita Chirema Nekuti Ndakaromba

  Рет қаралды 3,668

Zim Facebook Secrets And Confessions

Zim Facebook Secrets And Confessions

Күн бұрын

Zim Family Secrets and Confessions
Deep Secrets and Confessions Google.
In this first episode, we hear a story of a .
Please listen, like, comment, subscribe and share.
Please Check out our latest episode kuchannel yemujolo
Link down below
@goromonzitv
If you have any confessions please feel free to contact us on
+27678702658
#Familysecrets #secret #zimbabwe #confessions

Пікірлер: 30
@christinakanyemba2797
@christinakanyemba2797 3 ай бұрын
Asi vanhuka.apa ndiwe wamuremadza nhasi haachakonziri kuve mukadzi waunoda.get ready for revenge kubva kuna Mwari
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 3 ай бұрын
Zvakaoma hamuchada mukadzi asi ndimi makaita kuti aremare .musadaro
@Dadirai-xg3no
@Dadirai-xg3no 3 ай бұрын
Mumarriage hamusisiri safe zvachose kuitisana Mari nekuhurirana chete
@PK74681
@PK74681 3 ай бұрын
Bro Nash, tirikimbodawo ma confessions evanhu vakapfuma nekunamata chete zvisina hurombwa. Variko here vanhu vakadaro? I really want to know.
@Eva3rt
@Eva3rt 3 ай бұрын
Ehe variko
@PK74681
@PK74681 3 ай бұрын
Even though pasina nzira to prove kuti Havana kuromba, we still need such people to come forward vatiudze kuti vakazvifambisa sei. Vana vari kukura are beginning to believe kuti kuromba ndiyo chete nzira yekuita nayo Mari.
@ELLENMukwada
@ELLENMukwada 3 ай бұрын
Haaa taura hako nyaya dze kuromba pese pese zvino dzidzisei kuru zhinji. Inini nyaya idzi handidzioni dzichibatsira vanhu asi kuti kutopinza vanhu mumatambudziko.
@preciousndlovu-oq3ck
@preciousndlovu-oq3ck 3 ай бұрын
Mukadzi wemu South Africa anongoda Mari yenyu chete broo kana Mari yapera anokusiyayi
@nyashashairo1854
@nyashashairo1854 3 ай бұрын
You can't prove someone right by doing wrong 😢😢😢 hope hamupe mukoma chirwere makutorwara imi ..
@PK74681
@PK74681 3 ай бұрын
Murungu akarombawo ndokuzotenga farm machinery etc. Musiye akadaro lol. Varungu vanoromba kudarika imimi asi havataure about it 😂
@sgm51
@sgm51 3 ай бұрын
Good morning
@MrPercyvall
@MrPercyvall 3 ай бұрын
Sister vekudanana naMr D your hubby will find out and murikurambwa.
@MatildaHutahwashe
@MatildaHutahwashe 3 ай бұрын
Last confession:madii kunyepera kurwara moudza murume murikuenda munorapiwa munenge mune STI.Manje hamutye kuti murume achazotangawo kunzwa zvamurikunzwa here zvikazo creator maproblems mumba.Ko imi maizonohura sei just because tete vati hamusiri perfect after all tete ava haasiri murume wenyu dai anga ari murume wenyu ka akakutukai taizoti kuda ende manje zvinogobatsirei kuhura muchikaurisa tete because apa tete havatozvizivi kuti makavakaurisa nekutonohura,imi ndimi maakurwara manje ko icho chivindi chekukwirana nestranger pasina dziviriro.l am not perfect but l dont think l will take my revenge on someone by sleeping with someone l just met without protecting myself,my health comes first. Zvamuchabatwa nemurume nhaimi.Panotoda clinic apa.Pfungwa dzenyu dzakadhakwa imi,muchitori kwesere here upstairs,l dont think so.Surely something is wrong with you mentally.Unoda gupuro iwe😊
@carolynmashingaidze3365
@carolynmashingaidze3365 3 ай бұрын
2nd confession kuramadza mukadzi mofunga kuti zvichapera zvakanaka here mkoma. Hameno chimboitai
@sindy308
@sindy308 3 ай бұрын
#2 mai mwana makapiwa siki yekuZambia isinga rapike check out on internet
@GraceBanda-e4h
@GraceBanda-e4h 3 ай бұрын
2nd confession u have sti u need to go see the doctor .How can u cheat just to prove a point sha? With all due rrespect uri mboko ye munhu
@lindangcobo1554
@lindangcobo1554 3 ай бұрын
The lady with the illness, your aunt insults you and you decide to cheat on your husband. Why does your husband deserve to be punished. If it is an sti he will need treatment as well.
@esterdube8894
@esterdube8894 3 ай бұрын
Shuwa kuti tete vakakubhowa ndokuti hurira murume??? Vamwe vakadzi muri right upstairs here???
@manyarashylet1486
@manyarashylet1486 3 ай бұрын
Isick iyo endai kwa private ummmm vanhu vekumalawi vane sick
@barretobarreto3269
@barretobarreto3269 3 ай бұрын
N'anga yakakunyepera kuti une chipo chemari wobva warombeswa
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 3 ай бұрын
Mkoma Nash mamukawo sei
@ZimSecretsandConfessions
@ZimSecretsandConfessions 3 ай бұрын
Good morning
@RutendoChanzenza-fr8jv
@RutendoChanzenza-fr8jv 3 ай бұрын
Its not playing why or its my phone😢
@ZimSecretsandConfessions
@ZimSecretsandConfessions 3 ай бұрын
Hi on my side its playing
@TendaiMachaka
@TendaiMachaka 3 ай бұрын
Its your phone
@RutendoChanzenza-fr8jv
@RutendoChanzenza-fr8jv 3 ай бұрын
Yakuita thank you ​@@ZimSecretsandConfessions
@ShantelMagwenzi
@ShantelMagwenzi 3 ай бұрын
Good morning
@ZimSecretsandConfessions
@ZimSecretsandConfessions 3 ай бұрын
Morning
@ShantelMagwenzi
@ShantelMagwenzi 3 ай бұрын
Good morning
@ZimSecretsandConfessions
@ZimSecretsandConfessions 3 ай бұрын
Morning
Huyai Munzwe Mafiro Akaita Muni’na WanguI Blame Myself
18:36
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 2,7 М.
Zuva Randaida Kuzvisungirir@ Ndipo Pandaka Tenduka Mushure Mekunge Ndashandiswa Pa Mhiko Dze Mbinga
23:50
Un coup venu de l’espace 😂😂😂
00:19
Nicocapone
Рет қаралды 4,6 МЛН
Players vs Corner Flags 🤯
00:28
LE FOOT EN VIDÉO
Рет қаралды 89 МЛН
How To Get Married:   #short
00:22
Jin and Hattie
Рет қаралды 27 МЛН
Офицер, я всё объясню
01:00
История одного вокалиста
Рет қаралды 6 МЛН
Huyai Munzwe Nyaya Ya Vendor Wemu Harare Akaromba
17:42
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 3,4 М.
Ndaka Ronga NemaSouth African Kuti Vabire Umwe Mu Zimbabwean Mota Yake
20:23
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 3,2 М.
Soul _Jah _Love_ best_ emotional_ songs_mixtape_by_ Dj KLC fast version volume 1
24:26
Dj KLC Masara Entertainment & Podcast
Рет қаралды 7 М.
Ndaka Kwirwa Ny0r0 Ne Mkwasha Apa Ano Rova Chinhu Sei Kudarika Murume Wangu
13:32
Chakafukidza Dzimba Matenga
Рет қаралды 10 М.
Ndakapa Murume Muphuhwira Akabva Achinja Kuita Gudo
20:46
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 7 М.
Ndaiva Mu Satanist Huyai Munzwe Zvakaitika Pandaida Kuparadza Imwe Church
32:41
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 9 М.
Nyoka Yangu YandiitisaMari Pa HarareHuyai Munzwe Zvinodiwa Ne Nyoka Yangu
17:59
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 11 М.
Ndinobva Ku Gokwe Ndine Ruva Rangu Rehurombwa Rinondipa Mari
23:04
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 7 М.
Huyai Munzwe Zvakaitika Sisi Vangu Pavakaba Mw@n@ Muchipatara
18:54
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 7 М.
Huyai Munzwe Kuchekeresa Kwandakaita Mwana Wangu Story time
20:24
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 9 М.
Un coup venu de l’espace 😂😂😂
00:19
Nicocapone
Рет қаралды 4,6 МЛН