Mukoma Ane Mari Onzi Arikudya Vamwe muMhuri Mushure Mekunge Mwana Adonha Mumota Akafa

  Рет қаралды 3,592

Nhimbe TV

Nhimbe TV

Ай бұрын

Umwe murume wemudunhu reMakoni anounza madzikoma ake kudare nekuda kwekupumhwa hurombwa. Vanomuti hurombwa hwake ndihwo huri kuuraya vamwe vose mumba.

Пікірлер: 29
@user-sc3wx4qn5n
@user-sc3wx4qn5n Ай бұрын
Chief I thank you you have answered this gentleman better than most traditional chiefs have done in this church business and our traditional beliefs
@nhimbetv
@nhimbetv Ай бұрын
We appreciate your support...
@Nunec
@Nunec Ай бұрын
Vanhu 4 since 1996 have died. 4 pple in 28 years moti hurombwa? Itai mushe zviri normal izvi hapana musha usingafiwe pane urombwa panofiwa oftenly 1 oro 2 pagore or 2 years
@kelvinmarongwe2844
@kelvinmarongwe2844 Ай бұрын
Hamupedze kutaura here zvakubhowa saka dare iro ndere munhu 1 here aaah
@nhimbetv
@nhimbetv Ай бұрын
Hahaha chiregai kubhowekana kani.
@tmaktmak1464
@tmaktmak1464 Ай бұрын
Blaz vaye vechitendero chavo. Kuseri kwechuru munhu wese
@nhimbetv
@nhimbetv Ай бұрын
Hahaha munhu wese here
@constancegwasira2418
@constancegwasira2418 Ай бұрын
Munhu haamanikidzwi kuenda kunanga.please tisati munhu aramba zvenanga moti ndiye chikodzero Shandai hama uye hakuna kusingafiwi .munotofa mese nekupera pamwe 4 vanotofa pamwe.nganga ndisatan used.Hapana anoziwa zveupenyu except God.Nganga kubira vanhu.Dont go to evil spirits
@nhimbetv
@nhimbetv Ай бұрын
Tinotenda zvikuru nekugovera pfungwa dzenyu pamwe nerutsigiro rwamunotipa 👏👏👏
@rascocky6366
@rascocky6366 Ай бұрын
@constancegwasira2418 Iwe wakapusa zvikuru. Uri kamunhu kanotambira zvitendero zvakauya nevarungu usingazive kuti chitendero ichocho chakatangwa nani uye munhu wacho aive nechinangwa chipi. Zvaunoita ndezvekuvereka bhaibheri rakanyrwa nemaJuda nema Roma vainezvinangwa zvavo. Kubatira pamusoro chitendero chevamwe vanhu usingazive kuti changabvanepi nechinangwa chipi ndizvo zvinoratidza kupusa kwemunhu. Research and learn. We were also blind and brainwashed like you, but good research open our eyes!!
@edwardchimene5863
@edwardchimene5863 Ай бұрын
yes munhu haamanikidzwe kuenda kun,anga nekuda kwechitendero chake asi ukaona vamwe vacho vanoendako asi kana family yakuti ngatifambei vanotanga kuramba kuhwanda nechurch
@edwardchimene5863
@edwardchimene5863 Ай бұрын
yes munhu haamanikidzwe kuenda kun,anga nekuda kwechitendero chake asi ukaona vamwe vacho vanoendako asi kana family yakuti ngatifambei vanotanga kuramba kuhwanda nechurch
@rascocky6366
@rascocky6366 Ай бұрын
@@edwardchimene5863 Chokwadi ndechekuti iko kumachurch kwacho ndikokuzere varoyi nevane zvikwambo. Ivo vakuru vemachechi acho ndivo vakabata zvikuru!! Uyezve vakuru vacho vemachechi vanoenda kun'anga nekuseri kuti vasaonekwe. Vemachechi inhema dzega dzega kubvira kwazvakatangira ku Europe!! Ndokusaka kwakazoita machechi akasiyana siyana!!
@user-wf5qd3ti2h
@user-wf5qd3ti2h Ай бұрын
Chitendero🤣
@user-mt3qg9sk5l
@user-mt3qg9sk5l Ай бұрын
Baba muchiri kutsanangura here ini ndinoti makaromba kana munhu usina chawakabata haurambe kufamba nevamwe
@nhimbetv
@nhimbetv Ай бұрын
Hahaha zvichida chitendero chako chinenge chisingatenderane nazvo.
@user-mt3qg9sk5l
@user-mt3qg9sk5l Ай бұрын
Ini handina kunangana nekt chitendero Chavo ini ndiri kt mataurira Ababa avo anoratidza kuti vane zvavanoziva nekt kana vari kt nekuti mota yaidhiraivhwa nemunhu asina mapaper vanoreva kuti kudriver kwemunhu asina mapaper ndoo kunotuma munhu kuti sgetukira cap yako yadonha apa hapana kumbonzi mota yakasvetuka dombo kaapa zvekt munoti irekiresi driving kwete munhu akasvetuka achiteera hat zvinova zvinhu zvisiri normal cz handisvetukire hat inoita dollar kubva mumota iri kufamba tsananguriro iri kuita mudhara uyu ane kareya cheta
@rascocky6366
@rascocky6366 Ай бұрын
@@nhimbetv Chitendero chacho akachiwanepi? Zvinhu zvekubatira pamusoro nekuti zviri mu fashion ndizvo zvinoita kuti isu Vatema tisabudirire tirambe tichitongwa nemamwe marudzi. That very bible is based on European traditional superstitious beliefs. Yet we think they are superior to out own Black traditional beliefs. Education WITHOUT learning is dangerous to our own well-being!!
@BravoChanaka
@BravoChanaka Ай бұрын
Ndakambochiona ichi 4 months ago usadaro iwe nhimbe tv data pliz kana uchiita dzokororo unongonyoraka kuti idzokororo
@nhimbetv
@nhimbetv Ай бұрын
Kana tatonyora kuti rebroadcast kureva kuti chakambobuda mukuru. Pane vanenge vakumbira kuti tiise zvekare.
@tatiratsawa7981
@tatiratsawa7981 Ай бұрын
Nhimbe tine part 2 here ... Murume uyu ka mmmmmmmh akasimba hake haasi munyakwi i hwendefa
@nhimbetv
@nhimbetv Ай бұрын
Hahaha yes part 2 iripo, will share with you link panapa.
@tatiratsawa7981
@tatiratsawa7981 Ай бұрын
@@nhimbetv takamirira
@mambaraqed
@mambaraqed Ай бұрын
Yatsika dope yamwa
@nhimbetv
@nhimbetv Ай бұрын
Chokwadi
@frankmoyo7267
@frankmoyo7267 Ай бұрын
Mkoma makachena hre imi? Mukutotadza kutsanangura muri first suspect imi.
@nhimbetv
@nhimbetv Ай бұрын
Hahahaha unenge wavhiringika kani
What it feels like cleaning up after a toddler.
00:40
Daniel LaBelle
Рет қаралды 56 МЛН
DEFINITELY NOT HAPPENING ON MY WATCH! 😒
00:12
Laro Benz
Рет қаралды 55 МЛН
Самый Молодой Актёр Без Оскара 😂
00:13
Глеб Рандалайнен
Рет қаралды 4,6 МЛН
CHII CHAKAITA KUTI MUIMBI KASAMBA AZVIURAYE
28:27
Drewmas Media
Рет қаралды 52 М.
Dare ra Chief Mutasa #Karanganda TV
45:19
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 25 М.
Ngengo yechikomba ihombe kudarika Yemurume vangu Chirikupisa icho
24:10
Akanyengerwa Mukadzi neShamwari | Chief Ngezi | Publicsphere
44:38
Sabhuku omiswa pamberi pedare  raChangamire Mutasa nedzimhoswa
27:21
Manass-Chibanda
Рет қаралды 22 М.
Ndirikupomerwa Kubata Mwana WaTete Vangu Chibharo
16:43
SlyMediaTv
Рет қаралды 11 М.