No video

MUKOMA NEMUNIN'INA VESE NDAKAVAPA BOTA VAKADYA: The Closure DNA Show Live Stream Ep 1

  Рет қаралды 88,884

The Closure DNA Show

The Closure DNA Show

Күн бұрын

Welcome To The Closure Live DNA Show
The Platform Of Realities!!!
Season 1 Episode 1 (2nd segment)
Paternity DNA Testing
📲The DNA Man 📲 +263719428436
Instagram: / theclosurednash
...
Facebook: / theclosuredn
...
TikTok: m.tiktok.com/h...
...
---------
Don’t forget to Like, Share and Subscribe to our KZbin Channel: kzbin.info....

Пікірлер: 801
@massiemafemana9814
@massiemafemana9814 6 ай бұрын
This platform haisi kunyatsoti dyoooo Mr Mugabe please tidzosereyi kwataiva 😮
@_dentbae_
@_dentbae_ 6 ай бұрын
True!!!! yakaneta nekutonhora
@angelmarima5355
@angelmarima5355 6 ай бұрын
True
@chiedzamapfumo6920
@chiedzamapfumo6920 5 ай бұрын
True toda zvekare zviya ndozvinonyatsobudisa hudzamu vanhu vakaungana havo haaa izvi hazvisi kuita akuita semadrama
@Liberty.80
@Liberty.80 6 ай бұрын
Kutaura fair muface uyo akatopusa kudarika mukadzi uyo cz haungadye pawakatoona kt parikudyiwa nemupfana iwe woenderera mberi.. kwako kwainge kuri kusagona kunyenga vamwe vasikana hr kuda zvakapfawa sehonye cz mukadzi uyo akatozungaira ndo advantage yawakatorawo ft cz ndimai muponesi
@realNicky480
@realNicky480 6 ай бұрын
😂😂 yaa manyatsoyibata
@mercyme9189
@mercyme9189 5 ай бұрын
Ndohunhu hwe varume hwe ku Zimbabwe.
@user-df8mw2oe5n
@user-df8mw2oe5n 5 ай бұрын
Nooo mface ainge akudya zviye zvekuti mangwana vaizoseka kut chimskana chiye takambochidya, wanike nhumbu ikati makataurirana izvozvo naani?
@user-gh3oy2fc7o
@user-gh3oy2fc7o 6 ай бұрын
She was lucky to have such a handsome guy. Azviruza nekusazvibata
@Nunec
@Nunec 6 ай бұрын
Inobatsirei handsome?
@mbizi4573
@mbizi4573 5 ай бұрын
​@@Nunecdai waive nayo waiziva kubatsira kwayo😄
@Nunec
@Nunec 5 ай бұрын
@@mbizi4573 Dofo. Haina chainobatsira kumusikana kana 1
@nzotakilango9578
@nzotakilango9578 6 ай бұрын
Musikana uyu anenge asina kunyatso kwana uyu anoita seakazungaira
@primrmunhnzi522
@primrmunhnzi522 6 ай бұрын
I thought ndini ndega ndikuzviona ,this guy was seriously in love but I think vamwe were taking advantage of her.
@estachinhamo5767
@estachinhamo5767 6 ай бұрын
Ndazvionavo ini
@kandariraanna
@kandariraanna 6 ай бұрын
Anenge type yeuya vekuchinjanwa nachabodo namatutsa
@user-gr8oc9ij9e
@user-gr8oc9ij9e 6 ай бұрын
@@kandariraannataura hako😂
@lovely777nitzachon2
@lovely777nitzachon2 6 ай бұрын
​@@kandariraanna😂
@julietsaumba8355
@julietsaumba8355 6 ай бұрын
Mr Mugabe help this boy pliz so painful arwadziwa anoda kubatsirwa
@user-so1ko7rc5n
@user-so1ko7rc5n 6 ай бұрын
VaMugabe mibvunzo yevanhu itsvagirei Day rayo isu toda yenyu.
@awesomemaslov
@awesomemaslov 5 ай бұрын
😂😂😂
@user-tc1uj1wn7i
@user-tc1uj1wn7i 6 ай бұрын
Mukomana vese nemusikana vakadzungaira,uri kunyatsoziva kuti munin'ina adyawo bota iwe woramba uchidya
@user-uq5ww6yn2j
@user-uq5ww6yn2j 6 ай бұрын
Zvemalive siyai henyu vaMugabe , nhasi show yenyu yabhowa
@macchase3rd
@macchase3rd 6 ай бұрын
Taurai zvenyu zvikubhowa
@eniakaduwe3554
@eniakaduwe3554 6 ай бұрын
VaMugabe kana muine zviri kukunetsai musaite live this episode hamuna kushanda zvakanaka
@tatendashumba2317
@tatendashumba2317 6 ай бұрын
😂😂😂😂
@user-uq5ww6yn2j
@user-uq5ww6yn2j 6 ай бұрын
VaMugabe show yenyu inonakidza chaizvo, asi zvelive izvi hazvisikubuda
@potiphajerenyenje6870
@potiphajerenyenje6870 6 ай бұрын
I am sure Mr Mugabe was trying to spice the show up but I speak for a lot of people when I say this format is boring. Please go back to the original format
@patienceoswald5955
@patienceoswald5955 6 ай бұрын
haaa Tinashe Mugabe please take us back to 9pm live .izvi hazvisi kutifambifambira hameno zvazvingori
@apoloniamachona7055
@apoloniamachona7055 6 ай бұрын
Izvi hazvina ka that
@missdee112
@missdee112 6 ай бұрын
Tangatatojaira 9pm
@ChristineManyandu
@ChristineManyandu 6 ай бұрын
Very boring
@goldenceemwanawamaijoze2592
@goldenceemwanawamaijoze2592 6 ай бұрын
Muregerei akdaro tongozoona chimunya once isu hedu vamwe
@rutendosopa4318
@rutendosopa4318 6 ай бұрын
😂😂😂 Ini ndatojaira chimunya ndirikutoon Izvozvi
@oppahmkosana7810
@oppahmkosana7810 6 ай бұрын
Parents must talk to their children to stop sleeping around ,date and do a proper marriage process . This is really sad honestly.
@patriciachigodora9316
@patriciachigodora9316 6 ай бұрын
Generation iyi igozvinzwisisa here.
@nomattermapfeka43
@nomattermapfeka43 6 ай бұрын
Zvakaoma kudyiwa nedzinza rese kunge nzungu
@IsraelDzemwa
@IsraelDzemwa 6 ай бұрын
😂😂😂 hamusi makunyanyotuka here
@nomattermapfeka43
@nomattermapfeka43 6 ай бұрын
@@IsraelDzemwa kutuka kutii apa manje
@takundakayanga9105
@takundakayanga9105 6 ай бұрын
Vhayorenzi 😂
@lyniamagwati3825
@lyniamagwati3825 6 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@whatmoremunhundiripo2568
@whatmoremunhundiripo2568 6 ай бұрын
😂 u made my night chero bota nhasi handichadyi
@everjoylupi7940
@everjoylupi7940 6 ай бұрын
Iko katsika kekuzoshaya mashoko iwe watadzira munhu kanobva kupi! Ko kuti sorry nhai?remorse yakakosha!
@user-ge7wd5kq8k
@user-ge7wd5kq8k 6 ай бұрын
Taurai zvenyu instead yekukumbira ruregerero
@FaithNcube-zt6pf
@FaithNcube-zt6pf 6 ай бұрын
Ipapo sure apo unenge wapedza nguva yemunhu
@josephchenjerai1075
@josephchenjerai1075 6 ай бұрын
Muroyi haagoni kuti thanks
@patiencekalima8203
@patiencekalima8203 6 ай бұрын
mubvunzo mukurusa chokwadi.. kuzvikudza here kudiniko???
@SheStoicForLife77
@SheStoicForLife77 6 ай бұрын
Haaa chirwere chenyika yese cos we can’t apologize tatadzira munhu. Most of these cases sorry haibudi asi munhu atobatwa nemhosva. Even when men accused women tge the child turns out it’s their, they don’t apologize to the woman 😅
@innocenthapazari8699
@innocenthapazari8699 6 ай бұрын
Iri harisi dambudziko haro kumufana uyo becoz anga ari kungochengeta mwana wemhuri - since ari wemukoma/ munin'ina wake. Hopefully vangavasina kuwandisa vaidya bota same time.
@zimnaijawifediaries450
@zimnaijawifediaries450 6 ай бұрын
hhh have never been so bored with this show kundai greetings, mivhunzo , ads asingaperi
@engahchigwaza2032
@engahchigwaza2032 6 ай бұрын
Makatora advantage ya maid. Vazhinji vari muma situation aya. Tizai basa kana masvika pakuitwa zvakadai. So sad.
@MKC310
@MKC310 6 ай бұрын
Hapana advantage izera rimwe iri ini ndakamboshaiwa Mari yechikoro ndikandoshandq kuHarare from rural area .young brother yepamba ipapo hanzi ndokuda ini eee .ndakangouya ndikaudza brother yacho akarohwa
@taurailimani7044
@taurailimani7044 6 ай бұрын
Hapana asina kukwira mamaid. Maid anotapira inzwai imiwee
@rejoicetakaidza9794
@rejoicetakaidza9794 5 ай бұрын
Ndiriye ari loose because Dai akatora vanhu ava Sema brothers Dai akazvibqta takambishandawo isu ini one time ndakabva ndatosiya basa ndisina vabereki ndikatanga kutsvaga hama dzandaimboziva dziri muharare and I found help .aitonakirwa hake aitoti arikurira Dai vakaudzwa mhamha vacho vaingotaura kaa kuti musikana ndomuda ndotoda kumuroora asina kukwurwa nemusha were aitodawo mwan wamai gweshe
@user-bj4xg8zr8p
@user-bj4xg8zr8p 6 ай бұрын
Kana zvirizvo zvinoita live show yenyu iiiii , inobhowa
@tendaichawira64
@tendaichawira64 6 ай бұрын
Chokwadi
@user-dt1uy2oy6d
@user-dt1uy2oy6d 6 ай бұрын
Mukadzi kutadza kungokumbirawo ruregerewo pane zvawakaita ⭐⭐⭐⭐
@faithmbutsa7837
@faithmbutsa7837 6 ай бұрын
Mukomana aida mwana uyu arwadziwa sure
@RyanMachache-kg8mk
@RyanMachache-kg8mk 6 ай бұрын
Anenge aneshungu fut
@FaithNcube-zt6pf
@FaithNcube-zt6pf 6 ай бұрын
Yah arwadziwa wena
@josephchenjerai1075
@josephchenjerai1075 6 ай бұрын
Achangwara
@user-ky9xl9xi2k
@user-ky9xl9xi2k 6 ай бұрын
Yaa arwadziwa shuwa. Plus this girl akabhaiza iyi ndo husband manyama. Aidiwa akupata zvake
@josephchenjerai1075
@josephchenjerai1075 6 ай бұрын
@@user-ky9xl9xi2k musikana agara ari hure mkomana anozviziva hake
@melakayinga
@melakayinga 5 ай бұрын
Kuita kuvhura hombe atete ava, yuwi zvakaoma. Bamunini avo ndavadzilame havo, lesson is usade kuita makwikwi kupinda pari kupindwa nemumwe. Ndavanowongororwawo futi ropa. Musanganiswa wanga wakanyanya apa.
@bennymukazi3506
@bennymukazi3506 6 ай бұрын
The lady looks so innocent. Let us not judge her. It happens to a lot of girls in her situation.
@makanakamaenzanise3602
@makanakamaenzanise3602 5 ай бұрын
Really? Pardon me?
@portiarupango164
@portiarupango164 6 ай бұрын
This episode was so so boring. Next time leave the phone mr Mugabe
@pellagiamukora426
@pellagiamukora426 6 ай бұрын
True said
@letwinchigwada9926
@letwinchigwada9926 6 ай бұрын
Ha taura hako
@user-uq5ww6yn2j
@user-uq5ww6yn2j 6 ай бұрын
Iyi yabhowa kuona zveshuwa
@bridgetndlela6469
@bridgetndlela6469 6 ай бұрын
U can say that again 😊
@_dentbae_
@_dentbae_ 6 ай бұрын
Very boring indeed, the fact that it also had to be in 2 parts but focusing on one alleged father.
@rutendosopa4318
@rutendosopa4318 6 ай бұрын
Type yevakadzi vakadai is veeeery fertile😂😂😂😂😂😂 any slight mistake unonyura
@NicoleKachidza
@NicoleKachidza 6 ай бұрын
Yah enda zvonaka zvekuti heke
@blessingmapiku9831
@blessingmapiku9831 5 ай бұрын
​@@NicoleKachidza😂😂😂
@doreenhombarume4787
@doreenhombarume4787 6 ай бұрын
😢😢😢sorry zvako Lee uchatiwanira mumwe makoti,next time tamba wakachenjera hanzvadzi
@constancemabhonga1339
@constancemabhonga1339 6 ай бұрын
Aida mwana arwadziwa mukomana uyu
@judithmbizi
@judithmbizi 6 ай бұрын
Musikana kunyepera kuzingaira.Akatotanga kurara nemunin'ina before mukoma
@WayneMakisi
@WayneMakisi 6 ай бұрын
Mskana uyo ndatoona kubvira pekutanga face yacho yakatozara kudzungaira chaiko wanga wazviwanira mkomana anga achikuda and achida mwana wake anoda kurohwa akadzungaira sterek
@elaineofgod1442
@elaineofgod1442 6 ай бұрын
She may have a mild intellectual disability
@86Bh701
@86Bh701 6 ай бұрын
Haaa kahure ako kamusikana. Kurara nevanhu 2 panguva imwe chete apa vose vaipiwa pasina kudzivirira
@WayneMakisi
@WayneMakisi 6 ай бұрын
@@86Bh701 Taura hako iwe mxm
@esierayner533
@esierayner533 6 ай бұрын
Musikana pane zvisina kumira mushe paari
@saiditomu5201
@saiditomu5201 6 ай бұрын
Musikana izungairwa
@user-sh1yc1ko9o
@user-sh1yc1ko9o 6 ай бұрын
Ndarwadziwa hangu cz mkomana akanga Ada hake chipuka ndipe mwenje chake
@amandafish3022
@amandafish3022 6 ай бұрын
😂veduweka
@sandramadondo7362
@sandramadondo7362 6 ай бұрын
😂😂😂😂😂anhuwoye
@registchigwedere8588
@registchigwedere8588 6 ай бұрын
Retract your comment hapana chinonzi chipuka ndipe mwenje munhu wese its God gift
@mildredmharira8764
@mildredmharira8764 6 ай бұрын
This lady is a black beauty. Unless if you are those people who think being black is ugly
@user-sh1yc1ko9o
@user-sh1yc1ko9o 6 ай бұрын
@@mildredmharira8764 l didn't say being black is being ugly don't quote me wrong n remember how u c her is not the way l c her period
@user-tj4uz7qb1k
@user-tj4uz7qb1k 6 ай бұрын
Kana muface ari handsome musikana akashinga kumeso ini ndakutogara ndaziva ma results. Ndichazoita hangu research kuti chii chiri kukonzeresa.
@kaydenangel3742
@kaydenangel3742 6 ай бұрын
Mamarriage material arikubura hombe but mface azonyanyawo kuvadramatic
@lincolnyoung3519
@lincolnyoung3519 6 ай бұрын
People are not good at accepting change. I enjoyed seeing that the channel is evolving. Thank you for the live dna show
@MitchellNyikah-vz8hi
@MitchellNyikah-vz8hi 6 ай бұрын
This guy is so cool shame ,,,haaa akanyorova muxana angaazviwanira handsome yake ende muxana wawaita choice mukomana ndiye asina hake choice ha zvorwadza mukomana iti kurohwa,kuchengeteswa mwana asiri wake zve ,,,Mwari i pray for my sons to get straight girlfriend to wife ,,,,,,ha life
@user-so1ko7rc5n
@user-so1ko7rc5n 6 ай бұрын
Text time VaMugabe Munoita zvamakaita pakadrone zvekuzodzokera nefon neCounceling after MaResults.izvi hazvina kamwe kaZhriiiiiiii🔥
@garweradzet
@garweradzet 6 ай бұрын
Eish loved DNA but this live thing, reading massages like tiripa kwaziso is now making the shaw so boring.......let's go back to our basics
@graciouskasanga9345
@graciouskasanga9345 6 ай бұрын
Handsome boy akasangana nezvakawanda kumborohwa kmanikidzwa ktora mkadzi shame apo ainge atopererawo
@user-uw1sm4wv1n
@user-uw1sm4wv1n 6 ай бұрын
Program yenyu nhasi iri kubhowa muri kunyanya kutambisa fon
@charitychipomtombo
@charitychipomtombo 6 ай бұрын
True boring
@user-hp6ec6rh2v
@user-hp6ec6rh2v 6 ай бұрын
Taura hako iwe kuxoita zvidimbu zvidimbu aaaaah
@larryking8533
@larryking8533 6 ай бұрын
Plus imagine varikutsanangura nyaya apa mugabe aripa phone hake
@markmagwenzi9421
@markmagwenzi9421 6 ай бұрын
I think network here and there but yanga iribho wani
@sarahdube3306
@sarahdube3306 6 ай бұрын
Munin'ina akaita zvake hutsinye kuzengeya iri,mukoma uyu akanga arida zvake
@gloriakapfu
@gloriakapfu 6 ай бұрын
This young man needs to.grow. zvosekererwa here izvi
@princessmapfumo7337
@princessmapfumo7337 6 ай бұрын
But how ,thought they are same blood
@user-bu2en8pc3c
@user-bu2en8pc3c 5 ай бұрын
Sorry hako ufunge, mwana wanga uchimuda hako. God will give you vana vako vasiri vekufungidzira. A blessing in disguise wanzvengeswa mudzimai asina kuti twasa.
@eltahmuguta6426
@eltahmuguta6426 6 ай бұрын
Musikana uyo anondipa hasha ini aaaah
@user-rz4xl7kx9r
@user-rz4xl7kx9r 6 ай бұрын
Kunze kwekuti uite basa remumba uyedze kuchinja life yako then you do the opposite you make things worse for yourself.Vabereki varimudzimba especially vane vanasikana don't just use this DNA program as ur entertainment program only itai kuti vanasikana venyu vaonewo kuti vadzidze from these costly mistakes. Hapana kumbonzi akatorerwa advantage apa she was enjoying and fully aware of what was happening and mukomana aitoda musikana but nekungonyenama kusina basa kwakabva kwamuita kuti arase hunhu wabva kumusha uchiti utize nhamo wodzoka nenhamo dziya dza ×10.l doubt it very much kuti bamunini vanokwanisa kumuchengeta mwana akanzi ndewavo.
@marygotora7842
@marygotora7842 6 ай бұрын
Hapana advantage yakatorwa shuwa akaita zvake hunzenza achichinjaniswa kunge brugwa hake 😢
@sazinindlovu1657
@sazinindlovu1657 6 ай бұрын
Ini ndowona sekuti the boys took advantage of the girl maybe she comes from a low background
@preciousmahlisa7160
@preciousmahlisa7160 6 ай бұрын
Hunzenza hunoparira
@melodytaaziva7221
@melodytaaziva7221 6 ай бұрын
Taura zvako wena. Kuisa nhamo pamsoro peimwe nhamo. Anekakuzungaira musikana uyu. Washungurudza mkomana ange achitokuda zvese nemwana.
@ngwiseinyamayaro2432
@ngwiseinyamayaro2432 6 ай бұрын
Hongu
@nomsasitsha7779
@nomsasitsha7779 6 ай бұрын
Mbuya ndaona vachikanda kamwana pasi ne shock...the father is clearly in shock...he wanted his child
@marrie1610
@marrie1610 6 ай бұрын
Variko mamaids arikuitwa zvakaitwa musikana uyu vakomana ava vaitoziva zvavaiita kushandisa mwana it's so sad
@nyashahungwe8946
@nyashahungwe8946 6 ай бұрын
Babamukuru ndoona kunge vakadyawo bota futi coz sissy awo mmm vanokara bota zvakaipa. Karambiro kavaita kange kasina power.Zvinosiririsa izvi kushandiswa chaiko kuitwa ada atora.
@tdmutunzi4329
@tdmutunzi4329 6 ай бұрын
Good program and the first of its style. Its good to hear what viewers say and think. Thank you and the best is yet to come.
@FaithRuvimbo
@FaithRuvimbo 5 ай бұрын
Inindaifunga kuti kana vanhu vari veropa rimwe hazvioneke kuti muridxi wemwana ndeupi thanx tadzidxawo apa
@peterchamunorwandomene9421
@peterchamunorwandomene9421 6 ай бұрын
What is DNA Show without DNA results papa Tinashe akatadza basa (1) you ask us to ask questions but you don't ask them . (2) The other alleged father was missing (3) You don't give the results DON'T BE SURPRISED WHEN THE NUMBERS START GOING DOWN
@tinashemaromo5224
@tinashemaromo5224 5 ай бұрын
Baba nemwana manyama it seems gud family
@reeghanmakuwerere3707
@reeghanmakuwerere3707 6 ай бұрын
Kana chiri chirwere motourawa nechirwere chimwe mukoma nemunin'ina nxaa makazungairawo futi Maida kuzviita clever here kandi kutoti hanzi mumwe musi ndakasangana nemupfanha achibuda mumba achivhara zip kwaakuzosanganazve nemusikana achikwiridzira kwiridzira hembe iwe kwaakunopinda ipapo Kushinga kucontinuer nerelationship chiona nhasi wabaiwa pamoyo
@user-xl7uv6zg4e
@user-xl7uv6zg4e 6 ай бұрын
Hanzi road yainakidza kudriver 😂😂😂
@ttfam8742
@ttfam8742 6 ай бұрын
I think vana ava vaiti kutamba, vanga vawana munhu wavo wekudzidzira skills dzinza rose. Pamwe bamunini vakutaurwa havasivo futi
@tinotendasimeti5632
@tinotendasimeti5632 6 ай бұрын
I work with the young man na mdara wacho vatori nekakuzungaira kari pavari vanhu vacho
@dominicahungwe
@dominicahungwe 6 ай бұрын
Zve live siyanai nazvo zvinokanganisa show yedu
@user-up5zj6rx6c
@user-up5zj6rx6c 6 ай бұрын
hazvishamise young brother asiri futi muridzi wemwana
@maclouds-ru4ey
@maclouds-ru4ey 6 ай бұрын
Taura hako bcz angadai paitawo tu percent tushoma kkkkkkkkk
@sharddymunos7076
@sharddymunos7076 6 ай бұрын
Haasitori muridzi mfana wacho, unless vachigona ma brothers aya asina relationship wo by blood. Otherwise 0.00 percent iyo means hapatorina ukama may be yainoita kana 40 something or 20 something percent relationship
@zimlines6504
@zimlines6504 6 ай бұрын
But if this is really the same bloodline nababamunini yaisafanha kuita kana 60% here or so..? The higher probability babamunini is also excluded based on the bota family experience!😅
@tobiechikwaka7893
@tobiechikwaka7893 6 ай бұрын
No it's not like that that is for biological father not relatedness
@86Bh701
@86Bh701 6 ай бұрын
Sorry mukomana wanga wakatarisira positive result. Get well soon. You are lucky bcz waziva chokwadi kunyange chikarwadza zvacho.
@missipamunikwa9541
@missipamunikwa9541 6 ай бұрын
Zvinonyadzisa zvemwanasikana uyu. Most maids are under sexual abuse coz of poverty. May they run away from such environments
@tafirenyikashylet4707
@tafirenyikashylet4707 6 ай бұрын
Haaa Ko unoiswa pajoko here Mapenzi ava
@86Bh701
@86Bh701 6 ай бұрын
Hapana abuse apa sis vaidisa varume zvavo. Kungoiswa nechero munhu kupusa chaiko
@josephchenjerai1075
@josephchenjerai1075 6 ай бұрын
No anenge gara ari hure ukaona kuti zviri kuitika hauzvidi unosiya basa vasikana vazhinji anofunga kurara nevarume 100 kungwara yet asingazivi kuti anopera ndiye uye varume vakaziva kuti iri pamuti vanotoudzana kuti ini ndabvako ndamurova stly yakadai umwe oendawo
@preciousmahlisa7160
@preciousmahlisa7160 6 ай бұрын
Haasiriye chete ari kushanda midzimba so don't blame basa blame munhu ane hunhu hwehunzenza paakaona a murelationship ne mukoma angadai akasiyana nemunin'ina wemukomana saka inzenza ndozvatingangotaura.
@memorymukarati3411
@memorymukarati3411 5 ай бұрын
I beg to differ kumabasa kwese zviriko but the honest truth is these issues have been discussed kubva kare women knows their rights. Vanasikana vedu vanoda kunyengetererwa chaiko they know vanofunga kuti kungwara kurara nevanhurume hobho. Zvimwe zvacho hazvitodi ndichityper ndotoda show to discuss this.
@angelashezhu
@angelashezhu 6 ай бұрын
Musikana uyu anonzwisa tsitsi shem umm kudyiwa nemhuri yese hr😢
@vimbailillianmasango185
@vimbailillianmasango185 6 ай бұрын
I also feel varungu vane vana komana check your kids not take advantage of domestic workers. This is bad
@leticiandlovu3823
@leticiandlovu3823 6 ай бұрын
I like Mr Mugabe's painting 😍
@chichimuzuva19
@chichimuzuva19 5 ай бұрын
Tinashe Mugabe listen to your views izvi zvinobhowa ichashaya maviews nazvo inga waita zviribho kuchinyi kungovhinja from better to worst...same zvawakboita on the starting song 🎵 😊😊
@faithdadumalikongwa6006
@faithdadumalikongwa6006 5 ай бұрын
Mr Bota remember you are at work,you are concentrating on your phone instead of asking deeper questions 😢
@IreneChimuti
@IreneChimuti 6 ай бұрын
Uuuuum masvingo so😂😂😂😂,but the guys took advantage of that poor girl
@rutendosopa4318
@rutendosopa4318 6 ай бұрын
Truly speaking mukomna arwadzirwa preparation yaakatenga nemahospital bills mwana obuda asiri wake futi but anyways, ndedzemudanga
@New-ho3wh
@New-ho3wh 6 ай бұрын
Vanhu vakanyepera kupisa kudayi ndo vanoita zvinorova shame
@user-er4ut5ux1f
@user-er4ut5ux1f 6 ай бұрын
Mskana ane choice mkomana haana
@melisajavangwe6128
@melisajavangwe6128 6 ай бұрын
VaMugabe pa show yevanhu ava manga mune zvinokunetsai chete ..this is not normal at all!!!
@user-ky9xl9xi2k
@user-ky9xl9xi2k 6 ай бұрын
Zvakaoma zero no relatedness. So it means. Kana young brother hasi muridzi fut.
@Bridge_M
@Bridge_M 6 ай бұрын
True if related it was not going to be 0 percent but zvogona kuti brothers are not related mai vakachita
@apoloniamachona7055
@apoloniamachona7055 6 ай бұрын
Ndo zvakuitwa pa ma dna haa izvi hazvinakidze
@user-mf7lg2yk2g
@user-mf7lg2yk2g 6 ай бұрын
Dzave ngubhani idzi
@user-sh1yc1ko9o
@user-sh1yc1ko9o 6 ай бұрын
Aiwa akatodzungaira sure ini ndakazviona show ichingotanga ndikatoti vanakomana vedu choice irikuvarasa zvakaipa mkomana haaenderani nemsikana uyu zvachose 0.00000 percent
@melodyziyambi
@melodyziyambi 6 ай бұрын
Mkomana anga akatoona kut munhu munhu chero ane nhengo dzakakwana zvakaringana
@Fayrwa06
@Fayrwa06 6 ай бұрын
Mainini maziso ngwayi-ngwayi sechimbudzi Chabikwa nenyanga. Kutadza kukumbira ruregerero apa preparation yese makaitirwa. Heyi !!!
@madamdelicious3183
@madamdelicious3183 6 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂
@lyniamagwati3825
@lyniamagwati3825 6 ай бұрын
😅😅😅😅😅Mazimba hamuhwi zvokwadi
@PB-dw7dc
@PB-dw7dc 6 ай бұрын
🤣🤣🤣🤣🤣
@Fayrwa06
@Fayrwa06 6 ай бұрын
Maziso Tuzu Kanangana hahaha 😂😂😂😂
@Fayrwa06
@Fayrwa06 6 ай бұрын
@@lyniamagwati3825 - taura hako. Well observed
@Tinotenda-lu7ws
@Tinotenda-lu7ws 6 ай бұрын
It's so painful 💔 baba varwadziwa shame
@munyagumbo3024
@munyagumbo3024 6 ай бұрын
Nhasi matikuvadza pa sound vaMugabe. Malive aya bho here
@irenechiguvare3142
@irenechiguvare3142 6 ай бұрын
Pakaoma thank you vatezvara VaMugabe keep the ball rolling
@user-zh2zi7mr9n
@user-zh2zi7mr9n 6 ай бұрын
Yaa zvemaphone hazvinyasoita but hatizozivi zvavakanyorerana nevema company emaphones coz panemarika apa show yakuitwa inopinda Kuma company emaphones.Tinashe opihwawo cut
@makanakamaenzanise3602
@makanakamaenzanise3602 5 ай бұрын
Upenyu imha... CHokwadii here, munhu kuita mitoro miviri: kumeso kwakaita sepasi petsoka yegudo, wobva waita hure zvekare???
@samuelrinomhota2692
@samuelrinomhota2692 6 ай бұрын
Pamwe bamunini vakavharwa mwana nemukadzi Pamwe bamunini havasi vedzinza Pamwe iye muridzi vemwana haasi vedzinza
@fadzaitaderera3929
@fadzaitaderera3929 6 ай бұрын
zvirikukwana papiko..handiti mwana is being tested against alleged Father
@markmagwenzi9421
@markmagwenzi9421 6 ай бұрын
Ndatoshaya kuti dzikuwedza kuti kudii 😅😅
@donaldmadong8982
@donaldmadong8982 6 ай бұрын
idzungairwa ra commenta iri
@user-pl1is7nr5c
@user-pl1is7nr5c 5 ай бұрын
Ko DNA yemwana wekwa bamukuru nemwana wekwa bmnn hazvifanani here
@hazelkasinamunda-sb1zl
@hazelkasinamunda-sb1zl 6 ай бұрын
Mukomana arwadxiwa DAI mwari amupawo mukadzi akatendeka
@IsraelDzemwa
@IsraelDzemwa 6 ай бұрын
Hapana apo vaizochinjan here kokungotora
@celianchitembo4924
@celianchitembo4924 6 ай бұрын
For the look of it,22 mudiki,he mus learn from this mistake,agadzire hupenyu hwake,kwete kungonakirwa nekurara nevakadzi
@ThamaryZano
@ThamaryZano 6 ай бұрын
mainini murinzenza in doctor Choga, s voice
@gillianmusarurwa3707
@gillianmusarurwa3707 6 ай бұрын
hunhu hwenyu hwaka sunama😂😂
@rudokanjuta5604
@rudokanjuta5604 6 ай бұрын
😂😂😂 vanehunhu wakasunama
@tendaievelyn
@tendaievelyn 6 ай бұрын
kkkkkkk Dr Choga vanopedzera munhu, kupfekedza size inokwana chaiyo
@user-jo7kx6jm9e
@user-jo7kx6jm9e 3 ай бұрын
Murikundinzwa here amanini 😂😂😂😂😂😂😂😂
@pinkrosechewere3870
@pinkrosechewere3870 6 ай бұрын
Many Families are taking advantage of maids. Tuma maids kana nichikorohatuna hatuna street wise haipo, you will be surprised pamwe baba we pamba ipapo chaiwo waiwata naye futi. Coz kudzungaira akadzungaira zveshuwa. 😢
@consymuri479
@consymuri479 6 ай бұрын
Livestreaming in a no for me. Some parts were supposed to be done behind tge scenes. Shuwa mungaita call to an alleged father on live here to break the news. I'd rather stick to a recorded show then edited, it cuts all these time wasting scenes.
@jenniferkunzwana350
@jenniferkunzwana350 5 ай бұрын
Shem mukomana aida mwana uyu arwadziwa zvakaoma
@user-ey1mh4zw7m
@user-ey1mh4zw7m 6 ай бұрын
Relatedness inotangira how many percent ichiperera pachii? It shows kuti mwana uyo haasi wema brothers asi somewhere someone. Sis avo vanoporonga
@user-ly8or5so2y
@user-ly8or5so2y 6 ай бұрын
Mukoma arwadziwa hake uyu anga achida kuti mwana abude arivake
@mamoyomamoyo5111
@mamoyomamoyo5111 6 ай бұрын
Ma costies wena amubata
@ianzibagwe
@ianzibagwe 6 ай бұрын
Anga achida kuremera bamnnini manje abva aremerwa
@user-ly8or5so2y
@user-ly8or5so2y 6 ай бұрын
@@ianzibagwe haa ma1 naiye akapusawo ungachinjana musikana nefanha wako sure
@user-ly8or5so2y
@user-ly8or5so2y 6 ай бұрын
@@mamoyomamoyo5111 haa ma1 but apana yekutamba ndizvo zvatovepo
@shamisosamasuwo1005
@shamisosamasuwo1005 6 ай бұрын
I have to say the phone and reading the comments seems like you dont care or you not listening, you looked very disengaged in this episode. Please the show doesnt need all that we were enjoying it just fine before, it was raw and authentic. If we.must engage with the audience then someone else must screen the questions and find an effective and efficient way to do it because some pauses where too long
@pamhidzayimwaemudzeni9707
@pamhidzayimwaemudzeni9707 6 ай бұрын
Zvakamboitika mumusha umu izvi. History repeat itself
@anglechipfakacha
@anglechipfakacha 5 ай бұрын
Munkomana uyu kuzvipa stress nezvisingape stress iwewe wakapinda pawaiona mumwe abva ,ndiko kudii ikoko
@WayneMakisi
@WayneMakisi 6 ай бұрын
Achaparira vanhu nekusakwana kwake pamwe bamnini avo havasi vemumusha umu
@tarirojahure2926
@tarirojahure2926 6 ай бұрын
Hanzi takasiyana ana baba wani
@WayneMakisi
@WayneMakisi 6 ай бұрын
@@tarirojahure2926 mumwe ndewe kwababa mkuru mumwe wekwabamnini asi maresults aisabuda ari 0% nekuti ma cousins vane hukama apa patoratidza kut uyu newekwa bamnini havatorina hukama zvachose
@isaundhlovu1846
@isaundhlovu1846 6 ай бұрын
​@@WayneMakisino no hazvishande sekudari hama yangu
@isaundhlovu1846
@isaundhlovu1846 6 ай бұрын
o
@WayneMakisi
@WayneMakisi 6 ай бұрын
@@isaundhlovu1846 enda utarise imwe episode yaTinashe Mugabe yekwazvimba mwana akaitwa matest nabamnini nabamkuru kuna bamnini pakabuda kut vane hukama pana bamkuru ukaitai 0%
@chrisnyamaparo3616
@chrisnyamaparo3616 6 ай бұрын
Musaite sekudai futi haa zvanga zvichibhowa I think tsvagai anenge achikuverengerai macomments zvanga zvichiita kunge zvinhu zvemahumbwe.
@user-ep4wc7tq4c
@user-ep4wc7tq4c 6 ай бұрын
I hope mwana uyu haazourawa ne vange vachinzi ndivo baba varwadziwa zvakanyanya plus vanenge vane problem ye depression mwari dayi avabatsira nekuwana mudzimai akavimbika anotya mwari
@prudenciamukoreka1635
@prudenciamukoreka1635 6 ай бұрын
This show ndazongopedza hangu but haina kathat
@mels5220
@mels5220 6 ай бұрын
We cant scrutinize the live show at its infancy stage. Its not fair to shoot it down. We need to give it patience to fully develop. Vanhu vanonzi ana baba nana Mai ma ages acho anotyisa😢..these are very young adults and they lack wisdom to deal with these things they prematurely engage in
@africaunite2488
@africaunite2488 6 ай бұрын
I pray pange paine vanhu 2 chete pakasazojamba futi pamafana.
@thadeusmhute2732
@thadeusmhute2732 5 ай бұрын
Great show but Mic yetambo ngatimboibvise mkoma Tinashe mosiya phone ❤
@forogonya-howcometoyou5727
@forogonya-howcometoyou5727 6 ай бұрын
Today this program was one of a kind, but I did not like the request for Mr. Mugabe to ask particular questions, why pre-empty the host. Of course as people, we resist change. Also, some of the questions were too Botarish for the public domain.
@Gargamel37.
@Gargamel37. 6 ай бұрын
KaSmile kaTinashe paanovhura maresults ndekekutanga atarisa kuzasi kuresault kkkkk
@tafirenyikashylet4707
@tafirenyikashylet4707 6 ай бұрын
😂😂😂😂😂
@phineasshinso9629
@phineasshinso9629 Ай бұрын
Mwana akanzi ndemuni'na Mai vanoda here kuyenda kumurume
@chapter9363
@chapter9363 6 ай бұрын
This girl was taken advantage of and there's nothing to feel sorry for this guy aingoda mwana so the girl didn't lose anything here, iye ne mfana wake vanoda kusungiswa dai vanogona kunyeurira musikana uyo atochinja nyaya ati vakandibata chibharo vaitoita vachiziva
@user-vl9mq2sh4n
@user-vl9mq2sh4n 6 ай бұрын
Nooop hapana advantage yakatorwa apo.mukomana uyo aitomuda uyo, bamunni havasi ryt pakuita kwavo vaifanira kuudza mkoma kut ndi bbe wangu.uye musikana akatadza kuramba ega ndiye akazvipatisa ega kudyiwa nemkoma nemunin'ina.
@rachelarnold6139
@rachelarnold6139 6 ай бұрын
I feel for this guy he's in pain 🥺
@smartchidyamuti2437
@smartchidyamuti2437 6 ай бұрын
Pain yei iye akatombodya zvake
@user-et3xc8sm7i
@user-et3xc8sm7i 6 ай бұрын
I'm a fan, but live shows you might need to reconsider .and I think after receiving life changing new counseling should be private
@africaunite2488
@africaunite2488 6 ай бұрын
Mufana kungwarangwara kwake aiziva hake. Ngaauye pamupaka asi, asi, ndati asi ngaachinje unhu hwake.
When you discover a family secret
00:59
im_siowei
Рет қаралды 32 МЛН
小丑和白天使的比试。#天使 #小丑 #超人不会飞
00:51
超人不会飞
Рет қаралды 33 МЛН
هذه الحلوى قد تقتلني 😱🍬
00:22
Cool Tool SHORTS Arabic
Рет қаралды 90 МЛН
WATCH LIVE: Waterfalls Police cover up Magaya hotel murder
GAMBAKWE MEDIA
Рет қаралды 361
ndichimbobikira Baba Ka sadza wanamai muriko hre please 🙏 subscribe
2:51
Ndakarara naTezvara Vakandipa $4 Chete Tiri Musango A MUST WATCH
30:53
ZimNews Beat Tv
Рет қаралды 232 М.
When you discover a family secret
00:59
im_siowei
Рет қаралды 32 МЛН