Mukwasha Akadya Pfuma Isiri Yake

  Рет қаралды 25,372

SlyMediaTv

SlyMediaTv

Күн бұрын

Пікірлер: 108
@normanziso539
@normanziso539 2 жыл бұрын
This Chief is from God...full of wisdom
@sqrd3536
@sqrd3536 2 жыл бұрын
Well done to the Chief and the court👏👏👏👏👏The plaintiffs are full of nonsense, intimidation and sense of entitlement is totally appalling. They should even be thrown into prison for disrespecting the court! O nhliziyo zibomvu
@sdshippers9332
@sdshippers9332 2 жыл бұрын
Mazvimbakupa in pinkish shirt vanoda zvinhu apa cho zikanwa hapana 🙈🙈 Maita Mambo 👏
@ericktangwara5084
@ericktangwara5084 2 жыл бұрын
well done mambo, but i think vana tezvara avo vanoda fine vanekakudherera dare netuhasha tusina musoro and nehudzvanyiriri wakawandisa
@siphondoli8348
@siphondoli8348 2 жыл бұрын
Thìs is the best mambo in Zim
@elizabethchidakwa3882
@elizabethchidakwa3882 2 жыл бұрын
Haaa Mambo vasvika pakuzorwadziwa chokwadi 💔
@SheStoicForLife77
@SheStoicForLife77 2 жыл бұрын
Ndiko kuitwa mukuwasha muonde chaiko. But Mambo once again vatonga mushe. This man must be given his ill son to take care of so that he can appreciate the job his sister and brother-in-law have done so far raising his 2 kids. Unfortunately that may never happen since his son don’t wanna live with him. I’m curious to know why these kids would rather stay with aunt instead of their mom or dad
@jacksonngwenya482
@jacksonngwenya482 2 жыл бұрын
A lot , probably lack of care,no food
@pettypetty2707
@pettypetty2707 2 жыл бұрын
Guys sory who else awonawo kuti baba muridzi Wemwana avo vane ka problem kehurwere kenjere chaiko vane zvotovatambudza imi ummm andina kusviwona mushe mukutonga mentally disturbance
@QuotesQueenQuotes
@QuotesQueenQuotes 2 жыл бұрын
Ndazvionawo kuti amwe mabhaudhi ebrain ari loose..
@desperkutoka7161
@desperkutoka7161 2 жыл бұрын
Ndazvionawo kut ane ka problem upstairs
@safeguardsecurity2351
@safeguardsecurity2351 2 жыл бұрын
Sando dzenyu chief Bushu that's excellent well done. We investigate in order to arrest not arrest in order to investigate.
@bosskalaztadaz8672
@bosskalaztadaz8672 2 жыл бұрын
Baba Ava ibenzi vochengeterwa mwana vakusungisa mukwasha
@ltm454
@ltm454 Жыл бұрын
Munhu haatende
@estherjani5971
@estherjani5971 2 жыл бұрын
Chokwadi makadi kuchengeta vana venyu mega
@dhobhagondo1776
@dhobhagondo1776 2 жыл бұрын
Great job my chief 👏
@daisymuchichwa.7316
@daisymuchichwa.7316 2 жыл бұрын
Chief vanoziva zvavanoita mhani ava
@esierayner533
@esierayner533 2 жыл бұрын
Baba vemuskana vanenge vanorasika njere
@janiafrica7439
@janiafrica7439 2 жыл бұрын
kurasika njere hapana apa kkkkkkk twuhasha twe kachasu, kuda kupfuma nekuroorwa kwemwana nxaaaaa yet mwana wacho arikutambura Mambo said
@tauraimushango6144
@tauraimushango6144 2 жыл бұрын
Dzimwe nyayasooo kugoshandisa ma Chief chete
@elizabethchikuku2427
@elizabethchikuku2427 2 жыл бұрын
Great Chief. Tipeiwo part 2
@chairmanchairman7258
@chairmanchairman7258 2 жыл бұрын
Mambo Bushu is a Humble Man but nhs ndaona vazogumbuka kamudhara Ako kanozvit Mazvimbakupa karipisei 6 mombe dzekudheerera Mambo
@netsaimusendo8488
@netsaimusendo8488 2 жыл бұрын
Chief vanogona basa ava ummm ndapa kutenda vana baba avo havana hunhu
@nyamasokanyambio3106
@nyamasokanyambio3106 2 жыл бұрын
Ini ndakaparadzirwa imba yangu naana Bhudhi .So zvirikuitwa naana Bhudhi avo BP yangu forogonyo yatokwira izvezvi 😡😡
@itiswell3316
@itiswell3316 2 жыл бұрын
Vakaparadza sei, zvakafamba sei
@thulanimutonga7415
@thulanimutonga7415 2 жыл бұрын
Sorry
@chitaitaitv3093
@chitaitaitv3093 2 жыл бұрын
Sorry
@advellahdangarembwa1169
@advellahdangarembwa1169 2 жыл бұрын
Madzimambo havapihwe ma award ere this one deserve it
@simbathomu6496
@simbathomu6496 2 жыл бұрын
Vanatezvara matoto chaiwo
@estherjani5971
@estherjani5971 2 жыл бұрын
Munhu mutema hatendi ndoska ini ndisingachadi kubatsira apa zvakunzi ndovakakonzera kuti mwana amitiswe
@lesleymutseka8816
@lesleymutseka8816 2 жыл бұрын
Munhu haabatsirwe musiye akadaro ukamubatsira anokuruma mangwana
@estherjani5971
@estherjani5971 2 жыл бұрын
Haaa shuwa uno rumwa iii
@sdshippers9332
@sdshippers9332 2 жыл бұрын
English translation yandigura 😂😂 tezvara zungunde remunhu kudherera mukwasha
@roselynetipedze2708
@roselynetipedze2708 2 жыл бұрын
@@lesleymutseka8816 kkkk
@faithmoyo7924
@faithmoyo7924 2 жыл бұрын
VanaBaba variSelfish avo, vane hundyire.
@mariashereni7140
@mariashereni7140 2 жыл бұрын
Vana tezvara mapenzi chaiwo part 2 toida
@ruvachazika9988
@ruvachazika9988 2 жыл бұрын
Chief varwadziwa vana baba musangoda pfuma tangai maona kuti mwana ari kurarama cy kwaakaroorwa
@marlonrusvava9875
@marlonrusvava9875 2 жыл бұрын
Mambo ripisai vanhu vanouya kuzozvidza dare avo. Vanouya kuzodherera dare vachida kutaridza vanhu kuti vane hasha sitereki. Uyo murume uyo anoda kutipiswa hasha dzake idzo ma 1
@vimbaigumunyu2137
@vimbaigumunyu2137 Жыл бұрын
Part 2?
@ginamapiyr8039
@ginamapiyr8039 2 жыл бұрын
Mkwasha haana mhosva pedzeranai nehanzvadzi yenyu imi kwanai mhani chiiko imi
@tambudzainyamatutu651
@tambudzainyamatutu651 2 жыл бұрын
Ana baba vari ryt ryt here awa
@sdshippers9332
@sdshippers9332 2 жыл бұрын
Mapenzi aya upstairs dzave downstairs 😂😂😂
@adrian.kmagombedze6800
@adrian.kmagombedze6800 11 ай бұрын
Wise chief. Deadbeat plaintiffs
@giftdosipani1504
@giftdosipani1504 2 жыл бұрын
Nyaya iyi yakutonetsa bcz why vakachengeterwa vana nemukwasha plus plus kuzopa mukwasha mombe ivo varipo hazvite .Asiwo honestly mombe mbiri hadziitewo $200 kureva kuti mombe imwe chete ingaitewo $100 kureva kuti mbiri $200 ummmm hazvizoitewo futi .Apawo mombe $850 ummmmmm idzo dziva diki futi apa idzo dzairwara futi.Nyaya iyi paita mbavha chaidzo mukwashawo na tete ummmm vanengewo vakadya mari yemurume uyu chokwadi gyz hakuna mombe ingaite $100 ummm asiwo yava mbudzi here?.Apawo baba vemwana mupengo wechokwadi hasha dziripo but vanenge futi vanorwara zvakare onai healthy yavo inoratidza kuti hasha dziripowo dzangowavo shungu yembwa isina meno but vapera.Mukwasha na tete ngavafambe vakachenjera vanogona kupondwa nemudhara uyu dare rakatozotadza kuitwa musi wa 15.
@victorchaputika2194
@victorchaputika2194 2 жыл бұрын
Mambo varikuda kuisa mupauko pakati pemurume nemukadzi, asi vachivarairwa kuti ukasunga musoro wemba watosunga musha wese. Mukwasha akaendeserwa mombe sekuti ndiye aichengeta mwana saka ndiye anoudza vakwasha nzira inoenda kwaanaTezvara, pachizoti pakuendesa pfuma iyi ndipo paanopiwawo chikamu cheburiro chekuti aichengetawo mwana
@tjngorosha7236
@tjngorosha7236 2 жыл бұрын
Tichaunza vanhu kumba kwenyu mugotongawo munenge munoziva fani
@victorchaputika2194
@victorchaputika2194 2 жыл бұрын
@@tjngorosha7236 Nhai mukuru, comment section handiti ndeyekungopawo muono wako here, kana yakubatai bva musazvishupa unzai kwedu uno kanyi tinodzienzanisa antu ogare zvakati mhoryo. Ngekuti munenge mabatikana ngedhodha renyu ramwaienzanisa makaningira uso kuti rinozvifarira ere.
@riekkroukamp4069
@riekkroukamp4069 2 жыл бұрын
Chief munogona
@riekkroukamp4069
@riekkroukamp4069 2 жыл бұрын
Madhara anoda mari chete ayatichitambura
@eunicezimunya3991
@eunicezimunya3991 2 жыл бұрын
VanaATezvara vakadzungaira ava, aaah,kkk
@odreeneswiza7782
@odreeneswiza7782 2 жыл бұрын
Haaa problem chaiyo vakomana vakajaidzwa
@desperkutoka7161
@desperkutoka7161 2 жыл бұрын
Chief vazo tsamwa sei. Kuita hasha chaidzo
@oliviabore2346
@oliviabore2346 2 жыл бұрын
Hamukwanisi Cei vana makachengeterwa
@graciesimon1499
@graciesimon1499 2 жыл бұрын
Ndarwadziwa yooooo
@carofungai
@carofungai 2 жыл бұрын
Please nditsanangurireyi... chiketura chii?
@fadziachirongo4280
@fadziachirongo4280 2 жыл бұрын
Panotongwa vanhu paye vachipihwa ma charges ne ma fine, vakatadza kubhadhara mambo anotuma mapurisa ake kudzimba kuno collecter ma outstanding charges, ndo zviketura.
@estherjani5971
@estherjani5971 2 жыл бұрын
Mambo vatsamwa shem
@unclebob646
@unclebob646 2 жыл бұрын
Ko kuchengeterwa vana vakachajwa mari vanatezvara?
@mistyma1chekudyahachidadir100
@mistyma1chekudyahachidadir100 2 жыл бұрын
Spencer my brother😂😂😂
@professordhewa298
@professordhewa298 2 жыл бұрын
Vana tezvara vanodheerera avo
@charlesmxolisi1336
@charlesmxolisi1336 2 жыл бұрын
Pakayipa sure panodiwa part 2 apa
@marlonrusvava9875
@marlonrusvava9875 2 жыл бұрын
Mazvimbakupa anoda kutipiswa uyo Mambo😔😔🤔. Kuuya kuzoitira twu hasha twake twenhema mudare makazara vanhu
@oliviabore2346
@oliviabore2346 2 жыл бұрын
Umm munoda kupa mukwasha mhosva imi bamnn mwana haasi wenyu wakaroorwa
@venornchapita139
@venornchapita139 2 жыл бұрын
Haaa ana Mazvimbakupa mandinyadzisa shuwa kudzikisira mutupo wedu kudai here vakomana. Ana Samaita hatisi madofo so isu
@edithmashaire102
@edithmashaire102 2 жыл бұрын
Mambo vanogona basa Ravi shame
@mildredzhanje1575
@mildredzhanje1575 2 жыл бұрын
Nhai ko akanomhangara kuti mombe dzibiswe ndiani uye aichengeta kacheche ndiani
@tatendakudakwashechiweshe3506
@tatendakudakwashechiweshe3506 2 жыл бұрын
mudunhu rese wonzwa Mambo vachidonongodza kushupika kwemwana wako ega ega, hana yako ngairove uzive kuti watadza hubereki. I dont blame him for being angry at the end.
@KudzaiMuzamhindo-yu7jb
@KudzaiMuzamhindo-yu7jb 9 ай бұрын
Mapenzi ana baba
@hillarychareka9429
@hillarychareka9429 2 жыл бұрын
Mazvimbakupa anoda kumamisa
@fadziachirongo4280
@fadziachirongo4280 2 жыл бұрын
ha shuwa kusatenda kuchengeterwa mwana nevamwe, munin'ina azoti Mazvimbakupa chingobvumai 😂😂😂
@lesleymutseka8816
@lesleymutseka8816 2 жыл бұрын
Muchazvisiya chete zvekubatsira hama
@mazombemunyaradzi3476
@mazombemunyaradzi3476 2 жыл бұрын
Vana Mazvimbakupa vandinyadzisa isu hatina udyire kwedu kwaTembo ava hameno itembo yemugomo here kkkk. Mambo ndiMazvimbakupa maita henyu mukabatsira vamwe venyu avo havadi kesekererwa.
@lydiamusarapasi8316
@lydiamusarapasi8316 2 жыл бұрын
Bba vemwana ava vari very selfish kuiita tuhasha mahara vanoda 800 yemombe kkkk vakadii kutora mombe dzavo padzakabviswa uye havatende sisi avo vakachengeta vana vavo. Njere shoma?
@proactiveafrica323
@proactiveafrica323 2 жыл бұрын
Sorry my language but ma brothers ayo imhata dzevanhu. kamazvimbakupa kacho kakapera basa zvako kuda kurarama nekudya mukuwasha nxaaaa.
@HomeofRainy
@HomeofRainy Жыл бұрын
Handisati ndamboona mambo Bushu vakatsamwa kudai ummmm Mazvimbakupa idofo havana mukunwa
@zamamatsotso4274
@zamamatsotso4274 2 жыл бұрын
Vana tsano vanoda yava mari
@PetronellaMafumbate
@PetronellaMafumbate Жыл бұрын
Ripisai vanhu vasina order mudare mambo people cant talk kana muchitaura .We need respect kana wauya kutongwa be humble not kutaura sekuti wauya kuzotonga.
@thomasngwendere9
@thomasngwendere9 2 жыл бұрын
That's a fact.Chokwadi kamudhara ako kadofo . Instead of showing appreciation.vari kuda kushungurudza mukwasha.Hatisi tese tinogona kuchengeta hama dzemukadzi.Chief Bushu is very patient and linient but nhasi vatsamwiswa.Stupid people.
@tsitsinyaswimbo7103
@tsitsinyaswimbo7103 2 жыл бұрын
Shuwa munhu ungapa mkwasha mhosva kuti mwana wangu azoitisirwei nhumbu ari mumusha memukwasha? Ana tezvara havazive nyaya ava,Ko kuzoita hasha? Havagone kuchengeta mwana wavo ari kurwara asi vanoti mkwasha vakatora vana vavo nekuti vaida kushandirwa, apa mari vanoida yese futi,ummm some people are ungrateful and hudyire
@vivianmugowa3918
@vivianmugowa3918 Жыл бұрын
Hudyire havana kukwana
@cuppingspecialist6781
@cuppingspecialist6781 2 жыл бұрын
Ko nhai ye musuwa 15 ne mwana wacho iripano here.
@tarirochitava673
@tarirochitava673 2 жыл бұрын
Im sorry Mambo
@faithnetone3234
@faithnetone3234 2 жыл бұрын
Mambo vanongona
@castontigere5105
@castontigere5105 2 жыл бұрын
Mukuwasha uyo pamwechete nemukadzi wake mtsotsi chaiwo
@yvonnemunemo8788
@yvonnemunemo8788 2 жыл бұрын
hapana panozodya mkadzi Mari murume asipo vakaidya vese matsotsi vanhu avo
@lazaruschitsamba8394
@lazaruschitsamba8394 2 жыл бұрын
Haa imi mambo uyu kana hazviko izvi mambo uyo adya mari
@morganmakanyaire9305
@morganmakanyaire9305 Жыл бұрын
Avo baba veshirt yepurple vanopenga chete
@tmaktmak1464
@tmaktmak1464 Жыл бұрын
Beef committee chii?
@fadziachirongo4280
@fadziachirongo4280 2 ай бұрын
Kanzatu
@whasingtonmugova0236
@whasingtonmugova0236 2 жыл бұрын
Sando dzenyu Mambo .matongero amaita andifadzavo
@esierayner533
@esierayner533 2 жыл бұрын
Kungoda pfuma chete
@lazaruschitsamba8394
@lazaruschitsamba8394 2 жыл бұрын
Ummm mambo Havasi kutonga mushe kana daí vaida kubhadharwa vaifanira kudaidza muridzi wemwana mombe dzisati dzatengeswa
@tjngorosha7236
@tjngorosha7236 2 жыл бұрын
Hudofo haudi kuitira panevanhu inga zvanzi vakafonerwa wani kuti mombe dzenyu dzauya vakati tengesai
@samanthamapiye7682
@samanthamapiye7682 2 жыл бұрын
Tirimo muchirongwa
@fanuelpatson9184
@fanuelpatson9184 2 жыл бұрын
Zvakaoma
@emmanuelbanda784
@emmanuelbanda784 2 жыл бұрын
😂😂😂😂😂
@castontigere5105
@castontigere5105 2 жыл бұрын
Dare harina chokwadi iri
@ladyvee21
@ladyvee21 2 жыл бұрын
Pane mombe inoita $100 Tete vakatsotsa bhudhi wavo
@tjngorosha7236
@tjngorosha7236 2 жыл бұрын
Haaa hamusi kuziva kuti mazuva aifamombe aye kana ye80 chaiyo waiiwana
@juddykarambo1048
@juddykarambo1048 2 жыл бұрын
Thank you Chief madofo ayo
@eliasdimhairo1853
@eliasdimhairo1853 2 жыл бұрын
Kkkkk
@lazaruschitsamba8394
@lazaruschitsamba8394 2 жыл бұрын
Mambo ava havakwanisi kutonga nyaya awo
@tjngorosha7236
@tjngorosha7236 2 жыл бұрын
Don't worry vadedzei vauye kwenyu muzoipedzesa imi
@tambudzainyamatutu651
@tambudzainyamatutu651 2 жыл бұрын
Uri kutii ko iwe
@juddykarambo1048
@juddykarambo1048 2 жыл бұрын
Dai mwana uyo akaroorwa zvakanaka vaitaura zvavari kuita here mboko dzevanhu nxaaa
@juddykarambo1048
@juddykarambo1048 2 жыл бұрын
Kuchengeta munhu kwakaoma anodya mazuva ose iwe usipo
Quando A Diferença De Altura É Muito Grande 😲😂
00:12
Mari Maria
Рет қаралды 45 МЛН
Support each other🤝
00:31
ISSEI / いっせい
Рет қаралды 81 МЛН
1% vs 100% #beatbox #tiktok
01:10
BeatboxJCOP
Рет қаралды 67 МЛН
В Швеции ищут, кто разорвал подводный кабель
1:01
Euronews по-русски
Рет қаралды 48 М.
Втратив сина, онуку і невістку через обстріл
0:32
Суспільне Новини
Рет қаралды 25 М.
Quando A Diferença De Altura É Muito Grande 😲😂
00:12
Mari Maria
Рет қаралды 45 МЛН