Mukwasha akamitisa Ambhuya (11 Oct 24)

  Рет қаралды 7,054

Bhozhongora (Topic)

Bhozhongora (Topic)

Күн бұрын

Пікірлер: 42
@TarisaiKadera
@TarisaiKadera 23 сағат бұрын
Nhasi mangotaura nyaya dzekare zvese zvamataura takazvidzwa kare . Coz chimuti ndogara ndakachibata everyday
@patriciamarangwanda5188
@patriciamarangwanda5188 Күн бұрын
Hallo paDhonyoroshi family ❤
@PreseviaranceMarangwanda
@PreseviaranceMarangwanda Күн бұрын
😂😂 horomight
@dianambuwayesango9017
@dianambuwayesango9017 Күн бұрын
Mai vari kunzii vasanyengwe ngavaende kucourt mwana uyo anobva hanzi atsvake kwekugara Imba ndeyamai inoxoita yake Kana mai vafa
@gloriamandaza2347
@gloriamandaza2347 Күн бұрын
Taura hako havarambidzwe kuita zvavanoda pamba pavo
@GetrudMayi
@GetrudMayi Күн бұрын
Ingozi mufamily mavo Havana kumbo shandisa munhu here vakamupa zvavakamu promisa
@BeendaChinyerere
@BeendaChinyerere Күн бұрын
Nyika yezimbabwe yakuda kunamtirwa panyaya yechihure
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 Күн бұрын
Yuwi mahure akawanda kudarika vanhu.. Jesu inzwai tsitsi
@PatienceMakoni-iw9ql
@PatienceMakoni-iw9ql Күн бұрын
Nyaya iyi ndeya rini coz afcon yamurikutaura ndeye gore ripi? Ndarasika plus nyaya iyi ndakainzwa kare apa date rakanzi 11 Oct 24
@graciatambudzay5756
@graciatambudzay5756 Күн бұрын
Taura zvako akamboitaura nyaya iyi kare ndofunga kudzokorora uyezve nhasi Friday 11 October 2024 hakuna bhozhongora mheno zvafamba sei
@tatendamucheto4301
@tatendamucheto4301 Күн бұрын
Zvakaoma kkkk
@ElizabethMatanha
@ElizabethMatanha Күн бұрын
Mafridays vanoita dzokororo.kazvinji vanotonyora Kuti dzokororo
@shumbamhazi-e2b
@shumbamhazi-e2b Күн бұрын
Mabhora ariko hawo kusaziva pakudzokorora apo
@jagguyusurf6724
@jagguyusurf6724 Күн бұрын
Haaa mkomana akagona akaranga mapenzi bedzi marangiro aakazoita akanyanya aifanirwa kushandisa shamhu
@FelistasMagomo
@FelistasMagomo 21 сағат бұрын
Nyika yedu chihure chanyanya asi ndoona sekuti nhamo chaiyo nzara munyika yakukonzera zvakawanda
@ExeviourMoyo-mh3ju
@ExeviourMoyo-mh3ju Күн бұрын
Mukomana wokurova vanhu akagona chihure chanyanya munyika medu hapachina kunyarana
@PreciousMavingire
@PreciousMavingire Күн бұрын
Nyaya iyi maidzokorodza ndakamboinzwa ndeyekare
@PopsMuzanenhamo
@PopsMuzanenhamo Күн бұрын
Mweya wechihure wanyanya miZim😢
@ClarahMakusiro-nv9ue
@ClarahMakusiro-nv9ue Күн бұрын
Moona zvoitika baba vakada Mai ava vekurohwa vakasvika nera baba vekudanana nemukadzi wemunhu kuti hona murume wako zvaari kuita saka ngatidananewo . So vakadzi dzikama veduweee kana usisade imba buda uende Kani. Mwana akataamwa uyu and zvorwadzawo . Vanhu ityai Mwari zvinhu zviendeke
@TawandaTinasheMangoma
@TawandaTinasheMangoma Күн бұрын
Mbudzi iyo ndiye mukadzi wacho akashinirwa kwaaishanda
@rejoicevimbainashekadonda5176
@rejoicevimbainashekadonda5176 Күн бұрын
irepeat😢
@aishakambuma1258
@aishakambuma1258 8 сағат бұрын
Varimudzimba ndivo varikuhura zvakanyanya mwana uyu akagona kuranga mboko
@EmmilyMagozore
@EmmilyMagozore Күн бұрын
Chihure chawanda kudarika vanhu
@marblemoyo-us9nl
@marblemoyo-us9nl Күн бұрын
Haaaa nyika yave sodom negomorah...denga riri kure nevanhu shuwa...bt .mkomna uyo akagona hke .dai akabvisa bhandi akarova tukum bo itwotwo ...vanhu vanobhowa nechihure
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 Күн бұрын
Hapana anofanirwa kudanana nemurume wemunhu or mukadzi wemunhu....shiti dhemeti
@witnessmuchemwawitty5503
@witnessmuchemwawitty5503 Күн бұрын
Ehe mutemo hautendere mhirizhonga asi ndiani angatendere kuti mai vake vasvike pachikamu ichi iye achanzwa uye aripo
@TokweTadisa
@TokweTadisa Күн бұрын
Baba Pat nababa Isa munogona
@tawedzerwachakaduka9851
@tawedzerwachakaduka9851 Күн бұрын
Yechikomba iyo haisi yakudhara here iyo mwana akanozorova chikomba chamai ne girlfriend yaɓaba.
@ElizabethMatanha
@ElizabethMatanha Күн бұрын
Friday kunoitwa dzokororo
@BarlettNcube
@BarlettNcube Күн бұрын
Khunzima emhlabeni
@MavisgadzaidhumukwaMavisi
@MavisgadzaidhumukwaMavisi Күн бұрын
Mbudzi inongojaira sezvinoita imbwa INI ndaifamba nayo mbudzi ndichikura ndichitoshanya nayo hapana hurombwa apo pambudzi yaive 1/saka yakajairira kuteera INI......
@webbyjustice-sz4jl
@webbyjustice-sz4jl Күн бұрын
Mwana akadhakwa akatorova baba vake
@nyaraitaderera9369
@nyaraitaderera9369 Күн бұрын
Hazvifani kupikiswa zviriko chivanhu chiriko
@tawedzerwachakaduka9851
@tawedzerwachakaduka9851 Күн бұрын
Inonzi chigamba tuchigamba
@CleverPereya
@CleverPereya Күн бұрын
Tiri kutukana here 😅
@blessinghamadziripi3974
@blessinghamadziripi3974 Күн бұрын
Mbudzi mukadzi wake
@RonaldMatuka
@RonaldMatuka Күн бұрын
Akanyaya mwana weluchegutu
@VioletChikayo-lr4er
@VioletChikayo-lr4er Күн бұрын
Pfoo
@SantjieOosthuizen
@SantjieOosthuizen Күн бұрын
Nyaya idzi takambodzinzwa ndedzekare
@GetrudMayi
@GetrudMayi Күн бұрын
Vasamupa
NDAINYENGA WAKADZI NEMUBOBOBO Karanganda TV DARE RACHIEF MUTASA
1:02:58
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 6 М.
Epic Reflex Game vs MrBeast Crew 🙈😱
00:32
Celine Dept
Рет қаралды 36 МЛН
Smart Sigma Kid #funny #sigma
00:14
CRAZY GREAPA
Рет қаралды 1,8 МЛН
GIANT Gummy Worm Pt.6 #shorts
00:46
Mr DegrEE
Рет қаралды 145 МЛН
𝐂𝐇𝐈𝐌𝐔𝐓𝐈-DZOKO.RO.RO :  mukwasha akanetsana nahambuya
27:38
𝐂𝐇𝐈𝐌𝐔𝐓𝐈-𝐂𝐇𝐄𝐃𝐀𝐑𝐄
Рет қаралды 2,9 М.
BABA imboko mwana akapusa sahwira idofo 😂😂
3:48
Zimchoice Tv
Рет қаралды 757
WINKY D LIVE AT THE  KADOMA MUSIC FESTIVAL 2024
1:01:52
Odyssey Entertainment TV
Рет қаралды 76 М.
Coffin rakaiswa mushop nemahwindi (1 October 2024)
57:06
Bhozhongora (Topic)
Рет қаралды 24 М.
Epic Reflex Game vs MrBeast Crew 🙈😱
00:32
Celine Dept
Рет қаралды 36 МЛН