Ko kana murume uyu achiona mavids aya ahaazouraye mukadzi here😢
@blantinambewe10962 ай бұрын
Hayaa kana Mwari akuda kufumura zvinhu distance is not a barrier.. ..even uri kure chokwadi chinongobuda.hauti chekutsvaga.vanhukadzi ngatidzikamei veduweee.chiiko
@TamaryManyika2 ай бұрын
Zvino hapazoita vemakuhwa here nhai prophet vari muchurch imomo vanozoudza murume uyo 🙌 mai iyi sooka inoda ruramiso
Kana zvirizvo zvinonzi shiri yakabvuta rekeni vakadzi manyanya kani..Ndokumbira my gender pliz tisadaro amana
@NicoleHezelm2 ай бұрын
Papa prophet,prophesy proooooophetaaa .my father
@Privy-gq6fg2 ай бұрын
Ndopatinoti mapudzi anowira kune vasina hari shuwa 😢
@veencube35382 ай бұрын
Baba Ava ungaratidza vanhu pic remukadzi akashama mmmm zvakawoma
@WalterMunyaradziMukondiwa2 ай бұрын
Apa ndatirasikei hangu.
@micasmarcosndlovu91582 ай бұрын
Dai essiwona mavideo aka subscribe so ini anoriwona chete akauraya
@africaunite24882 ай бұрын
How it ended?
@WinnieTakwanhira2 ай бұрын
Thank you prophet
@TesnahNkomo2 ай бұрын
Kekekrkrkrk munhu wa mwari amziii ingotii chihure 😅😅😅😅
@gladmoremasiwa79532 ай бұрын
Qkazozviziva awona video moitasei
@StellaMudzingwa2 ай бұрын
Tikungoona hedu tiri kuno kappa
@chrs71372 ай бұрын
Amen
@shepherdmanzira9932 ай бұрын
Unenge watumirwa photo ye mukadzi woona mumvuri wemu svebhene 😂😂😂
@BelindaWarikandwa2 ай бұрын
Amen papa
@MaryKarata2 ай бұрын
Ngavango gara vese umm amai ava havana matyira
@constancebriella-me6lk2 ай бұрын
Vakadzi tikuvhura hombe
@RutendoKamudzandu2 ай бұрын
Munondikomborera munhuwamwari muchirsiuea vamwe using totodzidza kut gazviitwe makatumwq baba
@anywaymukaka21782 ай бұрын
Zvagara murume uyu achazingouraya mukadzi uyu bcz anogona kuona video iri plus vanhu varimu church umu hapashayi 1 munhu achamuruma nzeve kuti ndozvararwa zvichitaurwa
@TanatswaAnasheMagwaaa2 ай бұрын
Ha vanhu ngavangogara vese zvinonetsa izvi 😅
@kpanaz5042 ай бұрын
So why upload on KZbin? Is this real or idrama
@evanschimwadzimba22142 ай бұрын
This is called revenge porn yakaita baba ava! And it's a crime!
@MatuzviMuchandiwona2 ай бұрын
After God fear women
@trustmachuwaire62142 ай бұрын
No prophet handina kufarira kuita kwamakaitaapo, inga bible rinotaurawani kuti aitahupombwe anofarira kurambwa. Shiri inemuririrewayo haikanganwi achangoramba achihura mukadziuyu akazogumaapa muramu aids. Nematamburiro atinoita kuno South Africa tichiita hwa kitsi na gonzo nemapurisa tichitumira vakadzi munhu achihura hake kumusha. Umm ndarwadziwa prophet.
@annamwase49382 ай бұрын
Kkkkkkk zvakaoma shuwa
@StellaMudzingwa2 ай бұрын
Heyii
@gladmoremasiwa79532 ай бұрын
Mudzei chokwadi
@TalentDewa-x8q2 ай бұрын
Yaaa
@ChristyMilly-zp4op2 ай бұрын
Dakumuudza kut mamuvhara murume uyu
@TracyHassani2 ай бұрын
Pasi nechihure veduwe ana Amai
@constancebriella-me6lk2 ай бұрын
The aiwa😅
@Unclefaiyah8842 ай бұрын
A true Prophet
@AlsonMupfudza2 ай бұрын
zvobatsireyi manje kana pane video 😒
@Anotidarera2 ай бұрын
Kikikili😅😅😅
@MarbleChindakuda2 ай бұрын
Obvious vaakaratidza manudes vakaona Vedio even naye akaiona achangorova hure
@CharityBabdbfueh2 ай бұрын
Kkkkkk
@trackkaseke26882 ай бұрын
😂😂😂manje murume achazoona pa KZbin
@maryndavambi13652 ай бұрын
,😂😂😂😂😂😊
@TM-iz2ku2 ай бұрын
Haiwa murume ngaazive kana achiregerera oregerera oga zvinorwadza izvi kudyirwa munda apa iwe uchigara SA uchitambudzwa nemasasiko Ndirini ndakagara naye muchurch ndaimuruma never kkkk