@@percytewe 🤣🤣🤣 zvaibhowa manje pauya muyenzi pamba anotaurisa so ,ndaiwanzo svipira mvura yacho ndichikura kkkkk saka ndakazoiramba mvura yacho
@EssyKulangibone17 күн бұрын
You have a point there sahwira social media ndoimwe irikuuraya relationship yemumhuri chokwadi no family time munhu wese anenge achingo concentrater nefon yake dai Mwari vazotibatsira
@CourageKashiri-bv1ob17 күн бұрын
@@EssyKulangibone very true no family time uye zvinenge zvichionekwa pa social media pacha zviri kutouraya vanhu hazvina dzidziso zvachose
@addmoremurire502417 күн бұрын
Murikurova❤
@CourageKashiri-bv1ob17 күн бұрын
@@addmoremurire5024 Thanl you so Much mukoma
@klaxrukato424717 күн бұрын
Sahwira to the fullest
@CourageKashiri-bv1ob17 күн бұрын
@@klaxrukato4247 🤣🤣🤣🤣🤣🤣 sahwira
@tanyashumba437817 күн бұрын
😂😂😂😂kunge chiii Chingwa here mukoma
@CourageKashiri-bv1ob17 күн бұрын
@@tanyashumba4378 🤣🤣🤣🤣 kuita kunge chingwa mufunge just imagine