Apostle ndimi chete muparidzi wechokwadi asina tsvete asinanhema munoona makaparidza zvehumhandara zvechokwadi asi nokuti varume tavakuroora vanamugodhi wadhirikira vhangeri yenyu inotibata sakahatiidi 😂😂 asi murikureva shoko sezvariri
@isausimbarashemandinika517717 күн бұрын
I suspect that Tf Chiwenga has read or listened to many people who preach in the whole world. A lot of his so-called truths are messages or revelations of other people. For example, the importance of virginity, condemning false preachers are all plagiarism of a Prophet Kacou Philippe, an Ivorian who started condemning falsehood in 2002. In the whole World , he , Kacou Philippe is the first voice to name and condemn false prophets, pastors, apostle, teachers and evangelists! I once heard Chiwenga condemning hembe dzemubhero, second hand clothes! I once heard him achit he is not a Christian bla bla! All these are plagiarism of the same man , Kacou Philippe. Chiwenga is an unfaithful plagiarist of Prophet Kacou Philippe.
@thembandlovu334417 күн бұрын
@isausimbarashemandinika5177 😂😂😂😂Murikuzama ku makerter Kacou Philippe muchishandisa TF Chiwenga,hausi kunyarawo here,Philippe igava riya hapana kana one chaKristu chaanoziva saka chekukopa kwaari hapana ufunge,chero maPharisees akanga akarasika aitoshora vamwe futi vakarasika saka chii chinoshamisira nekushora vamwe,unofunga kuti takatenda shoko rekushora vamwe iwe? chi chaungakopa kumunhu anotora chegumi?tibvire mhani iwe
@isausimbarashemandinika517717 күн бұрын
@@thembandlovu3344 you are being defensive and offensive without a reason. But , here I am being factual. Chii Chino marketwa apa. Philippe Kacou is known Worldwide. Chiwenga is only known to Zimbabweans. These two are not in the same ranks. Dai waida kuva factual, waiona kut Chiwenga akakopa even Makandiwa, pakugara before the camera with two "ana musoro bhangu " vanenge vachingogutsurra exactly like Makandiwa, akazvitanga, wamunoti gava. It's being factual, not emotional.
@thembandlovu33445 күн бұрын
@isausimbarashemandinika5177 Shuwa ungadada nokuzikanwa nenyika?🤣🤣 i-ignorance rudzi yamunayo iyi?mashaya zvokukoresa nazvo chi false prophet chenyu here?ko zvakataurwa naShe pamsoro penyika hamuna kuzvinzwa imi John 17:14 Ini ndakavapa shoko renyu, nyika ikavavenga, nokuti havazi venyika, seni ndisi wenyika. 16 Havazi venyika, seni ndisi wenyika,
@isausimbarashemandinika51775 күн бұрын
@@thembandlovu3344 ko unomborava Seiko? I thought uchati pakanyorwa kut " ndakavapa Shoko renyu, nyika IKASAVAZIVA..... HAVAZIVIKANWE nenyika, SENI NDISINGAZIVIKANWE NENYIKA KUTI NDIRIKO ... Bla bla" ALL Israel knew that there was Jesus, a prophet or so called prophet.. depending nekutenda or kusatenda kwemunhu iyeye. Kacou Philippe is known by almost all religious leaders that he is there. You the members of ministries , missions, churches, religions, you also know that there is Kacou Philippe. It's for a witness. If Kacou Philippe is True, then you will be inexcusable before God because you knew ! And in April, Kacou Philippe, the only living Prophet who is like those Prophets of the Bible, for the first time, will visit Zimbabwe.... Hre, Bulawayo, Gweru, Masvingo and Mutare. Zimbabwean will see with their own eyes what a true Prophet looks like! They are used to see only seducers, but this time, the blessed will see the true Prophet of God in their own country.
Chiwenga ndokutemba but pane paunondirasisa. Chii chinoita kt ifunge kt bible is real? Why do you believe kt vanyori ve Bible ndivo chaiwo?don't you think it's only political? Why uchifunga kt chese chawanzwa or kudzidziswa ndo chikwadi?unoyera nei nei kt zveavo ndozvechokwadi nde avo ndozvenhema?apa wakutoti eshona ndeenhema kkkkk haa guys garai pasi murivadiki paissue idzo. Tell me why in Israel mune only 2%of Christians kuriiko kwakazvarwa jesu?ko sei mubible musinawo vana nhamo or Tongai or veku Nigeria?or mu africa? Ko Dai vasina kuuya naro kuno Bible ivo varungu mamuchaita sei?ko imi vatem munokwana papi panezvinhu zveku Israel? Dzikamai
@mso9018 күн бұрын
Rambai mùçhitenda zvamunoziva uyezve isu hatisi ma Christians we are believers of everything in the book nevanyori vacho uyezve hamusi wrong pakutenda kwamakapihwa zvose anofadzwa nazvo
@DD-yz6kn18 күн бұрын
Saka tokubatsira tichibva nekupi 😂😂
@thembandlovu334418 күн бұрын
Let's assume kuti zvawataura ndezvechokwadi,sei iwewe uchifunga kuti chipostori ndeche chokwadi?,why do you believe kuti vakatanga chipostori ndivo chaivo? Dont you think kuti zvinhu zvevanhu?evidence yokuti chipostori ndochinamato chevatema murikuiwanepi? Ko maizodii pasina munhu akatanga chipostori? Ko imi vatema munokwana papi muchipostori?
@AndrewMpofu-yr9nj17 күн бұрын
You are a fool that's a best answer for you.
@ChipoMpofu-hl2ll15 күн бұрын
@@thembandlovu3344Mwari kana avekuda kuzviratidza ahaudzirwe fomular uye ahanyore fomular yaanoshandisa asi anotuma nhume munhu achitonzwa the voice sezvaakaitA pa ijipitA akatuma Moses kuna farawo Moses akanga asina kubata bhuku vhurikaiwo purizi ndiwomatumirwo akaitwawo mutumwa wevanhu vatema
@Dubelyon11 күн бұрын
Can u not see kuti this question wad set up nemunhu wake so that they could turn it into his sermon. Munhu abvunza question ange akatorongwa so that the preacher would run with this sermon. Zvanzi iwe uchabvunza then ini ndopindura then ndoparidza. Dai pasimuka a random person achibvunza about eschatology and what will happen during the 1000 yrs of Christ rulership during the book of Revelation of Christ's rule and release of Satan at the end of that period murume uyu wld hv nothing to say. This is a pre planned act .
@@talentmanyika852iwendiwe urikuudzwa chokwadi here ini handipinde jhovhaswtnss asi uyu munhu anotuka nekushoora mamwe masangano kana ari the man of god ngaaende kuchurch kwemadavadha ikoko anovadzidzisa chokwadi sezvakaita Jesu aisvika muchurch iyoyo otsiura akasvika pakutorova vanhu vaiitazvisizvo
@talentmanyika85214 күн бұрын
@ChipoMpofu-hl2ll hauna nyaya anotuka vanobira vanhu iwe warwadziwa nei panotukwa mbavha kana usiri umwe wadzo rutsa kana wasvotwa