Mambo Makoni so ka! Sei vachiti "yaa wakaroora kana wakabvisa mombe mbiri"; yet pane nyaya dzakawanda dzavanosapota chihure vachitaura kuti kana usina kubvisa RUSAMBO hauna kuroora? Rusambo runochajiwa kuma $1.5k to 2k (mombe 5 to 8); saka uyu anonzi akarovora sei iye akabvisa mombe mbiri chete? Mambo uyu ane dambudziko gurusa rekutongera fevha; haatongi nyaya anotonga vanhu. Dai kuri kwedu taisungwa tamuzvambura uyu.
@tinashenyamvura491020 күн бұрын
Muporofita wacho Ari kupi
@nhimbetv20 күн бұрын
Azvidza Dare
@user-ls9mn7hl9n19 күн бұрын
Ava mambo ka irema chairo mombe 1 ayas kuisa nyaya kwamambo ava kupedza nguva
@nhimbetv19 күн бұрын
😂😂😂 maida ngani
@user-ls9mn7hl9n18 күн бұрын
@@nhimbetv 3
@mahafrika711618 күн бұрын
Dzedare ndodzowanda kudarika akatadzirwa nhai?
@veronicahmupindu369016 күн бұрын
Kkkkkkkkkk
@percymawere379317 күн бұрын
Chief Makoni you are a joke. Your judgements leave a lot to be desired. You need to change your ways Mambo. Murikukurudzira chipfambi and ndokusaka chihure chichiwanda mudunhu renyu.
@user-wk2sz8kj7j20 күн бұрын
Mombe 9 iwe wakaroora nengani.
@nhimbetv20 күн бұрын
Hahaha asi akazochengetawo fti ka mudzimai veduwe.
@user-wk2sz8kj7j20 күн бұрын
@@nhimbetv kkkkkkk iwe aaa
@ROGUE40620 күн бұрын
If you add together mari yeroora from groceries to danga, mombe 9 ishoma