Why wait for people to finish building their houses??? Koo kuvamisa vasati vatanga apa nzvimbo yacho ikuita kunge itori serviced...its soo sad
@everythingzimofficial16 күн бұрын
Nhaii akomana
@husseinmakunganya897724 күн бұрын
Just imagine a father giving orders to demolish someone's home.... shame to our decision and policy makers , ma roads azere ma pot holes tichiwana ma excavator ekuwisa misha yevamwe
@Grey-vs6mt20 күн бұрын
Ndashaiwa rekutaura apa🤷
@mdarabusquets47511 күн бұрын
But why??? Do they know how hard people work for these properties😓
Zvakaoma weduwe it's so painful ,imagine munhu ayita 6 years achivaka amanaka
@jaydndelah412024 күн бұрын
Titori vatorwa in our country 😮
@jamesbamboo175512 күн бұрын
Ma plans edzimba idzi anopiwa approval ne council inotoziva kuti vanhu varikuda kuvaka pasingabvumirwe, nekuti parikuda kuvakwa pacho,council inopaziva nekuticouncil ndiyo muridzi wenzvimbo zhinji dzemumadhorobha. Saka chinopa kuti council ipe approval pa plan yemba irikuda kuvakwa pasingabvumirwe chii...hazviko pasi rino rese!! Hunhui ihwoyo hwekuita se zungairwa hwekut munhu anonzi plan yako ya pasiswa iyo iri yekuda kunovakira pasingabvumirwe, nhai ma Zimbabwe! Haaaa,ngatishandei tisina ku dhakwa nekut zvinotiita chiseko,senyika kana zvinhu zvikaitwa maitirwo akadai. Kuto demolisha i cost isiri necessary. Pa approval stage ye plan ndipo panofanira kumiswa hurongwa hwekuvaka hwese not this heartless,tora mari first, corrupt and retrogressive well knit scheme by known cartels!!!
@joeymaxxakaslo25 күн бұрын
Life time savings down the drain.. so sad
@wattyFx-m9q26 күн бұрын
What could be the reason….vanhu ava vanenge vasina kutenga mastands kucouncile here??
@everythingzimofficial26 күн бұрын
I don't know man was thinking the same but people are getting scammed havo kunze uku
@joeymaxxakaslo25 күн бұрын
Bogus land barons... hanzi team racho rakasungwa...
@TinyMusy26 күн бұрын
After ikoko huyaii kuno kuChi_town momboramba tsvina kwaZiko kune maEx angu hobho