Murume akagara nechikomba chemukadzi 10 years pamba pake // Mukadzi aiteverwa nemasvosve (20 JAN 25)

  Рет қаралды 9,387

Bhozhongora (Topic)

Bhozhongora (Topic)

Күн бұрын

Пікірлер: 29
@LorraineMlilo-g4i
@LorraineMlilo-g4i 7 күн бұрын
Madii team chimuti
@edmoretsede3988
@edmoretsede3988 11 күн бұрын
Tinoitirana zvinotorema kuzvitsanangura izvo zvichitoitikaaa.....chepa Epworth ichooo mmmmmmmm
@MelissaJays
@MelissaJays 10 күн бұрын
Chese chinekuita nekurwadzisa varume ndidanei 😢 ummmm ini vanhu rume vakandi paradza moyo mnxiiii 🚮 zvinonaka kwaashuga
@EdithGwitima
@EdithGwitima 11 күн бұрын
Hiii nhy Mwari kuviga munhu mupenyu
@naumevambe8525
@naumevambe8525 11 күн бұрын
Bhozho tiripo mugogadzirisa date murikuti 2024 or ndezvakarewo hameno
@oneariegamamoyo1227
@oneariegamamoyo1227 11 күн бұрын
Ummmm mai ava vakaoma ,zvakaoma hazvo ummm
@blockbastermovies3155
@blockbastermovies3155 11 күн бұрын
Human rights 50/50 zve under18 kunamai zvakasopera kare if i can prove i can be a good parent ndotora mwana wangu
@rosezulu-ng6jn
@rosezulu-ng6jn 11 күн бұрын
Bhozho murume uyo aida kuzviuraya l think anga akadyiswa nemukadzi vakadzi tisadaro😢
@peternepfumbira8076
@peternepfumbira8076 12 күн бұрын
Taiona tsoko bhozho na Kanyemba
@nyadzisaichigwende8486
@nyadzisaichigwende8486 11 күн бұрын
Hir
@christinemusariri8056
@christinemusariri8056 11 күн бұрын
😂😂😂nhasi mandi tsetsa. Chepa Epworth ichi chiri kupisa..Sekuru chikomba chaka rova pasi nemota nemwana wacho. Mai vakaoma ava.
@ThomasNyahungwa
@ThomasNyahungwa 12 күн бұрын
Chikomba chinezvivindi , ma guts
@Tutsie05
@Tutsie05 12 күн бұрын
First here
@DavidHove-d1y
@DavidHove-d1y 12 күн бұрын
Team iri rozondinakidza over
@SandraMumba-vv5ir
@SandraMumba-vv5ir 12 күн бұрын
Mkadzi uyu ngaasaite kunge chituta ngaaende kumachurch akawanda muharare anobvuma kuitiswa ibenzi here
@AdamChimbalanga
@AdamChimbalanga 11 күн бұрын
Idofo last number ngaakaure astinyanyadza
@isheanesuchitaunhike9777
@isheanesuchitaunhike9777 12 күн бұрын
Haaaa bhozho ndimi dzanhasi anga achitoda
@CarolineMasinire
@CarolineMasinire 11 күн бұрын
Link pliz KB
@emilyzenda4851
@emilyzenda4851 11 күн бұрын
Link yewatsup pliz Bhozho
@Faith-vc4vc
@Faith-vc4vc 11 күн бұрын
2024 or 2025🤔🤷‍♀️🤷‍♀️
@tarisaimzira
@tarisaimzira 12 күн бұрын
Kkkkkkkkkk haaaa vamwene avo Manyama last 😂😂😂😂😂😂
@ClarahMuchawaya
@ClarahMuchawaya 12 күн бұрын
Ndine hurombo na mai vekugara nechikomba kuita mwana vachinzi sekuru zvakaoma akaita hutsinye kuvana vake nekumurume wake . So votenga Mota nechisimba nemurume uyu .uyuwo mai vekutiza vamwene avo uuuu vaomeserwa zvavo asi mararamiro avo pamwe ange akaomqrara . Vana mai musadaro vana vevamwe vanhu . Uyu wetsoko kuomeserana futi uku pamwe airwadziswa nemurume . Haaa varumewo bathing vakadzi venyu zvakanaka veduwee vapeiwo rudo . Munhukadzi anopinda mumba ne 100% rudo rwodzika pashoma pashoma r.ukasvika pa 0% hapachina ,zvachosechose .
@BeatreChinanzvavana-u5b
@BeatreChinanzvavana-u5b 11 күн бұрын
Varume vanga vakajaira akamama zvinoda zvichiitwa navo
@BenjaminMushambi
@BenjaminMushambi 11 күн бұрын
Uyo murume akadyiswa ungaudziwa Kuti Ava ndisekuru vasingazikanwe nehama dzemukadzi unobvunzawo kana vanasisi vacho kuti sekuru vanonzi nhingi munovaziwawo here toziwa vakadzi zvikomba vangaita zvawo Ichi chanyanya mukadzi uyo anodherera chero munhu anouraya she is very dangerous
@Tutsie05
@Tutsie05 12 күн бұрын
Tava muna 2025 not 2024 bhozho na kn
@tariromagwaza
@tariromagwaza 11 күн бұрын
Vanonzi Bhozho naKB not Kn
@DavidHove-d1y
@DavidHove-d1y 12 күн бұрын
Munyika makatakura kurema hama dzangu
@EdithGwitima
@EdithGwitima 11 күн бұрын
😢😢😢ndarwadziwa nemukadzi uyu
31 January 2025
30:27
Bhozhongora (Topic)
Рет қаралды 5 М.
REAL or FAKE? #beatbox #tiktok
01:03
BeatboxJCOP
Рет қаралды 18 МЛН
Don’t Choose The Wrong Box 😱
00:41
Topper Guild
Рет қаралды 62 МЛН
Mukadzi neMurume vanoita bonde kumakuva (27 Dec 24)
54:08
Bhozhongora (Topic)
Рет қаралды 10 М.
Ogundare Foyanmu Ayano biography #Erebente /Orobale Aditan
18:27
Orobale Aditan TV
Рет қаралды 32
Bhiza auna zero naro .dare ra chief Mutasa Karanganda TV
39:52
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 33 М.