KZ
bin
Негізгі бет
Қазірдің өзінде танымал
Тікелей эфир
Ұнаған бейнелер
Қайтадан қараңыз
Жазылымдар
Кіру
Тіркелу
Ең жақсы KZbin
Фильм және анимация
Автокөліктер мен көлік құралдары
Музыка
Үй жануарлары мен аңдар
Спорт
Ойындар
Комедия
Ойын-сауық
Тәжірибелік нұсқаулар және стиль
Ғылым және технология
A MUST WATCH:Sekuru Kafera Votsanangura Kuromba Kwakaitwa na Shylet na Eddy Avo Vakaparara ne Tsaona
32:27
Mainini Vorarisa Mwana Anorasika Njere Panze Kutoilet, Vopamba Imba
32:22
Узбек возомнил себя КОРОЛЁМ, но его КОРОНУ ОН быстро поправил!
01:00
My MEAN sister annoys me! 😡 Use this gadget #hack
00:24
REAL MAN 🤣💪🏻
00:35
КОГДА К БАТЕ ПРИШЕЛ ДРУГ😂#shorts
00:59
Murume WekwaBhora Arura Nekuchachura Bota reVana Vadiki
Рет қаралды 10,562
Facebook
Twitter
Жүктеу
1
Жазылу 312 М.
SlyMediaTv
Күн бұрын
Пікірлер: 75
@shyletlupa5453
7 ай бұрын
Poverty is a curse eish😢so heart breaking
@PriscaChawanda-m7b
7 ай бұрын
Amai avo ngava sungise munhu chete zvipere
@CrispenCahilo-gi2nt
7 ай бұрын
sungisai vanhu it's under age children abuse
@annahjabangwe8401
7 ай бұрын
Grade 5😢😢 mukomana uyu ngaasungwe naamai nababa vemwana komana vakutunhidza zvakaipa
@zolarose7018
7 ай бұрын
Ngavaenda kumapurisa ka1
@NokutendaDambikwa
7 ай бұрын
😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢
@AbigailSabora-q6v
7 ай бұрын
Mukomana uyo ngaasungwe mutongo ngaapihwe unoyenderana naye arikuuraya ramangwana revana
@Vitto-hf8jj
7 ай бұрын
Moms vanoda rubatsiro 1.mwana i underage 2.moms vaamoms tete vakutotiziza mwana wavo 3.vabereki vemurume havakoshese hupenyu hwemunhu let alone a woman 4.kuva hiv positive haisi mhosva asikufumura private life yemwana moms vakanganisa ya stigma
@maviskaseni
7 ай бұрын
Ngavasungwe vese mhani slymeadia
@dadiraimandigo4004
7 ай бұрын
Mmmmm grade 5 mkomana uyu ngaapihwe 80 yrs mujeri
@nokuthulamusengi2014
7 ай бұрын
Mai havasi kurwadziwa nekurepwa kwakaitwa mwana vakutoda mukwasha achengete mwana vanotoda kubatsirwa murume aende kujeri
@ShirleyShirley-s2b
7 ай бұрын
Amai nhavasada pfuma murume uyo ngapinde mujeri zvachose coz akuwondonga vana vese munharaunda .plus mwana uyu akurwara haasi kuendeswa kuclinic kunoitwa check
@nyaraichizuzu8303
7 ай бұрын
Ngaasungirwe 2 dzese
@JessicaMukora
7 ай бұрын
Murume uyu ngaasungwe veduwe chii chaizvo 13yars apa ange ane 16 futi mwana mudiki and chirwere futi vakomanaka
@GetrudeMasvinge-zr3ot
7 ай бұрын
Uhuuuuu God have mercy
@mc_martie
7 ай бұрын
Mutoko Mrewa Bhora hwiba
@evelynbhozhera5769
7 ай бұрын
PaBhora pedu apo todarika mbichana toburuka hedu paCross turn off Musami
@NatieMajaya
7 ай бұрын
Amai pachawo andifungi kuti dzakanatsoti ooo ahh nyaya yacho yangotanga 😢😢😢 imagine grade 7 kuroorwa imi chiiko chirikuitika
@salomechipfuwa5550
7 ай бұрын
Police case uyo.Under age
@mufaroshoniwa
7 ай бұрын
Ngasungwe munhu uyuu nekuti hutori hunhu hwake hwekubatirira vana vadiki
@SamsonMashandika-x1c
7 ай бұрын
Murume wacho ibhinya mapirisa muripi
@leninstixbuffalo6356
7 ай бұрын
Police case..ngapasungwe vanhu
@HanaPhiri
7 ай бұрын
Vese plus vanhu avavakaurayiwa nechipurazi and vakasaririra zvekuti Mmmmm shame
@anywaytinoza8190
7 ай бұрын
Vakango approva marriage yemwana wavo ichavapindukira nekuti vabatsiridza child marriage
@AbelGwenzi-t2w
7 ай бұрын
Mukomana arikuuraya vana
@AnishaThando-c3o
7 ай бұрын
Endai kumadzimambo kuna Mambo Bushu kana chifu nyamaropa ka chigodora vanotonga vanhu avo
@AnnacolettaHove-cv1mc
6 ай бұрын
Life in jail
@nyaraichizuzu8303
7 ай бұрын
16yrs it's under age
@HanaPhiri
7 ай бұрын
Ruzivo rushoma zvachose mayihweeee ndachema zvangu
@faithbungu9136
7 ай бұрын
Vaanani dhemeti zera rako iroro kuchikoro vaiendeswa mahara chikafu uchipihwa dzikamai mbwa dzevanhu mundirwadzisa vana imi
@ClaraJonhera
7 ай бұрын
C. C
@anywaytinoza8190
7 ай бұрын
Amai ngavaite police report , full stop
@CrispenCahilo-gi2nt
7 ай бұрын
Royayi munhu asakutambisireyi vana apa anorwara futi
@apoloniamachona7055
7 ай бұрын
Ndi Sirivhiya wekushungurudza maiñini asingadi kusuka ndiro
@HanaPhiri
7 ай бұрын
Mayi avovanenge vanepfungwa dzakakwana vakutaura point chayiyo
@evelynbhozhera5769
7 ай бұрын
Yoo imi zvakaoma shuwa
@ruthkunyongana2756
7 ай бұрын
Abuse ngasungwe
@gordin2shifty960
7 ай бұрын
Tozvire ku piko Musha uye wapera Zvicha Pera Zvichapera Seiko????🫣🫣🫣🤫🤫🫣
@babrachakawata5992
7 ай бұрын
Ngavangu musungise baba ava murume uyu
@SibusisiweZhou-ik3xq
7 ай бұрын
Pakaipa 16 years😭😭
@richardmuswavinda1741
7 ай бұрын
Hoyoo, ndakananga hangu pa cross musami ndadarika hangu nepa bhora
@apoloniamachona7055
7 ай бұрын
Ndobaba vekuchemera mkadzi ayive kuchikomba
@lreneMuwodzi-jv2ey
7 ай бұрын
Ndo Silivia uya wababa ava vekutorerwa mukadzi wavo paye
@MargaretKalaba
7 ай бұрын
Kkkk ndiye uyu anogoenda nepi Mai vacho makangovaonawo
@lucyholokani2211
7 ай бұрын
Ngasungwe murume uyu amai muri wrong kuendase mwana ari under age
@GwynnethMutsata
7 ай бұрын
Senyika hapana kwatirikuenda
@chibwarisvo4154
7 ай бұрын
Kazvimbo aka tatonetsa zve apa kumaraini kwedu
@lreneMuwodzi-jv2ey
7 ай бұрын
Kumapurazi uku vana vanongoita yese yavanoda
@ChrianaMatope
7 ай бұрын
Unopenga Amai ini mugati munoda pfuma yenyi akadini kuenda kumapurisa pamakasvika muchiudza
@evelynbhozhera5769
7 ай бұрын
Yoo hiv shuwa here nhai imi makore mashoma kudaro vana vapanduka
@BeatriceTakaza
7 ай бұрын
Anogona kunge akaberekwa ainacho
@irenemungate500
7 ай бұрын
Sungisai vanhu. Under age and abuse No no no
@charitymatewa-ym3jd
7 ай бұрын
Zvakaoma Kani
@esthermakoto4527
7 ай бұрын
Mukomana uyu ngaasungiswe mwana is under age
@ssam1430
7 ай бұрын
Mati it only takes ma biscuit nema drinki, hooo nhai OK, maita henyu mothers
@rashedngadze8853
7 ай бұрын
Saka wafungei ne info iyoyi, unonyura mfanami
@ssam1430
7 ай бұрын
Ndafunga kunyura @@rashedngadze8853
@ChristianMukwasi
7 ай бұрын
Taurisa iwe
@BlessingSithole-my9cm
7 ай бұрын
Awa mudhara vane problem yekuwana ndakambowaona kudremas media ft
@CarolineRice-ex8zj
7 ай бұрын
Mmmm baba ava hakasi kekutanga vachiuya pano
@abilitymatopi6654
7 ай бұрын
Maida cent rechiiko paunderage , moda kusungwa imi moda mari parucheche rwakadero here
@MavhimaMugova
7 ай бұрын
16 years watova ne Hiv positive .Haaaaaaaaa vanhu ngavadzidze kuzvibata . Choita kuti nyika ishaye hunhu chii , nhai vana jenamusoro. Dzimwe tsika dzemadokero dzatave kutevera ndidzo dziri kukonzeresa. Before ama 2K kwange kusina izvi . 13 years kuva mudzimai haaaaaaaa ava mahumbwe arikuitwa mumba umu .
@BlessingSithole-my9cm
7 ай бұрын
Vazhinji kubarwa nacho chirwere
@allator1
7 ай бұрын
Pa HIV apa kana agazvarwa achirwara , kurwara nacho does not mean kuti misikanzwa
@FelistasSibanda-g5t
7 ай бұрын
pamwe akazvarwa nacho not kut akachitsvaga
@mukaiwizha1235
7 ай бұрын
Namai vacho vanoratidza kuti vanorwara ava and vanenge vakatanga mapills varwarisa
@ChenaiHoga
7 ай бұрын
Akaberekwa nacho
@CarolineSibanda-i4m
7 ай бұрын
Baba Ava vakambobuda nedzawo muchiri kuvarangarira matorerwo mukadzi mumaraini
@samgwatuza2471
7 ай бұрын
Ndamuziva uyu
@CarolineSibanda-i4m
7 ай бұрын
@@samgwatuza2471 Chero ini
@nyaraichizuzu8303
7 ай бұрын
Ngaasungwe
@nyaraichizuzu8303
7 ай бұрын
@@mollineshato8442 ngavasungwe
@salomechipfuwa5550
7 ай бұрын
amai vanoda kusungwa
@SavanhuMolly
7 ай бұрын
Ngaasungwe
@elliotmukozhojaravaza7508
7 ай бұрын
Ngaasungwe
32:27
A MUST WATCH:Sekuru Kafera Votsanangura Kuromba Kwakaitwa na Shylet na Eddy Avo Vakaparara ne Tsaona
SlyMediaTv
Рет қаралды 44 М.
32:22
Mainini Vorarisa Mwana Anorasika Njere Panze Kutoilet, Vopamba Imba
SlyMediaTv
Рет қаралды 12 М.
01:00
Узбек возомнил себя КОРОЛЁМ, но его КОРОНУ ОН быстро поправил!
БЕЗУМНЫЙ СПОРТ
Рет қаралды 8 МЛН
00:24
My MEAN sister annoys me! 😡 Use this gadget #hack
JOON
Рет қаралды 1,6 МЛН
00:35
REAL MAN 🤣💪🏻
Kan Andrey
Рет қаралды 11 МЛН
00:59
КОГДА К БАТЕ ПРИШЕЛ ДРУГ😂#shorts
BATEK_OFFICIAL
Рет қаралды 7 МЛН
47:02
Zvinoyera Zvinoshamisa Zvinoda kufumurwa: Sekuru vari kurewurura kuromba kwavakaita kwapedza mhuri.
Tilder LIVE ZIM
Рет қаралды 19 М.
1:12:04
Hupfumi Hwandakasirwa NaBaba Hwondiparira
SlyMediaTv
Рет қаралды 23 М.
47:46
Headman Chigodora: Chabodo NaMatutsa Vokonzeresa KutiMukadzi Arambe Murume
SlyMediaTv
Рет қаралды 14 М.
46:19
Chisionekwi chitunha chakarara mumba mazuva maviri chakatorwa bhokisi rikasara mumba risina chinhu
Destiny TV
Рет қаралды 46 М.
42:01
SEKURU AMADU: Mukoma Nemunin'ina Vapedza Hama Nehurombwa
SlyMediaTv
Рет қаралды 13 М.
34:47
Sekuru Sinaro Vanobva PaMozambique Vauya Kuzopedza Nhamo Dzenyu seCancer, Kurohwa Nezvishiri, Pfari
SlyMediaTv
Рет қаралды 2,2 М.
25:59
GWEDE-GWEE YA LERO__UTM🔥 7 November 2024
HOT 265
Рет қаралды 10 М.
1:21:28
DOMBOSHAVA..... MADZIBABA VAIPOROFITA NENYOKA
Drewmas Media
Рет қаралды 200 М.
1:34:27
DOMBOSHAVA- MADZIBABA VANEZVIDHOMA ZVAKAWANDISA UYE VANOROYA NEMUKOMA WAVO
Drewmas Media
Рет қаралды 94 М.
39:20
MadziBaba Ishmael Vowedzerwa Dzimwe Mhosva Dzavarikupomerwa
SlyMediaTv
Рет қаралды 42 М.
01:00
Узбек возомнил себя КОРОЛЁМ, но его КОРОНУ ОН быстро поправил!
БЕЗУМНЫЙ СПОРТ
Рет қаралды 8 МЛН