MUTOKO......... DZIMBA DZOPERA KUTSVA NEMOTO WENGOZI

  Рет қаралды 21,792

Drewmas Media

Drewmas Media

4 ай бұрын

MUZVINA BHIZIMUSI ANONZI AKAPONDA MUSIKANA WAKE
WE HAVE A NEW CHANNEL. ITS GOING TO BE AN ENGLISH ONLY CHANNEL. NDOKUKUMBIRAI MUENDE MUNO SUBSCRIBER KU " MAGICAL TV AFRICA" KUNYANGWE ZVAZVO PASATI PAVE NEVIDEO MUSATIONE KUNONOKA TANGA TICHIUYA. THANKS FOR YOUR CONTINUED USUAL SUPPORT / @magicaltvafrica

Пікірлер: 139
@tmatz6467
@tmatz6467 4 ай бұрын
Imbomirayi Kudya 😮
@estellesimon430
@estellesimon430 4 ай бұрын
Kkkk drewmas media taking me to another level(imbomirai kudya)😅
@user-sk3is8rz6t
@user-sk3is8rz6t 4 ай бұрын
Chibage chashatirwa mwari tinaisireiwo zvenyu mvura tofawo here nenzara
@sarahelvas-dq3qm
@sarahelvas-dq3qm 4 ай бұрын
zvakatiomera this year weduwee tochemerepiwo
@pearlmambinge451
@pearlmambinge451 4 ай бұрын
Mushonga wengozi kuripa, ngavaripe kuti matambudziko apere. Iro business rinoda kuuraya vanhu chiiko. Inga business rinongoita zvisina mishonga. Mukangoita kubata vanhu zvakanaka nekutengesa zvinhu zvakanaka uye mitengo yakaderera.
@NhereraYenyika
@NhereraYenyika 4 ай бұрын
Ndogara ndichizvitaura kuti vechechi yekwa Marange ndoo mabhinya makuru but vanhu havandinzwisise
@chipomukonde8650
@chipomukonde8650 4 ай бұрын
Taura hako nechurch yesaturday iya ma1
@mercybakacha
@mercybakacha 4 ай бұрын
😂😂😂
@mercybakacha
@mercybakacha 4 ай бұрын
Hubhinya hwavo hunotangira pakuti dhara re50 yrs rinorara nemwana ane13 yrs
@pardingtonnyakunu2598
@pardingtonnyakunu2598 4 ай бұрын
True
@WinfildaKazetete-ts5xu
@WinfildaKazetete-ts5xu 3 ай бұрын
Mabhinya nevaroyi ndokwawazere
@NotJuliaHerbert
@NotJuliaHerbert 4 ай бұрын
Kwedu kwaove nechigayo chaiti chikati ndaneta chaibva Chamisa chega. Zvongonzi chigayo chapisa chinoda kumbopora. Ini ndakapotsa ndabatwa nemuvakidzani I was in form 2. I don't even know how I heard their plans it happened that when they were planning it I was passing by and heard them and my mum had to go and report it to the head of the village. It's a long story
@cherimlambo4926
@cherimlambo4926 7 күн бұрын
Chimbomirai kudya...
@violetmaluleke183
@violetmaluleke183 4 ай бұрын
Ngavaripe ndokuzvipedza
@belindakwanaite4024
@belindakwanaite4024 4 ай бұрын
Another level naShumba A
@rejoycezinyama7963
@rejoycezinyama7963 4 ай бұрын
Ummmmmm zvakaoma zvekuuraya vanhu nekuda kupfuma muchazvirega henyu. 😢😢😢😢
@pearlmambinge451
@pearlmambinge451 4 ай бұрын
Drewmas Media taking us to another level ❤️❤️❤️
@hhhhbd5289
@hhhhbd5289 4 ай бұрын
😅😅😅😅😅 imbomirai kudya
@ladyvee21
@ladyvee21 4 ай бұрын
Pane munhu akakwana here angataura achidya😂
@happinesskhumalo
@happinesskhumalo 4 ай бұрын
Imbo mirai kudya 😅😅😅😅
@florencekanovheti757
@florencekanovheti757 4 ай бұрын
😂😂😂😂
@princessmamthe
@princessmamthe 4 ай бұрын
Ahh, ahh, aah 🙆‍♂️🙆‍♂️🙆‍♂️ yeh bana, kubuhlungu bakithi Abantu sebevala ngesonto. Unkulunkulu kamdeli umuntu
@user-sd1kb3gd2i
@user-sd1kb3gd2i 4 ай бұрын
Vele izigangi zinjalo zivala ngo Jehovah imisebenzi yabo emibi
@user-un5xl4bo8p
@user-un5xl4bo8p 3 ай бұрын
Mbomiray kudya kkkkkkk
@nessakaitano3241
@nessakaitano3241 4 ай бұрын
Very sad chibage mwari uyai 😢😢😢
@user-by2dt3qv4s
@user-by2dt3qv4s 4 ай бұрын
😂😂😂😂Kuda kudya here mukuru. it's shumba's voice imbomirai kudya🤣🤣🤣🤣
@vimbaispiwe6370
@vimbaispiwe6370 4 ай бұрын
😂😂😂😂
@queenbae5883
@queenbae5883 4 ай бұрын
My favorite song
@user-dw2zm4wv8o
@user-dw2zm4wv8o 4 ай бұрын
I lyk yr voice maNdlovu boyabenyathi❤
@user-fo5bd7ur5v
@user-fo5bd7ur5v 4 ай бұрын
Zvakaoma munhu harovi
@ktm9853
@ktm9853 4 ай бұрын
Regai zvitsve ndezve ropa.Pisa zonke munhu asare asina chinhu.
@dumiematomboanokosha7676
@dumiematomboanokosha7676 4 ай бұрын
Another level tiripo
@rutendomarufu2929
@rutendomarufu2929 4 ай бұрын
Ma postori ekwa Marange akaoma musoro
@michaelmhlanga9367
@michaelmhlanga9367 4 ай бұрын
Mzukuru wekudya nzungu anenyaya
@mutsaipmuguta5954
@mutsaipmuguta5954 4 ай бұрын
Yaaa dzine danger ane zvaanoziva
@dubedicent
@dubedicent 4 ай бұрын
Taking us to another level
@preciousmartin9502
@preciousmartin9502 4 ай бұрын
Zvakaoma chawakadya chomuka!
@YvonneChabvuta
@YvonneChabvuta 4 ай бұрын
Maswera sei team drewmas
@mancuesokolate9989
@mancuesokolate9989 4 ай бұрын
Drewmas Media taking us to another level ❤❤nhasi rarimwe zuva
@MelchiorMusvaire
@MelchiorMusvaire 4 ай бұрын
Mutoko papi
@user-tz9bj1nq9t
@user-tz9bj1nq9t 3 ай бұрын
Zvakaoma hazvo zim yarombwa ndati
@rejoycezinyama7963
@rejoycezinyama7963 4 ай бұрын
Kkkkkkkk kwanzi Shumba inotofura huswa kana yashaiwa nyama. 😂😂😂😂
@user-wi9wk7fy8t
@user-wi9wk7fy8t 4 ай бұрын
Vapfanha varikuromba ava
@tinashesauriri6834
@tinashesauriri6834 4 ай бұрын
Ndaiziva nyaya iyi Bee wacho aitoti dzimba dzangu dzadii kupiswa ka1 agoramba kuti handina kumboita girlfriend inonzi Mandi achitaura naRobert
@lawrencemathias6560
@lawrencemathias6560 4 ай бұрын
❤❤❤❤❤❤❤❤ you drewmas
@tindotings7892
@tindotings7892 4 ай бұрын
Madyira from Texas greets you all. Shumba tisimbisane
@user-bb5xx7md4l
@user-bb5xx7md4l 4 ай бұрын
Vamwe madyira vanokukwazisai asi vari kutambura vari mu Afurika itai plan chitova
@drewmasmedia3856
@drewmasmedia3856 4 ай бұрын
TAISA ZVANZA CHITOWA
@tindotings7892
@tindotings7892 4 ай бұрын
@@drewmasmedia3856 ndokuno Shumba
@tindotings7892
@tindotings7892 4 ай бұрын
@@user-bb5xx7md4l Gutu munosimba here
@fortunatechipfiko8781
@fortunatechipfiko8781 3 ай бұрын
Zvakaoma kwedu .Zvakaoma Bee ka
@atinetimhlanga4585
@atinetimhlanga4585 4 ай бұрын
Haaa ngozi dziriko hama weeee, mushonga wacho kuripa
@omegamutsvedu1050
@omegamutsvedu1050 4 ай бұрын
Munhu haarovi
@fortunatemuchekadzese1939
@fortunatemuchekadzese1939 4 ай бұрын
12mins 😂😂😂😂imbomirai kudya pwaaati
@CharityMareya-rn5if
@CharityMareya-rn5if 4 ай бұрын
@Andrew , greetings from China😂
@patricktirivanhu184
@patricktirivanhu184 4 ай бұрын
Mari Mari Mari I repiet it again Mari vanhu vaipa mukurarama nhasi zvotambudza vapenyu ,zvino nhasi ndezvipi pfumai mega varume nehurombwa hwenyu
@JoyceMhuru
@JoyceMhuru 4 ай бұрын
Ngozi manyama
@pearlmambinge451
@pearlmambinge451 4 ай бұрын
Hmmmm chibage chatsva, mvura yarambira mudenga. Pava kuda kuitwa mukwerera. Nzara ndakarima.😢😢😢
@tinashekandemiri6491
@tinashekandemiri6491 4 ай бұрын
ndiripo
@user-jl2ry4ed2h
@user-jl2ry4ed2h 4 ай бұрын
Drew mass media crew thank you so much tirikudzidza day and night
@teclakusemwa6464
@teclakusemwa6464 4 ай бұрын
Apo murisei ne shamba ne team renyu takaterera tiri kuno joni ndokwangu kwa mutoko uku ndekupi ndarasika
@florencendebele4598
@florencendebele4598 4 ай бұрын
B karomba yes
@user-qy9jh2dh4k
@user-qy9jh2dh4k 4 ай бұрын
😮
@user-kz9kq5by3h
@user-kz9kq5by3h 4 ай бұрын
Ngavamire kudya mhani
@teclakusemwa6464
@teclakusemwa6464 4 ай бұрын
Ngozi ngairipwe
@aggiematsambo4648
@aggiematsambo4648 4 ай бұрын
Vanhu ve nguwo chena ava ummm thy hide so many things
@salomechipfuwa5550
@salomechipfuwa5550 4 ай бұрын
Mushonga wengozi kuiripa
@pearlmambinge451
@pearlmambinge451 4 ай бұрын
Ambuya nekukura kwenyu uku hamuzive ngozi shuwa? Vaduku muno vadzidzisa chii? Ama2000 mungavagona kana musinga zive kuti ngozi chiii, Mwari havana kuti musazive kwamukabva. Hezvo inga nyika haichina vadzidzisi.
@davidzopamberi7092
@davidzopamberi7092 4 ай бұрын
Vanonyepa!
@lorettamakathi4839
@lorettamakathi4839 4 ай бұрын
Vanonyepa I hope Mandy acharamba achipisa kusvika vati eke
@marthachinyanga4664
@marthachinyanga4664 3 ай бұрын
Uuuuummmm munhu haurayiwe weduwee
@user-vi6qc9wu4q
@user-vi6qc9wu4q 3 ай бұрын
Bee arikuziva nyaya yake asi aifunga kuti hazvibude ngozi ngairipwe bee akaramba achipikisa achasara apa zero Mandi zvirwire
@Amarie077
@Amarie077 4 ай бұрын
Church yekwaMarange muchazvirega zvenyu zvekunyepera kuzungaira. B zita rako rataurwaa.
@ngoma2080
@ngoma2080 4 ай бұрын
Shumba ndi batei pa ndine nyaya ya sister Dangwe .waka Pondwa ne vana ku njanja Na sabuku Ngove chipokwe ne honye dziri ku woneka As i writes to you na mambo wacho ari Involved .
@tambudzainechiwowe4968
@tambudzainechiwowe4968 4 ай бұрын
Iwe ndiwe ungatofona bcz macomments akawandisa hapana paangamboverenga macomments ese. Nmbr idzo dziripo tora ufone
@cynthiakamuruko9038
@cynthiakamuruko9038 4 ай бұрын
But vanhu vanotenga mota nechigayo vanondityisa .....cz mugaisi anotobawo kamari ...then vanhu vanobvisa ma $1 $1 panogona kuuya vanhu 8 muswere wezuva ..then kana uri babe pa8 people unogaisirwa mahara....saka 7 people then kana uri hama kana shamwari mahara ...saka $6 nefuel yechigayo saka profit inotenga inotenga mota ndeipi
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa 4 ай бұрын
Imbomirai kudya for me😂😂😂😂😂
@user-jl2ry4ed2h
@user-jl2ry4ed2h 4 ай бұрын
Bee wacho aripi
@mancuesokolate9989
@mancuesokolate9989 4 ай бұрын
Nhai aShumba naMandlovu ndpeiwokani mhanzi dzenyu idzi dzamoridza
@user-sg2od9yr5p
@user-sg2od9yr5p 4 ай бұрын
Bee arip saka
@user-hd7qy8qx9v
@user-hd7qy8qx9v 4 ай бұрын
Imbomirai kudya😂😂😂😂
@RudoKowo
@RudoKowo 3 ай бұрын
Mbomirai kuja matere mhanduwe
@petermasarirevhu1064
@petermasarirevhu1064 2 ай бұрын
kkkkkk mhanduwe hreee
@getrudemutize4824
@getrudemutize4824 4 ай бұрын
Mumusha medu 😢
@TashillKaisi
@TashillKaisi 4 ай бұрын
😢😢 zvakaoma kani
@AnnahChimanikire
@AnnahChimanikire 4 ай бұрын
Chimbomirai kudya😂😂😂
@evasnyamhere4066
@evasnyamhere4066 4 ай бұрын
Imbomirai kudya nzungu😂
@pardingtonnyakunu2598
@pardingtonnyakunu2598 4 ай бұрын
Ngozi ma1 hey
@mildredmhuka5322
@mildredmhuka5322 4 ай бұрын
Vanhu dzidzai kuzvishandira zvino chamagina apana zvotsvaa
@sueeland5675
@sueeland5675 4 ай бұрын
But lm happy ngozi yaputa murudzi achiri mupenyu.saw him on Zimquick juss now
@tariemahachi9213
@tariemahachi9213 4 ай бұрын
Ndaziva family iyi inga zvakaoma 😢
@leemupakwa1671
@leemupakwa1671 4 ай бұрын
NdeKwaMutize ere.ndiB aniko abhoyi😢😢
@namatiraisithole6158
@namatiraisithole6158 4 ай бұрын
Vanhu regerai kuromba muchiuraya vanhu please please upfumi hweropa hauna kwahunosvika
@jchigumira
@jchigumira 4 ай бұрын
Argh iwe Neshamba munhu ofa nenzara here,siya munhu adye ko inga tiri kumunzwa wani 😂😂
@TatendaSaruchera
@TatendaSaruchera 4 ай бұрын
Chimbomirai kudya in Shumba's voice 😂😂😂
@sngienzombe8556
@sngienzombe8556 4 ай бұрын
MaNlobvu urisei
@getrudemutize4824
@getrudemutize4824 4 ай бұрын
Zvakaoma mufunge 😔 tibatsirei
@TashillKaisi
@TashillKaisi 4 ай бұрын
😢😢
@marthachinyanga4664
@marthachinyanga4664 3 ай бұрын
Mapositori ...ini ndasarenda hangu .......gemhenzi rinovhara zvakawanda
@richardmanyati6774
@richardmanyati6774 4 ай бұрын
Village ripi neshamba mutoko yakakura
@alfredmuvhimi4059
@alfredmuvhimi4059 4 ай бұрын
Kushandura rudziiko kusvika hari yarereka, muto ungaroteuka here nhaimi sisi wedhuku chena😂😂😂
@faithcharewa1228
@faithcharewa1228 4 ай бұрын
Kumusha kwangu kwamutoko magona mukaenda kumabuja
@user-er3bx6rr2d
@user-er3bx6rr2d 4 ай бұрын
Yooo B wacho aenda kwa tafumanei uko avhitsvaka rubatsiro
@Mabatho-ds6vd
@Mabatho-ds6vd 3 ай бұрын
Iiiiiizvakaoma munhu hafe se huku gyz ngozi inoda kuripwa yooo😢
@AbieNdlovu
@AbieNdlovu 4 ай бұрын
Apa kwaRobert arikunyepa kut moto vakabatidzwa nemashanga enzungu akatoti ndipei matches hanzi haisi ngozi muroi haabvume zvekudaro
@chikarashumba-cy1pt
@chikarashumba-cy1pt 4 ай бұрын
Muchamunzwa achiramba nyakuromba uyu havabvume ava 😂
@PaloSant
@PaloSant 4 ай бұрын
Ndamuona kwa Tapfumaneyi uko achiramba
@patricianyamhanza
@patricianyamhanza 4 ай бұрын
Kuda kudya muchitaura hre
@rumbidzaimamhungo4332
@rumbidzaimamhungo4332 4 ай бұрын
Kukara
@sallysibanda9683
@sallysibanda9683 4 ай бұрын
Handuru lomandlovu liyakubona okukhulu
@happinesskhumalo
@happinesskhumalo 4 ай бұрын
Handuru😅😅😅😅
@Maigerald04
@Maigerald04 4 ай бұрын
People they don't learn l don't know why munhu haarovi
@user-bo8fg2nd6l
@user-bo8fg2nd6l 4 ай бұрын
ngaambodhila nepolice haaa vanyanya mhani Kuda chioko muhomwe vnhu vachingopnda vnhu
@mariandundu4071
@mariandundu4071 4 ай бұрын
Kutodya apa muri padambudziko shame
@WendyDlamini-yr6fk
@WendyDlamini-yr6fk 4 ай бұрын
But madyiro awo Boe here .😂😂😂yavo iri zhara here?imbomirakudya😂😂😂
@kingdeedouglasnyoni2745
@kingdeedouglasnyoni2745 4 ай бұрын
Ndopaunoona simba reChivanhu kkkk zvatadziwa kuchipostori zvoperera kuchivanhu
@user-qm7xb8wz4p
@user-qm7xb8wz4p 4 ай бұрын
Bee bhadara ngozi wavhuraya girlfriend yakho iwe
@AnitaMavotsa-dw6ec
@AnitaMavotsa-dw6ec 4 ай бұрын
Mkoma neshamba varipi vanasekr vaye vezveblack vana mkanya
@lorettamakathi4839
@lorettamakathi4839 4 ай бұрын
Mbuya nasekuru vemufi ngavatsike nepakati vatume mufi nesimba apise zvese
@TashillKaisi
@TashillKaisi 4 ай бұрын
😢😢
@nyaradzosango2355
@nyaradzosango2355 4 ай бұрын
Ko kuzodya nzungu munhu achitaura paCamera 😅😅
@rejoycezinyama7963
@rejoycezinyama7963 4 ай бұрын
Ummmmmm zvinotyisa izvi?😮😮😮😮😮
@acmfirst5481
@acmfirst5481 4 ай бұрын
Manje soo: Kwahi mhepo inopisa dzimba. KKKKKKKKKKKKKKK . Kune zvima ARSONISTS muraini. Mhepo haivesi moto. Munhu akafa haavesi moto. Hazviiti. Blame something else.
@user-ry5zn1sy3h
@user-ry5zn1sy3h 4 ай бұрын
Dai mati amboita example yekupisa imba taona zve isu tinotenda taona satomasi
@ruthkunyongana2756
@ruthkunyongana2756 4 ай бұрын
Shumba haifuri Sora 😂❤
@amaitinashe6731
@amaitinashe6731 4 ай бұрын
Marange yanetsa neicho chimambo chavo chiri useless dunhu riya rizere mabhinya hence kusanaya kwemvura vachihwanda nenagemenzi🫣
@user-sg2od9yr5p
@user-sg2od9yr5p 4 ай бұрын
Hunhu rudziyi murume mukuru kutaura uchidya hiwe
@mariandundu4071
@mariandundu4071 4 ай бұрын
Matoko vadiro avo ekudya hausi kuaaziva
MUTOKO.....BEE OSUNGISA VANHU VARIPAMATARE APA NGOZIWO NEUKU
51:07
Drewmas Media
Рет қаралды 30 М.
AMA 2K..........FOUR [4] MONTHS MUCHATO WAPERA
36:29
Drewmas Media
Рет қаралды 4,4 М.
Was ist im Eis versteckt? 🧊 Coole Winter-Gadgets von Amazon
00:37
SMOL German
Рет қаралды 35 МЛН
Can You Draw A PERFECTLY Dotted Line?
00:55
Stokes Twins
Рет қаралды 101 МЛН
버블티로 체감되는 요즘 물가
00:16
진영민yeongmin
Рет қаралды 110 МЛН
ROCK PAPER SCISSOR! (55 MLN SUBS!) feat @PANDAGIRLOFFICIAL #shorts
00:31
MUTOKO.... TOMBSTONE........ZVIBHAKERA PAMBA PASABHUKU
36:20
Drewmas Media
Рет қаралды 26 М.
MUTOKO       (2)   ------  VAKAPONDERWA KUPONDA
1:09:45
Drewmas Media
Рет қаралды 43 М.
MUTOKO .......NGOZI YANETSA VOROVERANA PAMBERI PE-CAMERA  (PART 2)
36:10
Ekedi na Sekuru Kanengo padare kuchiweche akafira pasowe cheshomba part 7
1:26:08
MUTOKO .......NGOZI YANETSA VOROVERANA PAMBERI PE-CAMERA  (part 1)
49:54
Akatorwa nenjuzu for 46  years akadzoka makumbo ave besu rehove
42:12
Drewmas Media
Рет қаралды 163 М.
🤣МАЛО КУПИТЬ ЛОШАДЬ
0:18
Бутылочка
Рет қаралды 4 МЛН
当小孩上学后,路飞太开心了#海贼王#路飞
0:25
路飞与唐舞桐
Рет қаралды 5 МЛН
😁💸 @karina-kola
0:16
Andrey Grechka
Рет қаралды 4,6 МЛН
Не трогайте эту ВОЛОСАТУЮ ШТУКУ! 😱
0:24
Взрывная История
Рет қаралды 5 МЛН