MUTOKO.....BEE OSUNGISA VANHU VARIPAMATARE APA NGOZIWO NEUKU

  Рет қаралды 30,404

Drewmas Media

Drewmas Media

4 ай бұрын

MAPURISA ANEPFUTI OTUTA VANHU VARIPAMATARE ECHIVANHU......
WE HAVE A NEW CHANNEL. ITS GOING TO BE AN ENGLISH ONLY CHANNEL. NDOKUKUMBIRAI MUENDE MUNO SUBSCRIBER KU " MAGICAL TV AFRICA" KUNYANGWE ZVAZVO PASATI PAVE NEVIDEO MUSATIONE KUNONOKA TANGA TICHIUYA. THANKS FOR YOUR CONTINUED USUAL SUPPORT / @magicaltvafrica

Пікірлер: 229
@molinamurinye7993
@molinamurinye7993 4 ай бұрын
Endai kwaMukotsanjera fullstops makutotamba nedhaka pasina mvura
@user-ul3be7co3k
@user-ul3be7co3k 4 ай бұрын
Vanhu ava ngavatsvage mari vabatsirwe na MUKOTSANJERA . Ndiyo shumba yengozi
@isaack9082
@isaack9082 4 ай бұрын
Uyo ndiye chaiye
@reginadzapasi9668
@reginadzapasi9668 4 ай бұрын
Chokwadi mukotsanjera kuseri manje
@user-ef8bt5ck7q
@user-ef8bt5ck7q 4 ай бұрын
Chokwadi
@user-xp6qh8pq3c
@user-xp6qh8pq3c 4 ай бұрын
Bee mahwani ndiye akauraya munhu uyo
@WayneMakisi
@WayneMakisi 4 ай бұрын
Hazviite kuti n'anga ibve kwainobva ichiti yauya kuzokubatsirai mahara moyo chena wavo ndewei ko kana ari Bee avakwidza bus kuti vauye
@user-by5dz1tv8j
@user-by5dz1tv8j 4 ай бұрын
Endai kwa sekuru tsavu zvese zvinoswera zvapera izvi ,munganetswa nemhunhu anotenga mapurisa ngezveke zvekupenga izvo
@dove5584
@dove5584 4 ай бұрын
🍻🍻🍻 kamari kekutenga mapurisa kachapera
@user-uf1vn5cq7b
@user-uf1vn5cq7b 4 ай бұрын
Mapurisa ngawanosunga munangagwa akuba mari yenyika newari Kuba gold
@melodyjinga5370
@melodyjinga5370 4 ай бұрын
Baba avo kuoma musoro ungati ndovaye veku Canaan kwa Ishmael 😅
@OptimisticWheelbarrow-he7ez
@OptimisticWheelbarrow-he7ez 4 ай бұрын
😂😂
@blessedchibaya378
@blessedchibaya378 4 ай бұрын
But his got the point and facts thou
@nomsanyika151
@nomsanyika151 3 ай бұрын
Ini zvangu handidi musha unevarume vanenge team marange iro haiwa unodzoserwa kumashure in the name of baba vemusha
@user-tf2kx5jf7s
@user-tf2kx5jf7s 4 ай бұрын
Murume ane shirt yewhite iyo ataura mashoko anobatika
@user-tf2kx5jf7s
@user-tf2kx5jf7s 4 ай бұрын
Police yezimbabwe dzimwe nyaya mirai kure please rimwe zuva muchazvidemba zvenyu
@user-hw1lx7ci6w
@user-hw1lx7ci6w 4 ай бұрын
Kungozvikwanisira kwese kunge munyu kuti Kuma go muriko Kuma Avocado uripo, kunyama muriko kuchimodho, akuvara akabuda rop hanzi isai munyu. Mwana adonhera nhova hanzi kwizai munyu. Pakngoita zveuroyi hanzi sasai munyu. Uuuuum porisi ka bhiweya
@samuelngirazi9636
@samuelngirazi9636 4 ай бұрын
You are right Andrew, chako kutora nhau chete. You don't make decision for a family unless wakumbirwa
@user-lf8ms6tv1o
@user-lf8ms6tv1o 4 ай бұрын
Zvakaoma Bee akazviita
@atinetimhlanga4585
@atinetimhlanga4585 4 ай бұрын
Akusungisa vamwe coz akazviita
@NhereraYenyika
@NhereraYenyika 4 ай бұрын
Vanhu avo vari right pakuramba kubatsirwa nemunhu wavasiri kuziva kuti abvepi aunzwa nani vari right chaizvo pakutsvaga ipapo ndinobvumirana navo
@senzenipinoka-zm4xf
@senzenipinoka-zm4xf 3 ай бұрын
Iye tsitsi dzake ndedzeiko kuuya asina kusheedzwa
@washingtonsandi4404
@washingtonsandi4404 4 ай бұрын
Varume avo ngavambosiya chipostori vaende kuna Sekuru Mukotsanjera kana sekuru Tasvu kana ana Sekuru Bunzamukombe , Sekuru Nyangatayani , Sekuru Kanengo , Gogo Ma Gumbo vanopedza basa easy easy apo
@user-to2nr8jp9v
@user-to2nr8jp9v 4 ай бұрын
Apa handiti ngozi iyi yakati handidi zvechipostori.... Unotozvishaya kuti zvirikumbofambasei
@PreciousChimbo
@PreciousChimbo 4 ай бұрын
Chokwadi ichocho asi havasi kuda vari kuda ivava varikuvanyera vachivatenderedza ko iyo n’anga yekuchipinge yakatsvagwa naani
@user-ef8bt5ck7q
@user-ef8bt5ck7q 4 ай бұрын
Yaa mukotsanjera anogona nyaya dzengozi
@MelodyBaddas
@MelodyBaddas 4 ай бұрын
Bee unoda kurohwa chaiko
@tapiwamanyengura7113
@tapiwamanyengura7113 4 ай бұрын
N'anga yega yega ine zvayakatumwa mukotsanjera ari good pangozi maonerevo angu
@IsraelDzemwa
@IsraelDzemwa 3 ай бұрын
Anowanikwa kupi kwavari ikoko here or
@judithmwatauseni5157
@judithmwatauseni5157 4 ай бұрын
Beee Beee Beeeere iwe how many times did i call you.....unechiwindi ufunge kasi NGOZI uchairipa zvako
@pellagiamukora426
@pellagiamukora426 4 ай бұрын
Thank you so much Mr Neshamba nekuona maonero echokwadi kuti zvimwe zvirikuitika ma1
@MichaelFisher-xl6nh
@MichaelFisher-xl6nh 4 ай бұрын
Mandlovu special and Andrew Neshamba Shumba taking us to another level
@user-tf2kx5jf7s
@user-tf2kx5jf7s 4 ай бұрын
Bee rega kusunga mhepo iwe sunungura vamwe vabatsirike
@user-op4kp1ij4v
@user-op4kp1ij4v 4 ай бұрын
Mhuri .ine mwana akabatwa.nengozi.itai zvekukasika muende nemwana .kwaSekuru Tasvu.nyaya yenyu iyi yakafanana. NeyaSimba .endai KwaSekuru Tasvu.musanonoka mwana amofa.
@shylinepandehuni4823
@shylinepandehuni4823 3 ай бұрын
True
@elliotmukozhojaravaza7508
@elliotmukozhojaravaza7508 3 ай бұрын
Tasvu zvengozi handisati ndamuona achinatsoita pana simba akangobvisa mhepo akaita senge atsipika ngozi
@nomsanyika151
@nomsanyika151 3 ай бұрын
​@@elliotmukozhojaravaza7508haana kutsipika but akaita go back to sender that's why bamukuru vaSimba vakatiza pamusha
@NhereraYenyika
@NhereraYenyika 4 ай бұрын
N'anga yechipinge iyo muchabirwa chete.dai makambofamba kumwe haaa hapana kujeka
@AnnaChauke-co1em
@AnnaChauke-co1em 2 ай бұрын
Ngavaende kwaTasvu ambovauraya bhichana vakamuka vachaita zvinhu kwazvo,Bee indururani.
@greenpeace7380
@greenpeace7380 4 ай бұрын
I think some of the things we don't understand as viewers is that journalists are there to tell a story as is. Suggesting a solution, if they did, is no crime
@Mazaieshiri
@Mazaieshiri 4 ай бұрын
Ngozi iyii ngayibate mapurisa atumwa acho.
@cleopaschariga3306
@cleopaschariga3306 4 ай бұрын
VanaMadzibaba vanongouya vega ava must not be trusted. Panyaya yemwana we 2years wekuWedza uya vakauya vakamhanya asi mwana haana kuwanikwa. They are trying to divert pfuma ywmuripo to thier friends
@user-ix9yg8xi3y
@user-ix9yg8xi3y 4 ай бұрын
Izvi zvapachena Bee anezvaari kuvanza. Ndaitofunga kuti Bee akupomerwa but haaaa without any doubt Bee akuziva nyaya yake
@ZVIRIMUDZIMBA
@ZVIRIMUDZIMBA 4 ай бұрын
Beeee imhondi ungada kubudirira ngeropa reumwe mwana...Ibenzi Beee wacho..Godzva chairo
@juniorfreedom8775
@juniorfreedom8775 4 ай бұрын
Bee mhata yamai vako, ndodakukutema nechishanhu.
@user-ln9qj9mt7t
@user-ln9qj9mt7t 4 ай бұрын
Tipei # dzamai vemwana akagarwa ne ngozi uyo tivape ma advice zvedu isu ....becoz mukutoita zvekumama na mambo veñyu ivavo mutumbi ukurwadziwa inzwaiwo tsitsi imi
@edwardchimene5863
@edwardchimene5863 4 ай бұрын
Endai kwamukotsanjera
@preciousmatenzenichatukuta7288
@preciousmatenzenichatukuta7288 4 ай бұрын
The only solution apo..! ☝️ is Sekuru Tasvu!
@beautyzimbabwe1001
@beautyzimbabwe1001 3 ай бұрын
Musha uyu une varume chaivo they were not to be distracted they know wat they want
@Sarah44557
@Sarah44557 4 ай бұрын
Mmmm kwasekuru Tasvu chete zvinopera izvo
@Ladytee32
@Ladytee32 4 ай бұрын
Mai vane dress reblue avo vari kumbo nyatsotiiko chaizvo
@ElvisMawele
@ElvisMawele 10 күн бұрын
Mambo asapinde mudzimba dzevanhu akajairira vanhu.Munhu wese anepekugumirira hakuna munhu anesimba rekutonga private yeimwe mhuri.Dai mhuri iyi yakaenda kwa chief ichida help zvirinani.Ndosaka vamwe tichizovatuka nekuvarova madzimambo wekuZimbabwe because havana hunhu uye havazive pekugumira
@user-ok4to6ym9w
@user-ok4to6ym9w 4 ай бұрын
And bee muroyi chaiye .ko indaa arikusungisa vanhu iye asina chaanoziva , first ngaatange acheneswa nemhepo
@melodyjinga5370
@melodyjinga5370 4 ай бұрын
Drewmas taking us to another level, thank you
@user-vl9mq2sh4n
@user-vl9mq2sh4n 4 ай бұрын
Mhuri iyi dai yamboenda KwaSekuru Tasvu pamwe vaindo Tasvurwa zvikaita
@morganmakanyaire9305
@morganmakanyaire9305 4 ай бұрын
Endai kwaProphet Miracle Paul muudzwe chokwadi
@IsraelDzemwa
@IsraelDzemwa 3 ай бұрын
Uuuum anogona hake bt hazvipedzi ngozi
@TeclaFrankson-lh6zh
@TeclaFrankson-lh6zh 4 ай бұрын
Anopenga Bee , kulower Gweru dzakatsva dzimba for three days dziri ngozi idzodzi
@EstherSitholeFetso
@EstherSitholeFetso 3 ай бұрын
Beeee ukungorega kubatana neve hukama hwako munosvika kupi uchingoitsipika mhepo iyoyo uchairipa Hako zvichangokubatawo chete wakajaira zvisizvo
@user-tk2iq4ye6n
@user-tk2iq4ye6n 4 ай бұрын
Most of the time ingozi ilungiswa nomuntu elingamazi ukuba ubuya kuphi ongaziwa noma ngubani oyabe bonisiwe, yekani labantu belisize impumela lizoyibona ekugcineni those who are arrested bazokhululwa
@shylinepandehuni4823
@shylinepandehuni4823 3 ай бұрын
Bee Bee. Bee anenyaya
@colleenkadonzvo7917
@colleenkadonzvo7917 2 ай бұрын
Ibvai apa ripai ngozi dai mune mweya chaiwo nechipositori chenyu makaona kumusha menyu kutii munegozi
@user-uf1vn5cq7b
@user-uf1vn5cq7b 4 ай бұрын
Mapurisa hawapinde panyaya iyi ngozi irimo her mubumbiro remutemo
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 4 ай бұрын
😂😂😂😂
@mavisknight4522
@mavisknight4522 27 күн бұрын
mhepo must stop affecting and tormenting innocent people, mhepo must go into BEE and let him experience what others are experiencing. He must walk in others shoes so he can feel what's it like and feels like!! Fulstop!!
@mavisknight4522
@mavisknight4522 27 күн бұрын
mhepo must enter into those police officers and let mhepo talk through those police to shame BEE
@richardmanyati6774
@richardmanyati6774 4 ай бұрын
Bee respect your alders
@user-uq5dk7do6q
@user-uq5dk7do6q 4 ай бұрын
Mkoma Andrew, anamutize ava vaera chii, igushungo yere.
@TeclaFrankson-lh6zh
@TeclaFrankson-lh6zh 4 ай бұрын
Bee bee imhuka paakatsika panoshinyira
@Guvakuva
@Guvakuva 4 ай бұрын
Ko ngoxi dzakawanda muzimbabwe why madzimbahwee aya asingaende madzimbahwee atumwa na Bee aya hakuna zvakadaro nekuti pane yaSimba yaigwesha kana fachitumwa nemhepo why vasina kuenda ikoko
@vivianmugowa3918
@vivianmugowa3918 4 ай бұрын
Ndeva Bee
@selebinamukandwa
@selebinamukandwa 4 ай бұрын
Mukotsa njera
@rumbidzainerutanga8540
@rumbidzainerutanga8540 4 ай бұрын
Haa Bee akaoma
@samuelngirazi9636
@samuelngirazi9636 4 ай бұрын
😂😂😂 Munoita kunge musingazive statement yepolice neiko, vanokuti huya hatikuvharire but uchingosvikako havanonoke kukukanda kuseri
@YvonneYvette-uu4et
@YvonneYvette-uu4et 4 ай бұрын
Uuuuuuu bee kaaa
@washingtonsandi4404
@washingtonsandi4404 4 ай бұрын
Haaa Bee ndofanewe wakatunhirwa. Vanhu havangashaye mufaro musha wese kudaro soo.
@IsraelDzemwa
@IsraelDzemwa 3 ай бұрын
Murume ane long sleeve white nharo dzacho bodo kutadza nekugara zvakanaka 😂😂😂 kwah madzimbahwe
@djwaxxyzimbabwe2164
@djwaxxyzimbabwe2164 4 ай бұрын
Mkosanjera mukamukumbira pakadai znowuya for free
@sibonokuhlesithole1844
@sibonokuhlesithole1844 4 ай бұрын
Ngavaende kwa Sekuru Tasvu
@IsraelDzemwa
@IsraelDzemwa 3 ай бұрын
Tasvu anobetsera bt mari yake mrwadzo
@emmahbulazi
@emmahbulazi 4 ай бұрын
My brother Andrew murirudadiso maswera seyi
@user-tm5lq9fu5y
@user-tm5lq9fu5y 4 ай бұрын
Baba awooo wanaaone kuzonongedzwaawo,iwo warikuoma musoro awo
@tafadzwamaponga7745
@tafadzwamaponga7745 4 ай бұрын
HUrevi nhwma mupositori uyo i suapect
@VaidahChipere-go1qb
@VaidahChipere-go1qb 4 ай бұрын
Kohoko naiwe Bee ko musikanayo uribe kumuuraya chere ? manji kana wakasvinuka fani kudando hwendo huno wakama pfene nomubvana waro ngozi ichakusvuura
@user-ln9qj9mt7t
@user-ln9qj9mt7t 4 ай бұрын
Panyaya ya Simba aigwesha ne ngozi uya ....mu comment section vanhu taingopa ma advice kut ba taps endesai mhuri kwa Sekuru Tasvu ..vamwe tichit taurai Robert Tapfumaneyi becoz mutumbi wakagarwa ndounenge uchikuvara ....now vakangoenda na simba kuna Robert iye akatora dambudziko serake kuendesa kwa sekuru Tasvu ....becoz mutumbi ndiwo watirikurwadzirwa isu
@InnocentChareka-vl7yx
@InnocentChareka-vl7yx 4 ай бұрын
Aaaaaa Zim police varombo chaizvo munonyadzisa ummmmmmm
@daviechancellormusunda3044
@daviechancellormusunda3044 4 ай бұрын
Dzimbahwe rinoenda kuvanhu here kanakuti vanhu ndiwo vanoenda kuDzimbahwe? balance me there
@shylinepandehuni4823
@shylinepandehuni4823 3 ай бұрын
Police irimo mukati saka wakudai uye police inodei panyaya dziri spiritual
@ivymachikiti1033
@ivymachikiti1033 3 ай бұрын
Iyi ykutoda mukotsanjera kna Tateguru
@shekichitapi6329
@shekichitapi6329 4 ай бұрын
Vanhu vatema svinurai mhani. Siyanai nenyaya ye n'anga nemapofofita. Inhema dzoga dzamunenge muchireverwa. Ko hamudi kufa. Pane anorarama panyika pano nokusingaperi here?
@washingtonsandi4404
@washingtonsandi4404 4 ай бұрын
Zim police is biased. Believe it or not. Ngozi yakataura ku Bee arikubhadhara mapurisa. So zvake zvekuti kamba kake kakapiswa izvo itsvina idzo. The family must re group vaite chimwechete. Pane issue yevamwe vakamirira kuda kusumwa sumwa. Nyaya vanoiziva but ana baba vemusha vane chanza pakubata bata.
@LucinerKuonza-zk5tr
@LucinerKuonza-zk5tr 4 ай бұрын
Ko hokokamu bee akuita sy
@samuelngirazi9636
@samuelngirazi9636 4 ай бұрын
Regai kuti bate bate, chimboteedzerai zvamakaudzwa newe Chipinge
@user-bo3cv2tc4e
@user-bo3cv2tc4e 4 ай бұрын
Vakomana ngavasungwe asi bee usatsipika mandi tione kuti hapana chinoitika here but mapurisa chamusingazivi mangwana inokutevera kuti wakatsigira zvisizvo ingozika iyi musatamba nemhepo
@kingsdaughtersaltoftheeart5194
@kingsdaughtersaltoftheeart5194 4 ай бұрын
Kana vakapisa imba yake ane right yekumuan'ara. Izvi zvikwqmbo zvemusha zvapanduka. Ngavaende kwaMukotsanjera. Kutya kufumurwa zvimwe zvisati zvabuda ndosaka varikunyepera kuzungira. Ini pane vandinotoziva vakatiza Mukotsanjera caka😂nda ku n'anga yekwaMutoko nekutya kufumurwa.
@tapiwamungate7448
@tapiwamungate7448 4 ай бұрын
Uyo a anonzi Bee anoda kunyatsa kurohwa mutambudza vanhu nezvunhu zvaari kuziva
@user-qq6tk6mk2x
@user-qq6tk6mk2x 4 ай бұрын
Madimbabwe atumwa na bee ayo ngozi hombo muzimbabwe why avo chete
@nyasharichardson9249
@nyasharichardson9249 3 ай бұрын
Mukoma Andrew NeShamba nhau yaMandi yakamirasei . Please update us
@gerald1mada31
@gerald1mada31 4 ай бұрын
Beee akaoma amana Batai basa vaNeshamba
@sicelokuhlematema9348
@sicelokuhlematema9348 4 ай бұрын
😮Bee anetsa
@khumbulanigumbo6908
@khumbulanigumbo6908 4 ай бұрын
Bee hadi nemushonga wake
@user-mt9sl2id3v
@user-mt9sl2id3v 4 ай бұрын
Bee, beee, beee, how many times did i call u. Three times . Uneshuwa here kuti hauna kundiuraya. Ngozi yakabvunza ....
@FaraiChakadya
@FaraiChakadya 4 ай бұрын
Mapurisa musatanyoko wenyu murikupiwa mari na bee manje ngozi inoripwa musadzikinyidze vanhu siyai vapedze nyaya dzavo nxaaa.tsvagai munhu anenyuchi mapurisa achingosvika movhurira nyuchi varume
@user-vi6qc9wu4q
@user-vi6qc9wu4q 4 ай бұрын
Bee anenyaya
@user-qq6tk6mk2x
@user-qq6tk6mk2x 4 ай бұрын
Amai vakapfeka blue apana chinosikanwa vatumwa na bee
@BarbaraGwarada
@BarbaraGwarada 4 ай бұрын
Bee anopenga ari kutenga mapurisa kuda kuvhara nyaya yake
@user-vc8oe8mp1j
@user-vc8oe8mp1j 4 ай бұрын
Kwatasvu
@Needorsgomba
@Needorsgomba 4 ай бұрын
Mhuri iyi ngaiende kwasekuru Tasvu zvoswera zvapera izvi Bee arikuitisa vanhu uyo achiziva nyaya yake
@user-qd6dy5gp8t
@user-qd6dy5gp8t 4 ай бұрын
Nyaya yengozi inosungirwa vanhu herr 😢pane zviri kuitika apa
@user-jh4eu5sw3f
@user-jh4eu5sw3f 4 ай бұрын
Beee wabatwa iwe
@tafadzwangamurani3468
@tafadzwangamurani3468 4 ай бұрын
Tateerera
@user-sg2od9yr5p
@user-sg2od9yr5p 4 ай бұрын
Hadzigon kkkkki,shuwa
@FaraiChakadya
@FaraiChakadya 4 ай бұрын
Batai mhondi Bee mutyore mbabvu
@PridePromise
@PridePromise 4 ай бұрын
Hezvoo ndisvo kwasvasvika ukoo😂😂😂😂
@marthachinyanga4664
@marthachinyanga4664 4 ай бұрын
Mutemo we nyika yedu uri stubborn wanogona.kutonyura wakomana awo
@user-nh2iq2nm6k
@user-nh2iq2nm6k 4 ай бұрын
Vanenge vapihwa mari mapurisa ivavo asi vachenjere kuzosangana nazvo
@ronaldmangwendeza2409
@ronaldmangwendeza2409 4 ай бұрын
Police for what?lntimidation tactics.
@user-vi6qc9wu4q
@user-vi6qc9wu4q 4 ай бұрын
Bee wacho anomboita nezvei
@user-dy1rs2nb6h
@user-dy1rs2nb6h 4 ай бұрын
Mapurisa Ari kupinda papi panyaya dzengozi
@Mabatho-ds6vd
@Mabatho-ds6vd 3 ай бұрын
Ngavasiyane ne church yekwamarange kubva paitika nyaya iyi
@faithchipere6126
@faithchipere6126 4 ай бұрын
Musapedze nguva endai kwamukotsanjere chete
MUTOKO.....VOENDERERA MBERI NEMATARE VAMWE VARI MUHUSUNGWA
53:07
Drewmas Media
Рет қаралды 37 М.
MUTOKO............BABA VOROVERWA HUROMBWA NEVANA VAVO    -
38:27
Drewmas Media
Рет қаралды 27 М.
Smart Sigma Kid #funny #sigma #comedy
00:26
CRAZY GREAPA
Рет қаралды 6 МЛН
Became invisible for one day!  #funny #wednesday #memes
00:25
Watch Me
Рет қаралды 59 МЛН
ПРОВЕРИЛ АРБУЗЫ #shorts
00:34
Паша Осадчий
Рет қаралды 6 МЛН
MUTOKO......VAVAKIDZANI VANOTI MUFI AKAFA ACHIRWADZIWA MUMOYO
31:48
Drewmas Media
Рет қаралды 21 М.
Makauraya baba vangu part 2 Chirimo family
50:07
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 91 М.
CHIPINGE......MHURI YEKWAMASAWA YOZVIPIRA KUMHURI YAVAKAPONDERA MWANA
41:51
MUTOKO..... MAPURISA AMAMBO OTADZA KUNZWANANA NABAMUKURU
29:53
Drewmas Media
Рет қаралды 12 М.
Black granite quarrying take toll on Mutoko communities
30:13
BUSTOP TV
Рет қаралды 23 М.
MUTOKO......CHIEF VAKABVISWA MA PRIVATE PARTS
22:52
Drewmas Media
Рет қаралды 23 М.
Karanganda TV
20:47
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 18 М.
MUTOKO       (2)   ------  VAKAPONDERWA KUPONDA
1:09:45
Drewmas Media
Рет қаралды 43 М.
When an RV meets a zombie outside #rv
0:21
campingWorld
Рет қаралды 18 МЛН
😱ВСЕМ БЫ ТАКИЕ СТАЛЬНЫЕ НЕРВЫ
0:18
MEXANIK_CHANNEL
Рет қаралды 7 МЛН