People hate Madungwe but still listen to him its amazing
@Pessiamystic05 Жыл бұрын
@chikamburerobson972 taura hako pane zvimwe zvaanombo taura that actually makes sense especially when he references the Bible it's all gospel,but problem comes when he starts making claims kuti anomboenda keep kuye achnpinisangana na Mwari that's a bit far fetch ped and his claims that he is authorised to grant automatic heavenly entries after giving cars and worldly possessions but if we look at the gospel of Matthew,there is a verse that clearly states that it is easier for a camel to enter the eye of the needle than for a rich man to enter heaven meaning no matter how much money you have you can't buy your way into heaven then he comes and says you can buy your way into heaven and now dude advocating for himself to be part of the government 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂alas.😊😊 P
@brotherandreas Жыл бұрын
😂😂😂 finish!!
@timbazchivakanenyama5380 Жыл бұрын
Siyanayi nema Jokes. Vanhu tine Hasha dzekubirirwa ma Elections. Ndiri pano pa Gokwe Nembudziya 🇿🇼🇿🇼🇿🇼👍
Munoti mapenzi ndeanopfeka mamvemve chete here uyu anopengera mumba achimhura mwari zvake sei achipenga nezvamwari
@MVHVoices Жыл бұрын
GNU ndopasina kusvika Chamisa adzoka kuZanu PF manyama
@shingiraikambarami1274 Жыл бұрын
Kkkkkķķk hakuna kwatunoenda kana tichitora Benzi iro kuti muporofita zvakaoma
@mickydlamini1973 Жыл бұрын
This guy is a comedian
@rangarirai-cu7ko Жыл бұрын
Kkkkkk Wandisetsa ndisingadi. Asi GNU pana Chamisa uneshoko rawasimbisa randabata. Iwe wati kana mkomana aripo zvicharerukira nyika mmmm
@EnockBweenzi-lr9vy Жыл бұрын
True prophet is this one
@Willsmedia-oc7dm Жыл бұрын
Madungwe atumwa naED uyo ibva pa..Chero zvakaoma no to GNU
@sqrd3536 Жыл бұрын
Maporofita sana Madungwe are whats wrong with Zimbabwe. Ma prophecies ekusawona. Prophesying after the events. So many churches and no solution to poverty. Preach zvinoraramisa vanhu kwete zvema probability.
@reliefchiukira Жыл бұрын
Nguva yekutonga kwaMwari ichakwana, mungaudza vanhu nhema muchitsvaga pfuma panyika asi zvichapfuura.I will never stand with people who don't see any value in human lives
@delphinechimuti9908 Жыл бұрын
Handiti kaaa ehe 😂😅😂
@josephmatarangani Жыл бұрын
ED for development
@carringtonmangwroi32413 ай бұрын
The guy feiled to build houses for his sadc friends. Hahahaha 😂😅
@tendaikadzutu7844 Жыл бұрын
Ko warwadziwa nekusaita president weZimbabwe imi muriheavenly commander which is the higher office😂
@ntombenhlemthimkulu8799 Жыл бұрын
It's a lie prophet the voice of the people is the voice of God God helps those who helps themselves Remember the Bible says: A LITTLE SLEEP, A LITTLE SLUMBER, A LITTLE FOLDING OF HANDS POVERTY WILL COME CRAWLING TO YOU LIKE A THIEF TO STEAL
Here we go ndochokwadi chero mukati Madungwe anopenga yes asi anowana pekupengera Zanu PF ndivo vatongi kusvika mati mhaaaa
@chikamburerobson9872 Жыл бұрын
Madungwe prophecy fulfilled
@DanfordDangirwa Жыл бұрын
Nenenge atori nedemon uyu
@assaudymamo9291 Жыл бұрын
Nhayi vanhu munoti Madongwe ane dzese here mumusoro make?
@EnockBweenzi-lr9vy Жыл бұрын
Aiwa Madungwe mune nharo mwari anemi
@nevisonkutadzaushe8626 Жыл бұрын
😂😂😂😂😂😂 Uyu murwere we pfungwa for sure.
@AyaanCraig Жыл бұрын
Dzikuda kuitwa minister 😂😂😂
@dennismasenda5705 Жыл бұрын
Uyo anonzi madungwe anorwara uyo
@ELLENDURI-z7n Жыл бұрын
Uyo mupengo chaiye
@langton7395 Жыл бұрын
Zvamanje manje i suffer continue.
@johnmsimango8402 Жыл бұрын
Forgive him he does not know anything.
@jetza6295 Жыл бұрын
Automatic heaven entry card😂😂 matsotsi aya
@reginadzapasi9668 Жыл бұрын
Uyu haaise full stop pakutaura.ummm comadian chaiye
@fungaishoko237 Жыл бұрын
Kkkkkkkkkkkk Mwari vati vaMadungwe vakwane kwane
@sweetnesskonola Жыл бұрын
Vanopenga aguta hwahwa
@henrymatesi657 Жыл бұрын
Saka kana zvisiri zvedu tinombovhoterei isusu kana nyika ichitongwa nevakarwa Hondo chete nekuti muri kuti zvicharamba zvakadaro. Murimbwa Prophet imimi hapana mweya waMwari wakagara pamuri makatogarwa nemweya wetsvina chaiwo
@ntombenhlemthimkulu8799 Жыл бұрын
Cheating and deceiving is never a way God hates liars and deceivers so how can you endorse a liar, deciever, cheater, Devil Man of God I'm not with you 😊
@TinasheMunaro-pr4pn Жыл бұрын
Siya mbanje iwe
@innocence8044 Жыл бұрын
Hehede zvatotanga. Prophet Madungweka
@AshleyManatsa Жыл бұрын
Unopengaiwe ndiwe mwari hre unotadzisa mvura kunaya 😂😂😂😂😂😂😂😂 ndaseka zvangu ukudiwa mu government kkkkk
@annahloicemafunga4642 Жыл бұрын
Saka matoona time yekunobvunza mukomana uyu mudakunzwei chaizvo izvo
@fanuelmakonese3 Жыл бұрын
Kakakweshwa nhova nemusombofia kan'anga aka
@takesurencube9150 Жыл бұрын
Um mmm wena wena usengozini mpelaungathi its god or god umm b carefull?
@tatendagwata9768 Жыл бұрын
Yaaah ma1😢😢😢
@ELLENDURI-z7n Жыл бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂😂 uyu chokwadi kupenga chaiko
@streetcredd Жыл бұрын
Madungwe of whaaaa😂😂😂
@judithmwatauseni5157 Жыл бұрын
Ndikasanga newe utize
@TakundaJerome Жыл бұрын
Okay
@vaidachipere977 Жыл бұрын
Kombai murove Benzie Iro
@lindiwemugwagwa5834 Жыл бұрын
Sly Sly Sly how many times have l called you 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Madungwe anotopenga chete ,why do you keep on interviewing him. It's not normal for a human being to keep on saying he has seen God and he has gone to Heaven
@MapaireMusaigwa Жыл бұрын
Akakuroya akafa iwe
@ObertShopi-f9k Жыл бұрын
Haunazvaunoziva iwe urimbavvha hausi profet
@MichaelMUNYANYI Жыл бұрын
Unei madungwe uri rombe hauna chamwari chaunoziva
@juniorfreedom8775 Жыл бұрын
Ground iro ndekupi uko
@MapaireMusaigwa Жыл бұрын
Anopenga uyo
@monalisakaetano8083 Жыл бұрын
GNU ndiyo yakaurayisa vana Tsvagirai
@KudzaiTapfuma Жыл бұрын
Uyu mudungwe wemademon chaiwo nxaaaa utikwanire
@eleanordziike212 Жыл бұрын
Nonsense madungwe mwari havauraye munhu vanopa munhu chance to repent dai vaiuraya munhu wese asingadiwe dai kusisina munhu pano panyika