Haaana ma facts mface uyo anoda kutererwa chete vanhu vanosangana sei ivo vachipumhana uroi kutoonana vakutobayana
@proscape258 Жыл бұрын
Eeee toda magirazi watajaira aah
@gracegrace2388 Жыл бұрын
😂😂😂 okay uyu we suit haasiye tiri kuda Magada 😅
@cyrilmangwana9713 Жыл бұрын
Baba Taps pliz kurumidzai kusokanda these episodes bcoz there is Tichkach tv irikukutangirai kuisa same story pamhepo saka majority haizouye pakaranganda then you'll be affected kuma views enyu❤❤❤❤
@promisemanyore4968 Жыл бұрын
Haa tichkach akutoita kubata jongwe muromo
@promisemanyore4968 Жыл бұрын
Apa isu tajaira karangandaaaaaa
@nyashabuwerimwe-sw6qu Жыл бұрын
Taura hako tich uyu arukandawo same nhau handizivi kuti muchapaitasei ba taps
Iwe wamagirazi hauugoni kutonga mhani ....rega legend Chigodora vavotse nyaya iyi kwete zvako izvooo
@daviddavid9778 Жыл бұрын
Chokwadi magirai ngambonyarara
@Afripreneuruk Жыл бұрын
Hello Baba Taps this is a special request from your loyal subscribers. Headman Chigora's Episodes must be uploaded at least 2-3 days a week. Keep them coming 🔥🔥
@@Olcool but mibvunzo yavo yekutongesa madhara aya pamusoro pemudzimu wavo haina kana sence bcz pannorapa munhu mudzimu wemusha ndivo unotanga kozotevera shavi rinorapa zvino ivo varikuti sei sekuru varikubuda apa varikurapa ivo vakafa vasingarapi hazvina kana musoro plus ndotoonawo kunge wegona wacho arikuvharawo madzimambo ini
@Olcool Жыл бұрын
@@annanyamugudza1327 mibvunzo iri ryt. Pavarume its good kuudzana chenjedzo kubvunzisa kuti vazive kuti uri kunzi mudzimi wakanyatsoongororwa here. Hapana chakaipa ipapo
@Olcool Жыл бұрын
@@annanyamugudza1327 zvinogona kudaro. Munhu anoshereketa anogona kudzikaidza chero ani.
Head makurasika ipapo mudzimu wemumusha kana paine hurombwa autauri zvizere endai nawo kwasekuru tasvu bb taps
@DianahSithole-un5ck Жыл бұрын
Mambo Head man Chigodora iiii mune basa baba zvinoda tenzi vamuwanire sìmba ne nyasha
@terrynchibudu8782 Жыл бұрын
ko headman brief umwe wenyu anongobvunza zvinhu zvakataurwa
@brianmatande451 Жыл бұрын
Point
@adv128 Жыл бұрын
Mukomana uyu (Bernard)ari right kuisa vana baba pakona bcz ngavarege kutambudza vana nekuda kwehurombwa
@tendaishayamuranda2461 Жыл бұрын
Ko mudhara vesuit vakamutora kupi akutishaisha headman gadzirisai apo
@brendazinyembe Жыл бұрын
Akabva kwamambo zimunya
@daviddavid9778 Жыл бұрын
@@brendazinyembe hanakudzingwa kwakabva hre
@Washie_DukeOfGokwe Жыл бұрын
Chigodora kanoda mari...kane hutsotsi
@juniorfreedom8775 Жыл бұрын
Wesuit ngaabve kuuye magirazi
@MaggieMombe Жыл бұрын
Ini ndakaponderwa hànzvadzi yangu madam mutambanengwe pachemhanza mission kuwedza mumusha me anhu Ava munenyaya isu hatinakuripirwa nanhasi asi zvakaitika kuma84
@EvelynTsitsiSatumba Жыл бұрын
Zvinogona kuzobuda mafa henyu
@malvinchiyangwa6947 Жыл бұрын
Ba taps plz uyo ane sutu uyo ngaasazviite anogona kutaura hatimude mudhuze na mambo plz
@nyaraiMautsi Жыл бұрын
Asikana hadman batsirayi baba ava shuwa anzi dai ndagara zvangu kuimba kwenyu
@wekwamazorodze8660 Жыл бұрын
New secretary warikutipedzera nguwa 😢
@pedzisaihove7861 Жыл бұрын
Taura hako.Time wasting new secretary
@princenzembe9781 Жыл бұрын
I reaaly want to follow the story. Can you tag me for the next episode plz.
@raymondkudzaigonzo5498 Жыл бұрын
I went to manzununu sec school with the 2 guys ane white ari kubudirwa ne ari pa side pacho. They had the first generator and color TV in our village nechigayo.The guy anonzi Benny brother yacho Simpson. Imba yavo yega yanga ine paint ye blue. Taienda kuno ona ma videos ana tongai moyo ikoko.
@justicemunyoro5408 Жыл бұрын
Vanga varikumberi
@ClaposMugova Жыл бұрын
Baba taps dzingai uyo munewani anemagirazi tangetajaira Allan aripi
Vanhu vaita godo ne mudzimu usiri wavo asi vemumhuri mudzimu wavo vanouda and vakagamuchira
@chingombedaries Жыл бұрын
Jealousy vanotya kufumugwa
@cyrilmangwana9713 Жыл бұрын
😂😂😂😂 mbuya iyo yatorara asi inofamba nhelaz
@natashalavaya363 Жыл бұрын
😅😅😅😅
@Progress-z8b Жыл бұрын
😂😂😂😂
@percyduks7350 Жыл бұрын
Uyo maglazi ngaaite basa nemazvo akungodzosa nyaya mashure tereresa matare😢
@daviddavid9778 Жыл бұрын
Chokwadi akudzosera nyanya mumashure. KO chinonzi mhirizhonga chiyi. Panyaya yakadai pangasaite mhiri zhonga hre. What is the meaning of peace oder. Magirazi uyo nganyatsoita mushe
@KudakwasheMukamba Жыл бұрын
Ndatoshaiwawo kuti akabvepiko iye magirazi apa hatauri zvonzika
Makadiyi vadare nyaya iyi iri pachena mudzimu unouya ne masahwira awo anobata basa hongu sekuru vangagara pamwana asivanorapa vachituma Masahiro ndimuzvare Chipo Jauma ku Roodeport South Africa
@ElliotKasere-hn3cm Жыл бұрын
Vachigodoro keep it up muno gonna kutonga
@faraiwaya Жыл бұрын
Uyu mface wechisuit cheblack anenfe anobhohwa uyu. Hameno maonero angu but he seems too slow in getting things.
Yes Mutasa wud have dismissed this nonsense. Pane arikuita jerasi newamwe. Uyu mupositori is just a joke.
@noodles7685 Жыл бұрын
@@t.m1222 n'anga varikungoipawo attention isina basa
@t.m1222 Жыл бұрын
@@noodles7685 imagine Wana Sabhuku wese awo washaruka kutongwa nebenzi iro ririkuchemera kurapa. Sad how Chigodora is making kuti nzvimbo yake ishaye Wana wanebrains nekudzinga maticha nenyaya yadofo Ayo.
@princechidziya3639 Жыл бұрын
uyu haasire magiraz we kudare baa orginal magiraz ndiye watinoda
@@fortunatemuchekadzese1939 that's true they is something fishing with Bernard boi, that's why chigodora insists about it because he knows chiwanhu ,
@brianmatande451 Жыл бұрын
Thank you Karanganda ndichaterera kana ndasvika kumba kubva kubasa nditi pano paSA Tembisa thank u so much munotibvisa mastress 😂😂😂 handisini ndoga ndine dambudziko haaaa I 😅surrend
@trivedymukuze9970 Жыл бұрын
Sound hanzii
@tanyanyiwaq Жыл бұрын
What's pinga?
@nyashamakaha8505 Жыл бұрын
Kamwe kamhuka so kanovhimiwa mumamisha umu for usavi
@brightonmatinyadza4187 Жыл бұрын
mambo pamwe vanomboza asiizvezvi vaakurashika
@NhereraYenyika Жыл бұрын
Nyaya iyi iri pachena.munhu ane gona asiri kuuya kudare ndiye ari kukonzeresa arikutoramba kuuya kudare ndiye arikukonzera mvonga mvonga dehenya riripo izvi zvekuti mudzimu hausi wechokwadi ratoo drama .batsirai Benny uyo pliz.atambura mukomana uyo