PANHAMO YEMUROI (EPISODE 4)

  Рет қаралды 85,353

Naiza Boom

Naiza Boom

Күн бұрын

Пікірлер: 408
@NaizaBoomFilms
@NaizaBoomFilms 3 ай бұрын
THANK YOU SO MUCH GUYS NE SUPPORT YENYU NGATISANGANEI MANHERU ZVAKARE 🎬🍿🔥✅
@thandondlovu2124
@thandondlovu2124 3 ай бұрын
Ini hangu ndakatadzei nyangwe comment yandakayisa ayina kana like ye naiza asi l like every film😢
@thandondlovu2124
@thandondlovu2124 3 ай бұрын
@@NaizaBoomFilms ii maita henyu basa atleast
@emaysalvadorVenancio
@emaysalvadorVenancio 3 ай бұрын
​@@thandondlovu2124 chokwadi pamwe asi kutifarira 😂😂😂😂😂
@thandondlovu2124
@thandondlovu2124 3 ай бұрын
@@emaysalvadorVenancio maybe nhai maybe arikufunga kuti takabata bata satete vachapepa
@MukanyaNex
@MukanyaNex 3 ай бұрын
Ko 6 ikuuya rini
@NaizaBoomFilms
@NaizaBoomFilms 3 ай бұрын
THANK YOU SO MUCH GUYS NE SUPPORT YENYU NGATISANGANEI MANHERU ZVAKARE 🎬🍿🔥✅
@sanelisiwencube-h6p
@sanelisiwencube-h6p 3 ай бұрын
In times like these I miss Ozizi Ozemwa used to kill this part of being Madzibaba
@ruekay
@ruekay 3 ай бұрын
Well, he is history now, gone and forgotten 😅
@memechipy
@memechipy 3 ай бұрын
​@@ruekay😂😂😂😂 sazodaro
@TavongaisheNguwo
@TavongaisheNguwo 3 ай бұрын
Real
@MitchellSabina
@MitchellSabina 3 ай бұрын
Is true
@nokuthandamabamu3734
@nokuthandamabamu3734 3 ай бұрын
You can say that again
@Munah-mq5fr
@Munah-mq5fr 3 ай бұрын
Mai Cleo I'm proud of you if you like mai Cleo siya like
@TrayBorn-official
@TrayBorn-official 3 ай бұрын
Munozviziva here kuti Chapepa anogona zvekudaro mupei ma likes❤
@CarolineKahota
@CarolineKahota 3 ай бұрын
Im here for mary🎉🎉l like this lady
@NazarethNjangi
@NazarethNjangi 3 ай бұрын
Me 2
@SharonHuragu
@SharonHuragu 3 ай бұрын
Mother vanombo actor vari mai va Cleo vanogonesa zvekutii🎉❤❤❤❤❤
@carolmbewe
@carolmbewe 3 ай бұрын
Chokwad vane chipo
@2BG570
@2BG570 3 ай бұрын
Mary anogonesa
@CharmaineMedzai
@CharmaineMedzai 3 ай бұрын
Marry arikungoda kurowa😂
@gogoatanaka
@gogoatanaka 3 ай бұрын
Kkkk vanogona kani kkk
@SelinaFenjure
@SelinaFenjure 3 ай бұрын
😂😂😂 vanogonesa zvekut
@JocylenChikovore-iq7ln
@JocylenChikovore-iq7ln 3 ай бұрын
Madzibaba killed his part that was superb❤❤❤😂
@AngelineMandaza
@AngelineMandaza 3 ай бұрын
Mai Clio avoka yah ndavafarira chaizvo ❤takatomirira ramanheru rachona 🎉🎉🎉🎉 good gyz munogona imi, ma likes pano anhu weeeee 💓
@yuvonnetengende2345
@yuvonnetengende2345 3 ай бұрын
All Naiza crew munogona including the new characters, well done🎉
@ChantelMiller-eb7ee
@ChantelMiller-eb7ee 3 ай бұрын
Nice one waiting for the next episode Kana mukatiisirawo 3 ma episode a day
@LingoLyee
@LingoLyee 3 ай бұрын
I'm in love with the song of madzibaba panyika dai Tanga tirivamwe dai tanamata❤
@PriscaMachimbidzofa
@PriscaMachimbidzofa 3 ай бұрын
Ndanke ndkutoimba nhaimi 😂
@LingoLyee
@LingoLyee 3 ай бұрын
@@PriscaMachimbidzofa kkkkk same nekuno 🤣
@SelinaFenjure
@SelinaFenjure 3 ай бұрын
​@@LingoLyeekkkk😂😂😂 DAI varamba vachiimba
@LingoLyee
@LingoLyee 3 ай бұрын
@@SelinaFenjure kkkk taura hko ndatononokerwa nekuenda ku church mangwana
@KevinTChinyengetere
@KevinTChinyengetere 2 ай бұрын
He killed his part😅😂🎉
@ColletaMusariri
@ColletaMusariri 3 ай бұрын
I can't resist it much love for you Marry unogona 💥🤣🤣
@HarmonyNdirowei-x2e
@HarmonyNdirowei-x2e 3 ай бұрын
Chapepa to the world anogona mface uyu😅😅😅🔥🔥hoyooo kedha tsimoko ma one ayaaa💯💥💥😂😂😂mai cleo ma one Mary anopedza 😅😅😅🙌
@BlessingLameck-i8j
@BlessingLameck-i8j 3 ай бұрын
Kana mazogara Zimbabwe yese hakuna team rogona kupfura NB @Naiza Boom motooooooooooooo I wish kumbobudawo pa1 movie nanaDhimba naSolo
@SikangeleMtwalo
@SikangeleMtwalo 3 ай бұрын
Jatiwero netsai and ozizi ozemwa we need these guys pafeya
@AmosBanda-j5j
@AmosBanda-j5j 3 ай бұрын
True ❤
@AlettaChiyangwa-xd1ex
@AlettaChiyangwa-xd1ex Ай бұрын
Sure kani ummm
@CharmaineMedzai
@CharmaineMedzai 3 ай бұрын
Mary akugona kkkk kokurowa
@ThabaniMakumbu
@ThabaniMakumbu 3 ай бұрын
Nhasi ndiripa top ten viewer ❤❤❤
@stelladeredzai7792
@stelladeredzai7792 3 ай бұрын
Mai Cleo manga muchimanyira kunobatwa kwa Madzibaba 😂😂😂😂, Kedha kaa hanzi tsimoko 😅😅😅
@TatendaTatie-en9pj
@TatendaTatie-en9pj 3 ай бұрын
Kedha akuda kudya bota😂😂😂
@JoyceMsipha
@JoyceMsipha 3 ай бұрын
Kkkkk hqnz ko ndairamba ndichiti chiiii 😂😂😂
@NicolateTembo
@NicolateTembo 3 ай бұрын
Kkkkkkkkkk ndaizviziva kuti solo akaroyiwa neakafa😂😂😂
@wondlanilucas4884
@wondlanilucas4884 3 ай бұрын
😂😂😂😂
@emaysalvadorVenancio
@emaysalvadorVenancio 3 ай бұрын
😃😃😃😃😃😃😃
@YvonneKalulu-m1e
@YvonneKalulu-m1e 3 ай бұрын
😂😂😂
@innocentchitsenga6896
@innocentchitsenga6896 3 ай бұрын
😅😅😅😅😅😂
@BonifaceMujati
@BonifaceMujati 3 ай бұрын
😂😂😂😂😂
@rawlingsdzviti
@rawlingsdzviti 3 ай бұрын
makapenga rambaii makadaroo team naiza😂😂😂😂
@BeautyChimbuya
@BeautyChimbuya 3 ай бұрын
Ndokunonzi kufarira n'anga inobata Mai kwaita vatete
@lisachatambura4576
@lisachatambura4576 3 ай бұрын
Haaa,Vanaiza boom moda kurohwa ndochiii chamunotiitira kutisiya tichingosekerera 😂😂😂😂😂nice wena mogonesa
@WhitneyZivambiso
@WhitneyZivambiso 3 ай бұрын
Keep it up guys Ahh mondifadza
@Samyt04
@Samyt04 3 ай бұрын
Vapengesei😂😂😂
@AshleyMsonza
@AshleyMsonza 3 ай бұрын
😂😂😂😂 officer vave muporofita
@ThabaniMakumbu
@ThabaniMakumbu 3 ай бұрын
Kkk 😂😂😂 pamberi naprophet kkkkk 😂😂😂
@ChristinahsfamilyTV
@ChristinahsfamilyTV 3 ай бұрын
Pana madzibaba pane munhu wandafunga... but hazvina hazvo mhaka. Zvirikuita!😊
@preciouspatiencemutosvori638
@preciouspatiencemutosvori638 3 ай бұрын
Kkkkkkk haasi Nyamari here
@preciouspatiencemutosvori638
@preciouspatiencemutosvori638 3 ай бұрын
ASI Senzeni Ari among varoyi vemumusha eishy munorema umu
@LovenessCharara
@LovenessCharara 3 ай бұрын
Ozemwa kkkkk
@jessicanyaman8295
@jessicanyaman8295 3 ай бұрын
Ozemwa
@JoyceMutamirepi
@JoyceMutamirepi 3 ай бұрын
Ndafunga ozemwa😂😂😂
@TinotendaMakwere-p8e
@TinotendaMakwere-p8e 3 ай бұрын
Panamadzibaba apo ndopaida ozemwa aipedza maspots❤😅😅😅
@tmaktmak1464
@tmaktmak1464 3 ай бұрын
Abion. ndatenda tenzi
@habackrukadza3394
@habackrukadza3394 3 ай бұрын
Hurombe hwenyu ndehwekuzvarwa navo kkkkk mhayi mukai mhayii😅😅😅😅
@nicolieChirongwe-j2n
@nicolieChirongwe-j2n 3 ай бұрын
This drama was only nice on chapepa s side
@sheontafadzwa7699
@sheontafadzwa7699 3 ай бұрын
Naizo boom🎉🎉🎉🎉🎉🎉makapenga guys keep it up💯
@KevinTChinyengetere
@KevinTChinyengetere 2 ай бұрын
Madzibaba nailed it 😂
@NancyMufuka
@NancyMufuka 3 ай бұрын
May God bless NB for showing more old people with great talents in ARTS industry 🙏
@Motivationbyttd
@Motivationbyttd 3 ай бұрын
solo, dhafu, and svinurai are cooking for us her? but, wait who is with here?
@GeorgeManyika-ii9ce
@GeorgeManyika-ii9ce 3 ай бұрын
NAIZA boom 💥 muhombe guys anogonesa ,mondimhoreserawo Cleopatra ka bby boe kwandiri ndokafarira kanondiitira
@PraiseManyanga
@PraiseManyanga 3 ай бұрын
I can't wait for episode 5
@mercyzvitsatsuzvitsatsu
@mercyzvitsatsuzvitsatsu 3 ай бұрын
zveshuwa kana inindovafarira vanogona basa ravo
@PanasheMusaidzi
@PanasheMusaidzi 3 ай бұрын
Khedha hunzi tsimoko 😅kufudza mbombe😂
@crynetjosphat1492
@crynetjosphat1492 3 ай бұрын
Mbombe😂😂😂😂
@emaysalvadorVenancio
@emaysalvadorVenancio 3 ай бұрын
kkkkkkkkk zwakahoma
@lacychipindirwe1289
@lacychipindirwe1289 3 ай бұрын
Mary arikupedza masports the way I love her soo kaaa ngaarambe achishanda nesimba she is so talented ❤
@RutendoMudenhe
@RutendoMudenhe 3 ай бұрын
NB mushonga westress murambe makadaro 🎉🎉🎉🎉🎉
@NazarethNjangi
@NazarethNjangi 3 ай бұрын
Chokwadi inn ndingadai ndakafa Kare daipasi nb ❤❤ this channel 🎉🎉
@getrudemangwaya
@getrudemangwaya 3 ай бұрын
Mai cleo vanogonesa zwekuti l love you will done ❤❤❤
@russelmadhonera5513
@russelmadhonera5513 3 ай бұрын
Macleo na sekuru welldone you nailed it
@gracematsika7304
@gracematsika7304 3 ай бұрын
Pakaipa mhayiweee Aaaayaas Anhuwoyeee ❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉😢😢😢😢
@ZoeMudiwa
@ZoeMudiwa 3 ай бұрын
Hats of to chaps....❤❤❤
@BuhleeNgwenya
@BuhleeNgwenya 3 ай бұрын
Kkkkk naiza boom make me to laugh l broke my bones ❤❤❤❤ keep up guys l ove you all ❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤
@MadlaminiZaneleMadlaminiZanele
@MadlaminiZaneleMadlaminiZanele 3 ай бұрын
❤❤❤❤ keep it up guys hanzi muroyi ndiye anonyanyisa kuchena kunge arikunyanya kurwadziwa kkkkkk
@elphaszvoumba
@elphaszvoumba 3 ай бұрын
Pamberi ne naize boom 🎉🎉🎉
@HildahSibanda-om9kr
@HildahSibanda-om9kr 3 ай бұрын
Mbabvu dzopisa nekuseka😂😂😂hanzi haman pamatanda ake
@UlithySibanda
@UlithySibanda 3 ай бұрын
❤❤ naiza boom bhora mberi
@EmilyNDUNDU
@EmilyNDUNDU 3 ай бұрын
Wow NB you the best 🎉❤
@Steezmania90
@Steezmania90 3 ай бұрын
Famba Naiza 💪🏾💪🏾💪🏾💪🏾💪🏾
@Tinashe-mj8yq
@Tinashe-mj8yq 2 ай бұрын
Haaa munogona pamberi neNaiza Boom🎉🎉🎉🎉🎉🎉
@NokuChuma-ve2si
@NokuChuma-ve2si 3 ай бұрын
😂😂😂hanzi mhaii mukai mhaiiii,Harman pamatanda ake 😂😂😂
@MarvellousMandikumba
@MarvellousMandikumba 3 ай бұрын
Tsimoko nzitsa gaira😅
@ThomasDube-e2p
@ThomasDube-e2p 3 ай бұрын
Nachapepa unouraiwa kkk
@ruebenmurwira6541
@ruebenmurwira6541 3 ай бұрын
Kkkkkkkk hanziii ndipeiwo muteuro wekuti ndisanorohwa
@violetweja1071
@violetweja1071 3 ай бұрын
Muroyi ngaatsve 🔥🔥🔥
@SibongieNdhlovu
@SibongieNdhlovu 3 ай бұрын
Iiiiiii Mary Mary Mary kaaa u played it 😂😂😂😂 thanks director
@BelieversLungu-j3j
@BelieversLungu-j3j 3 ай бұрын
Zambia still enjoying ❤❤❤
@Bhaureni2437
@Bhaureni2437 3 ай бұрын
haa naiza boom rinenge rashati pechimwe chirikufaya ichi😂😂
@gloriamatsangura9533
@gloriamatsangura9533 3 ай бұрын
Handei naro rikunakidza munogona mukoma naiza
@ralphchikotera6103
@ralphchikotera6103 3 ай бұрын
Tsimoko kedhaa❤️🔥🏋️💯
@CalvinDzapasi-bt9pw
@CalvinDzapasi-bt9pw 3 ай бұрын
Tsimoko woyee😂😂😂
@YolandaMorsiMorsiYolanda
@YolandaMorsiMorsiYolanda 3 ай бұрын
Keda keda yakanyanya❤❤❤
@JosephineChimwamwa
@JosephineChimwamwa 3 ай бұрын
😂😂😂 madzimai vambenge vachinongedza vamwe zvino ndiwo vazobatwa kkkkkk
@NetsaiMakiyi
@NetsaiMakiyi 3 ай бұрын
Mai kiriyo kkkkkkkkkwwaaaa nhasi mazondispaka kubva zvamakatanga kuekita nhasi mandikuvadza
@AshleyNdlovu-jq4mv
@AshleyNdlovu-jq4mv 3 ай бұрын
Kkkkkk muri kurova mukoma asi pamuporofita tsvagai umwe avo avazvigone paitoda ozemwa
@PriscaMachimbidzofa
@PriscaMachimbidzofa 3 ай бұрын
Naiza boom huchi pasina nyuchi waaaaal tiri kuvarairwa kni
@ShuvaiMudzamba
@ShuvaiMudzamba 3 ай бұрын
Solo manje handidye mari yeropa ini haaa dhemeti 😂😂😂😂😂
@bigmama973
@bigmama973 3 ай бұрын
kkkk yaa saka muroyi ndiye anemberi kuchema panhamo nhy
@BesterHazvina
@BesterHazvina 3 ай бұрын
Varoi vakurohwa this days ukabatwa😂😂Ini ndakatorasa hwangu huroi
@nyahsamareya4434
@nyahsamareya4434 3 ай бұрын
Yaaaa Merry ndazviziva kuti Dzungu rako iri pane something wrong😂😂
@michellemunyamana2925
@michellemunyamana2925 3 ай бұрын
Shona yakedha nezvaarikutaura kaA😂😂😂😂😂 haaa pfira danty shaaz
@florencevatricky4333
@florencevatricky4333 3 ай бұрын
Andsat ndakamboona Maria mroyibini 😂😂😂😂
@Takuwayn
@Takuwayn 3 ай бұрын
Yaaa madzibaba vapedzera kkkk apa mai cleo marovero amaita muzukuru wenyu uyo muchiziva zvenyu kuty ndimi Mairoya nagogo
@PrimroseMavingire
@PrimroseMavingire 3 ай бұрын
😂😂😂😂😂 nice wani ngazviende kumberi
@CephasChisero
@CephasChisero 3 ай бұрын
Mai Clio mandinyadzisa sure 😂😂😂😂
@MasclineMleya
@MasclineMleya 3 ай бұрын
😂😂😂😂😂ndazoseka zvangu ini ndaiziva kut mudara iyu apana chanoziva pakufa kwevanu ini ndaiti kuchai senzeni ndiye muroi 😂😂😂😂 pamberi ne movie redu kkkk solo
@MarthaBwanaisa
@MarthaBwanaisa 3 ай бұрын
Naiza boom munogona❤❤❤❤
@SibongileSamuriwo
@SibongileSamuriwo 3 ай бұрын
varoi ndivo vanoda kuudza vamwe hurombwa madzibaba sando dzenyu.....dhuku reku England kwaaa
@AnnamoreFambirayi
@AnnamoreFambirayi 3 ай бұрын
😂😂😂😂😂 hanzi ndikudakudaira 😂😂😂😂 haa marry so
@christinemuguza
@christinemuguza 3 ай бұрын
Mary wangu mhai❤❤❤❤❤❤
@nyahsamareya4434
@nyahsamareya4434 3 ай бұрын
Ahhhh Murungu ariko hake❤❤😂
@hugginsbeahmun1562yabbavegga
@hugginsbeahmun1562yabbavegga 3 ай бұрын
Hanzi Solomon dai akaenda ku form 6 😂😂😂😂😂
@MONICA-x7z
@MONICA-x7z 3 ай бұрын
Naiza hatina zera newe❤❤❤❤
@AtriciaKiss
@AtriciaKiss 3 ай бұрын
It's high time l protest for this to show on tv stations I want this to be famous in the whole wide world 🌎
@dennisoffice4769
@dennisoffice4769 3 ай бұрын
NB is Zim's Mfundi Vundla well done, one the whole world will know abt u bro
@shamisokaseke1974
@shamisokaseke1974 3 ай бұрын
well done madzibaba ❤🎉
@zandercronje6650
@zandercronje6650 3 ай бұрын
Mai cleo taurai chokwadi kkkk naiza boom makanyanya
@JoboMomberume
@JoboMomberume 3 ай бұрын
😅😅😅😅😅😅 madzibaba apedza pawo mhamha mukai😅😅😅😅😅😅 haaaa chapepa ane hasha yooo kkkkkkkkk Kedah again tsimoko unouya kumba ndokupa picture😅😅😅😅😅😅😅😅😜
@LatifaMusai
@LatifaMusai 3 ай бұрын
Hatisipakurwa guys khedha ati ndewekuEngland
@ChristinahsfamilyTV
@ChristinahsfamilyTV 3 ай бұрын
VaChapepa madii kutema shamu zvamuchabvarurirwa hat...Mai Cleo hanzi imi magara henyu muri marombe😂
@KundaiRukovo
@KundaiRukovo 3 ай бұрын
Hanzi haaa ndiri kutaura mhani iwe
@LeroyjohaneMudzikati
@LeroyjohaneMudzikati 3 ай бұрын
Madzibaba vaizvigona ndi ozemwa
@emaysalvadorVenancio
@emaysalvadorVenancio 3 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂 amusi kunhepa asi naiza bora nberi usadzoke masure
@remember-zv2fk
@remember-zv2fk 3 ай бұрын
Nyamari to the fullest 🎉🎉
@MellisaMabara
@MellisaMabara 3 ай бұрын
Kkk hanzi marombe Mai Cleo vanogona
@TinevimboChorira
@TinevimboChorira 2 ай бұрын
Ciciria akadyiwa nagogo😅😅😂😂
@ralphchikotera6103
@ralphchikotera6103 3 ай бұрын
Haaa Chapepa chinopedza haahaaa🔥🏋️💯
@ThandiweShangwa-t7u
@ThandiweShangwa-t7u 3 ай бұрын
Aiwa NB munogona❤❤❤❤
@estherzimuto-ul2ru
@estherzimuto-ul2ru 3 ай бұрын
😂😂😂😂 hanzi nakedha tsimoko😂😂😂
PANHAMO YEMUROI (EPISODE 5)
14:03
Naiza Boom
Рет қаралды 81 М.
CHISKORO SKORO CHEMADHAMU DHAMU (EPISODE 1)
18:24
Naiza Boom
Рет қаралды 67 М.
So Cute 🥰 who is better?
00:15
dednahype
Рет қаралды 19 МЛН
When you have a very capricious child 😂😘👍
00:16
Like Asiya
Рет қаралды 18 МЛН
UFC 310 : Рахмонов VS Мачадо Гэрри
05:00
Setanta Sports UFC
Рет қаралды 1,2 МЛН
KUROMBESWA KWANGU NEMUTANA WEKU MALAWI
17:45
MAMO SECRETS AND CONFESSIONS
Рет қаралды 1,1 М.
Nherera Episode 3
20:20
Four Seasons Media ZW
Рет қаралды 45 М.
MUCHATO WEMU PURAZI (CHAPTER 1)
17:36
Naiza Boom
Рет қаралды 209 М.
Mother PaMusika S2 E6
12:53
One Tv
Рет қаралды 75 М.
NAKUPENDA MWALIMU NIKUVALISHE PETE  STEVE MWEUSI
14:04
Mweusi Family
Рет қаралды 7 МЛН
MATHNA{UKEWENZA} full movie
3:05:29
BIN MAHSEN FILM
Рет қаралды 223 М.
MY FRIEND MY ENEMY (FULL MOVIE)
1:05:19
Naiza Boom
Рет қаралды 91 М.
So Cute 🥰 who is better?
00:15
dednahype
Рет қаралды 19 МЛН