Ndaka Dzorerwa Mari Yeroora Manje Ndafunga Kupengesa Mukadzi Uyu

  Рет қаралды 4,386

Zim Facebook Secrets And Confessions

Zim Facebook Secrets And Confessions

Күн бұрын

Please Follow me on Facebook
www.facebook.c...
Zim Family Secrets and Confessions
Deep Secrets and Confessions Google.
In this first episode, we hear a story of a .
Please listen, like, comment, subscribe and share.
Please Check out our latest episode kuchannel yemujolo
Link down below
@goromonzitv
If you have any confessions please feel free to contact us on
+27678702658
#Familysecrets #secret #zimbabwe #confessions

Пікірлер: 47
@tafadzwapasi8875
@tafadzwapasi8875 9 күн бұрын
Praise and worship team be holy nekuti Mwari ari holy. Mr married guy
@lindimakanza3479
@lindimakanza3479 9 күн бұрын
Uyuwo wekudzoserwa mari,munoziva zvinhu zvwmishonga kuti azvina kunaka here
@talentmakota1434
@talentmakota1434 9 күн бұрын
Inga wati wakafara pakafa munin'ina wako ,ngaakushungurudze zvekuti
@AlettaChiyangwa-xd1ex
@AlettaChiyangwa-xd1ex 9 күн бұрын
First con ndinoti hausat watanga hako kuchiva here kusvika pakuuraya nemawandiro akaità vanhu kadzi pasi rese reurura shaa
@lindimakanza3479
@lindimakanza3479 9 күн бұрын
Iwewe wekuuraya hama yako,dai watambura chaiko,dai akurova
@AlettaChiyangwa-xd1ex
@AlettaChiyangwa-xd1ex 9 күн бұрын
Amen
@magaretmapupa
@magaretmapupa 9 күн бұрын
Confession yabamkuru iyo ndinongoti titende, ngazviende mberi kusvika mareurura husatan hwamakaita
@tafadzwapasi8875
@tafadzwapasi8875 9 күн бұрын
Last conf mari yako wapiwa wani . Kungo yenda kun'anga pakuzoyitwa back to send ndopauchadzidza ipapo . Vanhu vari kufamba these days unobatwa
@maximumdube2953
@maximumdube2953 9 күн бұрын
Urisatan wemunhu kuvuraya mwana wamai vako.....dayi wafa urinbwa
@christinakanyemba2797
@christinakanyemba2797 9 күн бұрын
Ini hangu vese vanorombaka l have no comment
@AlettaChiyangwa-xd1ex
@AlettaChiyangwa-xd1ex 9 күн бұрын
Neniwo musikana 😢
@monalisakaetano8083
@monalisakaetano8083 9 күн бұрын
All l say is kuzvicherera guva rako
@tatendagwata9768
@tatendagwata9768 9 күн бұрын
Maswera cy Mkoma Nashy nemi vedare 👏 ♥️
@jenniferndlovu-pn1dw
@jenniferndlovu-pn1dw 9 күн бұрын
Iwe wekuchekeresa munin'ina wako ikozvino mainini varikutozoroorwa neumwe iwe uchitambura hapana chawakaita
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 9 күн бұрын
First 🎉🎉🎉
@RutendoChanzenza-fr8jv
@RutendoChanzenza-fr8jv 9 күн бұрын
Kuromba mazvokuda musaurayise vanhu vasina mhosva first confession 😢😢
@GeorgeFabulous-nh7nf
@GeorgeFabulous-nh7nf 9 күн бұрын
Ndatanga kusvika ndini
@SibongileNdlovhu
@SibongileNdlovhu 8 күн бұрын
😮
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 9 күн бұрын
Pachipamwe mkoma Nash
@tinevimbo8751
@tinevimbo8751 7 күн бұрын
Mukomana wekushanduka sikarudzi uyo Ka wakayenderei Ku na'nga iwe usinga zive ma side effects yemishonga uuumm zvakaoma.. endai kwasekuru mukotsanjera
@monalisakaetano8083
@monalisakaetano8083 9 күн бұрын
Iwe wekuchekeresa munin'ina imbotambura kusvika wanuna... Chasara kuti urohwe ne chinhu chausingaoni wobva wafa kunge zvakaita n'anga yako
@user-nf5wg8fh8g
@user-nf5wg8fh8g 8 күн бұрын
😂😂😂😂😂 hawufe dayiatoita zvekukurova everyday urimuroyi dayivanhu vesevachi itasehama yakonyika yayinaka
@RudoMatikiti-q5f
@RudoMatikiti-q5f 6 күн бұрын
Mushonga wengozi kuripa.
@Mamamukue
@Mamamukue 8 күн бұрын
Hiiii thnx henyu imi apa ini ndanga ndichitoda kupa yangu someone shame maita basa henyu nhai imi yoooo ndapindwa nekutya imi
@SibongileNdlovhu
@SibongileNdlovhu 8 күн бұрын
Yuwiii nyika yashata hama dzangu
@TarisaiGwenzi-gv3em
@TarisaiGwenzi-gv3em 5 күн бұрын
Vatsvagire wavo murume
@fadzaimacharaga98
@fadzaimacharaga98 6 күн бұрын
Zvekuromba hazvina maturo
@michaelmaziya2930
@michaelmaziya2930 4 күн бұрын
Mkoma vanoda kutengesa mkadzi uyo madini kusiyana nazvo ainge asiri wenyu mkoma it wasn't meant to be .Mari yenyu makapiwa dambudziko chii nhai mava kuda kupara ngozi inozopedza dzinza vakadzi vakawanda hama tsvaka mumwe .
@nomamandoro8601
@nomamandoro8601 8 күн бұрын
😂😂😂😂😂😂😂 hausati watanga hko netswa nechipoko
@monalisakaetano8083
@monalisakaetano8083 9 күн бұрын
Last Confession blaz please appreciate kuti mari yenyu akadzoka mu zvakanaka.. Also forgive n move on with your life.. Mwari vachakupai the right gal kana nguva yakwana
@carolinechirima
@carolinechirima 5 күн бұрын
Uyo wekurombera ku protector ma assets ko waidii kungoinda kokecha usina ma assets wosiya kumba.i reason here yekuromba iyoyo
@joy-ur8ct
@joy-ur8ct 8 күн бұрын
Saka unoda kubatsirw eine nhaiwe nguruve ungauraira munin'ina wako mkadzi, imagine mwari wako akaurawa kunge svosve kuzoti iwe
@jenniferndlovu-pn1dw
@jenniferndlovu-pn1dw 9 күн бұрын
Mkoma vekuda mukadzi akafirwa kana muchida mhuri yenyu siyanai nemukadzi uyu hamuzivi chakauraya murume wake munogona kuzofawo musangodaida musingazivi kubackground
@blessingbikinyaamidu5224
@blessingbikinyaamidu5224 8 күн бұрын
Vasikana hewoo makonye amuri kupindwa nawo, #2 unochivira brother yako mukadzi uhm this was so heartless, you don't deserve peace tambura
@mekong7529
@mekong7529 9 күн бұрын
Blaz vePraise and Worship you are now about to apply kuzorwa butter zvako... Kutanga kahupenyu kekugara nemangayi
@Cacoon-o7s
@Cacoon-o7s 9 күн бұрын
Avo vekudzoserwa mari yeroora, pamwe musikana akange atori nenhumbu yeumwe murume akazoroora, wakatogonerwa ukadzoserwa pachiri pedyo. Waizokwanisa kuchengeta mwana asiri wako here?
@michaelmaziya2930
@michaelmaziya2930 4 күн бұрын
Mkoma vokunamata vachichiva mkadzi akafirwa ko munonamata chiiko nhai imi muri muadultery nguva yose madini kusiya kunamata maita zvechihure pachena ,ko iye murume wavo wakafa neiko ?
@RejoiceMurwira-s6b
@RejoiceMurwira-s6b 8 күн бұрын
Last confession, satan uses pain to control us. Mukangoenda kun'anga chete satan atokuitayi check mat. Kana muchigona namatayi Mwari akubetsereyi kuregerera and move on with your life
@Cacoon-o7s
@Cacoon-o7s 9 күн бұрын
Inga vakadzi vakawandisa wani, nanhasi hausati wawana mumwe here unoswera uchirwadziwa nemunhu anotorara nemumwe murume???
@TatendaMusinahama-mo3tg
@TatendaMusinahama-mo3tg 5 күн бұрын
Vataura zvema passports maita basa nechenjedzo
@tafadzwapasi8875
@tafadzwapasi8875 9 күн бұрын
Wakashata iwe killing your young nenyaya yegambi .
@Mamamukue
@Mamamukue 8 күн бұрын
Sorry havo avo vakanyudzwaaa
@michaelmaziya2930
@michaelmaziya2930 4 күн бұрын
Mkoma vekuromba nemwana wamai vavo ko kana mukafa mainn vamaida vanosara nani ungaurayira munhu mkadzi wake shuwa .Dai chipoko chake chatanga kuita bonde newe nekudhoti mazuva ose number dzevanhu vanobatsira hatikupi Mama Satan .
@thomasnhamburo6448
@thomasnhamburo6448 8 күн бұрын
Con 2 Dai chipoko chemunin'ina wako charamba chichikuwonesa moto you are evil
@EmmaMarozwa-qm2lw
@EmmaMarozwa-qm2lw 8 күн бұрын
Muporofita achakubatsira naiyewo ngaafe musi iwoyo sezvakaitwa n'anga
Kana Uri Murume Ane 41 Years Ari Ku Uk Huya Unzwe Nyaya Iyi
16:17
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 787
Huyai Munzwe Mishonga Yandakashandisira Pamuroora Akazo BaiwaNe Banga
17:57
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 2,8 М.
Just Give me my Money!
00:18
GL Show Russian
Рет қаралды 1,2 МЛН
Ndakaita Mwana Na Prophet Asi Vaida Kuuraya Mwana Uyu
18:09
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 2 М.
Huyai Munzwe Zvakaitika Mushure Mekunge Murume Wangu Akaponda Munhu
17:50
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 2,4 М.
Ndiri Kutsvaga Pastor Muchefa Kuti Vandinamatire Please Help Me
19:12
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 3,1 М.
Huyai Munzwe Kubira Kwatakaita Ma Blessings Ecousin Brother Yangu
17:33
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 2,3 М.
Mukadzi wechikwambo
14:39
Dark Secrets and Confessions
Рет қаралды 9 М.
Ndaka Dyisa Vamwene Vangu Madzihwa Angu
16:09
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 1,2 М.
Ndaida Kuroya UmweMukadzi AinamataAsi Ndakatadza NekutiAichengetedzwa Nemurume Anenge Achibvira Moto
20:55
Huyai Munzwe Nyaya Yevamwe Stepmother Vakanwisa Mwana Wemurume Hand Sanitiser Zim Confessions
16:16
Huyai Munzwe Zvandiri Kuda Kuita Na Maid Wedu My Confession
17:46
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 2,5 М.