Thank you uncle nekuti ratidza wo nzvimbo dzatisinganyatsoziva nezvinoitwako.... Much love ❤
@StovefamilyTv4656 Жыл бұрын
Thx uncle Saint aaah u made it today kwefuo wenaaaaChiredzi woyeeee❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤🏃🏃🏃🏃🏃🏃🏃hoooyooooooooooooooooo uncle Uncle venyikaaaaaaa Tongaat hulets Zimbabweeeeeeeeeeeeeeeeeeeeer🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼
@tanakaaharuperi9759 Жыл бұрын
Thank you for visiting Lowveld kunoku tinokuti kumaPurazi its a rural settlement ine zvinhu zvayo ine town even though is not that big but kwakarongeka
@mordenchimondo5 Жыл бұрын
😂😂akomana iyo type yenzimbe inonzi ZN inonaka especially ZN 06 uuuuummmmmmm
@CostanceMaidza-vd5fw Жыл бұрын
🌟
@RonikaMajawi Жыл бұрын
But chinondishamisa vamwe munyika medu havatowani kana cup zvayo iyo sugar ichirimwa munyika medu but Vanofocaser nekutranspoter kunana botswana ,Mozambique south Africa asi vanhu varimunyika vachitadza kana kunwa tea yacho
@melucemupfumbadzi2988 Жыл бұрын
Ndokwangu ikoko
@mordenchimondo5 Жыл бұрын
😂kushuga ikoko ndokughetto kwedu kwatakakurira uko ndokwedu chaiko
@nessakaitano3241 Жыл бұрын
😘👏
@esteremacheso1972 Жыл бұрын
Nxt mukauya mudarikirewo kuno mkwasin kwakauya baba harare vakashooter video ravo rakanzi love in the air ndimbokuonai
@truetunerecordsmanagement Жыл бұрын
Kkkkk , kumba kwedu ❤
@sydneynyakudya-dr2pi Жыл бұрын
Magona kutiratidza isuvamwe atisati tambokusvika
@kudzaiczenda1884 Жыл бұрын
Sekuru hairstyle yenyu Haisi kundifadza
@sainttv0321 Жыл бұрын
Rega kunditarisa nditariswe nevanofadzwa nayo 😂
@kudzaiczenda1884 Жыл бұрын
@@sainttv0321 handirege kukutarisai sekuru vangu coz muri last born mumba mamai vangu