Ndakaita Ka 1 chete Tichiti tirikufara Asi ndinemhuri yangu

  Рет қаралды 9,187

TICHKACH MTV

TICHKACH MTV

Күн бұрын

Пікірлер: 55
@florencemahore-fq9wj
@florencemahore-fq9wj Ай бұрын
Tongai munhu mambo.zvaine mkadzi umwe kunze waimudii demet
@terminagematinyarare8699
@terminagematinyarare8699 Ай бұрын
Iti taihuraaa kwete misikanzwa mani 😂
@FanazDema
@FanazDema Ай бұрын
Ukunyepera kudzungaira muface uyu chivanhu hachirevi wakagara naye kumwe kugara kwaukuda ndekupi kodarika kubvisa mwana wevanhu hembe
@user-oo2bx8wb7j
@user-oo2bx8wb7j Ай бұрын
Good mambo apa magona🎉🎉🎉
@LaizaMusaamba
@LaizaMusaamba Ай бұрын
Sei wakatsvaga umwe nokuti iwe uri kuti. Ndine wangu aaaa munojairira hanzvadzi
@Tarisaitarwireyi
@Tarisaitarwireyi Ай бұрын
Baba iyo ibhanditi chairo ,harizive zvarinotaura
@pokellokingz
@pokellokingz Ай бұрын
Mukwasha imbwa iyi ane pfungwa dzakadhakwa kuramba mwana zviripachena kuramba chikomborero mwana iyeye achawana umambo hwekudenga...
@pokellokingz
@pokellokingz Ай бұрын
Transfer nyaya iyi iende kwaMutasa anoona kuti Mutasa haana mafunnies akadaro kkkkk ibenzi iri
@lucillemukunyadzi6914
@lucillemukunyadzi6914 Ай бұрын
Mambo im happy hamudi kuwastirwa time yenyu.Iye munhu anozoti ndinemukadzi wangu..Ko pawaita izvozvo mukadzi akanga asipo here?
@user-wg5uh1ud4r
@user-wg5uh1ud4r Ай бұрын
Blessing anofanira kutobhadhara kumupedzera nguva
@ElvisMawele
@ElvisMawele Ай бұрын
Munhu akamitiswa hapabhadharwe roora pachivanhu.Asi panobhadharwa ma damages.After ma damanges unozobvunzwa kuti mukadzi unomuda here if yes woenderera mberi nekuroora.Usingade zvaperera ipapo.But nekuda kwehu greedy nehuori hwemadzimambo vakuchinja chivanhu in their interest.Mombe yaizobviswa after mwana ati kurei avakuda kumutora.Paizobviswa mombe yechiredzwa wotora mwana wake
@challyshambas6851
@challyshambas6851 Ай бұрын
Ndozvaanzi abhadhare ma damage kwete kuroora. The thing is pakaitwa mwana you to pay no matter uchagara nemukadzi here
@Noel-pf5mi
@Noel-pf5mi Ай бұрын
Nai iwe Blessing ukazungaira hunti Pawakasvira Yeukai uyo Ukanga wakadii Kusvira Hanzvadzi yako iyo wakadii kusvira iyeyo Haana magaro here urikuda kuzviita Bhuru revillage iwewe fokoro yemunhu kamba whizi yemunhu waiti urikunyenga pasi here?
@tonderaichikono8529
@tonderaichikono8529 Ай бұрын
Sascam remurume dhemeti yemunhu
@LaizaMusaamba
@LaizaMusaamba Ай бұрын
Kkkkkkbvisai chuma zvemusikanzwa hazvina basa kkkkk
@St-G2
@St-G2 Ай бұрын
This is a lesson for other man. Usasviresvire panze wakaroora unonyura. Masingle mother haanetse kubata nhumbu. Vasiyana nemaofflayer atoogara nawo mumba ekuti unoda kupomba 1000 rounds kuti mimba ibate.
@norbit3296
@norbit3296 Ай бұрын
Ndiwe bhuru mu area
@LaizaMusaamba
@LaizaMusaamba Ай бұрын
Musatenderedza vanhu pfungwa 🙌
@user-rp9yv1rf4c
@user-rp9yv1rf4c Ай бұрын
Mambo uyu haana hunhu zvachose handizivi nehurumende itiyoyi ndikwayo here inobhumidza mashura akadaro kuti mudhara uye munhu wemutemo anotaura zvinyadzi pakazara vanhu asingatombonyari hake zviriko hre izvezvi nhaimi ndidzo nhubu dzinotora cakadzi vecanhu nekurepa idzi nxaaa
@blessingmurozvi6059
@blessingmurozvi6059 Ай бұрын
Ndizvo zvinoitwa mumatare chero kwaMagistrate zvinotaurwa sezvazviri wani
@stanleymadanha5708
@stanleymadanha5708 Ай бұрын
Condom unoriziya here? blessing 2 this lady azviziva kuti u are married koiwe waizviziva here kuti u are a married man
@tatendarobsongova7587
@tatendarobsongova7587 Ай бұрын
ZVinorevei?? akuedza kubvunza kuti saka ndabvisa izvi does it mean mukadzi ave vangu here
@RegisChakanetsa
@RegisChakanetsa Ай бұрын
Zera ramayi avo vaimitiswa seyi nemurume we munhu , vakazungaira !
@marygotora7842
@marygotora7842 Ай бұрын
Anotsvinya murume uyu nxaaa
@user-wk2sz8kj7j
@user-wk2sz8kj7j Ай бұрын
Uyu muface akamira sababa dai aiva bhudhi wangu ndaimuvhara nembama kutadza kuvhura muromo kutaura.
@ChipoSiyakonza
@ChipoSiyakonza Ай бұрын
Bhudhi awo imbwa chaiyo ine muswe webhemba, ungapedzera mwana wewanhu nguwa 6yrs pedzezvo oti taitamba matambirei akadaro? Rwu tete ngarwuziwe pekugumira why kuda kuita kunge munhu asina chibereko, mwana wake akanzwaro anonzwa sei. Thank you mambo magona kugadzirisa bhuru iro roda kungokanganisa vana
@JustinMukobo
@JustinMukobo Ай бұрын
Ngatidzidzise Vana vedu vasiyane nechihure .tiri kusupporter chihure
@pokellokingz
@pokellokingz Ай бұрын
Murume ane hutsinye uyu even kwaMutasa chaiko unotoroora mwana vako indururani chete
@gloriamubaira4802
@gloriamubaira4802 Ай бұрын
Tongai Nyati varume ndozvavanofanirwa kuita kwete kuzvara kunge nyoka inozvara ichisiya .Akura mwana wakuyenda kunemwana as if u were there varume hatina zera navo ndozvavanoda izvi
@PreciousChikwede
@PreciousChikwede Ай бұрын
Madam in purple you're so right
@paulinemakowa8716
@paulinemakowa8716 Ай бұрын
Mutombo wako unokuparira kkkk
@marygotora7842
@marygotora7842 Ай бұрын
Manje mambo Makoni havatambi vanouya vachitora mombe dziripo idzodzo nxaaa
@petronellachiyangwa6766
@petronellachiyangwa6766 Ай бұрын
Kukoshesa Mukadzi waona kuti wamitisa uri sascam order remurume
@marygotora7842
@marygotora7842 Ай бұрын
Kuita rude kudaro😢😢😢
@ElvisMawele
@ElvisMawele Ай бұрын
Mambo imboko asatize kunanga pane problem.Our problem iripa system yenyika.Kana dare renyika rati bhadhara Mari inoti iye woita saizvozvo.Do not blame him it's your government which is failing.Sei vachichaja Mari isingatenge.Vanhu vazhinji they're not brave enough to face the big failure yeZanu pf.They invest in their personal security havanei nenyika.
@LaizaMusaamba
@LaizaMusaamba Ай бұрын
Aaaaa makakurira kupi mukoma musingazive chivanhu😂😂
@user-ud1pj5fb3n
@user-ud1pj5fb3n Ай бұрын
Mudhumeni arikuitaura zvakadhakwa kudaro mucommunity maanoshandira
@LaizaMusaamba
@LaizaMusaamba Ай бұрын
aaaaaa zvakaoma iiiii
@LaizaMusaamba
@LaizaMusaamba Ай бұрын
Kkkk sweet nothing ❤
@ROGUE406
@ROGUE406 Ай бұрын
Apa pane more than 50% chances that mwana wacho haasi wako - judging from Tinashe Mugabe statistics .
@YamiMacheso
@YamiMacheso Ай бұрын
iro ndiro rinonzi bharanzi
@dorothymtetwa3844
@dorothymtetwa3844 Ай бұрын
Taura zvako. Ukaita murume dununu rakadayi unenge wazviisa panguva yakaoma
@user-wi8cr4vx3k
@user-wi8cr4vx3k Ай бұрын
Tete nyararai hamuna nyaya
@tafirenyikashylet4707
@tafirenyikashylet4707 Ай бұрын
😂😂😂😂
@blessingmashandureblessing9650
@blessingmashandureblessing9650 Ай бұрын
Ngaayende ku DNA murume uyu hapana kundijekera apa
@challyshambas6851
@challyshambas6851 Ай бұрын
Ragara riri zungayirwa because that was the step to take semurume girlfriend ikati ndava nemimba
@AnnaChauke-co1em
@AnnaChauke-co1em Ай бұрын
Saka zvawaiziva kuti unemukadzi wako waikumurireyi bhurungwa,yakadii kumira kumukadzi wake chete,nxaaaa nonsense.
@FanazDema
@FanazDema Ай бұрын
25 us pana baba vakakwana its nothing upenyu hwatorarama on daily bases hausi hweku calculator nepen muoffice cause 30 days pama$ 25 haaaaa kudhara if iye achiikwana kuda.siya tsika yekuhura uchiita vana bhadhara damage nyangwe mukadzi uyu aidao mwana damege bambo
@abigalmaposa9935
@abigalmaposa9935 Ай бұрын
Kana mozogara mukadzi anonzi aisewo yake yekuchengeta mwana,ndakaenda kumantainance ndikaudzwa kuti newewo tengesa ma veg uchichengetawo mwana,mai avo vakaisawo 25 yavo its 50usd mwana anochengeteka
@SamsonManjengwa
@SamsonManjengwa Ай бұрын
Mambo is biased,kana pachihure pakaita mwana hapabvunzwe pfuma
@patiencemunyongani5993
@patiencemunyongani5993 Ай бұрын
Haizi pfuma iyo it’s damages
@SamsonManjengwa
@SamsonManjengwa Ай бұрын
@@patiencemunyongani5993 Damage inobviswa kangani ,the word damage rinoreva kubvuswa umhandara ,how can you charge damage pamunhu akambozvara ,how many tyms does a woman get damaged her viginit?
@tafirenyikashylet4707
@tafirenyikashylet4707 Ай бұрын
Haisi pfuma iyo Zvinoenderana
@user-el1gp2tq4h
@user-el1gp2tq4h Ай бұрын
Thanks mambo
Mwana Vangu akandipisira Mumba  Dare Rachief  Mutasa
26:34
TICHKACH MTV
Рет қаралды 6 М.
Murume vake Ndakamuona Akapfeka Bhurugwa Rangu Remukati
41:25
TICHKACH MTV
Рет қаралды 4,3 М.
At the end of the video, deadpool did this #harleyquinn #deadpool3 #wolverin #shorts
00:15
Anastasyia Prichinina. Actress. Cosplayer.
Рет қаралды 16 МЛН
I Took a LUNCHBAR OFF A Poster 🤯 #shorts
00:17
Wian
Рет қаралды 15 МЛН
POV: Your kids ask to play the claw machine
00:20
Hungry FAM
Рет қаралды 7 МЛН
Mukwasha anosungisa madzitezvara na Ambuya part 2
28:51
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 40 М.
Paradzai Mesi interview by Drewmas media
15:25
Msucelebs_
Рет қаралды 13 М.
Ndakamubata Akarara Nemukadzi vangu Achidya Bota
34:04
TICHKACH MTV
Рет қаралды 52 М.
🔴Flash Info Du 08 Septembre 2024 l Kabala Tv
20:59
KABALA
Рет қаралды 8 М.
Hosiah Chipanga Padare Rachief Mutasa
19:12
TICHKACH MTV
Рет қаралды 4,2 М.
DNA Mwana Vainaye Hasivake Ndeva Ishe Chirikupisa
32:49
TICHKACH MTV
Рет қаралды 3,5 М.
At the end of the video, deadpool did this #harleyquinn #deadpool3 #wolverin #shorts
00:15
Anastasyia Prichinina. Actress. Cosplayer.
Рет қаралды 16 МЛН