This mambo is soo intelligent, may God protect him always
@munashegwasunda866625 күн бұрын
You can say it again
@Meikles88825 күн бұрын
Mambo Mutasa wakakosha
@user-su5uc1uh1s25 күн бұрын
Yes , he is learned. Listen carefully what he said @Law the men has a case against Tasvu 1) forced drink a drug - mudzepete 2) forced kuchekeswa nyora . This has caused stress which is afffecting his social life I.e sex life. Tasvu must be sued!
@shumbanyakurungwa881425 күн бұрын
Wise Mambo Mutasa
@Mary6665618 күн бұрын
Música cristiana hermosa
@busisiwecorneliamsipha446325 күн бұрын
Best picture quality ever nd the sound is sooo on point
@kurrenkashesha975025 күн бұрын
Ayewa cameraman you deserve kutamibirwa MaUS quality manyama well done brother ❤❤
@nozweloncube878824 күн бұрын
Kkkk tengai ma Toy mazuvano azvinetsi
@mercygurure523822 күн бұрын
Makanzwa Nani kuti kuchembera huroyi 😢😢😢😢😢
@GladstoneFilhoDeAston25 күн бұрын
ZINATA tibetsereiwo, nyika yaparadzwa nevashanyi vekuMalawi Ava varikuuya vachizviti varapi 😢, musavapa ma licence vanhu Ava, vaparadza nyika😢
@thandiwemoyo259220 күн бұрын
Ndivo vanopa vanhu munyama
@mandy106712 күн бұрын
Makamboroiwa here or mutori varoi
@mercynester683824 күн бұрын
I found myself crying. Our elders are going through a lot. 😢 Mwari ngavatibatsire
@joicegaredondo938522 күн бұрын
Kungochena musoro hanzi watova muroi 😢😢😢😢
@thandekandlovu951621 күн бұрын
Me too Mai vangu vakazviitwa apo ndaiva kure pavakandiudza I cried zvekurevesa and I'm still crying ndikzvifunga vabereki varikutambudzwa kumusha tisiko
@mosimosi63014 күн бұрын
Pane vamwe Ambuya vakadzingwa nefamily yavo vanzi muroyi moyo wangu wakarwadza she’s probably in her 70’s and has nowhere to go Zimbabwe as a country has gone bonkers handiuyeko ini
@user-qj8bt1jp7t10 күн бұрын
When people don't want to work hard they always want to find someone to blame. Yes varying various, but this is getting out of hand
@swayhill25 күн бұрын
Kudos to Chief Mutasa, you are the best. Your wisdom is beyond reproach. Many people are duped after drugged with mudzepete
@TichaonaMatende-bq7ho25 күн бұрын
Mambo mutasa munotonga zvinodadisa rambai makadro and karanganda bsa munogona chse
@user-ll4yu5ms3b24 күн бұрын
Ava ndimambo chaivo rambai makadaro
@softaz244724 күн бұрын
Good job Camera
@Nunec25 күн бұрын
BaTaps may u please have a one on one interview with Mambo Mutasa we would like to know more about this great man
Well said my Chief…. Full of wisdom and knowledge 👏👏👏
@samuelngirazi963625 күн бұрын
Chief Mutasa munoona, you are very intelligent
@muchmuleya965125 күн бұрын
Chief mutasa you so wise thank you for teaching your people mudzepete vanhu vapera nawo ,Toda masvikiro enyika hayi manga manga business and corrupt n'anga ana tsika mutanda
@lizziemapudzi491525 күн бұрын
Mambo mutasa vandivhura maziso thank you ndokumbirawo stand munyika menyu
@SuperDubet25 күн бұрын
Vatovhura vakawanda
@bensautopanelbeaters625425 күн бұрын
I always know mambo Mutasa can't disappoint us thanks chief you are 1 in a million
@mathiusmagwiroto348925 күн бұрын
Very Intelligent king i like how he handle situations
@killabplayn75425 күн бұрын
Karanganda is now my MTV station no need for dstv. 😅😅😅 Well done bataps continue with your excellent work.
@mrsacry583024 күн бұрын
The first chief to condemn Tasvu by using logic...
@menzishabangu204716 күн бұрын
Amen amen
@FaithKamutsungira25 күн бұрын
Chief Mutasa muri rudadiso, you have so much wisdom help this family.
@b1nice92325 күн бұрын
Mambo Solomon vedu. This Mambo is very smart.
@madamboss721625 күн бұрын
😂😂😂😂pakaitwa go back to sender 😂😂😂 zvakupandukira muridzi manje
@clotildatekere757225 күн бұрын
Taurai henyu
@evemunedzimwe680921 күн бұрын
Murimuloyi sekuru kkk
@it378825 күн бұрын
Happy mothers day kumene❤❤❤ bamboayoyushould first mother day first God bless yuallmmothers yu are very precious 💖 😊 ❤️ 💙 💕 💗
@mutsaipmuguta595425 күн бұрын
He is in pain 😢 this man....a good orator this man and very clever too
@user-sg9pk8dk1e25 күн бұрын
The best chief ever. Kutanga madhakwiswa kuti mugovharwa.rambai kumwa mambo munoona uye u are educated.
@vanessazimunhu801325 күн бұрын
Ndakambonzwa futi kumwe vachiti vakadhakiswa Kwa Tasvu
@vanessazimunhu801325 күн бұрын
Ndakambonzwa futi kumwe vachiti vakadhakiswa Kwa Tasvu
@violamavhatu643425 күн бұрын
❤Bataps bhora mberi i really like Chief Mutasa he's a true man with intelligence
@gidionmaswotangei680625 күн бұрын
Tasvu is becoming a proper rogue. I've been watching him for a long time. I think fame and money is getting ahead of him. He used to be good but of late his antics are becoming questionable
@tatiratsawa798125 күн бұрын
For me Mukotsanjera ndewa Mutasa ka so he is supporting wake ,,,, Tasvu anosota baba takakura tichirova nyoka inobuda ropa shoma if fack ropa ririkubvepi,,,,munhu akatorerwa zvaaida uyu muroi anobvuma here
I want to sponsor this man to take Tasvu to court. Akajaidzwa . It means a lot of people are being abused by Tasvu.
@muchmuleya965125 күн бұрын
Something is not going well with tasvu vanhu vari kunwa muzepete ,
@praisembira37225 күн бұрын
Please do my heart stopped for this man, God will bless you
@Ruepharoe25 күн бұрын
Tatsvu imbavha
@user-uy1kt8hj7o25 күн бұрын
Mubatsire
@ruel170325 күн бұрын
I thought as much
@user-uu8lo5en1k25 күн бұрын
Pana tasvu apo mmmm ndirikurambirana napo apo,
@beehrsolutions931525 күн бұрын
Well done Mambo, a man of wisdom. Madofo ndiwo anoenda kuma Conman. Once you see someone advertising mhanya, it's a business scheme! Hakuna mugarwi wechokwadi ano shambadza.
@sammysammy288725 күн бұрын
How many Chiefs like chief Mutasa do we have? This man is very intelligent. He was drugged. Why did they mix the clothes Why nyoka isina kuonekwa when they were packing their clothes. Bamkuru vaSimba, what was the outcome kana ariye akaroya Simba. What about zvekuti Simba did some stuff, zvese no one was talking about it at all. Pane maZimba who believes in n'anga stereki. You'll end up not using your brains. Mhuri dzaparadzwa nekuda mari kwe these cruel fake n'angas. Vakadzi vanongodairira dairirai kwanai! Mambo you're the best!!!
@user-hn4me8jj2o25 күн бұрын
Chokwadi dear ini hangu ndakagara ndazviona Pana vana mdhara Murahwa guys zvinorwadza kupihwa mhosva yausina
@user-hn4me8jj2o25 күн бұрын
And Pana bamukuru Charles (vaSimba) kana vakagona basa today kuona vogwesha. Simba akapona nefaith uya kungo believer kuti Tasvu ndiye anopedza zvose
@sammysammy288725 күн бұрын
@user-hn4me8jj2o l don't doubt kuti Simba akabatsirwa but ndi bamkuru here na tete here. How about vainzi Simba akavabira, he was once arrested ari in leg irons, aipaza ma tuckshop vese vaairwadzisa, is it not possible kuti vakamugadzirisa. If vari bamkuru, what then happened to bamkuru?
@sammysammy288725 күн бұрын
@user-hn4me8jj2o the way this guy is talking, haaa people are so judgemental hanzi ari kurambirei, asi adii
@user-hn4me8jj2o24 күн бұрын
@@sammysammy2887 Munhu kana apindwa nezvahun'anga n chipostori haumugoni hanzi bvuma chete. iyo n'anga inobvunza kuti vekumusha ndevapi sei asinga zviratidzwe pamweya wacho n the worst thing ne social media yaveko vachienda panxt sangria achanobata mukoma wemdhara uyu of which pamwe hapatorina muroyi btwn these 2 pamwe pane zvakatokanganiswa mumhuri nevakaenda kare
@NyashaMugarisanwa25 күн бұрын
Mambo varova nhongonya yenhau apoo,Keep It Up VaMutasa,you are the best,tinosvika zvakanaka paVision 2030 yaPresident vedu tikave naMadzimambo anoona chokwadi okwanisa kupesanisa idi ne nhema
Tasvu is a magician. He was a prophet before he realised there is more money in zvehun'anga. People wisen up. Vhurikai pfungwa mutsvake huchenjeri.
@maiyeukai934625 күн бұрын
So he is a fallen Angel ....like satan?
@fortunefortune660825 күн бұрын
@@maiyeukai9346 Ndosaka muchinyeperwa ne n'anga nemaprofiter. Please enlighten me, just how did you get to that query? How are you linking a prophet to an angel? A human being and a fallen angel? Zviri kupindirana papi ipapapa? Please dont drag me mune zvekupata pfungwa.
@mayvena547725 күн бұрын
@@maiyeukai9346 Mwati bwanji? mngelo wakugwa kuchokera komwe. Mazimba vasiri vechirudzi zvimwe zvinhu so munhu akangozviti ndewechirudzi unomama nemari uchiita spice up languages Brandayas and Nyasalands masena ndohomwe DzeZimbabwe manje 🤣🤣🤣🤣🤣🤣proudly Brandaya
@paulinegwati878224 күн бұрын
Haaa ana Tasvu awa kuda mari chete
@EstherShekede22 күн бұрын
Its true anga ari muporofita kuGuruve uko ndobva azoyenda kumozambique ndookwaakanogadzirwa kuti ayite n'anga pple woke up Tasvu imbavha hapana kana zviripo itsotsi ari kutorera vanhu hupfumi hwavo
@user-rf6pn2st7f25 күн бұрын
Iwe murume iwe usanyepa kuti kune tsvimbo inoshand. Iwe isu takakuenda urimuroyi iwe ini baba vangu vairamba huroyi asi vakabatwa mai vakatonwa mushonga iwowo asi havana kushanduka wani iwe muroyi ndoiziv nyaya iyi akabatwa uyo
One sof the best TV shows that gives the best picture quality ever
@hopetinevimbo219725 күн бұрын
Mambo Mutasa munogonesa. Baba Ngoni naBaba vake vakahwandira Babamunini. Why in the first place did they separate pakuenda. Kana vachiwirirana why akaparadzanisa vana baba? Zvemudzepete zvavhurww naMambo ngazviongorirwe. Panyoka vakaitirwa masaramusi because already vanga vamwiswa nekumwaiya mazimvura ekumortuary
@memoryzhou22 күн бұрын
I love this mambo wish u all the best tasvu imbwa inoda Mari chete achiputsanisa vanhu
@user-hb7pp6np4g10 күн бұрын
You are a wise man mambo Mtasa, may God bless you thanx 4 teaching us chief
Munotonga Mambo ...proud to be one of yours ..munodadisa ❤
@patiencemujuru29625 күн бұрын
Mambo thank u nekuti dzidzisa dai vanhu vese vadzidza
@DenloxGallery25 күн бұрын
😂😂😂 comic muroyi manyama ❤
@evrusikerusike87009 күн бұрын
Mambo Mtasa to the fullest aiwa munogona kutonga mwari akuwedzerei makore hobho anemufaro nehutongi kusvika amen
@ellahkasiyandima654724 күн бұрын
Mambo vangu munogona kutonga You are Mambo Solomon I'm really proud kuva mwana vekwaMutasa
@reginaphiri348725 күн бұрын
Mambo Mutasa is a man of wisdom
@RegisChakanetsa25 күн бұрын
Kana muchida kupesana kana kuita marombe itayi zvezvi n'anga zva zara mu Zimbabwe.Vese ma conman hapana wechokwadi munopesaniswa ne hama mari yese igopera muchiita zvisina basa .
@vanessazimunhu801325 күн бұрын
Chokwadi
@ruel170325 күн бұрын
Taurisa hama
@justicemunyoro540825 күн бұрын
Well said
@reeghanmakuwerere370725 күн бұрын
Maspeaker panze chaipo
@elphuselvisnyangombe38324 күн бұрын
Chief SaMutasa you're the best dai maive chipatara hapana murwere anobva asina kupora plus hakwaifiwa
@RodneyGore-yd7gd25 күн бұрын
My u rule long Mambo❤
@margarettakundwa633325 күн бұрын
Nhamo yemumwe haisekwi ana mai dzikamai
@Beauty-sp6cw25 күн бұрын
True
@monnietaah958325 күн бұрын
Pana mai vandaona nzenza yaambuya 🤦🏾♀️🤦🏾♀️
@rudomadzivire251224 күн бұрын
Idi hwii
@AdmiringCakeSlice-jr1bf25 күн бұрын
Picture Quality manyama .....thanks Karanganda
@progressmuhezva252924 күн бұрын
Mambo solomon of our generation 👏🏻👏🏻
@Nunec25 күн бұрын
Haaa mambo u are the best❤
@sharontangirai126225 күн бұрын
Why kuchingobuda nyoka everytym nyoka idzi dzinoisiwa idzi kupomera vanhu mhosva at tyms its unfair pliz
@nyashamakanjera177618 күн бұрын
Zvikwambo zveko zvinege zvakafanana
@user-qs1bu3jd5x25 күн бұрын
Mambo mutasa mataura chokwadi asi chenjeraiwo kuurawa neN"anga.idzo mafumura ichokwadi vanhu ava matsotsi makuru zvino hapana chisina magumbo shiri inozongofa wani
@muchmuleya965125 күн бұрын
Matsotsi Mari dzapera vanhu vari kutambura , people don't learn ana tsika matanga akapera tasvu awuya with new style , Ishmael naye ayi vanhu mukai mani
Chief Mutasa is a great listener and his wisdom is out of this world
@MichaelMutasa23 күн бұрын
Mambo Mutasa you are very intelligent keep it up with your great work munotaura chokwadi social media yazara nematsotsi zvo sure marketing yazara pa social media
@tinamakasa749325 күн бұрын
Yeah pari trick vamwe vakanwawo sei vasina kuita zvavaiita
@frankmoyo726725 күн бұрын
No hanzi pakangonwa ivo namaiguru chete
@humba841125 күн бұрын
Ko asina kupindindira nazvo weduwee vamwe vane immune system yakadhakwa
@williamejacob430025 күн бұрын
Kwete ndozvinoita muroyi
@user-su5uc1uh1s25 күн бұрын
Vese vakanwa. Vakazopinzwa mudare vese vadhakwa. Teeresa zvatsanangurwa naMambo zvinoita mudzepete. Then after wapedza dare ivo vari 2 vakazopihwa futi mushonga wakazomuitisa weti katatu nekupfekedzwa pamper . Nekuzotemerwa nyora. Gross abuse chaiyo
@mayvena547724 күн бұрын
ukaziva kuti dosage remudzepete or depending kuti i herb ipi like Brugmansia devils breath anoshandiswa nen'anga nemaprofit (i call them that imbavha i know how to spell prophet ) it can have adverse reaction on the body internally zvototora zvozotanga vatobveko unobastirika most folk give credit too much to muntu wakuda no offence mukaziva kuti munhu ari pakutsvaga mari mobastirika and not mistreat fellow human beings like zvazara pano .
@kudakwashemujeyi924825 күн бұрын
Ipai vanhu nguva yekutaura mutasa. Not zvaunofunga I like u samambo. Yo intelligence must hv limits. Thank you
@rebeccachengetai820224 күн бұрын
I have so much respect for Mambo Mutasa, im so glad that people are opening their eyes regarding the fake sangomas, please try Jesus
@user-kl8hq3qe8t25 күн бұрын
Bba avo muroyi vakaitwa back to sender muroi ahabvume haiwowo nxaa
@maiyeukai934625 күн бұрын
😂😂😂😂😂 havadi...kana vaari tichavaona futi
@hazvineimazarura159125 күн бұрын
Back sender ipi nekuti problem yavo yanzi vana havasi kushanda zvakanaka nekuita misha. Kusamira kwenhengo i back to sender ipi. Vanhu ngavashande vasiye zvekuti varikuroiwa. Hapana mukadzi anogara pane nhamo.
@mayvena547724 күн бұрын
munombozvunnzawo here or you just get excited with broken chichewa mixed with nyanja phrases and other obscure words collected from the big Zambian languages ?anhu vhurikai maziso going to ask this Makolo a Zambia kapena Malawi savomereza kapena kumvera nyimbo za shona kapena zezuru zomwe sitikugwirizana ndi zezurus kapena shonas funso lalikulu ndi loti tasvu adachokera kuti chigawo cha fuko, mfumu yayikulu ndi mfumu yotsika yomwe ndi makolo ake ? They sing fucking zezuru and shona songs hakuna munyasalande or brandaya ane accord nezezuru our Makolo don't approve of them songs itori an insults as a nyasalande Makolo voimbirwa in fucking shona manje anhu vhurikai kumeso in everyfucking household worldwide be it mubrandaya or munyasaland hakuna kunoimbirwa Makolo fucking zezuru songs they don't understand the language and hatina accord with these tribes on earthly as well as Spiritual realms so which Makolo anoimbirwa those shona and zezuru if he is pure bred nyasalande which tribe his vaturiki anoti brandayas or nyasalande its strange munyasalande ozoturikirwa nezimba ise tisina agreement with these tribes ? Another thing hakuna real old old school amalume or atate vanoita drug vanhu nemaalkaloids ,devils breath mudzepete ipapo huge question people are confessing due to potent dosages of these herbs added with snuff plus sleep deprivation .These places they make sure to keep you drugged up vorara vachiridza ngoma all night .As a pure brandaya my grandmother vangamuke nhasi chaiye vakafamba kana munyasalande or brandaya lowe / Makolo woimbirwa shona I can tell you that its offensive and an insult
@theresatiribabi198 күн бұрын
Hapana muroyi anobvuma, kutaura kwekuda kuita kunge Tasvu ari wrong
@sqrd353625 күн бұрын
People shouldn't trust opinion of comments on Social Media. Don't be misled. What kind of treatment requires ppl to bring all belongings (katundu) ku n'anga? Makashandiswa. Wake up ppl! Tasvu must fix the broken element😅. It sounds very urgent for this man. Poor guy. Something is wrong with these unusual practices kwaTasvu. Making pl drink hallucinants causing incontinence. There's a lot of manipulation and abuse. That needs to change.
@ruel170325 күн бұрын
People are so gullible they think he has super powers 😂
@fanuelmoyo627220 күн бұрын
From the narration nyoka yakaiswa pa2 days dzavainge vakagara
@ConniekholiyMpansi19 күн бұрын
Munhu wese azara nokuda Mari nehutsotsi, ndarwadziwa baba ava ngavaenderere mberi, musatyityidzirwa ngavasungwe apa vachiti 7 000 dare ravo Chikumbiro changu endai kwaProphet Miracle Paul munobatsirwa, chivanhu hezvo sikarudzi yafa n vari kurasa ropa mazuva ese, vabatsirawo vasati vanyanyisa kukanganisika mukati Mambo thank you so much for opening their eyes
@TawandaChirenda24 күн бұрын
Mambo avo vari very wise l hope vatodzidzisa vamwe vanh vanga vari munzira kuendako ( imbabva idzo vanhu vhurikaii mhani)
@mauromucavel293125 күн бұрын
Tikuda ya Mukotsanjera iya kwa Duri iwe dheshe
@Kudzymutema25 күн бұрын
😂😂😂😂😂hanzi iwe Dheshe ahhhhh unodenha
@mauromucavel293125 күн бұрын
@@Kudzymutema 😀😀😀 nhai munhu akutipa poto isiriyo
@user-ir3fu4xh5x25 күн бұрын
Bt mambo chimukadzi chiya chinouya ne super chiya hapana zvachoziva chiya bt tasvu mungamushoora bt vese vakaendako vazhinji vanopora uyu wakabata mushonga asi haasi kubvuma
Anhu munovhunduka Foreign name ise mabrandaya and nyasalandes tine kathat tokubhaizai tichiita remix nyanja,chichewa,bemba throw in a few Tonga phrases Zimba ati ndiwe Boma🤣🤣🤣 ati homwe yenyika mubrandaya or munyasalane maje please tipeiwo maserious also mudawonapo sing'anga waku Zambia akupembedzedwa pogwiritsa ntchito nyimbo zachishona,kuchokera m'boma lomwe tasvu adatulukira yemwe ndi mkulu wake wophika komanso mfumu yaing'ono also mfumu yaikulu chii if it was not sad ndaiseka but anhu akaita too cute une matako ati waroya uite beautiful face and body ,ugly ,old or very poverty stricken paZimba unonzi waroya ,uite mari washanda hard work unonzi waroya imwe mazimba makazara pull him down and pull her down syndrome !
@tatendashumba231722 күн бұрын
Hanzi dai zvenyu mandipa mucheka weretso ndokudii ikoko
@evemunedzimwe680921 күн бұрын
Sekuru tasvu kana uchiramba vanoita go back to sender That's why mbolis isingamuke
@fabstv95023 күн бұрын
Mambo mataura,ane nzeve dzekunzwa anzwa
@trustfish970525 күн бұрын
I like your wisdom
@LindaMuzenda25 күн бұрын
But kutaura chokwadi baba avo chero vakafamba kumwe vanongonobatwa uroyi chete kuroya vanoroya avo vazhinji vanomwiswa asi vachitobatwa
@siqalisilemoyo837925 күн бұрын
Ko hanti vakamwa vese ko sei kwakadakwa baba ava vega Ivo vakamwa chinhu chimwete .
iwewe pauri ipapa Linda unotogona kuita confess kuti uri muroyi wanwisa devils breath herb unoita submissive ugototaura nezvausina kuita the effects wears of after 2 days or more sometimes leading to death ,You must remember folks who goes to these menge maipa all details meaning you are at an disadvantage motambwa yese from over dosage of potent herbs atoriko ekuti unovhoka ugodhomoka ugoit confess zvausina kuita anhu anoda kuseguka manso paZimbabwe vanhu vanyanya kuvharidzwa nemanzi abantu akufa
@@LindaMuzendakanoroya sei adhakwa iye oga nxaa ngaende kumwe anongono batwa
@catherinekangoya896425 күн бұрын
Ko zvinonetsa here nhai mdara iwe unongofamba kumwe wonozvinzwira ,uyu mrume ndi charisi chaiye trust me tichazodzoka futi pano takuitaura nyaya iyi🤔
@siqalisilemoyo837925 күн бұрын
You are correct
@user-rf6pn2st7f25 күн бұрын
Sure uyu murume anoda kuzvichenesa asi ngaadzokere kwatasvu
@morganmakanyaire930525 күн бұрын
Mambo Mutasa munogona henyu 👏👏👏
@elphuselvisnyangombe38324 күн бұрын
Mambo mutasa Mambo nyamaropa Mambo bushu Headman Chigodora Mambo Ndiweni Doctor Mukotsanjera Miracle paul Muparinga Team iyi yakarongeka panhau dzinobata chiraramo chedu vanoburitsa nhau nekutaridza nyaya sezvairi full of wisdom and intelligence
@anastasiechigama910125 күн бұрын
Nyoka yaifanirwa kuonekwa kumba kwavo kwete Harare plus nhengo yababa avo ngaishande Kana zvaramba indai kumapurisa
@maiyeukai934625 күн бұрын
Mapurisa havashise huroyi....np evidence
@williamejacob430025 күн бұрын
It reminds me of ChimuTasvu akapotsa apfa. Vamwe mai vakanga vabva kudare raHeadman Chigodora vakafira kwaTasvu nekuda kwekuramba
@mayvena547725 күн бұрын
@@williamejacob4300 No offence wakaona Autopsy yavo mai ivavo kuti chavauraya chii?MaZimba that is vasiri from mixed heritage yechibrandaya,sena,nyasaland makavharika maziso too much ,kun'nga dzeny idzi vanhu vanonwiswa mudzepete ,there is a herb devils breath inoitisa vanhu high and docile zvekuti chero ukamuti taura kuti wakauraya mwana wako munhu achataura kuti ndakadya vana vangu through trickery and Hypnosis anhu mobelieva how come nyoka dzacho dzese dzinenge dzisiri poisonous and venomous kuvata chaiko zvikwambo zvacho always in bags why? .