Wow beautiful caring mummy sitting right there god bless you mummy 🥰
@phionamusademba2856Ай бұрын
Lovely mother God bless you
@knowlielumbie6725Ай бұрын
Well done Mai Tadiwa 👏. You have done a great job
@TendaiMatambo-js5ncАй бұрын
Mai Tadiwa you a great mother ❤
@hokoyochikwenya7678Ай бұрын
Stella Muusha is just journalist/reporter of the Century ,you made me love and follow the Destiny....may you live longer till the Oceans dries up....
@SusanBingura-g5dАй бұрын
U are a lovely mother, Tadi unonatso ona kuti anofara and zveshamwari ndozvake .totenda Mwari vakaku simbisai muka shingirira kumubetseredza kuti asvike pakugona zvaano gona izvi
@rosechigama6562Ай бұрын
Chirongwa ichiii chinondibata ndinoshanda SA caregiver Kuno inguva yakaoma
@jayr9347Ай бұрын
Apostle Tadiwa ❤,
@MiriamChiposseАй бұрын
Ndovaziva amai ava vanoda mwana wavo zvekuti
@mollineshato8442Ай бұрын
Tinotenda naizvozvo
@AliceMaposa-v8y25 күн бұрын
Mama Tadi mwari vakuropafadze musanete ne chipo chamakapiwa
@faithchangambika91Ай бұрын
Well done my sister ndadzidzawo a lot ❤hugs indeed You're twice a mother
@daphnechakanyuka8941Ай бұрын
Thanks Stella for bringing these programs. Ana Mai tine basa hombre. Mother murikubata basa hombe, as I always say a strong support system can make or break you. We thank God for Tadiwa s life and you and your strong support system.
Mai vanoda mwana wavo ava so far ndiye mukadzi wandaona akagamuchira zvaakapiwa naMwari
@SarudzaiZishiriАй бұрын
God bless you mama Tadiwa nekuchengeta tadiwa ari smart
@ellenmangwiro5795Ай бұрын
Isu takatovasiya pa Harare hospital 2013 nanhasi handitozii kuti mwana wangu akafa nei or akafa zvessure here kana wakafa RIP my boy😢
@kelvinmarongwe2844Ай бұрын
Anotaura here Tadiwa wedu
@MafirakurevaMafirakurevaАй бұрын
Another victim of Zanu Pf Misrule. Vavo vana kana sikero chaiyo vanoenda abroad. Pasi neZanu
@faraimusakuro909010 күн бұрын
As I midwife we have failed our job here shuwa strike pakadai
@TsitsiNyamapandaАй бұрын
It is well mama..God loves you Tapiwa🙏
@TsitsiNyamapandaАй бұрын
Tadiwa
@FainaMheremhereАй бұрын
Tino pupura kubata kwamwari pabasa rakadai iri panamai tadiwa
@lorraineposiАй бұрын
Well done, mai Tadiwa! You never gave up on your child. Continue to take good care of him. Kwamabva ndokure. I wish I could explain a lot here to help you with the behaviour yake. Stella Muusha, could I please have number dza Mai Tadiwa.
@ShupMacheka-vj7qwАй бұрын
But I am physio guys trained her everything about her child
@lorraineposiАй бұрын
@ShupMacheka-vj7qw do they train on behavioural and attitudes that comes with his disabilities?
@ShupMacheka-vj7qwАй бұрын
@lorraineposi yes they train they was an organisation called Zimbabwe parents of handcaped Children they used to do workshops with parents call physio guys teach parents how to look after their childrens tips on how to handle difficult issues also counselling ,workshops with doctors
@patiencemagada6754Ай бұрын
Hugs mom Tadiwa
@mirriamgwatidzo7252Ай бұрын
hugs mhamha
@ellenmangwiro5795Ай бұрын
At least mummy munezvikwanisiro zvasiyana nesu unoshaya pekutanga unotoita depression chaiyo