@Frets Donzvo95 zera newe ndiro ratisina hedu yaa ndabvuma hangu hanzi mujeri mune vanhu vano ranga vakakuwona wakapfugama Uchida kunamata,zvekuti unenge wakuda kurasa ngirozi 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂,hamheno kuti unenge wambo zvifunga nguvayi but my guy you are talent and creative 👏 and funny AF,nyangwe wauya papeji/channel zvekusada kuseka,not only will you end up laughing but unoto bvaruka😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 chete kusvika mbabvu dzava kurwadza uchida usingade......caution⚠️⚠️⚠️🚨🚨🚨🚨 do not watch Frets whilst you are eating or drinking hot drinks coz it's a serious hazard that could cost you😊Just saying l learnt the hard way