Ndakawana panty rakazara ropa Sekuru vaisa "ruoko" munhengo yemwana wangu

  Рет қаралды 19,115

Destiny TV

Destiny TV

Күн бұрын

Пікірлер: 108
@rosemtekesa4966
@rosemtekesa4966 10 күн бұрын
Sekuru vakacheka Mwana nyora iye akanzwa kunge nzara but akatochekwa varikutomushandisa zvemushonga ngavaende Kune vanobatsira futi pane ushereketwa
@CONFESSIONSOFZIMMAIDS
@CONFESSIONSOFZIMMAIDS 7 күн бұрын
Iiii zvakaoma hazvo shuwa
@oathofGod410
@oathofGod410 7 күн бұрын
yeah unenyaya iwe
@Kuda-v9h
@Kuda-v9h 6 күн бұрын
Wakatora ropa kuti washabdise hushereketwa wawo handioni sekuti wakamu repa ...ndine urombo Amai sure zvinorwadza pasipano pane vanhu wasina moyo
@KudzaiMaunganidze-v6f
@KudzaiMaunganidze-v6f 5 күн бұрын
Sekuru vakaita chivanhu pamusikana uyu, vari kutoziva zvagara zviri kunetsa mwana pls tsvagai vanobatsira b4 its too late🙏🙏🙏
@brendaziyenge207
@brendaziyenge207 8 күн бұрын
Kuona kwangu haisi nzara,mwana uyu hagone kutaura ende anenge asingatozive musiyano or akangonzwa kurwadziwa nhengo yasekuru ichipinda akafunga kuti achekwa,haa sekuru avo vaka raper mwana,munhu kujeri
@marvelouszinyemba9736
@marvelouszinyemba9736 3 күн бұрын
Mwanasikana akutoshandiswa nasekuru ava, vanobata mushonga sekuru ava ngaaende anobatsirwa mwana uyu zvisati zvaipaa😢😢😢
@emapsdkmzo2158
@emapsdkmzo2158 10 күн бұрын
Maiweee zvangu pamwe vakamuti chigumwe asi iri nhengo ,nxaah sekuru ngaaende kwavakafanira kujeri nokuti vachatipedzera vanasikana
@RudoConfidenceNhau
@RudoConfidenceNhau 9 күн бұрын
True hachisi chigunwe icho chingarwadze zvekubudisa ropa
@cherylmartin9031
@cherylmartin9031 9 күн бұрын
Sekuru muroi...mwana anoshandiswa
@tariromagwaza
@tariromagwaza 6 күн бұрын
Zvakaoma hazvo😢😢😢 Dai hurumende yaibuditsawo mvura patap pasina zvese izvi
@MichelleRunyowa
@MichelleRunyowa 10 күн бұрын
Mapiritsi maifanirwa kutora ko kana akaiswa masperms panhengo nhaimi veduwe😢😢😢😢
@esthernkomo-wu5sn
@esthernkomo-wu5sn 5 күн бұрын
😢😢 umm sekuru ngavavharirwe ava vanehutsinye shem chero zvirikuita mwana uyu pamwe ndivo vakazvikonzeresa
@maiboys3934
@maiboys3934 2 күн бұрын
Mai vemwana vanekahu slow havo
@jerithachimhamhiwa5182
@jerithachimhamhiwa5182 9 күн бұрын
😢haaa satan apinda muvanhu imi, Mwari tinzweiwo
@cronwellmukodzo
@cronwellmukodzo 9 күн бұрын
Nxaaaaa amanaka manurse acho ayo imbwa dzevanhu aaah sekuru avo ngavavharirwe mhani shitious taking advantage mitemo yadhakwa muZim mhani rovai sekuru pasi petsoka avo vanotaura
@lucynapwaro5725
@lucynapwaro5725 10 күн бұрын
Justice for her 😢this is painful itai aende kune vamwe doc atariswe
@emapsdkmzo2158
@emapsdkmzo2158 10 күн бұрын
Yes justice but mwana haasi kunatsa kutaura ini ndaona sekuti sekuru vaita ma Retuals aye.zvoda vemweya yemadzitateguru nemweya mutsvene maporofita awa
@lucynapwaro5725
@lucynapwaro5725 10 күн бұрын
I support that , ndo zvavana fana kuita sure
@angelinejeriwa9886
@angelinejeriwa9886 10 күн бұрын
It's so sad imika Wats wrong with these animals
@Marimba440
@Marimba440 9 күн бұрын
Very true asi gogo ruziwo nemari kweivana ndodaira kuti kunonetsa.Nhengo chaiyo ndoo yakaiswa iye akunzi chigunwe.Dai vaenda kwatete Tilda vaibatsirikana.
@RexBetah
@RexBetah 9 күн бұрын
How old is sekuru
@MichelleRunyowa
@MichelleRunyowa 10 күн бұрын
Aaah veduwekaaaa 😢😢😢😢 sekuru muroyi ava😢😢😢kusanyara shuwa mwana ari disabled woda kumuita zvakaoma kudaiso kaa
@muchineimusona
@muchineimusona 9 күн бұрын
mwana uyu haaziwe nhengo.akufunga kuti chigunwe.nekuti sekuru wakashandisa ruoko pakuisa nepakudzura.
@BlessingSawadue
@BlessingSawadue 9 күн бұрын
Yes wapedza hako iwe haaa zvkaoma hazvo
@fecksonmutapati1389
@fecksonmutapati1389 7 күн бұрын
Mwana Uyu anogona akaiswa nhengo semwana asingaite zvakanaka iye akafunga Kuti ruoko nekusatoziva
@ThelmaDube-i8n
@ThelmaDube-i8n 10 күн бұрын
Nyika yaguma aah
@BeautyMajongwe
@BeautyMajongwe 6 күн бұрын
Vanhu ava they are very intelligent manje arikutaura chokwadi 😢😢
@WinnieMasedza
@WinnieMasedza 5 күн бұрын
Sekuru itsotsi vakaisa mwana zvigunwe kwakisa nyora kuita kunge achekwa nasameone
@lorrainemazhawidza6790
@lorrainemazhawidza6790 3 күн бұрын
Vanhu varikushereketa havo
@ShellarOteng-i4h
@ShellarOteng-i4h 5 күн бұрын
❤❤❤
@BenardBlessing-tt6od
@BenardBlessing-tt6od 6 күн бұрын
Sekuru vakatemera muzukuru nyora patova nehurombwa kana kuti akatopiwa huroyi
@TendaiDhibi
@TendaiDhibi 7 күн бұрын
Sekuru avana vakarara nemwana
@LinetJeche
@LinetJeche 7 күн бұрын
Dai maenda ku clinic nekuti ma nurse haana chaanoona veduwee. Endai ku Harare Hospital munobatsirwa
@JulietWotazi-h5o
@JulietWotazi-h5o 9 күн бұрын
Mwana uyu garai munaye kumvura fambai naye kwese muchasamusiya kana kupi ivai naye Mufunge.
@SusanMagaya-t2n
@SusanMagaya-t2n 9 күн бұрын
Im crying guys coz sekuru ava muroi chaiye vakakanganisa mwana kumutorera advantage ngavaendwe navo kwatasvu sekuru ivavo
@EmeldyMarimira
@EmeldyMarimira 9 күн бұрын
Zvakaoma 🙌
@MichelleRunyowa
@MichelleRunyowa 10 күн бұрын
Endesooka 😢😢😢😢
@ryanwaynemarrison2762
@ryanwaynemarrison2762 5 күн бұрын
Panonetsa asi apa sekuru vakaisa mwana nyora mushonga pabatwa munhu chaipo zvooneka zvekuti ku clinic kwavakaenda vakatii hapana zvaitika kumwana so sekuru vanogona kusungirwa mahara se Mwana arikungotaura zvese zvese
@JamesMandizvidza-yw8cm
@JamesMandizvidza-yw8cm 8 күн бұрын
Stella wamina ❤❤🎉
@RitaZulu-v6z
@RitaZulu-v6z 7 күн бұрын
Eish 😢 zvakaom
@StephenSte-y3w
@StephenSte-y3w 8 күн бұрын
Sekuru ava muroyi
@NaumeChiwandika
@NaumeChiwandika 9 күн бұрын
Pamwe ndivo vakatomuyitisa zvaari
@DadairaiMamwoyo
@DadairaiMamwoyo 9 күн бұрын
Ritual yakaitwa iyo yatoraswa nyaya iyi kushandisa mwana ..ndisekuru pachiii hukama hwakamiracy
@mmc307
@mmc307 3 күн бұрын
Pavairoja
@emiridamunyikwa7390
@emiridamunyikwa7390 10 күн бұрын
Sekuru vanogona vachishandisa ropa remwana.
@Dadirai-xg3no
@Dadirai-xg3no 10 күн бұрын
Shuwa
@TendaiKagura-d6d
@TendaiKagura-d6d 3 күн бұрын
Haaa ivo mai ava havaoni here kut mwana uyu akaitwa zvekushandiswa zvakutaura kuombera nefodya zvese
@JessicaSigangeni
@JessicaSigangeni 10 күн бұрын
Sekuru ava vakamushandisa mai ava ngavafambe nemwana zvinorwadza
@RexBetah
@RexBetah 9 күн бұрын
My thought also vaida ropa rake
@TatendakRukowo
@TatendakRukowo 6 күн бұрын
Very sad story 😢
@oathofGod410
@oathofGod410 7 күн бұрын
sekuru ava ndivo vaitoputa fodya vachiomberera vachipira nhasingene yemwana
@nomattermusana6948
@nomattermusana6948 9 күн бұрын
Kunze kune varoi veduwee muroi haana tsitsi 😢sorry mama
@ladyk.b.2257
@ladyk.b.2257 9 күн бұрын
Iyinyaya yakuda chivanhu ndokuti chokwadi chibude. Inyora dzaakachekwa ndosaka mwana achiti vakaisa chigunwe akachekwa nenzara
@TanakaBete
@TanakaBete 6 күн бұрын
Zvorwadza izvi😢
@fortunemandishona6303
@fortunemandishona6303 9 күн бұрын
Ummm zvakaoma
@emapsdkmzo2158
@emapsdkmzo2158 10 күн бұрын
Zvoshaikwa sei iye akabuda ropa ,corrupt nurse.kureva kuti mwana akanganisiwa
@JessicaMukora
@JessicaMukora 10 күн бұрын
Zvikuitika munyika sooooo ka uuuuuu mmmmm zvakaoma veduwe and vanhu vanoita zvakadai ava mushonga here kana kuti chii
@ryanwaynemarrison2762
@ryanwaynemarrison2762 5 күн бұрын
Mushonga wakaiswa nasekuru
@rebeccabadza2079
@rebeccabadza2079 9 күн бұрын
Unnmm zvakaoma nyaya dzakadai dzinotyisa uye gogo vakatadza,kutsanangara zvakanaka , uye ma nurse akabhaiza vanenge vasina kana kumutarisa zvavo
@EniahMahwengwaE-b5q
@EniahMahwengwaE-b5q 7 күн бұрын
😢😢😢
@SelinaSelina-s1o
@SelinaSelina-s1o 10 күн бұрын
Uuuuuuu 😢😢😢
@MamaAngie-s4c
@MamaAngie-s4c 10 күн бұрын
New KZbinrs let's gather here
@tawandachako1315
@tawandachako1315 9 күн бұрын
Vanogona vasina kubata asi vakamucheka nyora vachida kuita zvemusgonga
@pascaliamugwagwa8428
@pascaliamugwagwa8428 4 күн бұрын
Where have you been
@joycemafigo3517
@joycemafigo3517 10 күн бұрын
Zvakaoma🙆
@CONFESSIONSOFZIMMAIDS
@CONFESSIONSOFZIMMAIDS 7 күн бұрын
Zvakaoma nyika yaenda kumawere😢
@priscilladawa9505
@priscilladawa9505 9 күн бұрын
Akararwa but hakwanise kunyatsotaura zvakaitika , Sekuru ngavapinzwe kujeri not ruoko,
@fecksonmutapati1389
@fecksonmutapati1389 7 күн бұрын
Chimurume ichi chinoda mutongo wakasimba
@ladyk.b.2257
@ladyk.b.2257 9 күн бұрын
I think mwana akachekwa nyora maybe Ranga ririropa renyora
@norestchikukwa7895
@norestchikukwa7895 10 күн бұрын
Justice for her ..kna zviri zvema rituals ngapapindurewo Ana sekuru Tasvu koz vakatora ropa nemwana uyu taking advantage ye disability
@ruramai221
@ruramai221 10 күн бұрын
Madii kuvhara mwana uyo face
@malinga22
@malinga22 9 күн бұрын
She is 24yrs
@patiencemajekwana2528
@patiencemajekwana2528 8 күн бұрын
@@malinga22she is a victim of sexual abuse and vulnerable, as such her face must be covered.
@pascaliamugwagwa8428
@pascaliamugwagwa8428 4 күн бұрын
Akura uyu
@maiboys3934
@maiboys3934 2 күн бұрын
Akura 24 years
@DanielSamaita
@DanielSamaita 10 күн бұрын
Sekuru vakatira advantage nemwana ari disabled vakanyatso Isa irinhengo yavo vakamuti ruvoko
@mercynagengwaru5061
@mercynagengwaru5061 9 күн бұрын
Shame, so 😢sad
@JessicaMukora
@JessicaMukora 10 күн бұрын
Rinoroya zisekuru iri
@euphrasiamuchuweni7497
@euphrasiamuchuweni7497 9 күн бұрын
Zvakaoma
@MelissaJays
@MelissaJays 7 күн бұрын
Ummm😢
@mamarue2542
@mamarue2542 9 күн бұрын
This is sad am sorry
@patiencemajekwana2528
@patiencemajekwana2528 8 күн бұрын
You were supposed to cover her face please. She was sexually abused and is a vulnerable young lady, you should avoid showing her face to the public.
@ReginaShoko
@ReginaShoko 9 күн бұрын
Pamwe arikutaura chokwadi.vakamutenera nyora imi.sorry mama sure
@RueMuk
@RueMuk 10 күн бұрын
Endai nemwana kuL kwaProphet Miracle Paul paunit L
@cherylmartin9031
@cherylmartin9031 9 күн бұрын
Mbavha iyoo anobhadharisa vanhu
@NaumeChiwandika
@NaumeChiwandika 9 күн бұрын
Hanzi marii​@@cherylmartin9031
@portiachifamba2560
@portiachifamba2560 9 күн бұрын
Hachisi chigunwe veduwe chinhu icho
@lindamudarikwa730
@lindamudarikwa730 9 күн бұрын
So this now needs spiritual help nekuti mwana zvaarikutaura clearly shows sekuru varikushandisa mwana it may not be sexually but spiritually
@tryphinenyamupinga1186
@tryphinenyamupinga1186 9 күн бұрын
😢
@lacychipindirwe1289
@lacychipindirwe1289 9 күн бұрын
Havana kumuraper asi vanezvavakamuita nenzara pamwe vanomushandisa mwana uyu
@ladyk.b.2257
@ladyk.b.2257 9 күн бұрын
Ko madii kuti atariswe kuti aka bviswa humhandara .. here take this issue serious..musaite kufungidzira..chembere dzingona kutarisa humhandara..ko mai sei musina kubvundza kuti nyora dzamaisa mwana ndedzei
@afronews7034
@afronews7034 9 күн бұрын
Inonverbal here or uatistic😢 thats not goodooo😮
@FortunateSaunyama-i6x
@FortunateSaunyama-i6x 4 күн бұрын
Shame
@tabethmoyo6333
@tabethmoyo6333 10 күн бұрын
Ummmmmm zvakaoma sekuru ibhinya chairo harwusi rwuoko vakotomubhinya
@LuciaMachimi
@LuciaMachimi 9 күн бұрын
Sekuru ava mutakati chaiye
@RexBetah
@RexBetah 9 күн бұрын
Shame,vanhu vasaita utsinye wakadaro
@TinasheChingwende-n6b
@TinasheChingwende-n6b 10 күн бұрын
Chekutanga mai munowirirana naSekuru her
@Nunec
@Nunec 10 күн бұрын
Obvious hanti vaitopanana rice
@afronews7034
@afronews7034 9 күн бұрын
Special needs need tokupiwadepo Provera kutivasaite.matumbu😢😮
@cherylmartin9031
@cherylmartin9031 9 күн бұрын
​@@Nunec😮
@VesperWatsika
@VesperWatsika 9 күн бұрын
Justice ichazomboitwawo munyika YeZimbabwe .Ndachema zvangu
@NetsaiMwashita-e1q
@NetsaiMwashita-e1q 10 күн бұрын
Asikana😢
@ladyk.b.2257
@ladyk.b.2257 9 күн бұрын
Iyinyaya yakuda chivanhu ndokuti chokwadi chibude. Inyora dzaakachekwa ndosaka mwana achiti vakaisa chigunwe akachekwa nenzara
"Dzivarasekwa : Mapatya angu anondirova kana onzwa nzara"
26:08
Destiny TV
Рет қаралды 10 М.
Арыстанның айқасы, Тәуіржанның шайқасы!
25:51
QosLike / ҚосЛайк / Косылайық
Рет қаралды 700 М.
Tuna 🍣 ​⁠@patrickzeinali ​⁠@ChefRush
00:48
albert_cancook
Рет қаралды 148 МЛН
Quando eu quero Sushi (sem desperdiçar) 🍣
00:26
Los Wagners
Рет қаралды 15 МЛН
SADZA......MURUME WEKUVIGWA ARIMUPENYU ARIKWAMREWA
22:12
Drewmas Media
Рет қаралды 23 М.
Ayanda Msweli Foundation | Inkosazane eMsinga
39:18
AyandaMsweliTV
Рет қаралды 117 М.
Chido Kadonzvo/ Blind Hairdresser | Uniquely Abled
25:48
Арыстанның айқасы, Тәуіржанның шайқасы!
25:51
QosLike / ҚосЛайк / Косылайық
Рет қаралды 700 М.