ndanzwa tsitsi shuwa nyaya iyi kwaMambo Bushu yakatozosvika pakufa pemwana, apa evidence tiiii

  Рет қаралды 37,492

Zigo

Zigo

Күн бұрын

Пікірлер: 142
@maryagneskaingwe6286
@maryagneskaingwe6286 5 ай бұрын
A ndarwadziwa mainini this woman is very lovely person ndizwo zwinoitwa nehadzwadzi usachema muningina
@vincentchidangwara6543
@vincentchidangwara6543 5 ай бұрын
That's why the late father didn't give this guy the land now i see why vakati mkwasha agare ipapo nemukadzi wake.Thank you mambo🎉
@owenshoniwa
@owenshoniwa 5 ай бұрын
Chief Bushu is smart and smooth
@JacquelineMuradzikwa
@JacquelineMuradzikwa 5 ай бұрын
pfuma yenhaka inoparadza ukama hey... touching story... Long live Mambo.
@ListenSherekete-dl9zz
@ListenSherekete-dl9zz 5 ай бұрын
Thank you Chief for postponing the Case till Ungano yapera ❤
@nyashamashonga6755
@nyashamashonga6755 5 ай бұрын
Am proud of my chief vanoziva zvavanoita
@jamie8950
@jamie8950 7 күн бұрын
I love mambo vati none partisans nekuti munhu wese aripasi pamambo. I feel obliged to take my case kuna mambo.
@EmisonKumbula
@EmisonKumbula 2 ай бұрын
Tsano avo variwrong,vakamutswa nehanzvadzi asi vavakuita udyire dyire
@SAMSONJAYSBENGESU
@SAMSONJAYSBENGESU 5 ай бұрын
Haaaa mambo you are excellent... I just comment coz of the fact that you allowed mom to go to Defe and changed the Date.. Be blessed Chief Bushu.. We invite you to ZCC
@Julietruzande-m4s
@Julietruzande-m4s 5 ай бұрын
Ndirini ukanditamba iyoyo unofusirwa unganditire hutsinye isu takayamwa zamu rimwe😢
@JamesonFoto-ni1qt
@JamesonFoto-ni1qt Ай бұрын
Apa hapana n'anga inodikwa pakufa kwemwana. Sekuru vakashungurudza muzukuru kusvika pakuzviuraya.
@sandlinetatenda4789
@sandlinetatenda4789 9 күн бұрын
Please ndipeiwo next dare ravo tinzwe final
@thadiasmuyambo2229
@thadiasmuyambo2229 5 ай бұрын
Ndarwadziwa zvangu 😭😭😭 ne nyaya
@theebarbiey
@theebarbiey 5 ай бұрын
Kamudhara ako kakachizorara kumba nevazukuru pliz
@eniakaduwe3554
@eniakaduwe3554 5 ай бұрын
Kkkkkk kwamambo Bushu Kwai hwekupedxesera saka usina kukwana kkk
@EriaImbayarwo-r9p
@EriaImbayarwo-r9p 3 ай бұрын
To be honest Bhushu ndimambo chaiwo chigodora on number 2 mtasa kusvika agadzirisa nyaya yemufundisi kulodge tomutsveta Pake, So far bhushu murikupedza Dai tapiwawo mambo akaita semi kwedu Bikita zvaifamba mushe, vanotowanikwa nevakadzi vevanhu chief Mpakwa vamwe vachitonga zvinodadisa kudai itirwai nyasha mambo
@PriscillaVaraidzoMhoni
@PriscillaVaraidzoMhoni 2 ай бұрын
Nhai @Zigo ko part2 yacho😢
@julietchivhanga3054
@julietchivhanga3054 5 ай бұрын
Avo vati munoumu hamuchemwe variright here vanoziva pain yekufirwa here
@shuvaimazhandu-um5od
@shuvaimazhandu-um5od 5 ай бұрын
Welldone mambo Bushu ndozvakanakira madzimambo akadzidza.imi makagadzwa nevarikumhepo chaivo
@veemab-988
@veemab-988 5 ай бұрын
Fambai mugadzirise musha" in chigodora's voice "
@zinganorumbidzai5431
@zinganorumbidzai5431 5 ай бұрын
Please can we have consistency panyaya dzenyu we are following asi hatizozive kuti what happened after this court case
@djflubby1172
@djflubby1172 3 ай бұрын
So painful😭
@BlessingMuronzi
@BlessingMuronzi 5 ай бұрын
Kna vakaberekwa mumhuri ine vanhu vane pfungwa dzakakwana hausvike pakutuka munhu mashoko anorwadza kudai mombe kune munhu anotuka zvinyadzi
@caspermuteyi9180
@caspermuteyi9180 5 ай бұрын
Iiii mambo mutukirwo vakaitwa amai iva nehanzvadzi yawo hazvina kunaka. Uye mambo ndinoona kuti dai machitsvaga vamwe vatongi nekuti vabva zera. Nyaya iyi inorwadza. Zvakaitwa nasekuru ava hazvina kunaka
@dzidzaidzinotyiweyi7703
@dzidzaidzinotyiweyi7703 5 ай бұрын
Sekuru ava nehanzvadzi ngapaitwe DNA. Hakuna sekuru vanoitira muzukuru hutsinye hwakadaro. Kana matukire avanoita haasi kwawo. Hanzvadzi yavo yakaremekedza kuti brother vabatane ne mkwasha.
@angelinec.mhlanga4504
@angelinec.mhlanga4504 5 ай бұрын
Sekuru ngavachizorora vatambe nevazukuru, makurukota vanodimbura munhu achitaura sei isu tenge tichida kunzwa nyaya
@preshchakws5379
@preshchakws5379 5 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂
@PeterSachipindi
@PeterSachipindi 5 ай бұрын
Umm sekuru varipakati avo havazive nyaya
@momoza2985
@momoza2985 5 ай бұрын
Makurukota siyayi nyaya yekudambura munhu aripakati pokurondedzera mhanie
@mavismasunda7681
@mavismasunda7681 5 ай бұрын
Baba vakapa zodzo kumwanasikana nekut vaiziva kuti haas greedy bt brother iyo iri greedy akaoma moyo bt gold haachariwane
@lissamahendere
@lissamahendere 3 ай бұрын
Yoooo vanhu vanotukana yooo
@JacquelineMuradzikwa
@JacquelineMuradzikwa 5 ай бұрын
uuuum zvitsverudzi nhaimi anhu aya akakurirepi nhai uuuuim 😢... Thank you Zigo for another show
@anniemarymanyakara
@anniemarymanyakara 5 ай бұрын
Mambo makapihwa chipo chekugona kutungamiri may God bless you i salute u⭐⭐⭐⭐⭐⭐
@juliasawali39
@juliasawali39 5 ай бұрын
Vanhu vanotonga namambo vamwe pacho movhiringa munhu momut taura pedze zvoo moti taurai pane nyaya
@mabelpasi1751
@mabelpasi1751 5 ай бұрын
Mambo munogona kutonga. Asi tarisai kuti nyaya ye video ino tsigira aitora because aiziva kuti arikutora obva anyarara kutukawo back. So it's not good for the sister and husband nokuti vaitorwa vasingazivi.
@nyashamareger8852
@nyashamareger8852 5 ай бұрын
Dzimurawo zvinonyadzisa kkkk tinenge tinana Ambhuya
@stellamunyuki3356
@stellamunyuki3356 5 ай бұрын
Mari ndisatan sure yatoputsa hukama pakatii pehama
@Sibbs-ip2cv
@Sibbs-ip2cv 5 ай бұрын
If a person was born poor... the transition to moderate financial Confort tends to destroy them. Gold is a curse to a person who was born poor. It kills people who were born in poverty....it doesn't elevate a poor person from that lowest level of poverty. These minerals must be first thought about extensively to those who have the means and ambition to play around it.... otherwise it will be graves sorrow and despair for eternity...
@albertchigoche727
@albertchigoche727 5 ай бұрын
Very true ,poverty is more spiritual than what we think!!
@NyaradzoChigwa
@NyaradzoChigwa Ай бұрын
Kubwaira kwatezvara kurikusvota
@ClarahNyakabau
@ClarahNyakabau 5 ай бұрын
Kobaba pawakapaukuwasha munda waisaona mwana mukomana kuti haapo here tsano wakurwadziwa nekudya mari kwemwanasikana
@mhofu
@mhofu 2 ай бұрын
Baba vakatoregedza kupa mwanakomana nhaka becoz vaitozvionawo kuti indururani . Vakatotruster mwanasikana more than mwanakomana. In most cases dzatinoona mumamisha umu vana vanosiirwa pfuma vakomana vanosara vachisquander kusara vave marombe and vasikana have to come back and clean up the mess with the help of vakuwasha.
@memorymangwere4101
@memorymangwere4101 5 ай бұрын
Inga ndacheka ma onions nhaimi😢😢
@morelifenyamande828
@morelifenyamande828 5 ай бұрын
Big up mambo nekuvatendera kunonamata
@PeterSachipindi
@PeterSachipindi 5 ай бұрын
Umm Mwana uyo angaatogarwao nemhepo
@SimbaMpambavachiki
@SimbaMpambavachiki 2 ай бұрын
Mambo munogona I will need to come shake ur hand
@ShadreckElijah
@ShadreckElijah 5 ай бұрын
Manyanya zvinyadzi pamberi pamambo bvisai mbudzi inotsika
@MavisBvuma-k2g
@MavisBvuma-k2g 5 ай бұрын
Baba wake wainge wakazviona ndosaka wakashaiswa nzimbo mukoma awo ndisatani
@giftalutadosipani3637
@giftalutadosipani3637 5 ай бұрын
Tongwai Nyaya Na Mambo zvekuenda Defe izvo garai mazorora plus Hakuna Jesu ki z.c.c ikoko Dai matoita zvenyaya iyi.
@HazelKupakuwana
@HazelKupakuwana 5 ай бұрын
Tezvara saw something in the son in law ndosaka vakamupa munda. Haaa the land issue ine makuva evanhu.
@veronicamathabire5803
@veronicamathabire5803 4 ай бұрын
Vamunamba vanemukanwa makaora
@rumbie6450
@rumbie6450 5 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂 aaaah zvituko kani
@JacquelineMuradzikwa
@JacquelineMuradzikwa 5 ай бұрын
mwanasikana munhu wo. thank you mambo.
@ClarahNyakabau
@ClarahNyakabau 5 ай бұрын
Saka munda ndewemukuwashakaaaa
@rodneychitengedza1648
@rodneychitengedza1648 5 ай бұрын
Ehe
@ClarahNyakabau
@ClarahNyakabau 5 ай бұрын
Hanzvadzi sikana ndiwe wakatoporonga ipapo pakuti isayi hanzvadzi yangu hezvoooooo kwazvakwasvika
@JudaMugomba
@JudaMugomba 5 ай бұрын
Mambo ngaabvise zvidhara izvo zvovhiringidza
@Mamboticharwa
@Mamboticharwa 5 ай бұрын
Zigo kana wakuuya wakuuya kwaMambo Huya kuchinditorewo, Mambo
@djflubby1172
@djflubby1172 3 ай бұрын
Vakwasha vemazuva ano havasisina hunhu
@RegisChakanetsa
@RegisChakanetsa 5 ай бұрын
Izvi zvekukorokoza zvichaita kuti nyika iite kunge DRC with militias , warlords and unending armed fueds
@FaithKamutsungira
@FaithKamutsungira 5 ай бұрын
Sekuru mune hutsinye hanzvadzi yoti huya tichere pamusha pemukwasha woba wotuka muzukuru wofa chii chakadaro
@RebeccaRebs-v3x
@RebeccaRebs-v3x 5 ай бұрын
Zigo satiratidze mambo tovaziva mhn 😅
@PeterMungani-o2h
@PeterMungani-o2h 5 ай бұрын
Mambo munotonga nyaya zvandoda imi
@TateguruNdudzo
@TateguruNdudzo 5 ай бұрын
Sando dzenyu changamire magona ndirodare repasi chigare rambai makadaro
@talhomoatizeei1321
@talhomoatizeei1321 5 ай бұрын
Hummmmmm mambo makanyanya munogona kutotanga dai mavedzerwa makore ekurara dai mamwe madzimambo achiuyawo kunonzwa muchitonga Mwari vakuitirei nyasha❤❤❤❤
@talhomoatizeei1321
@talhomoatizeei1321 5 ай бұрын
Ekurarama
@PeterSachipindi
@PeterSachipindi 5 ай бұрын
Iyo mhepo yakamupa kunorova baba
@Madzimai-v1h
@Madzimai-v1h 5 ай бұрын
😂😂😂 Makwikwi zvituko zvacho
@helendhliwayo1261
@helendhliwayo1261 5 ай бұрын
😮😮mashoko acho anorema yooooo.
@MIIDZOMAVIDZA
@MIIDZOMAVIDZA 5 ай бұрын
Ungatuka hazvanzi yako zvinyadzi nooo ndoomakunakuna verbal ngaaripe bhangu uyo anotuka chero Mai vake futi .
@ClarahNyakabau
@ClarahNyakabau 5 ай бұрын
Maiwe zvanguuuuuuuuuu vanhu vanoziwa here kuti zvinhu zvakakosha izviiii
@Makumire-u2e
@Makumire-u2e 5 ай бұрын
Mambo murume uyu anopenga anovenga murume wasisi
@SharonChitemerere-b4j
@SharonChitemerere-b4j 5 ай бұрын
Tsano makangwarisa imi ummm
@ryemudyawabikwa1906
@ryemudyawabikwa1906 5 ай бұрын
Hmmm tikuda part 2 Zigo
@stellamunyuki3356
@stellamunyuki3356 5 ай бұрын
Aaah zvinhu zvacho haa zvakawoma, iye akamboti kutuka nezvinyadzi ndokugona
@TredaPomo
@TredaPomo 5 ай бұрын
Akambo bvepi mukwasha Uyo ummmm
@SAMSONJAYSBENGESU
@SAMSONJAYSBENGESU 5 ай бұрын
Mambo Bushu and your whole committee, we invite you to Defe Dopota, ZCC
@sarudzaimutsvangiriserah4520
@sarudzaimutsvangiriserah4520 5 ай бұрын
Kuneizve dopotota zcc
@BataBata-m5d
@BataBata-m5d 3 ай бұрын
Kkkkkk
@TredaPomo
@TredaPomo 5 ай бұрын
Akati haagoni kurova Mai asi kurova sekuru hanzvadzi yamai zvakaoma
@MelissaJays
@MelissaJays 5 ай бұрын
Vanojairira sekuru ivavo
@ericmagumbe6423
@ericmagumbe6423 5 ай бұрын
This is a mining dispute. Nyaya ye mine inoenda ku ministry of Mines office
@zigo
@zigo 5 ай бұрын
Ko kutukana zvinyadzi pachivanhu zvinogadziriswa kuMinistry of Mines here ?
@NdouMushavi
@NdouMushavi 5 ай бұрын
@@zigowas that a rhetorical question?😂😂😂😂
@Makumire-u2e
@Makumire-u2e 5 ай бұрын
Tipeivo inotever
@avinashchari5911
@avinashchari5911 5 ай бұрын
Tete ava munhu ari bhoo zvekuti shem
@jaspernambala
@jaspernambala 5 ай бұрын
Amunamba how man times do I call you
@jr2011f
@jr2011f 5 ай бұрын
HURE CENTRAL.......Mombe kune anotuka zvinyadzi wese
@JacquelineMuradzikwa
@JacquelineMuradzikwa 5 ай бұрын
Tsamba yapedza ma sports kkkkkk
@ClarahNyakabau
@ClarahNyakabau 5 ай бұрын
Ndayerera musodzi
@OlindaDziike-ck6xx
@OlindaDziike-ck6xx 5 ай бұрын
Mai ava kukoshesa defe
@EllenMudawose
@EllenMudawose 5 ай бұрын
Zvekusungisana zvazouya varonga kuenda kumusangano wavo saka chekumirira hapana
@EllenMudawose
@EllenMudawose 5 ай бұрын
Mambo ndakutendai kubvumidza vanhu kunonamata kudefe vozodzoka zvavo kudare
@patiencechimwanda1204
@patiencechimwanda1204 5 ай бұрын
Karikungoboira boira tuziso iko katezvara
@SheillahJack-mi5nd
@SheillahJack-mi5nd 5 ай бұрын
😅😅😅 kunge vaedzerwa
@Shashafiniace
@Shashafiniace 5 ай бұрын
Goridhe haringobude panezvakaitika ipapo
@JudaMugomba
@JudaMugomba 5 ай бұрын
Mambo anogona uyu
@GaudenciahKatsutso
@GaudenciahKatsutso 5 ай бұрын
Pane kangozi kana kuromba kuripo
@helendhliwayo1261
@helendhliwayo1261 5 ай бұрын
Zvakaoma hazvo ummmm zvoitika mumisha umu
@SAMSONJAYSBENGESU
@SAMSONJAYSBENGESU 5 ай бұрын
Please, mom is going to Defe on 3 to 11 Dankie
@KudakwasheAnusa
@KudakwasheAnusa 5 ай бұрын
Tipeiwo part 2 yenyaya iyi
@MaxwellMasimba
@MaxwellMasimba 5 ай бұрын
Mudhara Bushu Bata vanhu
@ClarahNyakabau
@ClarahNyakabau 5 ай бұрын
Mukadzi uyu anoda murume wake shuwa chokwadi hachiputse ukama
@EstherChigada
@EstherChigada 5 ай бұрын
This family hooooo
@teberiachitauro9305
@teberiachitauro9305 5 ай бұрын
Nhaimi chiiko chinonzi chiguruguru
@AdamChimbalanga
@AdamChimbalanga 5 ай бұрын
Kune mamwe mabin aishandiswa kare aiva esimbi aive nezvivharo zvezenge Saka ndozvinoshanda sezviguru guru tozviboora boora maburi then tinosefa mavhu tichisandisa chiguru guru tichisandisa mvura tichiyeredza then gold rinozobatwa nemachira panoeredzerwa panonzi pajames table😅😂zvonetsa kutsanangudza but chiguru guru chakangafanana nesefa
@pradelmanari3650
@pradelmanari3650 5 ай бұрын
Izwi rinoshanda mumota chero ipi kuenderana nemutauro
@ClarahNyakabau
@ClarahNyakabau 5 ай бұрын
Muuumbbbb o mhaaaa guys kaaa mashoko aya vanhu munoatorepiko ndosaka tichizvivharaaaaa kjkkkkkkkkkk
@MoreKaines-br9cd
@MoreKaines-br9cd 5 ай бұрын
Chili ichi
@rodneychitengedza1648
@rodneychitengedza1648 5 ай бұрын
Muremba uri tsaga
@RoseZim
@RoseZim 5 ай бұрын
Hanzvadzi iyi ine problem yekusagara nevamwe mu village
@Blessing-y9x
@Blessing-y9x 5 ай бұрын
Hahaha kana uchida kutanga waiverenga kuti unyatsoti tsepete tsepete❤❤❤
@aaronchiwamba2037
@aaronchiwamba2037 5 ай бұрын
zigo tirikuda part 2 yenyaya iyi pliz
@JacquelineMuradzikwa
@JacquelineMuradzikwa 5 ай бұрын
sure
@agnesjokonya1405
@agnesjokonya1405 5 ай бұрын
Shame .sorry henyu nekufirwa nemwana panotori nemweya wengozi mumusha umuu chokwadi chenurwai
Une nouvelle voiture pour Noël 🥹
00:28
Nicocapone
Рет қаралды 9 МЛН
Tuna 🍣 ​⁠@patrickzeinali ​⁠@ChefRush
00:48
albert_cancook
Рет қаралды 148 МЛН
She made herself an ear of corn from his marmalade candies🌽🌽🌽
00:38
Valja & Maxim Family
Рет қаралды 18 МЛН
Votosvorana
41:27
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 73 М.
Parafini mudare ra chief Mutasa Karanganda TV
1:31:34
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 36 М.
Baba Vozhamba Mudare Vaona Mwanasikana Achibviswa Nduwe
8:28
SlyMediaTv
Рет қаралды 85 М.
DNA Yanetsa Nyaya iyi Chief  Mutasa Tichkach mtv
28:35
TICHKACH MTV
Рет қаралды 25 М.
Akandinwisa Doro kokundiuraya Dare raChief MutasaKaranganda TV
33:11
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 50 М.