Baba Vozhamba Mudare Vaona Mwanasikana Achibviswa Nduwe

  Рет қаралды 84,086

SlyMediaTv

SlyMediaTv

Күн бұрын

Пікірлер: 265
@rogerchanda
@rogerchanda Жыл бұрын
Musadaro amana. The bond between father and daughter hamuiziye imi
@annagarwe1621
@annagarwe1621 Жыл бұрын
Shungu dzina baba ava vachaisa munhu demo chete
@rogerchanda
@rogerchanda Жыл бұрын
@@annagarwe1621 He needs counselling, manje varikutosekwa
@fadzaichisweto
@fadzaichisweto Жыл бұрын
Zvinorwadza henyu mufunge
@SharonMwanza-us6ol
@SharonMwanza-us6ol Жыл бұрын
Tell them apa mwana iyeyu ndomuziva ineighbour yangu ndarwadziwaaa
@owenzanga3398
@owenzanga3398 Жыл бұрын
Vanenge vachida kunyenga ivo?
@nondochirau9664
@nondochirau9664 Жыл бұрын
Hanzi kuchema kunyengwa kwemwana dare iri so😅😅😅😅
@atinetimhlanga4585
@atinetimhlanga4585 Жыл бұрын
Mombe ndedzeiko nhy veduweeee vanodziwanepi aah
@laruvinga
@laruvinga Жыл бұрын
Nyaya dzakadai Kuma courts
@ireenjanuary1851
@ireenjanuary1851 Жыл бұрын
Ummm baba varwadziwa sure😢😢😢
@ivychigonga3366
@ivychigonga3366 Жыл бұрын
Munhu anorambidzwa kuchema kana achirwadziva. No compassion at all .our society is doomed.
@HomeofRainy
@HomeofRainy Жыл бұрын
Doomed chiiko nhai imi, mudare mutemo wamo hamubvumidzwe kuchemwa. Hapana kusina mutemo
@albertmaronga2610
@albertmaronga2610 Жыл бұрын
Mutemo wepadare haucheme zve nhai
@denniasmakebhe124
@denniasmakebhe124 Жыл бұрын
You are very useless
@markmagwenzi9421
@markmagwenzi9421 Жыл бұрын
African culture yakasiyane ne European mondochemera ku England 🇬🇧 uko 😂😂😂😂
@PKAYSO16
@PKAYSO16 Жыл бұрын
​@@HomeofRainymutemo kuita seiko? Crying is an emotion and men are allowed to cry. Yes with people who have mud for brain, we are doomed.
@PKAYSO16
@PKAYSO16 Жыл бұрын
Men are allowed to cry. Izvi zvekuti varume havacheme ndizvo zvinokonzeresa moyo yakaoma kuvanhurume
@takundasigauke9968
@takundasigauke9968 Жыл бұрын
True everyone is different
@dakawangu4490
@dakawangu4490 Жыл бұрын
Kuchemaka ishungu varumw imi musadaroba izwirai vamwe vanhu tsitsi kwete kuda kungoyopora vanhu
@miss_connie
@miss_connie Жыл бұрын
Mambo vanodzvanyirira vanhurume ava vanoreverera vanhukadzi too much though ndiri mkadzi hangu sometimes its too much mombe 7 for what 😒😒
@HomeofRainy
@HomeofRainy Жыл бұрын
Ukapara mhaka unofanirwa kurohwa nemutongo wakasimba kuti mangwana usadzokorora. Dai ari wenyi adyiwa maingoti enda hako here nhai amai 😂😂😂😂😂😂😂😂 hamusi maitoda kana mombe 25 here ipapa
@patpateey2414
@patpateey2414 Жыл бұрын
Ndokudzora chinyakare thank you chief
@miss_connie
@miss_connie Жыл бұрын
@@HomeofRainy adaira kut vaidanana wani saka mombe 7 for what vese vana after all maybe 2 was enough zvimwe zvacho vanozozvinyanya aiwa 😂
@williamsmanganye9444
@williamsmanganye9444 Жыл бұрын
Ko mhosva ndeyei kana mukomana nemusikana vachidanana
@HomeofRainy
@HomeofRainy Жыл бұрын
@@williamsmanganye9444 kana uchiziva mutemo wenyika panhau yeku protector girl child esp underage you will understand mhosva yake mkomana
@NdanatseyiMushambiMapara
@NdanatseyiMushambiMapara Жыл бұрын
My beloved Mambo 👏👏🇧🇼
@MaggieMombe
@MaggieMombe Жыл бұрын
Sly dzifambire❤❤❤
@itaimubaiwa8612
@itaimubaiwa8612 Жыл бұрын
Dare iri is so insensitive we are talking of a minor here. Kuita murume hazvireve kuti haucheme kana kuti uri weak
@emmanuelwashaya3388
@emmanuelwashaya3388 5 ай бұрын
zvatocheaper becz this is rape case
@Jahlady
@Jahlady Жыл бұрын
Baba vane shungu shame
@atinetimhlanga4585
@atinetimhlanga4585 Жыл бұрын
Mwana wacho iunder age hr. Vange vasingadanani hr
@HomeofRainy
@HomeofRainy Жыл бұрын
Yes under age, even vachidanana mwana under age habvumidzwe kudyiwa cz ukutora advantage 😂😂😂😂
@albertinachirimhunga9593
@albertinachirimhunga9593 Жыл бұрын
Nyangwe turi under age ngatupanitye nekuti hatuchina matyira tuvana twa mazuvano one kaka ripiswa tunorega zvese izvi apa turi kuda bonde tunoziva kuti hapana zvatoitwa seava vaiti tayidanana ngava ripe vazino kuti hatidanane nevanhu tiri under age
@craigmwedzi1487
@craigmwedzi1487 Жыл бұрын
Ayehwa ka but isn’t sexual consent in Zim 16
@blessingzm396
@blessingzm396 7 ай бұрын
Ko wy mabhadharis mwana mambo mupei mkdzi wake kna azoramb mumup mkdzi wako
@AugustineKashiri
@AugustineKashiri 3 ай бұрын
Age of consent in zimbabwe is 16 years .kangaroo courts 🤔
@oliviachikanda6634
@oliviachikanda6634 Жыл бұрын
Chief Bishuu my favourite. Anogona kutongaa.
@ExodusGokova
@ExodusGokova 2 ай бұрын
Mambo Apa makoniwa kutonga. Mombe 7 ndedzei? Iroora here?. Vana Ava vaidanana and musikana ndiye nyakudaidza mukomana achiti vabereki havapo. Pachokwadi Apa matadza
@simbamoyo9400
@simbamoyo9400 Жыл бұрын
Shuwa shuwa here mutongo wakakura kudai kunge akauraya munhu
@nokuthulankomo6657
@nokuthulankomo6657 Жыл бұрын
Apa abvuma mhosva
@simbamoyo9400
@simbamoyo9400 Жыл бұрын
@@nokuthulankomo6657 eish zvakaoma
@jephiaschinganga7565
@jephiaschinganga7565 7 ай бұрын
Apaa akadaidzwa naBae kuzodya bota
@HomeofRainy
@HomeofRainy Жыл бұрын
Mapedza masports chief😊😊
@nyashadzaishemiranzi7437
@nyashadzaishemiranzi7437 5 ай бұрын
let him .. crying doesn't mean he is weak it means he is hurting
@natashahweru9479
@natashahweru9479 Жыл бұрын
My favorite chief 🤧
@eliasdodo3233
@eliasdodo3233 3 ай бұрын
The title is misleading. Lets remain factual. We will watch even mukataura chokwadi.
@Rodgerssongwe-xy9ls
@Rodgerssongwe-xy9ls Ай бұрын
Mambo haagoni kutonga skkusangana kwakurambidzwa here
@samanthakane9986
@samanthakane9986 Жыл бұрын
Ndokuti varume vadzodze kusiya anyone under 18. Inga mitemo yacho yakaiswa nevamwe varume my parliament ye Zimbabwe. Respect the law
@SharonChiringa-io5zu
@SharonChiringa-io5zu 9 ай бұрын
This court is insensitive...allow someone to express his fellings..feelings and emotions have no gender Mr Chief. Its ok for a man to cry...let him cry . You are the ones destroying the boy child emotionally no wonder why vachizopara mhosva to prove their "masculinity"
@MckyStyMckySty
@MckyStyMckySty 3 ай бұрын
This Mambo used to be a descent nekutonga zvine runyararo nowadays akuwanza hasha nerough nekungoripisa ripisa we miss old you.
@tendaitom6014
@tendaitom6014 Жыл бұрын
Vana vese under age vanorohwa ndoomutongo wavo coz mombe inobvepi pamwanana akadai
@HomeofRainy
@HomeofRainy Жыл бұрын
Kuvabereki vake
@fadzaichisweto
@fadzaichisweto Жыл бұрын
Mukomana iminor here uyo
@tendaitom6014
@tendaitom6014 Жыл бұрын
Ehe ane 16
@nomsanyika151
@nomsanyika151 Жыл бұрын
Ane 19
@CHIBABA85
@CHIBABA85 Жыл бұрын
Watching these community courts and behind bars yaTete Tilder chokwadi munhu unozvininipisa munharaunda. Let’s behave kwetinogara uku
@monnietaah9583
@monnietaah9583 Жыл бұрын
This is one of the hilarious cases from Chief Bushu 😂😂😂
@anotidamuza8129
@anotidamuza8129 Жыл бұрын
This is very unfair Why is he being punished
@williamsmanganye9444
@williamsmanganye9444 Жыл бұрын
Same question too yy cz it seems mukomana nemusikana vanodanana
@HomeofRainy
@HomeofRainy Жыл бұрын
Mutemo wenyika l guess munouziva weku protector girl child esp underage.
@williamsmanganye9444
@williamsmanganye9444 Жыл бұрын
@@HomeofRainy aaah under age 17 years makore ano munhu anenge avekuziva zvaanoita
@mimimimi-kh5bk
@mimimimi-kh5bk Жыл бұрын
​@@williamsmanganye9444Hoo nhai. I thought 18yrs ndo legal age ka.
@samanthakane9986
@samanthakane9986 Жыл бұрын
The law says 18 years unless you changed the law yourself
@Nkomazi
@Nkomazi Жыл бұрын
Mhosva iripapi apa 🤣🤣🤣🤣
@nelsondumisani7863
@nelsondumisani7863 Жыл бұрын
This doesn't make sense
@HomeofRainy
@HomeofRainy Жыл бұрын
Kudya chiro chemwana 😂😂😂😂, zvikatanga kuitwa muHarare or Bulawayo haaaaa vanhu vangachema nekuripa
@HomeofRainy
@HomeofRainy Жыл бұрын
​@@nelsondumisani7863ukaziva chivanhu it makes sense. Sex is for adults and not only adults but married adults
@brightbefa9102
@brightbefa9102 Жыл бұрын
​@@HomeofRainymukomana Ane makore mangani
@HomeofRainy
@HomeofRainy Жыл бұрын
@@brightbefa9102 ane 19
@eniahwingwiri8106
@eniahwingwiri8106 Жыл бұрын
Noice background😢😢
@Jahlady
@Jahlady Жыл бұрын
Vana vanoparira vabereki shuwa.
@monnietaah9583
@monnietaah9583 Жыл бұрын
😆😆😆 nhai Daddy hanzi hatidi vanhu vari weak 😂😂😂
@modistamaraidza1346
@modistamaraidza1346 Жыл бұрын
Vamwe vabereki vakutotuma vana kuti hurai tiripise bcoz of tumambo twekumama utwu
@masibandamhazishumba2241
@masibandamhazishumba2241 Жыл бұрын
First time kuona murume mukuru achichema zvisina basa
@HomeofRainy
@HomeofRainy Жыл бұрын
😂😂😂😂😂😂😂 akajaira kupindura mai, manje apa akanzwa mwana achichemerera 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 haaa rayifi soooooo😂😂😂😂
@sasssysasha4261
@sasssysasha4261 Жыл бұрын
mambo avo vanoita zvekutamba nemombe 7 dzinobvepiko,this isnt fair hai dare rinoripisa zvinorwadza better you go to jail boy
@CHIBABA85
@CHIBABA85 Жыл бұрын
It’s a lesson to upcoming culprits
@dhereckmherekumombe1945
@dhereckmherekumombe1945 Жыл бұрын
Jail unoriziva or ukungohumana hako
@HomeofRainy
@HomeofRainy Жыл бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 haaa usatamba nejeri hama yangu. Anonopihwa 17 macalender
@tendaiwekwamutiro2424
@tendaiwekwamutiro2424 Жыл бұрын
Makore mangani
@innocentsithole2752
@innocentsithole2752 Жыл бұрын
Mutongo wakanyanya uyo
@AquilaSLSAdmin
@AquilaSLSAdmin 2 ай бұрын
Mombe seven ndedzei 😮
@marconkiwane4248
@marconkiwane4248 Жыл бұрын
Mambo 😢7mombe hai aah
@tichaonagoliati6226
@tichaonagoliati6226 Жыл бұрын
Hazvisi far izvo kubatirana vanhu vayidanana
@muchmuleya9651
@muchmuleya9651 Жыл бұрын
This is too much now 7cows apo vakanakirwa vese without force tums hure twiri kupfumisa vaberiki in zim seriuos
@SekaiSango-b8y
@SekaiSango-b8y Жыл бұрын
Chief Bushu kwedu kuShamva
@ThandiweChinaa-ex6un
@ThandiweChinaa-ex6un Жыл бұрын
Kkkkkkk 😂😂😂 bba vakundikana mwana akaita Lula lula
@HomeofRainy
@HomeofRainy Жыл бұрын
Waona momz vajaira vazopindira apa vachisekerera zvavo😂😂😂😂
@cephaskasu5791
@cephaskasu5791 2 ай бұрын
Mwana anenge asekisiwa 😅😅😅 it's very sad when you trying to make there future bright
@tanyamubaiwa1530
@tanyamubaiwa1530 Жыл бұрын
Chief ava vanotombenga wani 7danga rose .....ko kudya zvevapfupi nekureba ndokudiii ikoko manje
@charitychoda3755
@charitychoda3755 Жыл бұрын
Ndokuti vapfidze kingofamba vachitobora vana vevanhu
@pinkrosechewere3870
@pinkrosechewere3870 Жыл бұрын
Kkkkk baba akarwadziwa shame, but mombe 7 dzatobuda saka bhoo o, vamwe wakadzi mudzimba watowa nevana 3 kana 1 mombe hapana yakaenda tsvakirai kuno chete ye $20.
@betishebamapiravana587
@betishebamapiravana587 Жыл бұрын
Taura hako 7 mombe kunge kuroora so ipapa 3 ndedza chief
@albertinachirimhunga9593
@albertinachirimhunga9593 Жыл бұрын
Ini ndine mubvunzo sey kuchiwomeserwa mukomana chete tusikana twacho hatuchanzwa vese ngavaripe
@HomeofRainy
@HomeofRainy Жыл бұрын
Nyaya iripo murume ndiye anosvikira muskana soo apa worse underage. Hapana mkadzi anoti ngatiite sex, idea inouya nemurume saka zvakanaka zvakadaro
@UltimateRef
@UltimateRef Жыл бұрын
Chimukuwasha dondo chaisafanira kugarisana paBench naAmbuya, mutongo wazorema apa mhosva haina kujekeswa
@dellonmzala6222
@dellonmzala6222 Жыл бұрын
Ukapinda ku court yabushu agenest mukadzi vakuvara anodzvanyirira
@marshallnyamadzawo8553
@marshallnyamadzawo8553 Жыл бұрын
Caption maje 🤣 but dzange dzakuchemeiko idzi 😂
@proactiveafrica323
@proactiveafrica323 Жыл бұрын
kuchemera mombe kuti idzipiwe kkkkkk
@Mamoyooo
@Mamoyooo Жыл бұрын
😂😂😂😂 caption kumberi ndisat ndaona ndatogaya kut nduwe yakabvisirwa mudare kaini 😂😂😂😂😂
@jerryj1081
@jerryj1081 Жыл бұрын
Endai ku court, mombe 7 for what reason
@Goelrusape
@Goelrusape 7 ай бұрын
😂😂😂 zvinorwadza asi murume uyo maitire azoita ndambofunga arikutedzera zvakaitika pamhosva aarikutsangura
@PardonChizunza
@PardonChizunza Ай бұрын
Musikana ane 17yrs mombe 7 dzakawanda ,ko shangu dzababa awo vaidzidii
@Gogokays
@Gogokays 3 ай бұрын
Why vachirambidza munhu kuchema? That’s nonsense madhara aya. He is being concerned ne mwana wavo.
@NyadzisayiMumvuri
@NyadzisayiMumvuri Жыл бұрын
Momber 7 its to much kumwana asingashande plus musikana ndiye akadana mukomana kumba kwavo
@evelynechitata2105
@evelynechitata2105 Жыл бұрын
Haaaa veduwe inga vana vanodanana wani saka why mombe 7
@HomeofRainy
@HomeofRainy Жыл бұрын
Underage
@evelynechitata2105
@evelynechitata2105 Жыл бұрын
@HomeofRainy they are both under age so why shld the boy pay
@chipokambanje7044
@chipokambanje7044 Жыл бұрын
Chief wangu
@makandioneipasipanodya460
@makandioneipasipanodya460 Жыл бұрын
Basa raanogona ndere kubhinya chete, chimusoro bhangu
@mishiechirasha7294
@mishiechirasha7294 Жыл бұрын
Akaraper here
@hazvineimbwezo-9564
@hazvineimbwezo-9564 8 ай бұрын
Mwana and makore mangani akararwa naye ndaikumbira ma chief edu acherechedze marights evana nevanhukadzi
@lydiamusarapasi8316
@lydiamusarapasi8316 Жыл бұрын
Pamwe ari kuda kuroora zve vana vaidanana ava seiko kunzvanyirira vana komana , mambo tongai mushe imi 7 cows it's too much.
@kudakwashemarire851
@kudakwashemarire851 Жыл бұрын
Chief vanoponda avo yoooo 7 Mombe shuwa?
@lancelotrwasunda
@lancelotrwasunda 4 ай бұрын
Ko chief akazotanga kutonga ma criminal cases riinhi
@alfredchakaza4812
@alfredchakaza4812 6 ай бұрын
Mamwe maCaption😅
@RonaldSanjobo-gx4ut
@RonaldSanjobo-gx4ut Жыл бұрын
Zvakaoma shuwa nyaya dzevana idzi
@zimxtratalent4253
@zimxtratalent4253 Жыл бұрын
Haaa izvi zvine kakupenga mukati ... inini ndotobva ndatoti handina mari yandinobvisa .... zvekudanana izvi nxaaaaaa ....
@williamsmanganye9444
@williamsmanganye9444 Жыл бұрын
Nhai hako ndatoshaya kuti muripo ndewei vanhu vachidanana
@Natty-ou3gs
@Natty-ou3gs Жыл бұрын
Mambo how far nemombe musadaro
@rangachikurunhe668
@rangachikurunhe668 Жыл бұрын
Mumwe mutongo wacho soooka baba awa vakabvisa ngani kumukadzi wawo
@lloydndoro289
@lloydndoro289 Жыл бұрын
Mambo vana vese vari under age so mombe 7 dzakawanda .Ane mhosva mwana komana not baba vake .Handizivi kuti muto tarisei pakupa muyongo wenyu .i understand kuti hudzamu wenyaya unoenderana nemutongo .so panyaya iyi mwana ane 17 years momut mombe 7 .Dai maita tsvagurudzo kuma courts chaiko maiona kuti mutongo wenyu waka wandusa ,cz vana ava vaidanana nyangwe zvavo vachiri pwere vese .
@blessedgwas
@blessedgwas Жыл бұрын
How many years? He said 10?
@abednicomauto3616
@abednicomauto3616 Жыл бұрын
Kunzi mombe 7 pachivanhu vangoti chirooranai ava mukadzi wako; unogona musikana iyeye kana muchidanana ngaadxokere kudare onoti murume ndomuda case closed
@ruemamoyo9259
@ruemamoyo9259 Жыл бұрын
Ayikaka saka bhurugwa racho riripi 😅😅😅😅😅
@welcomemuparadzi8728
@welcomemuparadzi8728 Жыл бұрын
Kuda kut zvityise zve haa zvakaoma veduwe
@brendahmapanzura-lr2tg
@brendahmapanzura-lr2tg 9 ай бұрын
let men cry
@nokueganya6258
@nokueganya6258 Жыл бұрын
Apa mambo matonga nedemo mwanasikana haana kurepa vaitodanana Saka sei mati mombe 7
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 Жыл бұрын
Chief munogona. Munovaka nyika.
@RangariraiGore
@RangariraiGore Жыл бұрын
Please have a mic your voice is down
@angelmarima5355
@angelmarima5355 Жыл бұрын
Zvinorwadza sure regai vacheme kubereka kunorwadza uku veduwee.
@innocentsithole2752
@innocentsithole2752 Жыл бұрын
Kunorwadza but mutongo wakazonyanya pavana vaidanana plus 17 yrs it's not that bad vanhu varikuroorana ma16yrs kunze uko if not 15
@RUEPAYEREMANZI
@RUEPAYEREMANZI Жыл бұрын
Ko chingomupai mukadzi wacho cz mombe idzo kwakutoroora ka uku abvisiswa demage chimupai mukadzi
@mildredkasaira8386
@mildredkasaira8386 Жыл бұрын
Rangai vana mombe dzeiko wo . Apa matonga nedemo
@nokueganya6258
@nokueganya6258 Жыл бұрын
Chif musahvundutse munhu ,kuchema kwakanaka musamurambidze kuchema uri kimurambidzirei
@alowismusodza
@alowismusodza Жыл бұрын
Yah pakaipa guys... The young man doesn't know what happened...
@annanyamugudza1327
@annanyamugudza1327 Жыл бұрын
Kuchema ishingu vamambo muregei acheme apedze shungu aàa ndorough manje
@clevermusara7145
@clevermusara7145 Жыл бұрын
Kkkkkk baba vafunga zvavanoita vana vevamwe ska munjere dzavo vaionawo mwana achidharavazwa
@innocentsithole2752
@innocentsithole2752 Жыл бұрын
Saka mombe 7 ndedzei mazvikonewa apa mambo ndakakutembai kudai
@tafadzwamatinia3662
@tafadzwamatinia3662 Жыл бұрын
Every comment is good
@tawandazidya6106
@tawandazidya6106 2 ай бұрын
African double standards. Let the cry over his daughter.
@Offthegrid742
@Offthegrid742 Жыл бұрын
Chief doesn’t even have 7
@ProsperChipoyi
@ProsperChipoyi 7 ай бұрын
inga ati vanodanana saka mombe dzadii kuiswa palist reroora ogara nemkadzi wake
@nicemanchigwaza6558
@nicemanchigwaza6558 Жыл бұрын
Mitemo iyi yakufanira kuchinjwa vese vanofanira kubhadhara cz tusikana twacho musindo too much ndiko nyakutofona kt huya ndirindega
@giftalutadosipani3637
@giftalutadosipani3637 Жыл бұрын
Saka munochema kurarwa kwemwana here imimi?
@TawandaMataranyika-lu1by
@TawandaMataranyika-lu1by Жыл бұрын
Kuchema uko ihasha dai vakakwanisa kubata mukomana uyo aiurawa so kupedza shungu semubereki vanenge vakatarisirawo mwana vawo kuroorwa nenzira yakanaka Kwete kuitika kwakadai
@innocenthapazari8699
@innocenthapazari8699 Жыл бұрын
Haaa; 10 yrs chidhara icho! Inhema idzi!
@chenaimuzanenhamo8292
@chenaimuzanenhamo8292 Жыл бұрын
19
@CHIBABA85
@CHIBABA85 Жыл бұрын
Kudhura hako kunoita data these programs must be shown on National Television vana vazive kuti mhosva mwene wayo
@kudakwashekadzinga7504
@kudakwashekadzinga7504 Жыл бұрын
Adhara avo kuchema mudhare vanhu vanovhuka ka😅
@johnmachando2371
@johnmachando2371 Жыл бұрын
Ko dai vakasvika mwana ari mumba ayisataura ka kuti ndabatwa but mskana ndiye aziva kuti nhasi ndiri ndega,verry sorry my guy
@laruvinga
@laruvinga Жыл бұрын
17 year old girl, unoenda kujeri
@norestmuganhu6354
@norestmuganhu6354 Жыл бұрын
Mkomana ngaangoroora hake musikana wake better cz abvisa roora rese
@Theresa-mr2jv
@Theresa-mr2jv 4 ай бұрын
Mombe7 dzanyanya mwana uyu ashnda nguvai
@obeychiliye2790
@obeychiliye2790 Жыл бұрын
Imi nhai ichokwadi ma dramer chii handisi kunzwisisa ini I this for real here help me ndizivewo
@TrymoreSiziba
@TrymoreSiziba 4 ай бұрын
Pakaoma
@owenzanga3398
@owenzanga3398 Жыл бұрын
Mombe 7 ndedzei apa
@tinadhakwa2988
@tinadhakwa2988 Жыл бұрын
Mombe munoita zvekutamba nadzo nhai dzikamai imi
@TakmoreMare-ys6nb
@TakmoreMare-ys6nb Жыл бұрын
Vabereki vanenge vakutoti vana vavo vanyengwe pawanike mombe
Akabatwa Akarara NeMuroora Wake
41:22
SlyMediaTv
Рет қаралды 82 М.
Ndakamuwanikidza Achibvisa Mukadzi Wangu Bhurugwa
12:19
SlyMediaTv
Рет қаралды 126 М.
1% vs 100% #beatbox #tiktok
01:10
BeatboxJCOP
Рет қаралды 67 МЛН
Каха и дочка
00:28
К-Media
Рет қаралды 3,4 МЛН
小丑女COCO的审判。#天使 #小丑 #超人不会飞
00:53
超人不会飞
Рет қаралды 16 МЛН
The Best Band 😅 #toshleh #viralshort
00:11
Toshleh
Рет қаралды 22 МЛН
Ndakabata Mukadzi Achiita  Lula Lula Nechikomba Muchimbuzi
25:15
SlyMediaTv
Рет қаралды 51 М.
Akauya neLawyer Kudare KwaChief Nyamaropa
8:35
SlyMediaTv
Рет қаралды 54 М.
CHIEF NYAMAROPA: Oiswa Marikiti MuDare Nekuda Kwemakuhwa
9:24
SlyMediaTv
Рет қаралды 24 М.
Baba Havana Action PaBonde, Kana Varipamusoro Ndinototadza Kufema
32:36
Kgosi Kgolo Kgafela  Reflects on Government Change, Constitutional Review & Human Rights in Botswana
38:46
Mukadzi Wako Akandinyenga Tiri MuZUPCO Tichienda KuRally YeZANU
34:10
1% vs 100% #beatbox #tiktok
01:10
BeatboxJCOP
Рет қаралды 67 МЛН