NDAVA KUURAYA MAMBO NDOZOZVIURAYAWO

  Рет қаралды 26,735

Drewmas Media

Drewmas Media

Күн бұрын

KUTSAMWA KWESVIKIRO

Пікірлер: 171
@tsitsichigoche3347
@tsitsichigoche3347 11 ай бұрын
Iyi nyaya inorwadza, mambo vakaisa mutemo mumaoko avo and mapurisa acho hameno kuti chaachii
@mukombe15
@mukombe15 11 ай бұрын
Depression at it's highest. This man is highly depressed. Needs urgent consultation so that he doesn't end up killing himself and other community members. He needs to be consoled first. Please consultants help this man. I salute him for seeking help first.
@Linksecuritysystem
@Linksecuritysystem 11 ай бұрын
Mambo vanoda kuzvamburwa kwete kuvajaidza..
@salomechipfuwa5550
@salomechipfuwa5550 11 ай бұрын
Vaneshamba mhanyai nenyaya iyi mubatanidzei vanhu ava apoterawo nekwamumuri .I knw Shumba u can do it.That man anoda nzwikwa
@madamboss7216
@madamboss7216 11 ай бұрын
Ngozi mumusha mambo ripai munhu uyo zvisaty zvakunetsai
@vivianmugowa3918
@vivianmugowa3918 11 ай бұрын
Mambo anehudyire
@beautysbongilesawana8776
@beautysbongilesawana8776 11 ай бұрын
Dai yatongwa na Headman Chigodora ❤
@BodiasKusikwenyu
@BodiasKusikwenyu 11 ай бұрын
Ngabatsirwe murume uyu aneshungu dzakanyanyisa anouraya munhu
@rosemarygondo2040
@rosemarygondo2040 11 ай бұрын
No one is above the law mambo ngavasungwe
@GraciousAliceMutsatsa
@GraciousAliceMutsatsa 11 ай бұрын
Mambo uyo ngaripe kana irimhondoro yake iyo mhondoro iyo kanaisina kuripwa ngaiite chivanhu mambo iyeyo arangwe no one is above the law
@MaggieMombe
@MaggieMombe 11 ай бұрын
Drewmas media taking me to another level nhasi raarimwe zuva usandione kunonoka ndanga ❤❤❤❤❤
@TawandaMataranyika-lu1by
@TawandaMataranyika-lu1by 11 ай бұрын
Ngozi dzemasvikiro dzinonetsa ngavaripe mhondoro iyo zvinozovanetsa mangwana
@docasrugara5829
@docasrugara5829 11 ай бұрын
Taking us to another level,,thank you dremas media
@MandieMunetsi
@MandieMunetsi 11 ай бұрын
Umm ndanzwa tsitsi hangu
@JosephineChidume
@JosephineChidume 11 ай бұрын
Murume uraya vanhu iwe vakakuurayao wani ndarwadziwa zvangu kuzokupondera pamba here aaaah dzorera iwe shungu dzako dzipere
@AmonKujinga
@AmonKujinga 11 ай бұрын
Mhondoro hongu ndobvuma & I do respect you but I you are still young to gadza the chief
@danmasinge7488
@danmasinge7488 11 ай бұрын
Kana uri iwe wakavagadza umambo vabvise ndiwe mhondoro bvisa munhu. Kkkkkkk makapinzana humambo chitsotsi hausi mhondoro ndaramba
@vivianmugowa3918
@vivianmugowa3918 11 ай бұрын
Chivanhu chakanaka chinoti usatsive
@fadzaidickson58
@fadzaidickson58 11 ай бұрын
Mhondoro iyi nga taure nevadzimu vake mvura isanaye mambo vamame vabviswe panzvimbo nedunhu
@Mememory-f5o
@Mememory-f5o 11 ай бұрын
Ndzozviri munhu chero ukamuitira chakanaka anokupandukira
@marblemoyo-us9nl
@marblemoyo-us9nl 11 ай бұрын
Mmmm😢 izvi zvinhu zvakaoma veduweee marwadzo aya....zvakamboitika kwedu izvi..mambo nemapurisa avo vkarova munhu kusvika afa.....bt asati afa akavaudza kt muchadonha one by one semashizha vakfunga kt kutamba....veduweee mafiro ari kuita vanhu vakaponda vacho marwadzo kni...vamwe vanorwara kusvika pakudya tsvina yavo chaiko....ska vnhu kunze uko siyai kuponda muchivimba kt mune hugaro ...ngozi kna yakuuya haina izvozvo
@catherinekangoya8964
@catherinekangoya8964 11 ай бұрын
Taura hako ngozi kana yauya ainei kuti uri mambo inosakadza
@pearlmambinge451
@pearlmambinge451 11 ай бұрын
Taura zvako munhu akapondwa, kana odzoka yava mhepo inotsvaira ende haina tsitsi.
@mooremusariri2823
@mooremusariri2823 11 ай бұрын
We really like you Drewmax media..BUT PLEASE IMPROVE YOUR CAMERAS QUALITY video inobva yaita black black kudaro😅😅
@MeganMuchineuta
@MeganMuchineuta 9 ай бұрын
Madzimambo ane Hutungamiri vavo they shld look up to this case
@ParidzaiMhondera
@ParidzaiMhondera 11 ай бұрын
Hatigoni kuti arikunyepa nyaya isina kutongwa. Nyaya ndaipinde mumatare tione anemhosva.Sekuona kwangu dzavambiri. Yekurohwa kwemunhu neyakasimudza mambo
@pearlmambinge451
@pearlmambinge451 11 ай бұрын
Asi pakagadzwa mambo uyu zvaiva pachikwadi here kana kuti pachizivano pamunhu asiriye. Isu tinoti regai Mhondoro idzosere yega. Musaite panyama mune mhuri inokudai. Mambo uyu scope dhonoro chaiyo.
@agathachirisa7901
@agathachirisa7901 11 ай бұрын
Mwanangu usauuraye plz zvirinani kubatsirwa neruzhinji rwezimbambwe nekt sure mambo wakatadza sure
@innocentmoyo6241
@innocentmoyo6241 11 ай бұрын
Madzimambo ndeemusangano ayo haasungwi but ngozi iri kumera iyo mumba mavo
@dykenyamhunga9867
@dykenyamhunga9867 11 ай бұрын
Hapana munhu asinga sungwe
@pearlmambinge451
@pearlmambinge451 11 ай бұрын
Mhondoro dai yakangonongedza mambo netsvimbo
@milanjameson4409
@milanjameson4409 11 ай бұрын
dambudziko ana Mambo vakapihwa masimba akawandisa saka kusungwa hapana hapo
@beautysbongilesawana8776
@beautysbongilesawana8776 11 ай бұрын
Mambo.ngavasungwe please
@catherinekangoya8964
@catherinekangoya8964 11 ай бұрын
Musauraye munhu pirai kumhondoro dzenyu ndodzinorwa dzega,chenyu kusuma mopeta maoko Mambo vakajaidzwa na amai vavo vaimama vaka vabereka
@FrpKing-tx5ph
@FrpKing-tx5ph 11 ай бұрын
Zvakaoma shuwa ukaina munu akutaura kudai akarwadziwa shuwa ngavaripe ngoziisati yatanga
@pearlmambinge451
@pearlmambinge451 11 ай бұрын
Madzimambo emazuva ano, vari kutengwa nemusangano vachiita zvavanoda. Asi nyikadzimu kana vapindira zvinozonzwisa tsitsi. Ko icho chivanhu chinomanikidzwa here? Handiti zvinoitwa panguva inodiwa neSvikiro or Mhondoro here? Bikai doro muudze vadzimu vadzorere vega. Dzosai kuMhondoro Baba. Vatongi vepasi ava vazara nehuwori. Zvakaoma hazvo
@bozidasoko
@bozidasoko 11 ай бұрын
You are correct 99% nokuti now kushandira mhuri yako hauchagone, but nyaya yechingotsikwa tsikwa Inini muroyi akandiroya anange Achifanira kuita madhiri Ake akasimba nokuti kana nguva yakwana yakwana
@monicamatambiko3710
@monicamatambiko3710 11 ай бұрын
Drewmas Media taking us to another level Nhasi raarimwe zuva
@tmatz6467
@tmatz6467 11 ай бұрын
Kamhondoro aka hakana power ne back-up.
@beautysbongilesawana8776
@beautysbongilesawana8776 11 ай бұрын
Dambudziko vanoshandisa mushonga Drewmas media endesai baba ava kwasekuru kanengo vabatsirike please
@princemushayi8836
@princemushayi8836 11 ай бұрын
Thanks, my sister good question. You're the one who gave the chief land. Ok you have powers why don't you show them
@emishac
@emishac 11 ай бұрын
Asi vakapinda humambo husiri hwavo here pane nhau apa
@NotJuliaHerbert
@NotJuliaHerbert 11 ай бұрын
Mhondi yamambo and corrupt police
@MUTSEZY
@MUTSEZY 11 ай бұрын
MUSIKANA UYU VERY INTELLIGENT HER QUESTION ARE SO DEEP AND RELEVANT ,UNOFANIRWA KUITA LAWYER ,ANDREW ARIKUKUBATIRIRA 😂😂😂😂 NDIRIKUZVITAMBIRAWO ZVANGU ARIKUGONA IN MENTORING YOU
@tsitsireasongaga4005
@tsitsireasongaga4005 11 ай бұрын
Ngavasungwe vabve pachigaro
@tsitsireasongaga4005
@tsitsireasongaga4005 11 ай бұрын
Mambo vakabatira Mutemo mumawoko avo
@quintonkatsika2564
@quintonkatsika2564 11 ай бұрын
Ndi mambo upi uyu anemabasa aya
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 11 ай бұрын
Nhai???
@YonkiMhlanga-rt3vq
@YonkiMhlanga-rt3vq 11 ай бұрын
Sahwira woyee gara muberere 👏
@stnsml1
@stnsml1 11 ай бұрын
Kana arisvikiro handiro basa rake here, ngarge kuti ndiye akapa mambo chigaro nekuti mambo ndiye aive achifanirwa kuti agare pachigaro
@EvelynKambezo-sr8rd
@EvelynKambezo-sr8rd 11 ай бұрын
Mambo vane hubatwabatwa hwavanahwo.saka Kana mhondoro iri yechokwadi vanotya Kuti zvinhu zvavo zvinotaurwa
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 11 ай бұрын
Ndi mambo aniko ivava? Ngavaripe Mambo ava uye vasungwe.
@Mememory-f5o
@Mememory-f5o 11 ай бұрын
Apa pane nyaya iripo apa haisi kubuda ASI nyaya iriripo irikurwirwa
@DouglasMasaiti-v2b
@DouglasMasaiti-v2b 11 ай бұрын
Mhondoro dzedunhu rose ngadziunganidzwe poitwa gwara mumhondoro ndomuchabuda chokwadi hatizive chokwadi
@beautysbongilesawana8776
@beautysbongilesawana8776 11 ай бұрын
Vaida kutomukanda mumvura ummm imhondi chaidzo
@oceanmusanhihaaaaanorovang2106
@oceanmusanhihaaaaanorovang2106 11 ай бұрын
Iwe kana zvanetsa kana uri mhondoro. Dzosera vose vane mazanu pf.uraya usamirire kuenda kunotongwa ne zanu.
@WinWin-x6m
@WinWin-x6m 11 ай бұрын
Munhu haarohwe, mhosva ngairipwe. Asi Homwe iyi ine entertainment yakawanda. Mhondoro ino nongedza haipe huMambo.
@stnsml1
@stnsml1 11 ай бұрын
Kana urisvikiro shandisa mudzimu wako umurange mambo wacho azive zvinofanirwa kuitwa. Anombonzi aniko mambo wacho benzi rakadaro
@Mememory-f5o
@Mememory-f5o 11 ай бұрын
Musa dzorera mudzimu wenyu uchadzorera woga ASI makagona mukavhuna tsvimbo pane zvavaida kunoishandisa zveurombwa chaizvo
@rosemarygondo2040
@rosemarygondo2040 11 ай бұрын
Mambo haasi Mwari anotonga ne hasha seiko kunge iye asingatadze
@emishac
@emishac 11 ай бұрын
Muzimbabwe mune mutemo here Enda unodzosera
@TafadzwaTafadzwa-km5kz
@TafadzwaTafadzwa-km5kz 11 ай бұрын
Next time usatyora tsvimbo temadzitateguru unofira mahara usadaro
@MaryChigara-mm8yc
@MaryChigara-mm8yc 11 ай бұрын
Eish zvinorwadza izvi tauriranai😭
@queenbae5883
@queenbae5883 11 ай бұрын
Kuzimbabwe hakusisina mapurisa kana mozogara henyu
@efeson.godori6421
@efeson.godori6421 11 ай бұрын
True kwakangozara mayouth ezanu pf
@agathachirisa7901
@agathachirisa7901 11 ай бұрын
Madximambo ndeMusangano aya bt mambo makatadza apa
@nesterchishanu7642
@nesterchishanu7642 11 ай бұрын
Maonero angu Mhondoro yadiii kurisuma kunevekwake arega kutungamira nenyama vadzorere dare kuNyikadzimu vanodzorera Vega zvinoita Ngavagadzikane varisume zvidzokere panzvimbo
@Mememory-f5o
@Mememory-f5o 11 ай бұрын
Ndakuudzayi ASI pane nyaya iripo yaka vanda vanizivana mambo namhondoro haingabudi asiiripo
@faithcharewa1228
@faithcharewa1228 11 ай бұрын
Taura hako vanga vakatauriran kuti ukapinda tichadya tese hondo ndipo payakatangq
@fadzaidickson58
@fadzaidickson58 11 ай бұрын
My thoughts too how can say ndakamu gadza akudya achiguta ini kwete.....that statement ummmmm
@SpiweNjowa-j4r
@SpiweNjowa-j4r 11 ай бұрын
Mambo kunyangwe dei vachitonga nyika madiro ajojina ko vakatyorerei mbabvu dzemunhu ne maoko Hutsinye chaihwo
@OfiasChinyanga
@OfiasChinyanga 11 ай бұрын
Sekuru Neshamba, Nyamuzihwa, ndapota kurumidzai kumhanyamhanya murume uyu abatsirikane nekukasika. Anoda kurapwa kukuvara kwaakaita kana zvichiita uye kuti asadeura ropa pangave panyama kana pachivanhu. Mhondoro inozviita mhuri (dzinza) yakaita izvi inogona kupinda pachitigu (curse) kusvika kure. .
@tinashesauriri6834
@tinashesauriri6834 11 ай бұрын
Mapurisa edu magweja
@Margaret404
@Margaret404 11 ай бұрын
Song iyo ndoida seyi ndiani akaiimba
@robynsaptouw9172
@robynsaptouw9172 11 ай бұрын
Nyika yedu irkurwadza mambo munhu ngaasungwe kna asina kusungwa bba awo ngawadxosere
@ZodwaMpehla
@ZodwaMpehla 11 ай бұрын
Imhondoro leyi kayibhdlize konke amandla ulawo alisebenzi dlozi
@lenahgotora7326
@lenahgotora7326 11 ай бұрын
Tsvimbo ichashanda basa to revenge mambo
@catherinemurambiwa4203
@catherinemurambiwa4203 11 ай бұрын
Uumm ndimambo aniko ivavo, ana mambo vanekamwe kahudhuri soo kavainako. Murume uyu kutsamwa kwaakaita kurikutoratidza kuti arikuda zvese
@varaidzomadyo9078
@varaidzomadyo9078 11 ай бұрын
Ma1 chaiwo
@Dorkie-pb5ou
@Dorkie-pb5ou 11 ай бұрын
Makaitawo nharo vaSvikiro..dai makangovapa tsvimbo iyoyo zvaizopedzerana ikoko voidzosa..zvechivanhu zvinorwisa zvega
@emishac
@emishac 11 ай бұрын
Tsvimbo yemudare inopihwa munhu here
@lingiwemhlanga2497
@lingiwemhlanga2497 11 ай бұрын
Ini hangu maonero angu sezvo ari munhu wesvikiro haagoni here kusanganisa makona anonotinha mambo kut vauye kuzogadzirisa zvavakakanganisa
@MollinNdonya-zg3zr
@MollinNdonya-zg3zr 11 ай бұрын
Drewmas media to the people ❤
@paulinematambo
@paulinematambo 11 ай бұрын
Very tired I couldn't watch ...I hope I find you all well❤
@TrymoreMisongwe
@TrymoreMisongwe 11 ай бұрын
Asi mdhara anga ariikoko nhasi😂
@nondochirau9664
@nondochirau9664 11 ай бұрын
Hesi Pau
@paulinematambo
@paulinematambo 11 ай бұрын
@TRYMORE....🤣🤣🤣iweka
@paulinematambo
@paulinematambo 11 ай бұрын
@Nondo...ndiribhoo urisei
@TrymoreMisongwe
@TrymoreMisongwe 11 ай бұрын
Ndakanzwa (W) achiti ari ku Benoni
@nyaraisvova7639
@nyaraisvova7639 11 ай бұрын
Ndimambo werudzi anemweya hwehumhondi
@givenmapfaza5245
@givenmapfaza5245 11 ай бұрын
Saka mambo hasungwi here ndoda kuziva
@senzenibayani6024
@senzenibayani6024 11 ай бұрын
Ndanga ndichiuya
@mamzo38
@mamzo38 11 ай бұрын
Tadiwa svikiro pachiNdebele iSANUSE
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 11 ай бұрын
Hondo iri pakati pe mhondoro mbiri idzi. Maybe mhondoro yemukadzi ndiyo yaida kumuuraya.
@LaizaRinomhota
@LaizaRinomhota 11 ай бұрын
Baba.zvakaitwa.namambo.kikurwisai.Zvakasvata.mofanira kuripwa.kana nyata yenyu Yaramba kutambirwa kwese.nekut.Mambo.ano shandisa makona ake.baba.Taura.mudzimu yenyu inomira inokurwirai
@Mememory-f5o
@Mememory-f5o 11 ай бұрын
Haaa ivo mambo vanoidii tsvimbo isiri yavo
@MaggieMombe
@MaggieMombe 11 ай бұрын
Drewmas media batsirai iwo munhu uyu pfungwa dzaave nadzo hadzina kunaka mubatsireiwo ndapota zvangu
@fadzaidickson58
@fadzaidickson58 11 ай бұрын
Ya mentally he is unstable.
@cmusarurwa6309
@cmusarurwa6309 11 ай бұрын
Difficult to understand. Ivhu nderake here kana kuti iye angori homwe
@KafuraKagodora-x4r
@KafuraKagodora-x4r 11 ай бұрын
Rushinga ine mhondi shuwa mambo anekodzero yekurova vanhu anotonga hre nyakusengwa mhondi humambo ngawupihwe vechikuru huroyi, humhondi hupfambi , huri mu rushinga nyakusengwa haunyare urimhondi I va haunyare ndanyara ndobva ku chitange
@EmilyMakurumidze-v4q
@EmilyMakurumidze-v4q 11 ай бұрын
Mudumbu renyu mune mhondoro mbiri here endai kana sekuru Hungwe Domboshava unopihwa gwara rekufamba naro pachivanhu rega kuita zvenyama kana uri mugarwi zvorwadza kurwiswa padumba rako asi chirega kuita mado enyama
@gozos1552
@gozos1552 11 ай бұрын
Kkkk mdhara uyu aneshungu dzakaipa
@Bellah_C
@Bellah_C 11 ай бұрын
Asi mambo wacho haana zita?
@samanthadzitiro5335
@samanthadzitiro5335 11 ай бұрын
Mama wami ma Ndlovu I svikiro ayi so sanuse yini
@mamzo38
@mamzo38 11 ай бұрын
Yiso isanuse dear
@fadzaidickson58
@fadzaidickson58 11 ай бұрын
Yiso sihlobo
@princemushayi8836
@princemushayi8836 11 ай бұрын
Mhondoro ngairohwe
@advancematoweadttocksmatto9213
@advancematoweadttocksmatto9213 11 ай бұрын
Panoshandwa munhu
@sibongilemlauzi7804
@sibongilemlauzi7804 11 ай бұрын
Uraya Mambo iwe,vazukuru vako vachazoripa Ngozi
@WinWin-x6m
@WinWin-x6m 11 ай бұрын
Baba ava vane shungu asi na threats avo akawanda. The car issue is big with him. And he also wants to benefit from chieftainship. Ngatidyeyi tese
@tatiratsawa7981
@tatiratsawa7981 11 ай бұрын
Ndimambo upi ko nhaimi
@NyashaMhandiwa
@NyashaMhandiwa 11 ай бұрын
Sasikamu ramambo
@kelvinmarongwe2844
@kelvinmarongwe2844 11 ай бұрын
So sad dai pawanika mari aenda zvakare kuchipatara
@sahlomontoppe636
@sahlomontoppe636 11 ай бұрын
Hanzi ndovashanda😂😂😂😂😂
@angelinejeriwa9886
@angelinejeriwa9886 11 ай бұрын
Kutonga hutsinye asi kudenga kunaMwari
@BlackzimboSerious
@BlackzimboSerious 11 ай бұрын
This is my second time hearing this issue. This man is really angry. Apa madzimabo emuno mu Zimbabwe vakutozviita ivo vana Mwari.
@nomusasiwela9621
@nomusasiwela9621 11 ай бұрын
Uyu ari kutaura ari panyama kuti ndakarwadziwa and he is still in pain i dont think akawana correct treatment n his broken bones
@talithadube6468
@talithadube6468 11 ай бұрын
Usandione kunonoka ndanga ndichiuya
MURUME WEVAKADZI VATATU AKAZVIURAYIRA MUKADZI MUDIKI
33:05
Drewmas Media
Рет қаралды 43 М.
MHONDORO......AKADZINGWA PARUFU ACHINZI NDIWE WAURAYA
43:07
Drewmas Media
Рет қаралды 26 М.
pumpkins #shorts
00:39
Mr DegrEE
Рет қаралды 109 МЛН
Smart Sigma Kid #funny #sigma
00:14
CRAZY GREAPA
Рет қаралды 6 МЛН
Watermelon magic box! #shorts by Leisi Crazy
00:20
Leisi Crazy
Рет қаралды 115 МЛН
PART ONE Nyoka YaGogo Inogamha Matombo Ichisvipa Pasi
29:26
ZimNews Beat Tv
Рет қаралды 22 М.
MT DARWIN .....GWETA GURU ROPOMERWA KUSHANDA NEMHONDI
36:14
Drewmas Media
Рет қаралды 16 М.
Tayiita 'Yeke, No Kondomu' Akuramba Kuroora
40:51
SlyMediaTv
Рет қаралды 136 М.
Drug dealers should rot in Jail - Dr Bond
46:57
Dj Ollah 7
Рет қаралды 21 М.
CHEGUTU..........MUSIKANA [23] OURAYA SHAMWARI YAKE NEBANGA
45:55
Drewmas Media
Рет қаралды 31 М.
Headman Chigodora arikuzhamba mukomana
44:48
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 150 М.
GWASHURE...... NDINOROYA NDIBATSIREIWO
50:18
Drewmas Media
Рет қаралды 31 М.
pumpkins #shorts
00:39
Mr DegrEE
Рет қаралды 109 МЛН