Zvinoera, Zvinoshamisa, ne Zvinoda kufumurwa. Babamunini vakazvarisa mwana wemukoma 23 years ago.

  Рет қаралды 76,562

Tilder LIVE ZIM

Tilder LIVE ZIM

Күн бұрын

Пікірлер: 421
@tsitsimuchechetere1742
@tsitsimuchechetere1742 Жыл бұрын
Chero makasangana kakawanda ko imi ndimi baba maizviitirei kumwanasikana wenyu baba ava ngavataure chokwadi zvimwe urombwa ipapo mufamily
@josephined8931
@josephined8931 Жыл бұрын
Wataura chokwadi ndinoona kuti vakatomumbunyikidza mukadzi uyo baba avo vakatobata vana vavo vakawanda vakazvitswaka vanozviwana haasiriye oga
@josephined8931
@josephined8931 Жыл бұрын
Baba ava vakatobata vanasikana vakawanda chero vasikana vemabasa vakatobvapo nemimba, vakakonewa baba avo zvinonyadzisa zvichida ndiko kuromba kwavaiita
@annietakaedza7425
@annietakaedza7425 Жыл бұрын
Baba imbhuru ava vanofanira kuongororwa
@senzeniganyani9461
@senzeniganyani9461 Жыл бұрын
​@@josephined8931😂😂😂
@fortunatedzimati6586
@fortunatedzimati6586 Жыл бұрын
Chokwadi vane htsinye baba awa
@pokellokingz
@pokellokingz Жыл бұрын
Hurombwa baba vakaenda kunoona mwana vaine mushonga mwana akadzimaidzwa uyu mbinjiri mbinjiri
@gracemasango4490
@gracemasango4490 Жыл бұрын
Zvichidawo mwana akangewo aine mushongawo wekuda mari ya baba nenzira isiyo,taive tisipo,vanhu kadzi kana vane chavada hamuvazivi
@tafadzwadambikwa2592
@tafadzwadambikwa2592 Жыл бұрын
They is no amount of explanation on this matter.kurara nemwana its rape straight away.
@michellegwatidzo2343
@michellegwatidzo2343 Жыл бұрын
Instead yekuva sorry zvavakaitira mwana votoangira kunyepa. 😢
@BeatriceKupeta
@BeatriceKupeta Жыл бұрын
Nyaya iyi haisikumaker sense coz seems like Mai avo vakunyepa or vakashandisirwa mushonga nababa avo
@angelakwaramba9752
@angelakwaramba9752 Жыл бұрын
Surprise 5 people liked this comment? Zvinoratidza marapist akawanda kunze uko. Vari kunyeba ivo vachibvuma. Kaone or Karen zvine basa rei iye achirara nemwana.
@monnietaah9583
@monnietaah9583 Жыл бұрын
Hanty Ndunge akafa here 😂😂😂. Zvichati zvobuda hazvo. This is just the beginning of many mashura 😃😃
@heatherbooth4217
@heatherbooth4217 Жыл бұрын
Veduwe, these outdoor recordings are not clear. The microphone muffling etc, Apa people behind the camera must learn to keep quiet kuti tinzwe nyaya dzacho, otherwise what's the point?
@JamesChingara-b1d
@JamesChingara-b1d Жыл бұрын
Mai avo havambofa vakabvuma kuti takawirirana because zvinonyadzisa chokwadi chakaitika chiropo apo
@mandlas.4305
@mandlas.4305 Жыл бұрын
Tete has interviewed people in jail who shouldn’t be in jail. Nhasi there is someone who should be in jail and isn’t. Life is not fair.
@tessamacheka
@tessamacheka Жыл бұрын
Taura hako. Nd dai pane lie detactor muZimbabwe Baba ava vanuadziswe nenhema dzavo
@sinosmajayaya1112
@sinosmajayaya1112 Жыл бұрын
Taura hako iwe
@josephined8931
@josephined8931 Жыл бұрын
Ichokwadi hako, vane mhosva they are walking freely out side jail asi casino varimo zvichinetsa kuti vabude wozvishaya kuti chii
@mimimimi-kh5bk
@mimimimi-kh5bk Жыл бұрын
Imagine
@sadoprojects7823
@sadoprojects7823 Жыл бұрын
​@@tessamachekahaishandi iye. Friend yangu yakabira murungu workmate yake ikanyura iye akasara pashandiswa tht machine
@JoanDube-f8y
@JoanDube-f8y Жыл бұрын
She did not force me... I did not force her... You are the father for crying out loud😮
@janetmugabe6339
@janetmugabe6339 Жыл бұрын
3:30 3:31 3:31
@bahlemaqeda1105
@bahlemaqeda1105 Жыл бұрын
Honestly baba ava he is nt ashamed kuti takadanana mwana wako here😞😞😞
@SharonChibanguza
@SharonChibanguza Жыл бұрын
My point is that was not a rape..It was not a rape..You can't let a rapist name your child
@kelvinmarwizi8769
@kelvinmarwizi8769 Жыл бұрын
You can rape your wife wani these laws are drunk
@normamunyama
@normamunyama Жыл бұрын
I think she didn't want kut zvinetse btwn families
@kellyharon1243
@kellyharon1243 Жыл бұрын
​@@normamunyamai think baba ava vaishandisa mushonga chte
@Lizzy-kp8ec
@Lizzy-kp8ec Жыл бұрын
True, kuromba, mukadzi uyo even kutaura kwake mnhu akasotwa 😢😢😢
@danayi_
@danayi_ 11 ай бұрын
If she was raped dai akataura. When she was asked if she was forced aramba so pane nyaya
@peterjayanduna789
@peterjayanduna789 Жыл бұрын
Kashort. Kaka pfekerwei. Akoooo Ngaarohwe
@gloriamandaza2347
@gloriamandaza2347 Жыл бұрын
Netsai akashamdisirwa mushonga kuti asataure feel sorry for Netsai
@etheline7422
@etheline7422 Жыл бұрын
Inini hangu l think mai vakarepiwa nababa,nekuda kwekushaya wekuudza she turned to her abuser for financial help.Remember as a victim you go thru a lot including shame chaiyo so l believe she was raped.Baba is only saying taidanana to avoid rape charges now that nyaya yaapachena and also zivai kuti ma abusers always have an upper hand over their victims.Pese pavaiona mwana uyu na amai vake he already knew kuti panobuda nyaya he will use it as defence kuti taiwirirana
@FanuelHlabanu
@FanuelHlabanu Жыл бұрын
He can still be criminally prosecuted for incest as this is currently against the law in Zimbabwe.
@gracemasango4490
@gracemasango4490 Жыл бұрын
Haasi musikana uyu asi atoriwo nemwana wake,problem vanhu vachiita zvinhu zvavo vanenge vachowirira asi kana zvoshatavoita sevaisawirirana,Vose zvavakaita zvakashata,vose Vange vave vanhu vakuru,
@pkay597
@pkay597 Жыл бұрын
​@@gracemasango4490zigadzi risina hunhu so iwe rume rako rikarara nemwana waro wawirirana usafunge nemhengo iwe
@jessiekunatsa3703
@jessiekunatsa3703 Жыл бұрын
but still something are not adding up .why not report it ?way kuzomuti atumidze zita remwana🤔
@PaulineSachiwo-e2x
@PaulineSachiwo-e2x Жыл бұрын
Mmm ngatisatunhidza makunakuna ne rape zvinhu zvakatosiyana ,mai ava vaida mari asi havana kuziva kuti chivi chichabereka makuna kuna
@mariahn8446
@mariahn8446 Жыл бұрын
Baba ava i team remishonga iro.
@nomatamanyanga1967
@nomatamanyanga1967 Жыл бұрын
Kana gondwab😂😂
@kudakwashekanyondo
@kudakwashekanyondo Жыл бұрын
Very interesting story but poor volume
@chiedzagracenyahuye838
@chiedzagracenyahuye838 Жыл бұрын
I don't know who to believe.....kutopererwa chaiko.A lot of things aren't adding up😢😢😢
@nyashamakanjera1776
@nyashamakanjera1776 Жыл бұрын
True the lady was a grownup I think she needed money for here business
@pkay597
@pkay597 Жыл бұрын
Unoda adding up yei panababa wakarara nemwana wawo unenge hwagawo iwe risina mwana
@sharonzhange
@sharonzhange Жыл бұрын
Pamwe vakamushandisira mushonga kuti abvume kurara navo
@mamajuny
@mamajuny Жыл бұрын
Netsai haana paarikutaura kuti akamboitwa threatened nababa avo. So murikungo tora side naNetsai. And also haasindiwo magadzirirwo enyaya. Mhuri yana Netsai makafumuka. Endai kwamambo vanoripa
@S24-x1u
@S24-x1u Жыл бұрын
This man is sick. He needs to be locked up
@anoldknox8664
@anoldknox8664 Жыл бұрын
For the first time tete makonewa nhasi hazvinzwikwe izvi nyaya yatangira padumbu
@loicevavi2968
@loicevavi2968 Жыл бұрын
Vawana yatanga tete nyaya
@forexkingmaster5680
@forexkingmaster5680 Жыл бұрын
Ini ndinoti vanhu vaviri vaitapiriranwa vese
@nyarayimhuka7810
@nyarayimhuka7810 Жыл бұрын
Nyaya yakaoma iyi haiperi mushe chokwadi ko imi kunyarara kusvika mubare mwana sure
@destinepachawo5369
@destinepachawo5369 Жыл бұрын
Pari tricky nayewo mwana wacho aitodawo baba ivavo
@SheltonMpofu-re3ju
@SheltonMpofu-re3ju Жыл бұрын
Nyaya iyi haina side mukadzi uyu anga akura zvekuti akatobvuma kurara navo achida mari ye businesses rake coz aitoita zve cross border,pakasangana mapenzi two baba nemwana apo vanoda kuiswa kujeri vose vari two
@destinepachawo5369
@destinepachawo5369 Жыл бұрын
Ndiwe chete munhu ataura chokwadi apo ko aizoramba achidanana sei mushonga hre.of coz mishonga unoshanda bt pane 1 day rezvinombokuvhurikira
@mimimimi-kh5bk
@mimimimi-kh5bk Жыл бұрын
Sis in top pink nemabhanzi mumusoro nekabheke needs mental check up, chaari kufinyama achiti she is lying chii asiriye akazviitwa. Weather akunyepa or not bamnn was wrong kubata mwana is totally wrong. Mvura inonaya nekupi🙄🙄
@VirginiaMashiri
@VirginiaMashiri Жыл бұрын
ka short kakapfekwa naBaba ava , shuwa inhubu chaiyo
@MargaretKalaba
@MargaretKalaba 9 ай бұрын
Kkkkk
@afronews7034
@afronews7034 Жыл бұрын
Ndozvoita izvitilda kudzifambira saana.karanganda
@elizabethmuzhuzha1785
@elizabethmuzhuzha1785 Жыл бұрын
Vane mushonga baba ava, zvinhu zvavo zvakapanduka thats why vasisina mari ngavasungwe neIncest
@charitymlotshwa6094
@charitymlotshwa6094 Жыл бұрын
Its happening guys some of us lam victim of same type of rape , although l don't get pregnant , even the person who did rape in is acting like nothing happened , hugs dear you are not alone , l can't even ask babaminini .
@eddmutasa3148
@eddmutasa3148 Жыл бұрын
I feel sorry for you my sister. It’s not too late to get justice.
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 Жыл бұрын
🫂
@kudasams7200
@kudasams7200 Жыл бұрын
Y didn't you report
@fadzaisabe2978
@fadzaisabe2978 Жыл бұрын
Why u didn't report to the police
@mandlenkosindhlovu8124
@mandlenkosindhlovu8124 Жыл бұрын
It's not your fault, you should never feel ashamed, I hope justice can be served for you
@munetsikayze1668
@munetsikayze1668 11 ай бұрын
Tilda neTime yawatora muIndistry haufanirwi kumbouploader video risina volume.
@pardonmafunga8006
@pardonmafunga8006 Жыл бұрын
Mudhara uyo ngaapinzwe mukati ndovanhu vakuita kuti Zimbabwe iwome shuwa
@engelbertgongera7160
@engelbertgongera7160 Жыл бұрын
Mugotipawo part 2 Tete Tilda
@Agnes-l7f
@Agnes-l7f Жыл бұрын
Mushonga wakafuka vavaine mari kare inzwai hanzvadzi iyoo 😢
@WinnetMapiki
@WinnetMapiki Жыл бұрын
Tete Tilder ngarisungwe zibaba mupengo irooo
@marblemoyo-us9nl
@marblemoyo-us9nl Жыл бұрын
Imi zvakaoma nyika yoenda kumawere
@dorothychihuri1928
@dorothychihuri1928 Жыл бұрын
Ko Shone wacho ndeupi. Nyaya ngaiendeswe kudare ramambo kwaino nyatsotongwa nekuripiswa chimina
@takesure9579
@takesure9579 Жыл бұрын
Tilder mudhara uyu haasi kutaura zvinonzwikwa mhani
@giftalutadosipani3637
@giftalutadosipani3637 Жыл бұрын
Ko icho chirudziiko chekuti vanhu vehama vanodanana kwete baba nemwana ka but ndikutaura kana muvakidzani chaiye haaite kuti munhu akakwana anodanana nemuvakidzani.
@constancemabhonga1339
@constancemabhonga1339 Жыл бұрын
Aaah zviriko here izvi haa makunakuna omene
@kurainjuma3187
@kurainjuma3187 Жыл бұрын
Baba avo is a rapist chaivo vanoratidza kuti vanonyepa
@EnipharChinyamuchiko-dv3bg
@EnipharChinyamuchiko-dv3bg Жыл бұрын
Mudhara munonyadzisa shame😢
@marblemoyo-us9nl
@marblemoyo-us9nl Жыл бұрын
Ngavauye kustudio nefull inform tinzwe kwazvkatangira
@lillianassan1872
@lillianassan1872 Жыл бұрын
Taura hako vaidanana ava
@violamavhatu6434
@violamavhatu6434 Жыл бұрын
Uchazoona kuti zviriko zvasvika kwenyu inzwai tsitsi please
@eunicesanangurai7294
@eunicesanangurai7294 Жыл бұрын
Hezvo, ko nyaya yacho yatangira pakati here
@MargaretKalaba
@MargaretKalaba 9 ай бұрын
Zvinhu zvacho futi kkk
@evemudungwe168
@evemudungwe168 Жыл бұрын
Zvakaoma hazvo ndivo ana chief Charumbira ka ava
@busisanibusi6135
@busisanibusi6135 Жыл бұрын
😢😢😢😢yoooo indaba engaka, yinjaaaa lubaba, better wazizalela untwana 😅
@mandlovie
@mandlovie Жыл бұрын
kudanana ...ok but unobvisira mwana wako brugwa how uchiti ukuitei zvichitirwei zvichizodiia🙌
@gladysmutyiri8864
@gladysmutyiri8864 Жыл бұрын
Missed first bit paneukama here btwn mai nababa va Shawn?
@thekisonomsa2826
@thekisonomsa2826 Жыл бұрын
@gladysmutyiri8864 baba nemwana
@cassandraker
@cassandraker Жыл бұрын
Veduwee ka. Zvivi tanyanya pasi rashata😔
@mcgoldmanmalcom3142
@mcgoldmanmalcom3142 Жыл бұрын
Mukadzi mukuru auzive kune police station here.? Kuzungaira chaiko.
@ChipoMadubeko
@ChipoMadubeko Жыл бұрын
Kkkk I did not force her.she did not force me. 😅kudanana ka uku. Mukadzi ngaasapedzere vanhu time
@charlesjoseph7718
@charlesjoseph7718 Жыл бұрын
U can say watever you can say mungat mwanasikana seiko asina kutaura or wat but th problem is baba avo vairara nemwana wavo vachizviitirei vachiti varikurara nani haaa mdara uyoka ngaasadaro soo
@Agnes-l7f
@Agnes-l7f Жыл бұрын
Very true baba vanenyaya
@modistamaraidza1346
@modistamaraidza1346 Жыл бұрын
Iye mwana avhurira baba makumbo achiti chii ichocho? after mimba yabata otoenda kunoti Mari ye preparation, wotozvara wovatendera Kuti vatumidze mwana Zita yonyarara kusvika mwana avane 22yrs?? Besides all that she was a grown up not an underage. They are both culprits.
@Agnes-l7f
@Agnes-l7f Жыл бұрын
@@modistamaraidza1346 if you follow the story zviriluratidza baba ava vaive nemishonga ko property ya aiva nayo yakaendepi ..vanogona vakamushandisira mushonga first time zvekuti iyeye haana kuzomboziva what was happening pamwe pese apa ...plus baba was mature why would a father go kumwana kumuvhura makumbo ..
@mollybabe
@mollybabe Жыл бұрын
Maidii kurepoter kutowana nguva yekuda kubvis aaah mai imika
@lillianassan1872
@lillianassan1872 Жыл бұрын
Vaizvida iwe ko kuzoenda kunosangana vasi voikama haina kunyatsoti nyaya iyi
@mollybabe
@mollybabe Жыл бұрын
@@lillianassan1872 vaitozvida mai ava vanopenga
@MaureenChimunya
@MaureenChimunya Жыл бұрын
Dzidziso to REPORT.iri kugarotaurwa.imi ndakakutarisai hamusi pwere zvekutadza kana kuudza umwe munhu 1 or mapurisa Mishonga hongu iriko asi apaaa mai imiii ndatya nekupfava kwenyu
@annagarwe1621
@annagarwe1621 Жыл бұрын
Ngavakandwe mugeri team rekuromba kusanyara nxaaa
@WinnetMapiki
@WinnetMapiki Жыл бұрын
Ngavasungwe zibaba iroo zibaba risina kukwana
@alvinachimedza2964
@alvinachimedza2964 Жыл бұрын
Mai imi hstisi vana 😡 hemuna kurepewa makavaka imba its a n abomination nangwe zvazvo musina kufdmbidzana makadanana pabonde..... Mhai maive hure
@nicemanchigwaza6558
@nicemanchigwaza6558 Жыл бұрын
Hoo maivepo zviya
@tmaktmak1464
@tmaktmak1464 Жыл бұрын
Musasvirane pahukama pliz
@patak4343
@patak4343 Жыл бұрын
😂
@tawandamuzinda8427
@tawandamuzinda8427 Жыл бұрын
Ko baba vakumurwa brugwa😮😮😮
@fortunatezovovo7480
@fortunatezovovo7480 Жыл бұрын
😂😂😂😂😂
@ivuchigora4195
@ivuchigora4195 8 ай бұрын
Sad story indeed..
@takesure9579
@takesure9579 Жыл бұрын
Ko urikutiza neCamera cyiko
@moisesmabalanelazaro8146
@moisesmabalanelazaro8146 Жыл бұрын
Mana um bom trabalho
@atinetimhlanga4585
@atinetimhlanga4585 Жыл бұрын
Mishonga ino expire, bt tete nyaya yacho maitangira padumbu wani
@ttfam8742
@ttfam8742 Жыл бұрын
Why not check nevamwe vana it is possible vanasikana vese vakadyiwa bota nemurombi uyu
@sqrd3536
@sqrd3536 Жыл бұрын
These things happen in our communities and the fact these young girls get blamed, one fears for their lives. So these men take advantage and they always deny. God always exposes what happens in darkness. These children shouldn't carry the blame or the anger. DNA test inopedza svese izvi.
@susannyundo4264
@susannyundo4264 Жыл бұрын
Vakatora advantage yekuti vavane ende chero uka reporter hapana anokunzwa unovengwa nemunhu wese
@Agnes-l7f
@Agnes-l7f Жыл бұрын
True pahukama panonetsa especially kana uri mwanasikana unovengwa nehama ...vabereki varikubata vana nyaya dzichivharwa vharwa 😢
@austinempinga3904
@austinempinga3904 Жыл бұрын
Nhema chaidzo mnje
@patriciachamanga5075
@patriciachamanga5075 Жыл бұрын
Dai asiri mwana takazvarwa zvaibuda here
@josephchenjerai1075
@josephchenjerai1075 Жыл бұрын
Zvaingovharana asi mai avo vaida bota uye vakanakirwa
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 Жыл бұрын
Mudhara uyo ngaatsanangure zvinonzwika. Nyaya ngaiende kwa mambo achenese dunhu. Kuromba chete uku.
@stephenchaipa5177
@stephenchaipa5177 11 ай бұрын
Ndimba ndiye sean here?
@sekuruvaJamella1078
@sekuruvaJamella1078 Жыл бұрын
Netsai wenyu kakundandamawo paanotanga kutaura ndoita suspect a lot. She is trying to correct her mistakes nokunzvenga chokwadi. Ko mudhara ngaataurise Kan nhai
@bethelsongo3416
@bethelsongo3416 Жыл бұрын
Ipapo ndobvumiran nemi munhu arimuchokwadi haandandami ndandami akada zvinhu netsai uyo kn kut mari yarehwa iyo asi sezvinhu zvabatwa hazvichataurike kut taiva mukuwiriran..ende face yanetsai irikuratidza kutaura nhema.
@pillyncube3544
@pillyncube3544 Жыл бұрын
Part 2 pls
@PKAYSO16
@PKAYSO16 Жыл бұрын
This was part 2. Part 1 is missing. Now waiting for part 3.
@pillyncube3544
@pillyncube3544 Жыл бұрын
@@PKAYSO16 tnx
@NICHOLASZvinowanda-cw5bt
@NICHOLASZvinowanda-cw5bt Жыл бұрын
Mai ava vanohurisa nyaya yavo haina kana njere ... munhu aitwa zvekurepiwa anonyarara kusvika mwana rava gondora musatijairira mai imi nxaaa
@cricket694
@cricket694 Жыл бұрын
ko kusaisa mike pana bamunini vacho variwo vatofanira kunyatsonzwa. struggled to hear him
@JamesChingara-b1d
@JamesChingara-b1d Жыл бұрын
Ini ndokumbirawo kuziva kuti bakabatwa mucross border uyo akanga anemakore mangani zvekutadza kutaura kuti ndarepwa. Pachizvimbo chekuti umhangare wakutonoudza baba kuti zvatakaita zviya ndanenhumbu .veduwe ini maonero angu mwana akachiva marii yabmunini ndosaka akatadza kana kuudza ani zvake kusvika abaramwana izvi zvonyadzisa mapenzi vese vanhu avo
@MeganMuchineuta
@MeganMuchineuta Жыл бұрын
I agree with you
@margaretmunyanyiwa1269
@margaretmunyanyiwa1269 Жыл бұрын
Mundelein mumuongorerese kwaTsvu or Kanengo
@selomiacochrane8342
@selomiacochrane8342 Жыл бұрын
But vainyengerei mwana womukoma handiti mwana wavo
@themadeguy4657
@themadeguy4657 Жыл бұрын
Nhai nhai, it's just wrong
@ntandokhayesumcnganashawa4329
@ntandokhayesumcnganashawa4329 Жыл бұрын
VaEfeso 5:11-12 11 uye musabatanidzwa mumabasa erima asina zvibereko, asi kuti muafumure
@preciousnhau2866
@preciousnhau2866 Жыл бұрын
Dai nditete tildah hangu kkkkk ndainzwirira hangu isu vemagig takuda kuziva zvese 😂😂
@PamelaMungoyi
@PamelaMungoyi Жыл бұрын
Apa vakafanana baba nemwana iiii nyika yakuguma....baba avo vakujere here by now vanofanira kunke vatoveko
@beatricemafoshoro2318
@beatricemafoshoro2318 Жыл бұрын
Vanga vakaromba baba avo muti wakaenda nezvinhu zvawo.
@marthamutekede1998
@marthamutekede1998 Жыл бұрын
Busy kuona hangu uyo arikuwaya ane hembe chena anode guhwa zvomene kkkkk
@sphiwemalinga4775
@sphiwemalinga4775 Жыл бұрын
baba ngavangotaura kuti vaneurombwa zvipere uye vasunungure shoni coz vanodaro vachitomushandisao
@forexkingmaster5680
@forexkingmaster5680 Жыл бұрын
Anopenga uyu, dai yaisava nhumbu yakabuda maizvitaura here
@wekwamazorodze8660
@wekwamazorodze8660 Жыл бұрын
It's shocking kuti after being raped unonoudza your rapist kuti ndaanenhumbu. You go back and say ndoda mari ye preperation. It appears as if amai avo was okay ne rape yakaitika.
@Breezy-j05
@Breezy-j05 Жыл бұрын
Yaaaa but don’t forget kuty the “rapist” was also family so it’s a bit different from an incident that involves strangers…. She might have not bn okay with what had happened but age of the “victim” at the time , family bonds of the involved parties , financial status yekumba kwe “victim” may all lead to her actions dzekuzonodzokerera kuna mdara remember he is also said to have been well up back then… life mahwan kani pakaipa
@josephchenjerai1075
@josephchenjerai1075 Жыл бұрын
100% wangu ko dai wakadzokorodzwa ku repiwa
@mamajuny
@mamajuny Жыл бұрын
Warevesa iwe vaidanana ava
@cricket694
@cricket694 Жыл бұрын
kutamba ngoma iri kurira.
@GeorginaDzimiri
@GeorginaDzimiri Жыл бұрын
Umm zvorwadza vamwe tingati kuwirirana but mushonga iriko aitohvarwa nemushonga Kuti asataure ASI iye zvino nekunzwa muvanhu KT kune vanongona kukimiririra akwanisawo kutaura kudai aitya
@tungahdon
@tungahdon Жыл бұрын
Amai ava was supposed to report baba ava to the police day ravakarepwa,now hatizichazive kuti varikutaura chokwadi hre or varikunyepa
@peendube4656
@peendube4656 Жыл бұрын
What do you know about abuse nhai we, dofo
@RCChirumiko
@RCChirumiko Жыл бұрын
Baba wakaromba avo imhiko yawapihwa kuti warare nemwana.zvinorwadza izvi
@neliamutamera2094
@neliamutamera2094 Жыл бұрын
Endai kWa Sekuru Tasvu
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 Жыл бұрын
Netsai akadzingaidzwa nemudhara uyo.
@sikachikwata7984
@sikachikwata7984 Жыл бұрын
Endai navo kwana Sekuru Tasvu mopedza ma sports
@evelynmabota
@evelynmabota Жыл бұрын
mushonga baba awa vakanodzimaidza mwana buh zviripi nhasi zvavari kutambura vani zvakaendepi
@MavisMoyo-u3y
@MavisMoyo-u3y Жыл бұрын
Ayii wena mama awulalo iqiniso ngeke bakubambe uthule uze ukhulise ingane lokho unemfihlo manga walala ufuna mani
@dadiraidoreensibanda3659
@dadiraidoreensibanda3659 Жыл бұрын
It happens a lot of times
@loicepagiwa3051
@loicepagiwa3051 Жыл бұрын
Aaaa kudanana uko, y kuzungaira kudaro ungabatwa chibharo ugonyarara.. Baba nemwana nyarai
@nhlanhlamathe729
@nhlanhlamathe729 Жыл бұрын
Uyu mushonga baba vaitoziva zvavaida kuita kwedu zviriko vanasekuru kurara nevazukuru in e name yekuda kupfuma
@justkeepdriving6927
@justkeepdriving6927 Жыл бұрын
Ini I don't understand why people always assume kuti accumulation of and subsequent loss of wealth is caused by kubata bata. Can it not just be inflation? Inga even in western countries this happens. People go from being millionaires to homeless. Chivanhu here?
@MutenhaFam3
@MutenhaFam3 Жыл бұрын
Give us one of the example of someone who was a millionaire,and now homeless
@TawandaSawi
@TawandaSawi Жыл бұрын
Mike Tyson
@sausage9806
@sausage9806 11 ай бұрын
Kana poobuda nyaya dzakadai then inenge isisiri nhau yeInflation or kuparadzwa ne covid. Zviripachena apa
@claramanyeruke6662
@claramanyeruke6662 Жыл бұрын
Semhuri endayi kwa prophet miracle Paul munooneswa zvakaitika paTV
@braindanieltachiua3869
@braindanieltachiua3869 Жыл бұрын
Maningue nice!
@constancebriella-me6lk
@constancebriella-me6lk Жыл бұрын
1 mukadzi uyu zvaakaziba kuti arepwa akadii kuenda kumapurisa 2 chii chakamuoa kutu arambe achidzokera kuna baba ava achiti ndipei mari ye abortion,ndipei mari yekutenga preparation.mwana agrade 7 zvakaoma ukavatsvaga pakudiiko. 3baba hongu vangave vakarepa vachishandisa mushonga asi from ipapo baba ava dai bakatoita something vhekuti mimba ibve or kutoita take vare mwana uyu.. Something fishie panyaya iyi.
@peterjayanduna789
@peterjayanduna789 Жыл бұрын
No mushonga
@debracharuka2240
@debracharuka2240 Жыл бұрын
Do you know rape wangu
@solomonngondo-u4o
@solomonngondo-u4o Жыл бұрын
Hapana munhu akarepiwa apa pakatenderanwa apa mwana anga arimucrossborder achidawo mari ngaangoripiswa chete mdhara uyo kwete zvejere
@bravechakuinga9573
@bravechakuinga9573 Жыл бұрын
Mukadzi uyu ka uyuuu
@TinyAyema
@TinyAyema Жыл бұрын
Eish zvakaoma baba vanapenga avo
@ruthchinaka2725
@ruthchinaka2725 Жыл бұрын
Zvino mushonga yacho zvayakusiyai muri rombe nhai baba imi torai mwana muchengete
@fungaimarwa6219
@fungaimarwa6219 Жыл бұрын
Vaizvidawo sisi avo kunyarara kuzvara mwana kurer kusvika pakukura.Vari kungozvichenesa zvavo
@stephanie_br6896
@stephanie_br6896 Жыл бұрын
Ko kuzo bvuma zita rekuti Saun aah munhu aku rape otumira mwana zita
How Much Tape To Stop A Lamborghini?
00:15
MrBeast
Рет қаралды 254 МЛН
Quilt Challenge, No Skills, Just Luck#Funnyfamily #Partygames #Funny
00:32
Family Games Media
Рет қаралды 40 МЛН
За кого болели?😂
00:18
МЯТНАЯ ФАНТА
Рет қаралды 3,5 МЛН
Муж внезапно вернулся домой @Oscar_elteacher
00:43
История одного вокалиста
Рет қаралды 7 МЛН
How Much Tape To Stop A Lamborghini?
00:15
MrBeast
Рет қаралды 254 МЛН