Ndinodya vanhu ndine masaga ezvidhoma 1 April Cosimo City 6-9 April Lusaka Highfield +263772143143

  Рет қаралды 373,193

BABA MAGIRAZI tv

BABA MAGIRAZI tv

Жыл бұрын

Пікірлер: 237
@GraceMahleza
@GraceMahleza 3 күн бұрын
Amen munhu wa Marii ndatenda zvangu
@KudakwasheBirifi
@KudakwasheBirifi 2 ай бұрын
Amen nyika inofanira kuziva kuvimba naMwari kwete nezvisakarurama.
@user-jv2pq8jt8w
@user-jv2pq8jt8w 8 ай бұрын
Amen Amen Amen powerful pray for me Baba
@sandersmutsenhu
@sandersmutsenhu 5 ай бұрын
Ameen
@chrisgel7069
@chrisgel7069 5 ай бұрын
Rufaro kwamuri .aiwa ndatenda zvangu madzibaba maGlass nechokwadi chataurwa pamusoro pamadzimai vekuChitungwiza avo vekufungira muprophita wavo kuti ndivo vakaroora musamaria. Chiprophita chechokwadi tichiona hachipo kuparadza asi kuvaka nekubatanidza vanhu vashe.
@TsitsiChipunza
@TsitsiChipunza 5 күн бұрын
Mwari variko Amen
@susantsvangira3333
@susantsvangira3333 4 ай бұрын
Amen n amen munhu waMwari murikupiko tiyambutswe
@canisiomandinyenya1349
@canisiomandinyenya1349 Жыл бұрын
Amen shuwa zvakaipa ngazviraswe nyika ipone
@KupakwasheKumbula-jb4dv
@KupakwasheKumbula-jb4dv 13 күн бұрын
I miss these days a lot
@EnasSabona
@EnasSabona 5 ай бұрын
Amen amen mwari vane Simba pane chose
@dorcasmushayanyama
@dorcasmushayanyama Жыл бұрын
Amen basa ngarifambe Nyika izive kunamata zvakaipa zviraswe ,Mwari vakukomborerei ❤
@user-qu5yo2my2l
@user-qu5yo2my2l Жыл бұрын
Ndibatsireiwo baba ndirikuno ku southafrica
@user-qu5yo2my2l
@user-qu5yo2my2l Жыл бұрын
Ndatenda mweya mutsvene unobata panyama yenyu ndiponewo baba wangu
@user-qu5yo2my2l
@user-qu5yo2my2l Жыл бұрын
Baba ndatambura neupenyu ndiyambutseyiwo
@user-kx9dk8ke2h
@user-kx9dk8ke2h 3 ай бұрын
murikupiko mutiyambutsewo tinedambudziko iroro chairo hatigare mudzimba vana vedu havaroore idu hatina varume kana hugare hatinawo tatambudzwawo na mai vekutibereka tiyambutseiwo munhu wa mwari
@PriscillaDube-zo6pw
@PriscillaDube-zo6pw 6 ай бұрын
Amen thank you lord
@VeeMadyauta-qk4wj
@VeeMadyauta-qk4wj Жыл бұрын
Amen nyika ngaizive kt kuna Mwari
@TafadzwaChipunza-ro7wi
@TafadzwaChipunza-ro7wi 22 күн бұрын
Mwari mkuru
@user-hh8dl9zk6r
@user-hh8dl9zk6r 9 ай бұрын
Ameeeen ishe basa ngaribatwe
@user-ki7tr2zo4m
@user-ki7tr2zo4m 4 ай бұрын
Amen amen munhu wamwari 24:52
@FortuneHumbe-ev7is
@FortuneHumbe-ev7is Жыл бұрын
Misodzi yangu yabuda 😭😭😭Mwari kusaroorwa nekusaroora kuri mumba medu kana pane zvakabatwa ngazvifumuke 😭😭😭😭😭😭😭
@alphamangwiro6429
@alphamangwiro6429 Жыл бұрын
Askana tirimuchitima chimwe isu vasikana ndovanoita chienda dzoke zvakaoma ii😢😢
@tafadzwaakuyeri7050
@tafadzwaakuyeri7050 Жыл бұрын
Munofanira kutofamba zvasimba , kusvika mawana pamunobatsirika,
@LudoNcube-bm9uv
@LudoNcube-bm9uv Жыл бұрын
Amen 🙏 todawo kuyambuka baba
@phatie4124
@phatie4124 Жыл бұрын
Great job baba mangirazi
@tatendachinzvimbo
@tatendachinzvimbo 4 ай бұрын
the powerful of God amen
@user-tn4uc5lr2o
@user-tn4uc5lr2o 4 ай бұрын
Kana vanhu vasingatengwi vachiuya kuzoita sevaroi.kana zvirizvaMwari tinting groo
@ProminentNyawasha-os1lm
@ProminentNyawasha-os1lm Жыл бұрын
This is really touching. Amen 🙏🙏🙏
@RaymondChagonda-vx2qr
@RaymondChagonda-vx2qr Жыл бұрын
Hie
@user-tm9bj6jf4c
@user-tm9bj6jf4c Жыл бұрын
​@@RaymondChagonda-vx2qrMo😅😅
@user-sk7xe4ym1b
@user-sk7xe4ym1b 11 ай бұрын
​@@RaymondChagonda-vx2qr amen
@MercyMoyo-hr9tr
@MercyMoyo-hr9tr 7 ай бұрын
Amen amen praise God
@RebeccaKapfunde-cx5hr
@RebeccaKapfunde-cx5hr 7 ай бұрын
Amen
@salzadriba2701
@salzadriba2701 Жыл бұрын
Thanks God bless you
@user-gi8ok7hc7d
@user-gi8ok7hc7d 4 ай бұрын
Amen mwari ariko church iyi irikupi ndoda kusvika ipapo
@user-od4dp2fh2i
@user-od4dp2fh2i 9 ай бұрын
Amen baba
@nokueganya6258
@nokueganya6258 Жыл бұрын
Amen baba nyika ngaipone 🙏🙏🙏
@InnocentMuonde-ds4zl
@InnocentMuonde-ds4zl 11 ай бұрын
This is God is work
@catherinechiwome3674
@catherinechiwome3674 Жыл бұрын
Amen Amen Amen 🙏
@GodiNcube
@GodiNcube 3 ай бұрын
Itai basa baba
@user-dy2os4dq3x
@user-dy2os4dq3x 5 ай бұрын
Ndipeiw #dzababa magiraz
@DesireTroubleD-lw8wj
@DesireTroubleD-lw8wj 10 ай бұрын
Much love
@IvyShito
@IvyShito Ай бұрын
Baba vagona basa ava mwari ngaatungamirire
@preciousncube7488
@preciousncube7488 Жыл бұрын
Murikupi kwacho from joza vanhu vasunhungurwe
@ruthy8896
@ruthy8896 Жыл бұрын
Village 9 munhu wrkuziva Mwari rangarirai vanavenyu
@user-gi8ok7hc7d
@user-gi8ok7hc7d 4 ай бұрын
Ndoda kushanya
@preciousncube7488
@preciousncube7488 Жыл бұрын
Nyika yakatakura kurema vana mai ngatityei Mwari not kuzvarira vana vako kushungurudza vana vako kubata vana vako kutambudzika 👏👏👏
@theresanzira4151
@theresanzira4151 Жыл бұрын
Uuuuuummmm ndarwadziwa hangu
@mandishonagumera1837
@mandishonagumera1837 9 ай бұрын
DAI NDICHIWANAWO MUKANA WEKUSANGANAWO NANAMADZIBABA VAKADAI AVA PAMWE NDAISUNUNGURWAWO NHAMO NEMATAMBUDZIKO MADZUDZO EPANYIKA
@TendaiChitemere-su9ul
@TendaiChitemere-su9ul Жыл бұрын
Nyika yakatakura kurema veduwee,rambai muchibata bsa baba nyika ipone zvinotendwa
@kimberlygamanya-oi7qq
@kimberlygamanya-oi7qq Жыл бұрын
Vanhu ngavasiye kuroya plz tirikushandiswa navo vanhu ava zvakaoma
@acmfirst5481
@acmfirst5481 Жыл бұрын
No such thing ufunge. Tinga dai tisina mipengo iri muhurumende iyi dai kwaive nomuroyi even umwe chete. Musaudzwa nhema idzi.
@user-qg3fs2rd8g
@user-qg3fs2rd8g 10 ай бұрын
Amen reurura upone mwana we lsirairi
@user-qg3fs2rd8g
@user-qg3fs2rd8g 9 ай бұрын
Vengie kuBotswana
@lakshmimaruvara7274
@lakshmimaruvara7274 Жыл бұрын
Haaa ini ndakapuwa cold shoulder ndaita dambudziko remwana wangu arikudonha kunge zvipusha No help till today mwana she's still struggling
@MarshallTalentndirini-fe3cn
@MarshallTalentndirini-fe3cn 6 ай бұрын
Zvekudenga hakuna zvakadai kutsvaga mari chete uku ....
@narcisselukusa2015
@narcisselukusa2015 6 ай бұрын
taura vakatengwa amai avo plus akuna mukadzi anochingama mugwanza ndibaba Magirazi avo nhubu iyo
@HassanHakimisanda
@HassanHakimisanda 17 күн бұрын
Mucheka uripi nhai mambo hakuna chiporofita chakadai😂😂😂😂
@user-wy5lk7hs1n
@user-wy5lk7hs1n 4 ай бұрын
Nyika ngaibatsirwe ichene!
@user-nk3we6ik9k
@user-nk3we6ik9k Жыл бұрын
Munokosha muranda washe
@LindaVengesai-ic5cj
@LindaVengesai-ic5cj 5 ай бұрын
Ndafungawo kuyambuka munhu wamwari please
@user-tq3jf9sq4r
@user-tq3jf9sq4r 8 ай бұрын
We Thank God for setting her free
@QueenElizabethTsingano-tj9cz
@QueenElizabethTsingano-tj9cz 9 ай бұрын
Amen and amennnnnnn
@OliviaRadzokota-ft3qq
@OliviaRadzokota-ft3qq Жыл бұрын
Amen tiyambutsei baba tinoda kupona🙏
@ThulisileMncube-sh6fe
@ThulisileMncube-sh6fe Жыл бұрын
Regai kunyepegwa guys dzidzai kuzvinamatira mega
@user-up2ll5oo7e
@user-up2ll5oo7e 10 ай бұрын
Baba ava vanowanikwepiko ndashupika nekushandisirwa vana vangu mumusha wandakaroorwa
@user-io4os9ly3k
@user-io4os9ly3k Жыл бұрын
Amen màdzibaba
@BeautyMangara-io8lb
@BeautyMangara-io8lb 3 ай бұрын
Murip Cosmo ipi vama Giraz tisvikewo ku south here
@precioussibanda844
@precioussibanda844 7 ай бұрын
Well done mom
@TinoBheja
@TinoBheja 2 ай бұрын
Amen Amen
@simisongwenya6495
@simisongwenya6495 Жыл бұрын
Paverengwa chapter aniko handina kunzwa 😢
@user-br1zu7oc5v
@user-br1zu7oc5v 9 ай бұрын
Umadzibaba lo ngowangaphi 🙏
@Ray-jb7qm
@Ray-jb7qm 5 ай бұрын
Ngariende shoko tipone
@shupikaiziwange3079
@shupikaiziwange3079 Жыл бұрын
Chiremba maposewa ne chibhagera ne demon
@user-tg2kn3jx6r
@user-tg2kn3jx6r 5 ай бұрын
Amen amen
@user-xb6jw1vz8q
@user-xb6jw1vz8q 7 ай бұрын
Madzibaba murikubata basa nyika ngaiponeswe hurombwa hupere
@user-mt7pc1el2e
@user-mt7pc1el2e 7 ай бұрын
Ummmm powerful hei chechi iyi iniwanikwa kuoiko
@VeronicaMaregerera-po3co
@VeronicaMaregerera-po3co 7 ай бұрын
Powerfuly
@phildanjaira9822
@phildanjaira9822 Жыл бұрын
Vanowanikwepi Madxibaba Ava ,tibatsirei tipone
@user-wn1mg5sw6p
@user-wn1mg5sw6p 8 ай бұрын
Funda mufundisi❤❤❤🎉
@user-wi8pl3bd5y
@user-wi8pl3bd5y 5 ай бұрын
Mwari varumbidzwe
@wilsonmahachi2318
@wilsonmahachi2318 26 күн бұрын
will do
@user-br1zu7oc5v
@user-br1zu7oc5v 9 ай бұрын
Amen 🙏
@veronicamazhindu9474
@veronicamazhindu9474 10 ай бұрын
Touching😢
@lancenyamare5129
@lancenyamare5129 Жыл бұрын
Yaa zvese ngavaunze
@ireenhasve9268
@ireenhasve9268 Жыл бұрын
Ndekupi uku tiendewo tinazvo munzinza zvanetsa mhuri dzose
@lucritiamathumo3570
@lucritiamathumo3570 Жыл бұрын
You are too much Madzibaba🙆‍♂🙆‍♂🙆‍♂
@TawandaMatare-og6bj
@TawandaMatare-og6bj 9 ай бұрын
Tinotenda ishe nemabasa amuri kubata Mwari vawedzere makore vanhu tiponeswe
@elizashonhiwa1366
@elizashonhiwa1366 Жыл бұрын
Mmmm toitasei nevaroyi
@givemorechakara9135
@givemorechakara9135 9 ай бұрын
Aaaah umwe anonyura chete
@user-rk1fj8eu5s
@user-rk1fj8eu5s 5 ай бұрын
Powerfull ,ayewa mwari ariko haasiye vanochema vachizhamba chokwadi ,mabata basa madzibaba
@user-yk4tp9xt1f
@user-yk4tp9xt1f Жыл бұрын
Zvikuitika here
@user-ot1jo9xy6i
@user-ot1jo9xy6i 8 ай бұрын
👏👏👏
@boxs1320
@boxs1320 Жыл бұрын
Gud
@nyeraimarowa6593
@nyeraimarowa6593 9 ай бұрын
Gogo vatopona
@user-gl7dj7pt4z
@user-gl7dj7pt4z 7 ай бұрын
Uuuu weduwe mwari burukayi uuu
@LorrainLorain-bh9qc
@LorrainLorain-bh9qc Жыл бұрын
Vanhu vanonovata bata veduwe
@getrdemhofu136
@getrdemhofu136 Жыл бұрын
Nunurai nyika ino
@IvyShito
@IvyShito Ай бұрын
This is true
@SekuruTakuComedy-bp5db
@SekuruTakuComedy-bp5db 7 ай бұрын
Fambai neshoko và
@user-fq5fg7ep4d
@user-fq5fg7ep4d 9 ай бұрын
Ndinokumbirawo no dzamadzibaba magiraz pliz kune vanadzo
@mbuyamabasa
@mbuyamabasa Жыл бұрын
Cosmo city papi tikuda kuuyako
@preciousncube7488
@preciousncube7488 Жыл бұрын
Mazviita henyu Mwari makatendeka mutsvene wa Israel makatendeka
@user-yo6xf3np4t
@user-yo6xf3np4t 7 ай бұрын
Ngatinamatei wanamai
@ChipoSithole-ju3kv
@ChipoSithole-ju3kv 2 ай бұрын
Tokumbirawo namba tirikure
@user-oy6zf7kw8i
@user-oy6zf7kw8i Жыл бұрын
You I really too much shuwa
@user-sk7xe4ym1b
@user-sk7xe4ym1b 11 ай бұрын
Madzibaba makatumwa
@agathachirisa7901
@agathachirisa7901 8 ай бұрын
Mapoma amai mareurura
@nellyvictorian8369
@nellyvictorian8369 Жыл бұрын
Area 9 and change area 6
@user-lk3ru5ul1k
@user-lk3ru5ul1k 11 ай бұрын
Mwari pindirai upenyu hurikirema
@user-ml5cw4jo9c
@user-ml5cw4jo9c 4 ай бұрын
Baba vanowanikwa kupi
@user-ur4zg1vh9r
@user-ur4zg1vh9r 5 ай бұрын
Riripiko sangano iri nhai
@margaretndlovu3328
@margaretndlovu3328 Жыл бұрын
It's really touching
@keithsimelane6139
@keithsimelane6139 Жыл бұрын
MASOWE AYAA NDEWAPI ...NDIANI MADZIBABA UYUU
@tsitsichaita
@tsitsichaita Жыл бұрын
Madzibaba Magirazi
@eversgunda3099
@eversgunda3099 4 ай бұрын
Vanowanikwa kupi,sowe ravo riripapi
@getrdemhofu136
@getrdemhofu136 Жыл бұрын
Mwari tirwirewo tingadyowa tikapera nevaroyi
Mukwasha Akamitisa Ambuya
18:36
SlyMediaTv
Рет қаралды 161 М.
Heartwarming: Stranger Saves Puppy from Hot Car #shorts
00:22
Fabiosa Best Lifehacks
Рет қаралды 20 МЛН
🌊Насколько Глубокий Океан ? #shorts
00:42
Looks realistic #tiktok
00:22
Анастасия Тарасова
Рет қаралды 68 МЛН
JOHANE MASOWE ECHISHANU MHARIDZO
25:20
Shep Ryder
Рет қаралды 10 М.
Hanzi musarova vakadzi by Prophet Matema
16:45
THE GOSPEL MHARIDZO
Рет қаралды 36 М.
Nhai iwe hausi kuzviona here kuti wakadyiswa here mwana nguuu
8:11
Dr Matigimu Tigaz
Рет қаралды 74 М.
Johani_Johanne masowe echishanu_-_mharidzo
9:49
Johanne Masowe eChishanu__
Рет қаралды 4,5 М.
Mashura mukomana ane makore 23 otizirwa na gogo vane 70 years
28:52
Mavambo esangano re Johan Masowe echishanu Part 1
22:32
Tsika Tv
Рет қаралды 36 М.