Ndoda Mwari muyamuri

  Рет қаралды 68,070

Neshinari

Neshinari

Күн бұрын

Eugenes "Muuya" Matyenyika

Пікірлер: 55
@yvonneogone2418
@yvonneogone2418 Жыл бұрын
Mweya wangu uno Muponisi wauri kupiwa; Ndafanera kusarudza zvino; Ndichagam’chira su? Ndoda, ndoda, ndoda, Mwari muyamuri muri wangu Ndakatengwa neropa raIshe Ndava wenyu chose. Nengoni ndichagam’chira tsitsi; Rudo rwenyu Kristu Rwaukunda mwoyo wangu kwazvo, Ndichavimba nemi. Munoziva kusasimba kwangu, Ndotya kurasika; Asi imi muri simba rangu, Munondipa simba. Hongu, Ishe, tipei isu tose Ngoni dzenyu nhasi, Nezvinobva mumwoyo tichiti: Ndichava waKristu. Vakauya vamwe vachibvunza; Tingapone here? Hongu, ndinoda muponiswewo
@LibertyJasper
@LibertyJasper 7 ай бұрын
Thanks for posting the lyrics. Ndanga ndanzwa nekungo teerera vanhu vachi imba stanza yechitatu chete zvekuti ndanga ndichi tadza kuyeuks mamwe acho. Mwari ngaaku komborera bc dzoro yangu yadzikama manje thanks to your post.
@JescaChilombo
@JescaChilombo Ай бұрын
Kuimba kunodakadza kunokudzorera panzvimbo
@isaumuwomo444
@isaumuwomo444 Жыл бұрын
KUIMBA KWAKANAKA KUNOBURUTSA NGONI
@Godfrey-j5e
@Godfrey-j5e 10 ай бұрын
Ndabva ndabatwa neMweya mutsvene
@JulietSigauke
@JulietSigauke 9 ай бұрын
My favorite song 🎉
@tadiwanashemuvuyah-vp7gq
@tadiwanashemuvuyah-vp7gq 6 ай бұрын
Friday 29 March 2024 🤍 06:47 am
@neshinari3691
@neshinari3691 5 ай бұрын
🔥
@tadiwanashemuvuyah-vp7gq
@tadiwanashemuvuyah-vp7gq Жыл бұрын
Tete and daddy, gogo and sekuru Muvuyah must be smiling wherever they are😊
@tadiwanashemuvuyah-vp7gq
@tadiwanashemuvuyah-vp7gq 7 ай бұрын
Monday 19 February 2024
@misherlkurasha5375
@misherlkurasha5375 Жыл бұрын
I also love this song ndakatengwa neropa raJeso ska ndoda mwari muyamuri pamatambudziko ehupenyu hwangu
@neshinari3691
@neshinari3691 Жыл бұрын
Amen
@melodymutepaire-mwanza1663
@melodymutepaire-mwanza1663 Жыл бұрын
Worshipping the Lord in the highest.
@bernatabva7416
@bernatabva7416 Жыл бұрын
Shoko ngariende mberi Amen
@believetarume
@believetarume Жыл бұрын
I love this song
@MoyoMuyambi
@MoyoMuyambi 3 ай бұрын
Kuimba kungasiyana asi mwari ndimumwe chete
@GiftTashaya-bm1jh
@GiftTashaya-bm1jh Жыл бұрын
My late mom favorite song😢😢😢😢 rest in peace mom😢
@neshinari3691
@neshinari3691 Жыл бұрын
May our dear Lord give you comfort
@Godfrey-j5e
@Godfrey-j5e 10 ай бұрын
Vekumasowe munonzwaseyiwo nekuyimba kwakadayi
@SekaiChifinhu
@SekaiChifinhu 4 ай бұрын
Runondidzoreredza Pana mwari
@annaevidencejokonya85
@annaevidencejokonya85 6 ай бұрын
❤❤❤❤
@tendaijulius8688
@tendaijulius8688 6 ай бұрын
❤❤❤
@ViolaSharaunga
@ViolaSharaunga 8 ай бұрын
Always new to me ❤❤though an old song .
@0bie..012
@0bie..012 Жыл бұрын
Amen lord Ndogara kuDamofalls kune branch hre hama
@OtiliaChihamure-jr4sc
@OtiliaChihamure-jr4sc Жыл бұрын
Ndoda ndoda ndoda mwari ndibatsireiwo 🙏🙏
@FortunateGondongwa-iy6wv
@FortunateGondongwa-iy6wv 4 ай бұрын
I like this song
@gracetiyatara3823
@gracetiyatara3823 Жыл бұрын
Ameen ameen ndoda mwari mumwe chetendakatengengwa neropq
@RutendoMarunze
@RutendoMarunze 9 ай бұрын
I love this song 😢😢😢😢😢amen
@xoliswadumile2227
@xoliswadumile2227 Жыл бұрын
Munoziva kusasimba kwangu Mwari
@ElterNdawana-ui3ex
@ElterNdawana-ui3ex Жыл бұрын
Takatengwa neropa raishe
@primrosenyakabau7338
@primrosenyakabau7338 Жыл бұрын
☦️💜
@HerenaChikuvanyanga-go8ox
@HerenaChikuvanyanga-go8ox 4 ай бұрын
Amen
@TendaiMarawu
@TendaiMarawu 10 ай бұрын
Amen
@memorymavhondo
@memorymavhondo 8 ай бұрын
Church yemoyo
@Tawandamafukidze-u8n
@Tawandamafukidze-u8n 11 ай бұрын
my best song
@HerenaChikuvanyanga-go8ox
@HerenaChikuvanyanga-go8ox Жыл бұрын
Amen
@miriraichaurika7857
@miriraichaurika7857 Жыл бұрын
Ndokumbirawo directions ekuglenorah branch
@neshinari3691
@neshinari3691 Жыл бұрын
It's on Google maps.. search "NAFMOHG Glen Norah Branch" on Google maps If using public transport munokwira Glen Norah modzikira pachitubu and ask pane Church yeAnglican about from 800m - 1km from the Chitubu shops NAFMOHG Glen Norah Branch is next and or behind Anglican church
@shumzaali714
@shumzaali714 Жыл бұрын
Bulawayo muripapi
@keynessmusic6846
@keynessmusic6846 Жыл бұрын
amen
@ashygrace2956
@ashygrace2956 Жыл бұрын
Ameeeeen🙏🙏🙏✅
@RejorMeki
@RejorMeki Жыл бұрын
That's my church famba morotashi
@neshinari3691
@neshinari3691 Жыл бұрын
Mwari ngaakudzwe Neshinari neMorotashi vamwe
@farimanzva5851
@farimanzva5851 Жыл бұрын
My song
@tsitsizinyawu329
@tsitsizinyawu329 Жыл бұрын
Amen
@OtiliaChihamure-jr4sc
@OtiliaChihamure-jr4sc Жыл бұрын
Amenii
@ropafadzomadzonga4241
@ropafadzomadzonga4241 Жыл бұрын
My fav song
@charitymachokoto2568
@charitymachokoto2568 Жыл бұрын
Amen🙏🙏♥️
@nomsachuma5447
@nomsachuma5447 Жыл бұрын
Amen ndakatengwa neropa raIshe
@neshinari3691
@neshinari3691 Жыл бұрын
Amen
@LoraineTavagwisa
@LoraineTavagwisa 6 ай бұрын
❤❤❤❤❤❤❤❤❤
@Emmanuel-lk1lp
@Emmanuel-lk1lp 5 ай бұрын
🎉
@Emmanuel-lk1lp
@Emmanuel-lk1lp 5 ай бұрын
😅
@mollychikovha7609
@mollychikovha7609 Жыл бұрын
I love this song is touching my heart
@tadiwanashemuvuyah-vp7gq
@tadiwanashemuvuyah-vp7gq 9 ай бұрын
I can't get enough of this song! 🤍
DzikaMweya Mutsvene uzotishambidza
5:39
Neshinari
Рет қаралды 67 М.
DZINOSIMUDZA MUNYENGETERO🙏
25:49
ZIMBABWE GOSPEL MUSIC.... Parira ~Special
Рет қаралды 59 М.
Amazing Parenting Hacks! 👶✨ #ParentingTips #LifeHacks
00:18
Snack Chat
Рет қаралды 23 МЛН
Nastya and balloon challenge
00:23
Nastya
Рет қаралды 69 МЛН
Spongebob ate Patrick 😱 #meme #spongebob #gmod
00:15
Mr. LoLo
Рет қаралды 19 МЛН
Как подписать? 😂 #shorts
00:10
Денис Кукояка
Рет қаралды 8 МЛН
Baba ndirangarire narinhu
4:00
Neshinari
Рет қаралды 1 М.
Ndoda Mwari muyamuri | Hymn | Deep Worship | Prince Tinashe
5:35
Prince Tinashe
Рет қаралды 25 М.
Mweya Wangu Unomuponis-AAC-Led by Paul Mwazha of Africa
4:39
simba kunaka
Рет қаралды 188 М.
Mweya wangu
6:35
Mai Kuvheya - Topic
Рет қаралды 179 М.
Jehova chiona zvoite nyika
5:36
Neshinari
Рет қаралды 108 М.
MaHossana paChitungwiza…..
5:26
Talent Machangi
Рет қаралды 49 М.
Mweya Wangu Una Muponesi
7:05
MUMC Harare West - Topic
Рет қаралды 87 М.
Ndoda Mwari : Tk Zamar Mutare Revival
5:44
Takesure Zamar Ncube
Рет қаралды 1,5 МЛН
Amazing Parenting Hacks! 👶✨ #ParentingTips #LifeHacks
00:18
Snack Chat
Рет қаралды 23 МЛН