Ndoda Pfuma Yangu

  Рет қаралды 2,685

SlyMediaTv

SlyMediaTv

Күн бұрын

Пікірлер: 23
@nondochirau9664
@nondochirau9664 2 жыл бұрын
Kkkk baba vari kutoti vawana bank,iye akabvisa kwake here iyeyu.
@japhetmoyo1349
@japhetmoyo1349 2 жыл бұрын
Tezvara is wrong why vachingotora tora mwana Voda pfuma futi
@ButeleziKel6115
@ButeleziKel6115 2 жыл бұрын
Kana nyaya yakaenda ku court how does it go to a lower court yekwaMambo again?
@joyceparwazenga7545
@joyceparwazenga7545 2 жыл бұрын
Chichemo changu kwamuri madzimambo Tezvara vakauya vachireva pfuma vaudzei vauye nelist ravo kubva kwana tezvara vavo moona kuti vakabvisawo here kwavakatora. Nekuti zvinhu hazvitange kunaka kwako iwe usinawo kunatsa kwawakatora.
@frankmoyo7001
@frankmoyo7001 2 жыл бұрын
Kkkkkkkkk apa wataura chokwadi kudai kudare kwainzi vana tezvara vauye nelist rekwana tezvara vavo coz hapana asiri mkwasha
@giventshisa8761
@giventshisa8761 2 жыл бұрын
😃😃😃😃😃😃 marombe aya atanga manje kuti igoridhe here apa hauna kana razor yekugera choya. Enda kunoshanda homeboy
@wellietangadzani2554
@wellietangadzani2554 2 жыл бұрын
Imwi mambo chenjeraI 3000usa moziva chaiko
@ButeleziKel6115
@ButeleziKel6115 2 жыл бұрын
Munhu anoroora munhu wasingagari naye here madhara anoita seiko aya?
@Elpatron242
@Elpatron242 2 жыл бұрын
Anoiwanepi nekuoma kwakaita nyika , iye nda pedze kwake kuroorawo
@Elpatron242
@Elpatron242 2 жыл бұрын
Tezvara indai moshanda kwete kuda kushupa munhu arikutamburawo
@libertymasendeke1838
@libertymasendeke1838 2 жыл бұрын
nyaya ndeye roora here kana zvema tambudziko ari mumba?
@Elpatron242
@Elpatron242 2 жыл бұрын
Dzosera mwana wake wangu
@MiriamNgonisa
@MiriamNgonisa 2 жыл бұрын
Iwe wakabvisa pfuma er unoda kunetsa vamwe
@eunicezimunya3991
@eunicezimunya3991 2 жыл бұрын
Hezvo,$4000,+6mombe,inga vatezvara munopenga chaiko,munoti anozviwanepi zvose munyika yakaoma kudai,ityai mwari pazvose
@nondochirau9664
@nondochirau9664 2 жыл бұрын
Mkwasha ataura semunhu mukuru sure
@tineitetah7748
@tineitetah7748 2 жыл бұрын
Vatezvara musagara nemukadzi wemunhu plz,
@joyceparwazenga7545
@joyceparwazenga7545 2 жыл бұрын
Ivo vana baba vanoreva mari inosvika $4000 U.S uvo kwavo vakabvisa mari plus zvimwe ndezvekuona kuti kwakaenda mwana wako kwakamira sei kwete kuti uwe $100 chaiyo hauna iwe woda mari yekuwanda
@Elpatron242
@Elpatron242 2 жыл бұрын
Rutsambo 3000$ iwe mdra ita mushe iwe
@ButeleziKel6115
@ButeleziKel6115 2 жыл бұрын
Lol 10 mombe Rutsambo
BAYGUYSTAN | 1 СЕРИЯ | bayGUYS
36:55
bayGUYS
Рет қаралды 1,9 МЛН
coco在求救? #小丑 #天使 #shorts
00:29
好人小丑
Рет қаралды 120 МЛН
Afenyo-Markin vs Nana Ato Dadzie, Lawyer of Oliver Barker-Vormawor
30:25