Pastor Motowashe is a very wise man, calm and collected even kana pane vanhu vanomutsa hasha.
@josephined89312 жыл бұрын
Nhasi mune matambudziko anorwadza zvisingaiti zvikuru, handisiteereri iyi session asi nhasi ndaona kuti ndanga ndichisaririra, sekuru, namufundisi naTete muri kuita basa guru chaizvo. Tete munogona kudana varume vacho chero vachiramba kuuya vanoguma vauya pachitongwa vachibva vasununguka kutaura nemi, you are so great vana Tete nasekuru namufundisi ,,👏👏👏
@pettiekay69022 жыл бұрын
It's very true pastor pane varume vanoita kuti ugare uchipopota. I was in that kind of relationship but ndakazosiya ndatoona kuti ndini ndakuitiswa
@ZindogaZai12 жыл бұрын
Murume uyu wemukadzi we9 months is very rude, disrespectful and ruthless. Mukadzi uyu ngaaende kumusha kwavo please, she is heavily pregnant and vulnerable.
The right advice for the 20 year old is for the husband to move on without her. She is very likely to continue with her bad ways and he will get hurt again. It will end very badly if he doesn’t protect himself by moving on
@rudomubvumbi39092 жыл бұрын
Good morng Doc Choga and tte Tilda..thanks nekubatsira kwamuri kuita macouples👏👏God bless u all
@josephined89312 жыл бұрын
Murume ari kuramba mukadzi uyo anozvikudza zvikuru asi mberi kune mubairo, ane mwoyo wakaipa uyo ngaaende kuma girlfriends ake achanozvionera ikoko
@lindimoyo87772 жыл бұрын
Last caller ubaba lo oyala umfaz ezithwele,yaz ukuthi inyembezi zomuntu aziweli phansi and uyazitshela kuzakuphelela,mama ngifisa ukhululeke kahle u Nkulunkulu abelawe mama😭I can feel your pain
@morrisgreen48452 жыл бұрын
Dr Choga and tete Tilda good combination tractor na farmer
@uncle_trust_gwishiri2 жыл бұрын
Very true
@maiyeukai93462 жыл бұрын
Farmer na tractor
@WildBird20042 жыл бұрын
Exactly
@princesstee64832 жыл бұрын
@@maiyeukai9346 🤣🤣🤣🤣🤣🤣
@rumbidzaikafurama71282 жыл бұрын
Mukadzi uyo ari in abusive relationship ngaaende pliz
@ednashumba83262 жыл бұрын
Pastor Motowashe mabaya dede nemukanwa pamati kuzvara vana korwadza..thank you
@dokido2582 жыл бұрын
That man ignoring his wife is horrible. Self reflect man & heal!!! Nxaaa🤬🤬
@tanyamilewski57002 жыл бұрын
The divorce couple she shd leave that guy with his 2 kids or put him on maintenance. He is roughy she shd be rough with him too not crying or soft . That 20 yr old it’s the itchy age. She shdnt have married until she was ready. She doesn’t have an answer because there is no answer.
@godwinchiutsi9183 Жыл бұрын
Sister avo ve 20 yrs vokuita zvikomba zvitatu ummm. The case is hopeless. My advise to my brother is siyana naye very soon. She will never repent. Anokuurayisa very soon. Enda zvakare kuma DNA unotozoona kuti mwana haasi wako. Please move foward my brother. Zvekuti unorwadziwa kumusiya hazvinei izvo. You are still young.
@debby-h2k2 жыл бұрын
Hie Tete, I think lo u cc weMa boyfriend's amathathu into yakhe yomjolo ngeke ayekele, she is a big broblem kabuyele ngakibo , she is not ready for marriage.
this woman ane 20yrs is not ready for marriage achiri kuda kufara
@vickymakovere50362 жыл бұрын
Pastor you are a very wiseman....
@priscillawhite8992 жыл бұрын
Avo sisi ve20 years.... she's for the streets. Munhu ngaaende. How does bhudi know the child they have is theirs? And noone spoke of HIV?? Please let the brother move on. This chic haasikuda zvemba.
@kwarummond772 жыл бұрын
iye brother ngaamover on ndiye akumanikidzira pamunhu who clearly shows her kuti haamude apa hes a good guy
@TM-iz2ku2 жыл бұрын
Apa akaregera scholarship atizirwa who knows kuti nhumbu yacho (mwana) ndewake. I am really disappointed haana hama here mukomana uyu. Uchazadziwa zvirwere
@faithfullnyakudya3642 Жыл бұрын
3 varume in 3years My God.pakaipa.hapadi help apa baba.chokwadi munacho mumoyo menyu.chinonetsa imi varume noda kunzi makapenga muchiroora tuma 16 yes old ma25yrs varimature muchivasiya manje munopihwa size natwo tuvana utu.apa hapana marriage baba.makalooser zvese you need to start afresh or else stay with her at your own risk.chaiii🙆♂️🙆♂️🙆♂️
@AnjoJoy.2 жыл бұрын
If arrogance was a person
@bellsbells56742 жыл бұрын
Mainini avo vakarambwa and she's still staying and cooking for that man, that's a waste of time. That guy doesn't love you, on top of that he's very rude. He will never change, stop wasting your time and move on. God will give you another one. Murume uyo doesn't deserve you at all, he's so arrogant and doesn't respect you. It's not the end of life, just accept it my dear and move on
@pipiro34692 жыл бұрын
hanzi na Dr Choga ,munhu waMwari uyu 😂😂😂
@gogokazima35472 жыл бұрын
She will never change and mwana nde wake
@monicaasefa38102 жыл бұрын
I was hoping you would tell the man with the pregnant wife to let his wife go or let the wife leave on her own.. Its better the wife goes while her and her baby are ok zve tsika zvinozobatsirei when the mother and baby are dead. Life is more important than culture veduwe.
@nakay53262 жыл бұрын
Tete Tilder! Which verse states that God helps those who help themselves? If one is able to help himself/ herself that means God is not able to help; which is a very big lie,,, nothing that is archived without God,,, no success that can be successful without the intervention of God 's hand,, grace and mercy.
@shamisomatora12482 жыл бұрын
Amen
@Bee-8332 жыл бұрын
That’s why pastor did not even clarify that.
@judx342 жыл бұрын
It's not a verse but saying that we should always try our best and God will do the rest
@mildredmugovha54272 жыл бұрын
@@judx34 Yes and also that some of the things doesn't need prayer but action thats helping yourself.
@chrisbeknown71892 жыл бұрын
Helping your self means take action, if u want a job you don't pray to God and lock your self inside your but You ask God to direct you and you go search, Search and search if u have degrees you make CVS and drop them kwaurukuda basa. Kuti Marriage ishande U pray for it and take action kuita basics required to a spouse. MWARI HANGAPENGE KUTI MARRIAGE YENYU INAKE CHERO UKATSANYA ZVINENGEYI ASI VANHU MUCHITUKANA, BABA WACHINYIMWA BONDE FOR 2 MONTHS, hawabikirwe, vanotukwa no respect hazvibude.
@frankmoyo70012 жыл бұрын
Pastor nhasi vakatsamwa
@marthak95552 жыл бұрын
Nhai mainini, makambotaurawo here navatete venyu ava? - Tete Tilda🤣🤣🤣
Pastor vatsamwa high rate. Kkkkkkk This guy wemukadzi ane numbu imhengeramumba. Anoshupa, apa arikuhura. Zvonzi akanditadzira nemashoko coz wife apopota atsamwa nezve behaviour yake. Blaz is a coward Pastor matura sure.
@chrisbeknown71892 жыл бұрын
Sisi vane 20yrs awo wachiri Kuda kujola. Problem varume think vanhu kadzi hwafarire kutamba humhandara under age at 17 munhu wakutomuzvarisa regai dziweshiri these are the consequences ekutora vana obvious the mind ndeyehuwana imagine mukomAna ane 17 yrs, 19yrs, 20yrs they way they behave. Musazvinyepere muchiti a 17 year old has a same maturity level wth a 25yr old. Some decisions will come back to you in future bamnin awa is regretting lost opportunity yescholaship in 3yrs ingadai atorwa ne degree rake and mwana sikana ingadai asinawo mwana wake. Joking kungonakirwa chete kuye kunonzi kutamba nevamwe wanababa.
@xeddiem90962 жыл бұрын
Tete, Pastor na Doctor munombosangana nedzimwe chokwadi. 2nd Last caller mukadzi uyo ane pamuviri, ane murume ari arrogant uyo, zvakaoma chokwadi.
@machuma91922 жыл бұрын
Vana vanongowira kumapenzi nyaya yandirwadza iyi mukadzi akakuzvarira ungamuyita kunge chikorobho it's so sad
@cmusarurwa63092 жыл бұрын
If the in laws report this man to traditional leaders (KwaChief) he will be asked to pay the full lobola in a couple of months whether or not he has the money
@rumbidzaikafurama71282 жыл бұрын
Yaahh murume uyu 🙌🙌🙌🙌
@ChuckTheMack2 жыл бұрын
25:35 Tilda are you oblivious to the fact that you may be actually exposing this woman to violence from this guy who sounds really violent, is the show that important zvekuti welfare yemunhu becomes secondary. Ungati tevera munhu akashatirwa
@WildBird20042 жыл бұрын
True zvakutoda kuita zvekwa Chief at least he will be forced to pay lobola kunyangwe asisachamude. Zvinhu zvacho zvinorwadza izvi.
Vemukadzi wenhumbu ye9months uri bere,I hope hauna kurova Dr choga. Hauna mari futi nxa.watsamwisa pastor🥶😈👿
@hiltonmugadza1472 жыл бұрын
Uyo ane mukadzi ane pamuviri mupeyi nguva yake yekutaura mamunzwa anga atanga kuvhura hapwa. Let him speak pane zvakambo itika kumashure zvakawanda. Haasi kuda kutaura pane nyaya chaiyo pa radio. Dr. Choga maita zvakanaka kumuwona pa side. This one is a case yemunhu asunga moyo pamusana pezvizhinji zvakaitika kumashure. Yave cement yakasiiwa ichiwoma.
@tmaktmak14642 жыл бұрын
Pastor matadzisa dhedhi choga kubata weave yekamhombwekadzi kehapana hapana🤣 changa chakutoda kurovedzera chimbara chacho but magona pachikomana che arrogance chiye
@maiyeukai93462 жыл бұрын
Please speak shona.or english
@tmaktmak14642 жыл бұрын
Yeukai can translate for you kana marasika momz
@sandrataderera44872 жыл бұрын
Daddy😂😂😂🤝
@mamaman47302 жыл бұрын
🤣🤣🤣 Mhombwekadzi
@gracemusizvingoza454910 ай бұрын
😂😂😂😂
@lindimoyo87772 жыл бұрын
Sorry ngibhale last caller) ngitsho ubaba oyala umfaz ezithwele
@samanthakane99862 жыл бұрын
Varume muchazvirega zvekuroora vana vadiki. His wife is 20 they’ve been together for 3 years. She never got the chance to date around and figure out what she wants.
@albertdangarembizi57582 жыл бұрын
Nhai zvako, depriving a child of her childhood. She didn’t even get a chance to decide what she wants in life
Ummmmm Mwana uyu ane 20yrs ummmmm paita nyaya Mwana uyu akanogara nemukomana uyu but Moyo wake waisada mukomana uyu bcz uyu musikan hazvisi nyore kuhura kudaro pa 3yrs ummmm IAM very sry mwankoma togara tichitaura vana Dzikamai but hamuteerre munoti machembere aya haazive ummmm mwanangu wakawira aaaaa 6oooooohudiki here chiiii nhayi👐. Sarenda
@marthak95552 жыл бұрын
Hanzi imi, imi, imi - akomanaka👐🤣 marriage dzakaoma idzi
@josephined89312 жыл бұрын
Makita henyu vana Tete mabata basa guru chaizvo pamurume wekuramba mukadzi uyo, yes he doesn't appreciate mukadzi wake uyo kuroora hapana he's just a rough man hapana hanya nechinhu chinonzi mukadzi haanzwiri tsitsi mukadzi akazvitakura, basa marova chaizvo musariva imbwa makaviga mupinyi kuvanhu vakadero.
@priscillandoro4682 жыл бұрын
Ko mukadzi akafirwa ava kutoita zvemaboyfriend nhai bbmunini aaaa vhuraiwo meso imi.
@silindiwetshumasilindiwe78112 жыл бұрын
Obviously the disadvantages are lying with a woman.Kurambwa wosara une vana 2.Aaaa iwe uri pregnant and stuck iye ane ma girlfriends already yooooo man.This foolish man eish
@leahchiwalo50892 жыл бұрын
Tete why don't recording and upload continue even if you're not there
@Nkomazi2 жыл бұрын
The last case inonzwisa tsitsi. What did she really say that caused him to say no more to marriage with her? So sad.
@machuma91922 жыл бұрын
Hanzi akatawura zvechokwadi.l think akawudzwa kuti unekadora because ahungarambe mukadzi like that uchiyita acheme ane nhumbu
@Nkomazi2 жыл бұрын
@@machuma9192 maybe kkkkk 🤣🤣🤣🤣 pamwe iye atorine kadora 🤣
@machuma91922 жыл бұрын
@@NkomaziYaa zvakamurwadza kkkkkk zvino team dora royita chipfambi shame embarrassing them selves kkkkkk
@Nkomazi2 жыл бұрын
@@machuma9192 As a man you lose self confidence if a lady says that to you.
@machuma91922 жыл бұрын
@@Nkomazi Yaaa l understand but if that's the case stick to one partner
@ChuckTheMack2 жыл бұрын
7:51 I can’t believe how Choga and Tilda are insensitive in the way that you talk about a person who lost a partner.
@Her_Self..2 жыл бұрын
Hmmmm iye brother achiti heeee boyfriends dzake wht wht vane maissues sisi ava.
@ChuckTheMack2 жыл бұрын
@@Her_Self.. regardless of ma issues, munhu uyu mufiro wake hausi wekurwara, and the language used should reflect that.
@ChuckTheMack2 жыл бұрын
2:00:00 Tilda you are not in this to help people, you are always abrupt when the situation requires delicacy. You are constantly telling people to speak quickly because you are running out of time when in actual fact they are struggling to speak about their experiences. You are the most inexperienced person I’ve heard talking to people who are going through trauma, you are actually re traumatising them when you should be helping them
@nyariechahwanda63242 жыл бұрын
Thank you,thought I was the only one noticing
@nyariechahwanda63242 жыл бұрын
Thank you,thought I was the only one noticing
@elaineofgod14422 жыл бұрын
There are time limits on radio and Zimbabweans tend to go round in circles instead of getting straight to the point. Vasiyei Tete Tilder. Itaiwo yenyu show mupe vanhu all day to ramble on and on kana zvakunetsai
@fadzaimunaro32132 жыл бұрын
They would need the whole day kt munhu wese afona adonongodze nhuna dzake....time factor
@dephine88152 жыл бұрын
Have your own programme.dont just criticise
@clarakingston22552 жыл бұрын
Uyo ane 20 years akaroorwa achiri mwana mudiki so anenge achiri kunakidzwa nezve vakomana
@ursulamatenda39692 жыл бұрын
Tete n team mune basa avo sisi ve 20yrs avo murume uyo ari pama1 ko zirwere nhai and she is not remorseful 3yrs 3boyfriends tete pakaoma apa anochinja here munhu uyu
@AnjoJoy.2 жыл бұрын
3 (zvazivikanwa) zvikomba pa3 years. Kuzoti pavachasvitsa 20 years vari vese
@kudzaimoyo58842 жыл бұрын
Zvakaoma asikana ende ndanyara nemukadzi wemunhu akaroorwa achiti ndaka cheater ka3 sisi hamusi kuda zveimba mahumbwe chaiwo rombo rakanaka kuwana murume anotokuda waita mabasa akadai Sisi chinjai maitiro muchasangana nemhondi nerimwe gore vazhinji varikufa nazvo izvi
The guy ataura zve divorce havana kubata nyaya yake zvakanaka. He may have his issues but zvaakatadzirwa hazvisi zvidiki. Kunzi hausi murume is not a forgiveable statement and also remember mukadzi uyu akamboenda kuzingazivikanwe nemurume.
@mildredzinhema11232 жыл бұрын
Wana zvakangoita kkkkkkk pastor kaaaaaaaa
@danairedi20512 жыл бұрын
Tete Soko vari paKZbin here. Didn't watch last week's episode
@takutakunda53242 жыл бұрын
Nenio ndiri kutoitsvagawo
@dorothymate37552 жыл бұрын
Zvakaoma
@joyceparwazenga75452 жыл бұрын
Volume pame arikuinzwawo
@masimbakambuve6882 жыл бұрын
Omg saka zvichadii?
@ChuckTheMack2 жыл бұрын
1:02:09 Mubvunziro wamurikuita mwana mudiki uyo asati akuziva kuti akananga nepi muupenyu hwake unoratidza kuti imi hamusi kukwanisa kuona kuti mwana uyu haasati ave mature enough. Don’t speak specialist language nemunhu asina the specialist vocabulary, you have to reduce information to the level that can be processed nemumhu asiri kunzwisisa, zvichireva kuti imi Ndimi musinganzwisise vakuru vacho
@mariatanya35332 жыл бұрын
Uda kuti vamubvunze ne chihure vocabulary here
@ChuckTheMack2 жыл бұрын
@@mariatanya3533 The basis of therapy or help is that you communicate with the individual in the way they that makes sense to them, because kana pasina chaarikunzwa it’s unlikely kuti zvavari kuda kumuudza will make a difference, ndokunge wanzwisisa zvandareva nekuti it appears urimowo mu category yemunhu arikutaura naTilda
@rashedngadze88532 жыл бұрын
No volume today
@paullchick2 жыл бұрын
Ndirikutoshaya kuti vamwe vari ku commenter vanzwa sei