Mupurisa wechikadzi uyo anogona basa .i salute you madam
@sueeland56755 ай бұрын
Exactly so strictly and professional like her❤
@constancemarifiye66585 ай бұрын
Me too
@user-to2nr8jp9v5 ай бұрын
True dear
@user-oe9rw8os6w5 ай бұрын
Wari kurwadziwawo seni nenyaya iyi let's gather here ,Mai nyakutumbura wari mupain guys let's not judge hre , Vari kuda kukonzeresa kt n'anga isapedzese basa ,waroyi wakangwara awa dai Mwari awatora
Uumm nyaya iyi yakaoma apeno kuti ichapera sei and inorwadza @@gayiekutakwananzi105
@JulietHamadziripi-nc1ho5 ай бұрын
😭😭😭😭
@user-oe9rw8os6w5 ай бұрын
Pese pandoona vedio yemwana uyu ndonzwa simba risiri rangu ,ma siblings a Never are very evil ,ndonzwa hasha dzekurowa munhu ini ,mwana Ari kurwadziwa mhani ,sunungurai mwana uyo asti afa imi waroyi 4 baba newanji nana Tete 2 nyangwe maigru mukadzi wacharisi urimbwa
This is just the beginning vacha nyatso nyiswa chaizvo chaizvo tete ako kanoroya futi kakadzi kasina tsitsi rohwa pfutseke seyi ngozi yarova iwewe paruzhinji
@edinahchatunga56715 ай бұрын
Dai avarova chaizvo zvishoma zvavaita Dai ava simudza kwakuvarovera pasi
This story is similar neiya yepaMasasi High, story yaVanesa. If they are not careful, Simba anofa uyo pasina chinobatika. They must focus on kurapisa mwana then zvematare tare izvi will come later.
@mandlenkosindhlovu81245 ай бұрын
That Vanessa story was painfully. I still wonder what became of Mai Vanessa vacho. We need an update on her mental and physical health, coz that time the whole drama was draining on her wellness. Lord save her
@sueeland56755 ай бұрын
@@mandlenkosindhlovu8124well said if they are not careful what happened to that child will repeat it's self here don't know why they are not consulting kanengo.Tasvu or Mkosanjera
@gayiekutakwananzi1055 ай бұрын
😢sad story yavanessa iye huum was heart 💔 wonzwa umwe munhu achi haisii ngozii wedu wee musadaro wee
@user-kp3vj1fc4y5 ай бұрын
That female mupurisa wamambo I like her, she has lots of wisdom mune zvese zvaanoita kana paanotaura she can narrate nyaya zvekuti unonatsonzwisisa
Tete havana problm evn kwakafambiwa kwacho makambonzwa kuti pne tete hre vkabata bata vnhu vatema monetsa kutaur zvkufungira😅😅😅 mai vaSimba ndivo vne problm pamuromo tooo much kuudzr mwn zvkuit zvsn kubatwa tete vabvunz mubvunzo kwaw kuti Charles kna akauuraya mkadii kuchibvunz zvse cos prt 4 wati izvoni charles wacho hndn ropa mumaoko angu but mushonga welucky ndaive nawo but varwarwigw vnongoda kumanikidza munhu kuti abvume zvsipo mapurisa avashe ane side futi
@lilyosarnyakudya61765 ай бұрын
@@Cay123.Haiwa imi moda kuti munhu anemwana wake arikushungurudzwa angonyarare cz mai simba havana zororo day and night musadaro veduwe, bamukuru kungoramba havo nekuda kwenyadzi but kwese ndivo vaingobatwa wani hakuna munhu anobvuma kuti ndakauraya vanhu
@Netsaimoyo-dg3cb5 ай бұрын
Tete avooo vanozvizivaaa vanoroyaa
@chibwarisvo41545 ай бұрын
Waiting part 2 asi tete muroyi chaiye
@user-mq7ku1cj5u5 ай бұрын
Ngozi DAI yatiwedzerei kukwatura mabatireiko 😂DAI ambonzwi shandirw
Aiwa vakomana, ko why kurega mukadzi achirohwa nemufana uyu. Hapana ngozi iripo apa, mupfana uyo is hyping to the occassion, too excitable or youth exuberance. Anoda kuchaiwa mupfana uyu!
@Chidhuwa5 ай бұрын
Taura hako ,zviro wrong zvaikaitwa apo ,anozosimuka kufamba kurova munhu asi achimbotadza sei ,munhu otourawa nemurwere vanhu vanopembedza fake ngozi zvenhando
@shivaayrudra29885 ай бұрын
hapana ngozi apa mupfana uyo akanyatso dzvanywa anotaura chokwadi, tumadaka twemumusha utwu twaarikukambira- hakuna ngozi inogwesha kudaro. Plus arikushaya anonyatsomutsika
@ApoloniaDamburayi5 ай бұрын
Vakuru dai anoona utano hwemukomana uyo ndainzwa tsitsi hapana munhu angava kuita ma drama akadai
@shivaayrudra29885 ай бұрын
@@ApoloniaDamburayiasi iyi haisi ngozi, mai vacho vano wombera ngozi yemunhu wavasingazive here? Inyaya yevana vanongotora tumataka or ruvengo rwemumusha and try to exaggerate it. Musi wamuchasvika pane ngozi munozoona kuti awa ma drama😅
@Chidhuwa5 ай бұрын
Mai vemwana avo ndovane problem ndovaitoudza vana avo kuto Tete vakaipa or vese hama dzemurume, arikugona kurwisa Tete sei,azogona kufamba nekuti aona tete haaa ane drama mfana uyo,vese nemukoma wake vagara vanongoti tinorova,ruvengo chete mai Vachikuza vana ,pamberi apo mozonzwa vana vakurova Baba motii?
I stand with tete ngozi yeiko mwana ane mhepo uyo. Ngozi isingataure inomira yakuda kurova. Ngozi nekamai ako vanoda kumborohwa zvokuti. Mai vakaganhira ava and vakutunhidza mwana wavo.I stand with tete
@catherinekangoya89645 ай бұрын
Kumamiswa kwa joyce 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣dai arohwa kusvika atadza kufamba anoganza stereki ane hand mkadzi uyu vanhu vakusendeka ma bhachi vasvika mudambudziko.,iye akoshei ,vanhu vari mudambudzoko rakadai nxaaa
Zvinorwadza zvinogumbura ......kurwarirw nemwana ...i send healing to you Simba.....Simbarashe richaratidzika pauri ....Mari vanewe ..
@user-eb2jo1od2k5 ай бұрын
Ipai anasekutu tasvu basa vana nyangatayani kanengo basa rifambe kna zvrizvemashuvaaaa😢
@masarakufageorge5365 ай бұрын
Terera part 4 yenhau iyi. Yu will c kut kwakatoindwa nemhuri iyi kutori bhoo.
@user-ce9kz6vv1n5 ай бұрын
Tete vanedzungu kkkk vanoda kunasorohwa
@oniasngundu29615 ай бұрын
Baba taps tipe nhau wena unogona iwe❤❤
@ChristineBaduki5 ай бұрын
😂 Ngozi inorova vakomana kkkk😊
@beautyzimbabwe10015 ай бұрын
Ba Simba mwana akafa imhosva yenyu takati siyai paitwe back to sender /mhiko deidzai madzibaba vaise mhiko mukunzwa tsitsi dzeiko nemiwo munatwowo
@washingtonsandi44045 ай бұрын
Haaa ini chikimbiro changu nyaya ngaidzoke kwa Headman Chigodora. Dai tisina kumbosvika ku part 5 kwese uko munhu achigwesha. Chasara kunzi afuma akafa. Endai pa Harare nana tete avó vakachenurwa ipapo toti makorokoto. Madzimambo ngaave nana Chiremba vavanoshandidzana navo zvekuti vakanyora tsamba vanhu vanobatsirika nekukasika. Kusvika riini achigwesha kudai mkomana uyo. Mupurisa wechikadzi uyo aiwa anoshanda. Anokodzera kushanda nava Chigodora
@rayc.marange93155 ай бұрын
Headman Chigodora Haatongi dunhu rekwa Marange, ishe Chigodora has he shown vanhu vachifamba kunyanga maporofita. Hakuzi kudare ikoo , respect mambo Mambo,
@shepherdmutasa37995 ай бұрын
Taura hako mambo marange haana zviremba zvake neiko?anoita senge akakotsirawo futi mambo marange uyu chiiko nhai?Mambo Mutasa vane chiremba Chavo,headman Chigodora vane chiremba Chavo nyaya ingadai yakatopera kare iyii.type Yamambo marange isina chiremba inenge inewo twayo
@rayc.marange93155 ай бұрын
@@shepherdmutasa3799 Mutasa ndiMutasa , But kuZoti Mambo Marange katsira, I think paita hudofo bro, Respect you elders and only recommend you thoughts. Do you think having you own nyanga as a Chief reflects to be biased, each case has its own mazvikokota, you seek the best from Zinata. Iwe Tonga kwaMutasa, siyana naMarange. Tsika nemagariro kutosiyana, isu tiri mabocha hangitori chianhu chekumanyika toting tsvetve kwedu Sherp. You are so fortunate because you are seeing the background episodes that Chief Mutasa and other donot show. Vajaira final judgement chete chete. Give credit to Chief Marange to allow this to broadcasted and baba Tapi. Anhu tendaiwo panekungoshora. A wise person advises, dofo rinoshora lol 😆
@momoza29855 ай бұрын
Muridzi wemwana mai simba vakazhangandira hongu zvorwadza zvikuitika but mmmm avana hunhu
@shepherdmutasa37995 ай бұрын
@rayc.marange9315 iwe Bata manzwi kwete kumhanya kushora zvataurwa,tsika nemagariro apiko aunoziva iwewe?kasi urimuroyi kana kuti wakarombawo iwewe why uri kufarira kuti nyaya itore nguva ichifambira at same time Simba aripakona yerufu woti tsika nemagariro,wakapusa situation yaSimba haisi kukurwadza thus you are talking like that uri duche
@shashakuku86015 ай бұрын
Baba taps l love you❤
@MamoMai-T3-Goko5 ай бұрын
Mupurisa kadzi wamambo sadzo dzenyu mhai. Please forward ever you are grateful. Will will win chete
@heasi66405 ай бұрын
Side note ... look at how beautiful our country is.. how much land we have.
@miriamcummings26575 ай бұрын
I like your positivity you know kkkkk maona zvakanaka in the midst of all the drama
@rachelntini42525 ай бұрын
Very beautiful I agree
@enb000255 ай бұрын
It now belongs to China 🇨🇳
@user-bb5xx7md4l5 ай бұрын
It can be beautiful as a paradise but as long as the masses are hungry there's is no point of adoring the beauty
@user-ok4to6ym9w5 ай бұрын
Tete avo nditete kaindiii vasingagadzirisi nyaya .endi vanoisa confusion pese ,zvinhu zvaiva zvichifamba zvakanaka Ivo vasipo
They should just go there, to Tasvu to be fair. Coz I think majority of these spiritual healers are bogus conmen
@rascocky63665 ай бұрын
Mari inodiwa ikoko yakawanda.
@mandla92675 ай бұрын
@@rascocky6366imari kupinda kumatare Kwa Tasvu nai mkoma ,wanna go
@user-oz1ox1xt3o5 ай бұрын
Tasvu uyu asi hamumuzive kt anoda mari
@rascocky63665 ай бұрын
@@mandla9267 It depends what you want done.2 brothers paid US$ 6k only for protection from uroyi/zvikwambo. May be you will be charged much less. A phone call and a question may help you to have an estimation!
@user-hk3bl1sg8f5 ай бұрын
Mupurusa vamambo mukadzi uyu ishasha pakugina nyaya. Tete varohwa ne
@uhmtapza56355 ай бұрын
Mupurisa mkadzi uyoo anoshanda basa rake nemazvo, I salute you
Kkk hanz maziteya asina order bba simba matsamwa zveshuwa
@mavisdadirai23535 ай бұрын
Zvinorwadza veduwee
@jabulilesikhakhane42425 ай бұрын
Tete awa wakanakirwa kkkkkk dayi wakatobviswa nemazino kkkkk 😅😅😅 as fo simba God have mercy to ths handsome boy and let everything go back to senda
@kingdeedouglasnyoni27455 ай бұрын
Hungwe Shava zvikumbofamba sei
@esaumadzura5 ай бұрын
Exhilarating!
@user-cv8ys8mw9u5 ай бұрын
Ngozi inokumbirwa nemutorwa here haaaa ava mai vasimba ava vane ndine doubt now
@JAMES12345755 ай бұрын
Kana ndirikuona kunge mai baba wemwana pane zvavanozivva. Ingozi rudzii isingataure?
@enb000255 ай бұрын
Ndezve kumurmur
@chikarashumba-cy1pt5 ай бұрын
Mai simba is right akukumbira midzimu yake kuti zvipfave havangakumbire ka kudetemba ngozi vanoyizirepi kana yekumurume wavo havagone kuomberera asi yekwavo kuti ipindire idzore Hondo iyi
@beautyzimbabwe10015 ай бұрын
@@JAMES1234575 watch from part one you will understand
I think nyaya iyi hamuna kuiona from episode 1 hantii. Ingozi iyo hapana kumbomira mushe try to watch from episode 1 unotomunzwira tsitsi iye akagarwa uyu
@bla-den6125 ай бұрын
I wonder kuti zera rako rakamira sei? Do u really think kuti munhu angade kurara muzuva achigwesha 4 nothing
@RobertMatsongoni5 ай бұрын
Unoziveiko nezvengozi iwe wakaromba zvachakuwana chete
@catherinekangoya89645 ай бұрын
Usazorotomoka pakaita problem Mumba menyu unofa nekurohwa
@user-js6qd5uj7l5 ай бұрын
Hauna moyo iwe wadii kunyarara hako kana usina zvekutaura nxaaaa
@lawrencebondera68965 ай бұрын
Mmmmm mai vemurwere dzungu rinonyanyisa
@newtonmukodzi9305 ай бұрын
Don't talk shit wen someone aripa pain wangu my your words seiusina moyo
@MarcyMashaba-lt7xv5 ай бұрын
Taurayi henyu kana usati wamborwarirwa unotaura uchidaro
@@newtonmukodzi930 saka ndinofema nei ndisina moyo ? Kkkkk .handina kumboti ngavasarwadziwe neniwo handitofare munhu achitambudzika but iwewe kana urimurume mkadzi wako achiganhira kudaro its not good hama baba vemwana varikurwadziwawo but mashoko avo haana kumboipa chero ukafirwa ziva zvekuchema uchitaura
@lawrencebondera68965 ай бұрын
Ngatingozivai kuti dambudziko rikapera tichada kurarama futi zvakanaka pahukama saka hazvidi kuti ukarwarirwa watove nemvumo yekurasa hunhu mkadzi uyo should be putting murume wake pamberi iye mumashure but check the part 6 murume atozosunya mkadzi kuti dzikama