NGEZI TURF ------ MURUME AURAYA MWANA WAKE NEBANGA

  Рет қаралды 38,469

Drewmas Media

Drewmas Media

Күн бұрын

OTSVAGIWA NEMAPURISA

Пікірлер: 154
@matchmorekalizi7635
@matchmorekalizi7635 Жыл бұрын
Well said baba vane black avo .... dambudziko revarume akangoita kamari chete akutotsvaga vakadzi hobho plus mumba chaimo kana mhuri haichachengetwee aaaa dai Mwari atibatsira
@fortunatemuchekadzese1939
@fortunatemuchekadzese1939 2 жыл бұрын
Kubva pakapinda ED vanhu varikuurayana chokwadi, nguva yaMugabe hazvina kumbodai
@emmanueltirivanhu1325
@emmanueltirivanhu1325 2 жыл бұрын
Politics dzapibda papi manje taurai zvemhondi iyi chete
@memoriegomana5341
@memoriegomana5341 2 жыл бұрын
Politics dzapinda papi ita mushe ewe
@Salvation123..
@Salvation123.. Жыл бұрын
Kana baba vataura zveCounselling nenhau yekubatsirwa nevaFundisi nana tete , it is very helpful . Mazvita henyu .
@mushavitazvivona7031
@mushavitazvivona7031 2 жыл бұрын
Thanks Drewmas media for taking us to another level.Ndine mubvunzo ko muzukuru mukadzi uya wekwaMsamhi aimira mira nagogo Ava nemwana here.
@carolineburawa3565
@carolineburawa3565 2 жыл бұрын
Sure how is she
@julietmatare4854
@julietmatare4854 2 жыл бұрын
Thank you Andrew ladies don't stay with someone who don't care about you, learn ladies don't stay for kids,if it is like that go back to your family,really so sad
@josephined8931
@josephined8931 2 жыл бұрын
Vakadzi vanogara kanhi vachiti vanogarira vana ichi chinhu chakatodyarwa kare nemachembere akare kuvakadzi vose ivava kunzi gara ndizvo zvinoita varume , kozotizve rimwe zirume rinonetsa haridi bkusiiwa futi rinokuuraya kuti usabve asi kuti ugarite kuitwa punch 👊 bag rake
@julietmatare4854
@julietmatare4854 2 жыл бұрын
@@josephined8931 thank you so much,but if you look this days everything is change,old dys marriage was very important,man use to respect woman,so it's important to protect your self ,guys a man loves you can't even clap you ,he always know his responsibility and he respects you, even though he was drunk.honestly let's pray Lord can protect us
@nomalangamarongwe790
@nomalangamarongwe790 2 жыл бұрын
vakadzi ngatidzidzei akuna marriage inorohwa munhu gara wabva urimupenyu
@maestro2869
@maestro2869 2 жыл бұрын
Taura hako ende hakuna marriage inonzi murume ndiye anotaura zvaanoda uye mukadzi unofanirwa ndiyo inotova abuse inotouraya
@prettymachingura4281
@prettymachingura4281 2 жыл бұрын
Ichokwadi hama
@atinetimhlanga4585
@atinetimhlanga4585 2 жыл бұрын
Murume akadhakwa haanzwisise veduweee ukanyarara anoti wanyararirei ukundiita benzi, ukat udaire oti usandidaira, haaa musade kupomera mkadzi uyo mhosva murume wacho inhubu ane maramba doro nemhepo dzekwake dzakamusimukira
@msveekay5637
@msveekay5637 2 жыл бұрын
Hamusikuziva alcoholic or drug abusers imimi. Its not even about kuti wadaira, wakanganisira murume here.. unogona kunge pasina zvawatomboita wotorohwa. Those people are so abusive and unpredictable 😕 Bottomline, vana amai tapota ukaona wava kurohwa, siyana nazvo unochengete vana uri mupenyu. Kana chiri chipfqmbi chaari kuita, enda unozvishandire uchengete vana vako veduwe. Shuwa a 4 year old afireiko imi weeee...ndarwadziwa. I also have a 4 year old boy..ndarwadziwa
@josephined8931
@josephined8931 2 жыл бұрын
Wataura chokwadi chaicho usina kudavira unongorohwa chero ukanyatara inobatiwa muromo kuti wanyararirei unozvirohwegwa , ichokwadi they are unpredictable seembwa unoita zvayafunga, aaa zvinorwadza izvi mwana anofirei kuitwa zvakadero nababa bhinya rakadero nxaaa
@auxilliachiwanika8001
@auxilliachiwanika8001 2 жыл бұрын
Avo vekudzinga ndoosaka hama yavo yakabaya vanhu vane mhepo chaidzo.chii chavarikudzingira vanhu pamwe ndoovakapa mamhepo pahama yavo
@duncanmachisi7936
@duncanmachisi7936 2 жыл бұрын
Dzimwe dzenguva vakadzi munozviregerera munogara nemurume waurikutoziva kuti anoshungurudza muchiti acharega dzimba dzakadaro siyayi munofa hupenyu hautengwe
@sharonkwadiwa4459
@sharonkwadiwa4459 2 жыл бұрын
Ummm baba wane t-shirt ye black mogona kutaura uye kukurudzira zvakanaka
@nomsachuma5447
@nomsachuma5447 2 жыл бұрын
Thumps up to man in black T-shirt wataura mashoko makukutu
@cleofay9346
@cleofay9346 2 жыл бұрын
Kana zvemarriage zvaramba munhu siya veduwee,vanhu vachafira kuda maMrs title chete, tiza nehupenyu munhu aah. Zvinorwadza
@chengechitsiku7413
@chengechitsiku7413 2 жыл бұрын
Well said by the man in black T shirt.
@handizindoga2222
@handizindoga2222 2 жыл бұрын
munhu ndewe kunamata nguvavdzose,unogona kuona uri gamba rehwahwa neviolence asi magumo acho unozoona kuti waipembedza mweya werima, ngatitsvakei Mwari.
@brightonsibs3601
@brightonsibs3601 2 жыл бұрын
Pangezi ipapo ,chihure chakawanda mhani
@munyaradzimatsvai8130
@munyaradzimatsvai8130 2 жыл бұрын
Haha,zvinorwadza zvakaitika,but ngatinamatei,uye kunzwanana neMhuri dzedu
@freemankanjoma4028
@freemankanjoma4028 2 жыл бұрын
Mai vataura nyaya yekunyarara avo ini handizvisapoti umwe murume ukatonyarara imhosva futi anokutokonya kusvikira wapindura ukatonyarara zvotonzi unondiita benzi rinotaura rega saka kune vamwe varume hazvishandi zvekunyarara.
@chenaimuzanenhamo8292
@chenaimuzanenhamo8292 2 жыл бұрын
Chokwadi, ndozvandaitwa hanzi unondiita benzi
@atinetimhlanga4585
@atinetimhlanga4585 2 жыл бұрын
Veduweee ko vakadzi munogarireiko nevarume vakadaro vanokurovai, haaaa no to gbv plzzzzzzzzzz
@kudakwashenyanzunda7668
@kudakwashenyanzunda7668 2 жыл бұрын
Haaaa mweya wetsvina wapinda munzvimbo ye turf
@daisybanda5398
@daisybanda5398 2 жыл бұрын
Kana noise yangotanga buda nehupenyu hwako cz varume vakutyisa.
@shingynavs8235
@shingynavs8235 2 жыл бұрын
I love your bravery😂😂😂😂, Mdara uyo ange afunga kuti uchamhanya Andrew😅😅
@sekuruhozhwa7295
@sekuruhozhwa7295 2 жыл бұрын
Uyu murume akatogara ari wehondo mai vaiti ndofira vana vangu manje mwana afa
@tendaichinos8475
@tendaichinos8475 2 жыл бұрын
Veduwe ngatidzidze kusiya kana zve marriage zvaramba ,once wangotanga kurohwa zviva kuti mhedzisiro kuurayana . Madzimai please siyai kana zvakadaro kuva single hakuuraye now mwana aenda ronda racho haripere.
@fildazhou1769
@fildazhou1769 2 жыл бұрын
Zvakaoma ini hangu ndaka sangana nazvo ndakasiya ndaito ziva kt akauya ndaito fana Kupfeka zvino dziya ndanga ndisinga miriri kuri ndaito tiza ndakazvi batsira ikozvino ndiri single kubva 2003 vana vangu vakura ndakazvi batsira
@nomsachuma5447
@nomsachuma5447 2 жыл бұрын
Haaah naaah Turf chihure mhani varume veko kudya mari kunge mushonga wemsana ukaribvunza rotanga bongozozo nxaaaa mhani let him rot in jail
@crypticoptimist4408
@crypticoptimist4408 2 жыл бұрын
"yaive violence yaigara ichiitika mumba make".....and the police and community and relatives leave this happening for all this time. Why do people keep staying in toxic relationships and marriages????
@mbizi4573
@mbizi4573 2 жыл бұрын
So what do you expect the community to do??
@crypticoptimist4408
@crypticoptimist4408 2 жыл бұрын
@@mbizi4573 advise to dissolve the marriage. 100% of the time relatives and the community force vulnerable men and women to stay in these marriages saying "zvichapfuura, ndo zvinoita dzimba, be strong for your family, wiriranai" typa bullshit when all thats needed is to tell them that you aint working, run for your lives!
@taidasaruwanza4226
@taidasaruwanza4226 2 жыл бұрын
Ndonhau yekunzi kana mrume opopota iwe dzora hasha dats not life ngatingitopromoter zero tolerance to GBV at all nomatter emotional or financial chaiyo coz one day it gets physical and such cases result
@crypticoptimist4408
@crypticoptimist4408 2 жыл бұрын
@@taidasaruwanza4226 that is true. Of course vanhu at times vanonetsana. But if it becomes habitual then its toxic and toxic situations should never be tolerated and whatever level. Better be a living single mom/dad than a dead married woman/man, or in this case endangering the kids.
@maestro2869
@maestro2869 2 жыл бұрын
It's true especially parents ,vane mind unofanirwa kufira pamurume ,usina peace ,kunyanya ma parents anotambura asina chinhu
@evernicekapita7786
@evernicekapita7786 Жыл бұрын
Ini love ikangowanda mashoko neboxing chete handichatomiremo aagh ndosva ndatomisa hangu kana 5 misha kana ndichida hangu huMrs
@WildBird2004
@WildBird2004 2 жыл бұрын
Who's going to protect the family kana ivo varume vacho varivo vavakuparadza mhuri? Baba vane tshirt ye black vane wisdom zvavo.
@francischinuwo6339
@francischinuwo6339 2 жыл бұрын
Yes he said the truth
@MilliciousyNails
@MilliciousyNails 2 жыл бұрын
,Thumbs up to the man with a black tshirt he talk sense
@josephined8931
@josephined8931 2 жыл бұрын
Uyo wataura haikona vakadzi vamwe vakura vaviri avo vamwe kwanzi buda uchinoita mabhindauko ako vanga vachirevei ipapo ko ukanzi unohura handiti unozvifira izvozvo iko kungonzi wanga waendepi handiti unozvifira , vakadzi ava havazivi ma abusers zvaanoita vagere nevarume vakanaka
@maestro2869
@maestro2869 2 жыл бұрын
Murume we black t shirt ataura sense ,vakadzi avo kana sense yavataura vanoto surporter domestic violence
@taidasaruwanza4226
@taidasaruwanza4226 2 жыл бұрын
Ds was an ongoing GBV case so apana zvekut semkadzi ziva kana mrume atsamwa aunyarari uchiitwa punching bag whether physical, financial, social or emotional we can't curb GBV if we promote staying in abusive marriages.
@auxilliachiwanika8001
@auxilliachiwanika8001 2 жыл бұрын
Man in black anotaura achitaridza kuti munhu akabva kuvanhu
@yeukaimundonda7275
@yeukaimundonda7275 2 жыл бұрын
Nhasi nderimwe zuva. Umm Zvinoradza.
@beautymukonowriwi-chase2644
@beautymukonowriwi-chase2644 2 жыл бұрын
Muuuuu panenge pane mhepo apo
@danielshidute3054
@danielshidute3054 Жыл бұрын
Family iyika mwari ave nayo .kushaya kana one adakutaura kuziva unhu hwenyu zvino mwana wemukoma wangu haaendi ega zvese zvakungotaurwa dzangova ngano nyaya ndeyezimai remurume ndorinoziva zvaririkuita or zvarakaita
@acquilinedzingai9044
@acquilinedzingai9044 2 жыл бұрын
Thank you Drewmas for visiting kumusha kwangu ,zvakaoma
@hildachipashu2066
@hildachipashu2066 2 жыл бұрын
Ummmm tarwadziwa nemwana uyo tiripo hedu paMbaira apo
@nicoletkugoya7600
@nicoletkugoya7600 2 жыл бұрын
Kkkkk hanzi naAndrew pamba penyu panogumira papi?😂😂😂
@msveekay5637
@msveekay5637 2 жыл бұрын
Inenge mhuri yeviolence zvayo. Kudzinga munhu muroad
@miriammafiyamafiya
@miriammafiyamafiya Жыл бұрын
Varume vanotoda kuroora iye wacho aanotoziva kuti I hure Seiko muchifarira vanhu vakadaro muchisiya vanetsika vasingambofe vakaita gumbo Mumba gumbo panze
@uziccotv5234
@uziccotv5234 Жыл бұрын
Vakadzi ngatidzidzei kusiya matoxic marriage aya nxaa chii chinoshamisira pakunzi unemurume but usiri.happy
@MichelleRunyowa
@MichelleRunyowa 3 ай бұрын
Wisdom dzemadofo munhu akadhakwa akakushaudha unyerere anotonyanya hasha anobva atoti waakundiita benzi kaa ndaakutaura ndoga ende in this case tingada hedu kupa mukadzi mhosva kuti akataura zvakaipa asika munhu wese ati vaive vega mumba saka mashoko ekuti mukadzi akati mwana haasi wake maakanzwepi ko kana muurayi ava kunyepa kuti azvi justifieye humhondi hwake i suggest vanhu nmusiye tsika yekuda kureverera mhondi muchi blamer the evil doer
@nevanjiangie2556
@nevanjiangie2556 2 жыл бұрын
Great work mukoma andrew zvakaoma abuse yacho mmm
@nyaraichizuzu8303
@nyaraichizuzu8303 2 жыл бұрын
Kupotsa ndafa nekuda merechi bodo ini ndoda marriage kana zvaramba ndogara ndega
@unity9896
@unity9896 2 жыл бұрын
It's better to be single , may the soul of little one rip.
@ginamapiyr8039
@ginamapiyr8039 2 жыл бұрын
Dai kwaiswa mutemo wekuti auraya ngaauraiwewo vanhu vakujairira zvisina basa kungouraya vanhu kunge varikuuraya huku
@blessinggwiranenzara872
@blessinggwiranenzara872 2 жыл бұрын
Chokwadi zvinorwadza tirikuchema mumwe conductor wedu wekumabhazi akabaiwa nesimbi mumusoro nevanhu vakakumbira kuzobhadhara kumberi akuzobvunza paya kwakubva vamubaya mumusoro 🙆ikabviswa kuchipatara asi nhasi atisiya 😭vanhu chiiko kusazeza kuuraya mumwe ndarwadziwa
@drewmasmedia3856
@drewmasmedia3856 2 жыл бұрын
@@blessinggwiranenzara872 ndekupi tibate 0714903747
@carolineburawa3565
@carolineburawa3565 2 жыл бұрын
@@drewmasmedia3856 kana kwedu kurikunzi kune mukadzi ati arikufambwa nenyoka mudumbu pamwe mungavabatsirewo vanonzi vaenda kuzbc nhasi
@evernicegwazirei481
@evernicegwazirei481 2 жыл бұрын
Zvakaitika munharaunda yedu yeturf zvakaoma..zvaakuda Mwari vapindire..Mwana haana chaanoziva zvake
@natashanatalie7612
@natashanatalie7612 2 жыл бұрын
Don't blame on alcohol pane nyaya murume uyu anga akato zvironga kare
@gusemukomawasha6308
@gusemukomawasha6308 2 жыл бұрын
Sei asina waanorwa naye ku bhawa kureva hatukwe here nevamwe varume ikoko ndizvo zvinoita magwara kune vamwe varume
@MichelleRunyowa
@MichelleRunyowa 3 ай бұрын
Nhai nhai kumba ndokwaasingadi kutaudzwa anodii kuponda varume biyeake why kuda kuponda the weak 😢😢😢😢
@angelakwaramba9752
@angelakwaramba9752 2 жыл бұрын
Please understand what is domestic abuse. I am a social worker I understand it very much. Kunyarara ikoko unokuroverwa futi. Dzidzisai vakadzi ava kubva not kuti nyararai. Kuno kuUK domestic abuse chinhu chitori serious zvekudaro kana basa rako chairo rinogona kupera.
@chengechitsiku7413
@chengechitsiku7413 2 жыл бұрын
Ko amai vakabuda wani. Ndopaakasara akauraya mwanaka. Saka murume inhubu
@charitysibanda7306
@charitysibanda7306 2 жыл бұрын
Ndopa mayifanirwa kumrova murume iyeye payimanyisa mkadzi aisazvipama zvekurova mkadzi
@abikays3727
@abikays3727 2 жыл бұрын
Haa varume vakuzvinyanya why kudai nhai
@nondochirau9664
@nondochirau9664 2 жыл бұрын
Regai avharirwe ngavarase makey acho
@paulinetakawira4171
@paulinetakawira4171 2 жыл бұрын
Thanx drewmas ndaona kumusha kwangu
@prettymachingura4281
@prettymachingura4281 2 жыл бұрын
Amai varikutaura zvekunyara avo vakapihwa murume na Mwari ngavasa fananidza nguvo nedza tarubva, ini ndakaregedzera dhinha mumusoro kutaura kudai ndine injury inopisa musoro ,ndakanyarara munhu achingotaura ikatova mhosva kuti sei usingapinduri ndakuti mwana wemuroi.😭😭😭😭
@evasnyamhere4066
@evasnyamhere4066 2 жыл бұрын
Zvakawoma,hugs dea
@nothandompofu8066
@nothandompofu8066 2 жыл бұрын
Ini ndogara ndichiti zvirinani kundzi ndiribenzi than kugarira kurohwa bodo andigaripo madzimai tisazvidzwanyirira kugarira vana uchishungurudzwa
@pennymugwagwa2177
@pennymugwagwa2177 2 жыл бұрын
Apa mwana wacho azouraiwa mumwe akuvara
@prettymachingura4281
@prettymachingura4281 2 жыл бұрын
Tisanyepera doro veduwee, wangu murume. anga asingamwi doro uye Ari munhu asingatauri nevanhu,kana aripavanhu vachitaura anenge akanyarara kana azosvika kumba anopedzera shungu kuvana nemkadzi
@ginamapiyr8039
@ginamapiyr8039 2 жыл бұрын
Haaa varume vakujaira zvisina basa nxaaa mwana ndiye adii
@josephined8931
@josephined8931 2 жыл бұрын
Nhai chokwadi ko vana vaita sei munyika yedu, shungu dzongoperera pavana zvochisa izvi
@roirey6657
@roirey6657 2 жыл бұрын
Hazvinei ne gender Izvi violence is a no no simple. Ane mhepo dzake murume uyu
@tracygwashawanhu7142
@tracygwashawanhu7142 2 жыл бұрын
Thank you drewmas
@noelmatemedhandabanda8726
@noelmatemedhandabanda8726 2 жыл бұрын
anofanira kugara mujere mhondi iyo monyima sadza ikoko
@MichelleRunyowa
@MichelleRunyowa 3 ай бұрын
Itori mhuri yemabhinya iyo Handuru mai avo havana chavakatadza kana dai vakaramba nemari yefees she was ryt kaaa nhai zvekunzi ati vana havasi vako inhema idzo chihama chemhondi iyo machionaka kiti chakatopfekwa chaiko musha wevaurayi uyo
@MichelleRunyowa
@MichelleRunyowa 3 ай бұрын
Baba vane black avo vane wisdom kudarika tumwe tukadzi tsve kunzwira mukadzi biyeako waakutopa mhosva munhu akuvara akuvadza waakumureverera
@brendamukwengwe2599
@brendamukwengwe2599 2 жыл бұрын
Thank u Shumba
@talithadube6468
@talithadube6468 2 жыл бұрын
Kunongona mhuno how far munhu mukuru
@senzeniganyani9461
@senzeniganyani9461 2 жыл бұрын
Mwari pindirai shuwa nyika yaava kuguma vanhu.vava kunyanya Kuda Mari nnechihure
@tauraimushango6144
@tauraimushango6144 2 жыл бұрын
Zvakaoma mwari nevadzimu ngava pindire munyika yeZimbabwe
@yvonnenyamayaro6171
@yvonnenyamayaro6171 2 жыл бұрын
Marriage haadi kumanikidzira kana zvaramba unobuda zvorwadza kana zvakuzodai
@AgnesMaradzikwa
@AgnesMaradzikwa 16 күн бұрын
Uuuuuum mweya uyu unopera here😭😭😭😭😭😭
@fungaichocho5410
@fungaichocho5410 2 жыл бұрын
Ndokwedu
@shiyeliainkorea
@shiyeliainkorea 2 жыл бұрын
inga zvakaoma veduwe. mudhara uyo atori palevel rekuda domestic vhaolenzi.
@memoriesmadoda
@memoriesmadoda 2 жыл бұрын
Dambudziko vanhu kadzi tinedambudziko rekuti imba inoshingirirwa
@washymazhawidza7272
@washymazhawidza7272 2 жыл бұрын
Why why mkoma ray way.... He's my former boss ..
@thulanimajome5420
@thulanimajome5420 2 жыл бұрын
Iye akange aripo mai vachitaura kuti mwana haasi wako ndiani ivo vanhu vakanetsana vari mumba mavo , zvorwadza kuuraya mwana akakotsira
@beautymukonowriwi-chase2644
@beautymukonowriwi-chase2644 2 жыл бұрын
Uuuuu zvakaoma hazvoo shemu unge uchiti imba yangu varume vacho vakutyisa
@boggerfransisco6800
@boggerfransisco6800 2 жыл бұрын
Idzi dzinodawo camera
@thulanimajome5420
@thulanimajome5420 2 жыл бұрын
Varume varipamine apa vanotyisa avo baba avo vatobuda vakatoshatirwa kuzodzinga vanhu vaigona kutochekwawo nebanga
@constancemarifiye7331
@constancemarifiye7331 2 жыл бұрын
Zvakaom izvi zvinoda kutobuda kudzoka kumusha kwako haumbofi kana ukanzi bvana ini ndakazvisiya handidi hangu nemuviri wngu satan ari kuita bsa
@zimmeidai6754
@zimmeidai6754 2 жыл бұрын
ukaoona red flags tiza unofira kugarira vana vakadzi usashingirira pamunhu anokushungurudza
@remigiomagwenzi6202
@remigiomagwenzi6202 2 жыл бұрын
Simba remurume riri mumawoko simba remkadzi riri pamromo asi varume Stop Violence stop Abusing
@atinetimhlanga4585
@atinetimhlanga4585 2 жыл бұрын
Ukaona nharaunda yese yakuziva violence yemarriage yako iii Gara wasiya, haaa kurohwa kusvika pakuzobaiwa nebanga haaa ladies siyai Kani kuita single hakuuraye. Ko varume vapindwa neiko kuuraya vana nhy iko kushandisa maweapons chiiko
@gusemukomawasha6308
@gusemukomawasha6308 2 жыл бұрын
Kusarohwa uko kwe murume uyu ingoti vanhu vemazuva ano hamuna tsitsi munhu anorova mukadzi mazuva ose anorohwa chaizvo kunge achafa kune vaidaro kwedu kuno kubva pakarohwa ne boys dze munhara unda vava muno anoremekedza mukadzi wake kumwe ku jainzwa chaiko hapana kana mhepo ipapo displine chete inenge isipo
@elizabethmusingarabwi399
@elizabethmusingarabwi399 2 жыл бұрын
Neshamba hakuna munhu anekodzero yekurova umwe munhu..nyangwe zvaita sei. Kana matadza kuwirirana rambanai.. usatendera mukwasha wako kurova sis vako kana mwana wako nomatter what.. iye murume akatadza anorohwa nani?
@elizabethmusingarabwi399
@elizabethmusingarabwi399 2 жыл бұрын
True mukomawashe..kusarohwa..nguva yehondo zvanga zvapera izvi macomrades vaikurakasha vakanzwa kuti unorova mukadzi .
@DjVeeZW
@DjVeeZW 2 жыл бұрын
Kumusha kwangu
@delmamakoni1789
@delmamakoni1789 2 жыл бұрын
Mukati ticharoorwa isu
@MichelleRunyowa
@MichelleRunyowa 3 ай бұрын
Manje zvaakufamba achida kuzvichenura achiti ndakanzi mwana haasi wangu ko paachabatwa pakaitwa maDNA vana vakanzi ndevake achanyarirepi waakuda kunyepa muraini ko paakanga achida kumuponda nesimbi pataurwa apo anga anzi vana havasi futi here musateerera zvinotaurwa nemhondi iyo raini rese rapupura kutj akagara akadero munhu uyo
@jacquelinevotanincube8099
@jacquelinevotanincube8099 Жыл бұрын
Domestic violence yatipedza mudzimba umo vana mai zviripo zvinoda kushingira mungashingirira henyu rufu here zvakaoma shuwa
@marymuzenda8364
@marymuzenda8364 2 жыл бұрын
Imhepo chayidzo
@rudophinachigori5959
@rudophinachigori5959 2 жыл бұрын
Kukasira kubva ipapo pane munhu anoita violence .
@samanthakane9986
@samanthakane9986 Жыл бұрын
Andrew you need to stop victim blaming. If a man is violent no amount of kunyarara will stop him from abusing you.
@lizzymarimbe8583
@lizzymarimbe8583 2 жыл бұрын
Ladies let's not stay mumarriage isingaite. Kana waona kuti ,myrume wako ndozvaari, zvekuda kurova rova ,zvinenge zvatodhakwa. Murume kwaye haaisi ruoko pamunhu waanoda kwete. Ukaona atanga kuisa ruoko,ibva wasuduruka.
@nyaraichizuzu8303
@nyaraichizuzu8303 2 жыл бұрын
Ane ngozi
@mahafrika7116
@mahafrika7116 2 жыл бұрын
Vanhu ngatiregei kunormaliser violence. Munhu akatanga kurova mukadzi zvimwe inopedzera yatova habit. Vakadzi kana waona zvaramba zvichiitika siya nokuti haufi nekusanzi mai nhingi. Kuramba uripo you risk Upenyu hwako nevana. Andrew please don’t make it sound as if there is a good reason kuti munhu aite violence.
@shepherdmujawo3858
@shepherdmujawo3858 2 жыл бұрын
Neshamba fambirai nyaya dzacho
@roselinemakope4449
@roselinemakope4449 Жыл бұрын
Magona shumba mabva vanhu avovatori nemamhepo
@rudophinachigori5959
@rudophinachigori5959 2 жыл бұрын
It's very sad.
@Troshia6280
@Troshia6280 2 жыл бұрын
Ummm zvakaoma 😔
@elizabethgrem4105
@elizabethgrem4105 2 жыл бұрын
You have been told so many times kuti Haisi nyaya yekuti vana havasi vemurume. Don’t hold on things that are not true.
@samuelngirazi9636
@samuelngirazi9636 2 жыл бұрын
zvakaoma
@otagumirwa
@otagumirwa 2 жыл бұрын
Zvakaoma izvi 😂😂😂
@vivianmazorodze9207
@vivianmazorodze9207 2 жыл бұрын
Kumhondoro kwagara kunoitika mashura
@brightonsibs3601
@brightonsibs3601 2 жыл бұрын
Zvakafanana nezvipi
@beautysbongilesawana8776
@beautysbongilesawana8776 2 жыл бұрын
Vanhu varikutunhidza mashayi chokwad
@angelakwaramba9752
@angelakwaramba9752 2 жыл бұрын
Ndiri kunzwa kushatirwa chaizvo nemadzimai aya vari kutopomera madzimai uyu mhosva. Hapana kana formula, kunyarara or kusanyarara munhu we hondo anongoita hondo chete. Vakadzi vese ava vanoda kudzidziswa nenyaya yekuti chii chinonzi domestic abuse uye inokonzerwa nei uye vokurudzirwa kubuda mumarriage yakadaro.
@lawrencetongogaramazhawidz9896
@lawrencetongogaramazhawidz9896 2 жыл бұрын
sad
@chiheramaialexis2510
@chiheramaialexis2510 2 жыл бұрын
Zvakaoma veduwe 😔😔😔
Former President Thabo Mbeki speaks about Tito Mboweni
20:48
SABC News
Рет қаралды 5 М.
'I don't need luck, I need to present facts' - Pule Mabe
10:57
Newzroom Afrika
Рет қаралды 3,9 М.
Seja Gentil com os Pequenos Animais 😿
00:20
Los Wagners
Рет қаралды 24 МЛН
REAL 3D brush can draw grass Life Hack #shorts #lifehacks
00:42
MrMaximus
Рет қаралды 9 МЛН
Зу-зу Күлпаш 2. Интернет мошенник
40:13
ASTANATV Movie
Рет қаралды 625 М.
GURUVE.........AKABATWA CHIBHARO AENDA KUNOTENGESA FODYA
21:32
Drewmas Media
Рет қаралды 5 М.
CHEGUTU..........MUSIKANA [23] OURAYA SHAMWARI YAKE NEBANGA
45:55
Drewmas Media
Рет қаралды 32 М.
Izindaba zesiZulu @19H00 l 16 October 2024
24:15
SABC Izindaba
Рет қаралды 4,7 М.
GURUVE..........BABA VOPINDIRA MWANA WAVO MUMBA ASINA KUPFEKA
22:07
MVURWI.....  MWANA WEKUFUKUNURWA NEVAROYI OFUKUNURWAZVE
31:32
Drewmas Media
Рет қаралды 20 М.
RUSHINGA.....AURAWA NEMADUZU
44:17
Drewmas Media
Рет қаралды 24 М.
MHONDORO CHIVERO HONDO PACHIGARO CHEHUSHE
22:37
Drewmas Media
Рет қаралды 2,3 М.
Seja Gentil com os Pequenos Animais 😿
00:20
Los Wagners
Рет қаралды 24 МЛН