Nhengo yechirume mu pillow part 1

  Рет қаралды 21,220

Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)

9 ай бұрын

Пікірлер: 67
@Karanganda
@Karanganda 9 ай бұрын
Nhasi tichaswera hedu tese ,tichingopakurirana zvinonaka zvoga zvoga
@fofoemaibvise2768
@fofoemaibvise2768 9 ай бұрын
Good Bataps weekend yedu ichanikadzawo
@memorymagadzire8505
@memorymagadzire8505 9 ай бұрын
Wooow can't wait
@monalisafalite2382
@monalisafalite2382 9 ай бұрын
Sure magona pano hatibve kuti chuuuuu turipo zvedu pacapetwn tichivarairwa
@Monica-z3t
@Monica-z3t 9 ай бұрын
Baba taps please pedzisai nyaya dzekachingodora dzamakasiira munzira
@Henry-me1fm
@Henry-me1fm 8 ай бұрын
Sando dzenyu baba Taps hey nyika yakatakura kuipa dhemeti,uchiona madhara acho haafi asi anenga achipedza vamwe toti pasi nehurombwa,Headman chigodora sando dzake arikugona tonga uya nhinhi nhubu dzakaita seidzi dzirigadzirirwa size kwayo,tikaita madzishe 10 akaita seuya mudhara nyika inochena vanoshungurudza mhani vanhu vakadai
@Bvanyangu352
@Bvanyangu352 9 ай бұрын
Hazvinzwikwi zvirikutaurwa
@Olcool
@Olcool 8 ай бұрын
Kwa Rusitu kumusha kwangu chaiko. kwa Ndima area, Ndakopa, Dzingire, Kwirire, Jopa, Machongwe, Tilbery Kurwaisimba and more.
@miriambentu8784
@miriambentu8784 9 ай бұрын
😂😂😂first haaaa Chigodora vangu handichamuone
@Theuntoldstory2001
@Theuntoldstory2001 8 ай бұрын
These guys are from Rusitu Ndakopa KwaJochoma We grew up togethrrr😢
@fortunatemuchekadzese1939
@fortunatemuchekadzese1939 9 ай бұрын
I think kuitirwa hasha mudare zvirinane pane kuti vanhu vapondane mumisha, muroyi haafadzi asi ini kutaura chokwadi handidi kuti vanhu vamuuraye endai nenyaya kumatare mubatsirike ndinotenda
@constancemarifiye6658
@constancemarifiye6658 9 ай бұрын
Yoweee ngaende kwasekuru Kanengo ku go back to sender guys munopera becz zvikabviswa iwo wacho vasina kubatsirwa hazviperi
@nontokozokapembe2690
@nontokozokapembe2690 9 ай бұрын
Wow chibage chakanaka icho..
@Olcool
@Olcool 8 ай бұрын
ndachiyemurawo.
@memorymagadzire8505
@memorymagadzire8505 9 ай бұрын
Ba taps muri Netflix yedu
@Mrmusaparadzana.chitiyo
@Mrmusaparadzana.chitiyo 9 ай бұрын
Baba taps kana muripo tinozwe kufara kana asipo tinenge takasuwa Karangaanda ❤❤❤❤❤❤
@memorynjerere1122
@memorynjerere1122 9 ай бұрын
Thank you for the new video.... tatovepo
@AnishaTafirei
@AnishaTafirei 9 ай бұрын
❤❤karanganda TV mukuuya nadzo .keep it up ❤❤
@albertmaronga2610
@albertmaronga2610 8 ай бұрын
Kkkk mdara uyu chidhakwa chete matauriro acho,,nyaya yacho haisi kutombonzwisisika zvachose
@AnnatoliaMapasure-do6th
@AnnatoliaMapasure-do6th 8 ай бұрын
Makadini baba Taps happy new year
@lenahgotora7326
@lenahgotora7326 9 ай бұрын
Chigodora sendiraini iri kubura hope 😂😂😂😂
@gloriamarvellousmutindivar5349
@gloriamarvellousmutindivar5349 9 ай бұрын
Tavepo Karanganda woyeee,kuti chuuuu❤
@Agnes-l7f
@Agnes-l7f 8 ай бұрын
Karangnda munodadisa ❤❤❤❤ keep it up
@emilybuluma8649
@emilybuluma8649 8 ай бұрын
Nhayi baba vane shirt yeblue newhite,kupusa hre zvarinenge riri kutorara richitaura,mishonga here amana😅
@Hamunyari-f9x
@Hamunyari-f9x 8 ай бұрын
Ndofunga kana wanga uriwe wakaurayirwa mwana waisahukura kudaro dzidzisa muromo wako
@chrismathola6781
@chrismathola6781 8 ай бұрын
Nhai zvako munhu dzidzisa muromo wako
@llions5633
@llions5633 8 ай бұрын
@emilybuluma8649 wadii wanyarara hako pane kungoshaishe kutaura amweni achitambudzika. Waida ashoutirei ?
@lovenessjeche3761
@lovenessjeche3761 8 ай бұрын
Haabba imi mkkura nhando kutdza kutsangura so hpn chtadzwa kutaura kunge chanana
@geekg3011
@geekg3011 8 ай бұрын
Vana tsika mutanda, n’anga nemapostori vanozoburitsa zvombo zvevanhu ndivo vari kuponda vanhu mu Zimbabwe. Vakaiwana kupi nhengo iyoyo? Vakawanda vacho ndivo vanouya nezvinhu zvavanozoti vawana panzvimbo
@memorymagadzire8505
@memorymagadzire8505 9 ай бұрын
Tavepo baba Taps watching from JBG Alberton
@tambudzaitasiyenyika3196
@tambudzaitasiyenyika3196 8 ай бұрын
Tiripo watching from Germiston Johannesburg
@Christine-w4e
@Christine-w4e 8 ай бұрын
Hapana hangu chandanzwa
@GordenBrown-o8z
@GordenBrown-o8z 8 ай бұрын
Gyz chimbozamaiwo kwa sekuru tasvu or kwachikochamazizi vanemutombo unodhonza vanoramba kupinda mumatare
@-johnchikura
@-johnchikura 9 ай бұрын
Karangandaaaa,,,vaiepo ere?ehe ndaiepo iwe usasoshoraba
@fortunatemuchekadzese1939
@fortunatemuchekadzese1939 9 ай бұрын
BabaTaps mamukasei nhasi kuriseiwo ikoko, iyi yakapinda mudare here, kana isina ngaipinde
@Hamunyari-f9x
@Hamunyari-f9x 8 ай бұрын
Vakomana ava ngavaende kwasekuru Tasvu please
@WekwamaloMusicIndustry
@WekwamaloMusicIndustry 8 ай бұрын
Taivepo pa Capetown bhoo here
@JoemanTrans
@JoemanTrans 8 ай бұрын
Camera on Best Level,Mtape
@esnathmarata2978
@esnathmarata2978 9 ай бұрын
Thank you BaTaps ndimi munoita Titapirirwe🎉
@beegee118
@beegee118 9 ай бұрын
Thank you BaTaps.
@NhereraYenyika
@NhereraYenyika 8 ай бұрын
Varoyi vatitambudza mune ino nyika
@fofoemaibvise2768
@fofoemaibvise2768 9 ай бұрын
First
@JohnsonGwapedza-fs5cd
@JohnsonGwapedza-fs5cd 8 ай бұрын
Kuti chuuuuuu.watching from pretoria. SA
@marthamahleza9597
@marthamahleza9597 9 ай бұрын
Thank you Karanga tv
@elliotjonasi5094
@elliotjonasi5094 8 ай бұрын
Uyu muchinda uyu haana ka that kana achitaura
@TinaMakasa
@TinaMakasa 8 ай бұрын
Yeah mhuri dzakatakura kurema
@Olcool
@Olcool 8 ай бұрын
taura hako.
@blessy74
@blessy74 8 ай бұрын
Vanhu vakaromba mudzimba umu
@kudakwakebonzo7517
@kudakwakebonzo7517 8 ай бұрын
Taura zvinonzwika nhai
@NhereraYenyika
@NhereraYenyika 8 ай бұрын
Karanganda kwamuri
@samuelngirazi9636
@samuelngirazi9636 8 ай бұрын
Chipinge woyeeeeee
@tendaibanato
@tendaibanato 8 ай бұрын
Ma 1
@TinaMakasa
@TinaMakasa 8 ай бұрын
Karanganda
@PrinceTatenda
@PrinceTatenda 8 ай бұрын
Mukoma oria
@faithtiengane5618
@faithtiengane5618 8 ай бұрын
❤❤❤❤❤
@marvellousmapungwana8536
@marvellousmapungwana8536 8 ай бұрын
Ndaiyspo
@MoreblessingMashizha-gc2rt
@MoreblessingMashizha-gc2rt 8 ай бұрын
hapna chatainzwa ba taps
@sagatmcswagg8139
@sagatmcswagg8139 9 ай бұрын
ndayeepo
@Seamusmtepa
@Seamusmtepa 8 ай бұрын
Maswera sei
@ChipoSigauke-g3b
@ChipoSigauke-g3b 9 ай бұрын
Nyika ngainamate
@edinahchatunga5671
@edinahchatunga5671 8 ай бұрын
Zvakaoma
@WillberforceNdhlovuchokes
@WillberforceNdhlovuchokes 8 ай бұрын
Baba taps chimboenda kune nzwimbo iyiii ndombonzwirira zvakawandika mu ghetto rangu
@busisiwecorneliamsipha4463
@busisiwecorneliamsipha4463 8 ай бұрын
Ahhh handziiko apo
Бенчик, пора купаться! 🛁 #бенчик #арти #симбочка
00:34
Симбочка Пимпочка
Рет қаралды 3 МЛН
pumpkins #shorts
00:39
Mr DegrEE
Рет қаралды 109 МЛН
😜 #aminkavitaminka #aminokka #аминкавитаминка
00:14
Аминка Витаминка
Рет қаралды 822 М.
Хасанның өзі эфирге шықты! “Қылмыстық топқа қатысым жоқ” дейді. Талғарда не болды? Халық сене ме?
09:25
Демократиялы Қазақстан / Демократический Казахстан
Рет қаралды 300 М.
Бенчик, пора купаться! 🛁 #бенчик #арти #симбочка
00:34
Симбочка Пимпочка
Рет қаралды 3 МЛН