This woman is crazy arikurambidza mnhu kuchengeta amai vake achida kuchengeterwa vana vevamwe varume
@MellisaLovenessTaruvinga17 сағат бұрын
Eix ndanga ndatorara muri sei shua kuvhundukira kuhope kuti something is missing I cnt end my day ndisina kuona Show,,, kana pasina latest I rather kuona akudhara
@BarbsMungofa-nv9ul16 сағат бұрын
This guy never had it easy shame. Ava amai vakawana zvavo pekuzororera.
@MountDarwin16 сағат бұрын
Kudos to the Bulawayo people. They have talent in languages ❤.
@TafadzwaKatare16 сағат бұрын
Nyaya iripaku wachisa hama dzemurume fullstop
@tendaimashingaidze782316 сағат бұрын
Siya like if you thought the heading iri kureva vachakikana(ninja attack) Tinashe whats up with the heading??
@DeniseMauluka16 сағат бұрын
😂😂😂😂😂 tanga tatogadzirira kuona vanhu vachikikana ka isu
Expecting kuchengeterwa vana 9, nemunhu asina mwana is just diabolical. Obvious ndosaka hama dzemurume are against it all. Chimoms ichi is a huuuuuuge red flag. Toxic purple triangle chaiyo.Gaslighter Promax. MSc Degree in Manipulation Engineering .
@tendaimashingaidze782316 сағат бұрын
They love each other in a toxic way Mai vane history ye jeri Baba wo So zviuya zvakawanana apa....😮
@tendaimashingaidze782316 сағат бұрын
Kiss ya requestwa ndeyekutu hama dzemurume dzizive kuti the Boy is mine😂😂😂❤
@gracekhoza528916 сағат бұрын
😂😂the boy
@BensonMutegwe15 сағат бұрын
😂😂😂😂😂not the boy the house 🏠
@tendaimashingaidze782316 сағат бұрын
Kiss manyama...it reminded me of a a couple of songs; handiendi handiende dzamara wandiudza pandimire chaipo ipo Murume wangu handibvi pano Kana wati ndine pano wondimedzesa mwana uyu ini ndodzokera paye pawakana ndiri iwe wotanga kundipfimba kana wandipfimba ndoramba this time haulume. Munovenga mudzimai wangu-Dembo
@victoriesmazhata605016 сағат бұрын
Ladies once you are divorced and happen to have kids from the previous marriage and you are open to enter into another relationship/marriage, ensure that you empower yourself first to take care of your kids independently. While you may find a man who claims to love you with your kids and willing to assume responsibility, you need to know that already that man under so much pressure as there is a lot of information out there advising him not to do so. The world is not kind to single mothers.
@machayaropafadzoblessing854617 сағат бұрын
Maswera sy bota family ❤❤❤❤
@yebo-gogo16 сағат бұрын
The woman stuck to her story like glue! She is a character. She looks like Katarina of the Safiriyo Madzikatire fame. She seems very loving. And her "I have 9 children" is an ingenious test of man's commitment....
@SheStoicForLife7715 сағат бұрын
I love this man’s attitude kuda kuti mukadzi wake naamai vake vawirirane. He tried to do so intelligently in a way that his mother would’ve taken the money vachitoti yabva kumuroora. Zvino kana vari vanoona DNA show, now she knows kuti probably she’s right muma suspicion avo. I hope not sis vekwaGutu imwi. Muchatitukisa imwi. Munodiizve imwi? 😅
@yayaedgun766417 сағат бұрын
these two love each other mhaaaan
@mercuryjack150216 сағат бұрын
Mai vane speedy zveshuwa😂😂😂😂😂
@gracekhoza528916 сағат бұрын
😂😂too much iko kuzokumbira kiss haaa sis vakoMJ 😂🙌
@SuperDubet16 сағат бұрын
😂😂😂😂
@NatashaHweru15 сағат бұрын
😂😂😂😂😂😊
@Myprinceof17 сағат бұрын
Vana ngavachengetwe kumusha kwavo usatambudza mudhara uyo
@TatendamarilynGurure16 сағат бұрын
kiss iyo ndeyevanhu vari kuda kudivorcer here kkkk
Its the haaa daddy haad daddy Kasongo wee kasongo weee
@LesterMaupa-jf5gy17 сағат бұрын
Well done
@BigboyTope15 сағат бұрын
Mai mopenga imi endesai vana kunana baba vevana kana kumusha kwako hanti ndiwe waizvara wega haisi mhosva kudiwa une vana zvimwe musaomesera ma step father kunze uko .
@shingiraitrevormboto210515 сағат бұрын
Itsika here kuti mukadzi anotora vana vake nevehama kuuya navo kwaakaroorwa kut vachengetwe? Ko vana baba vavo vanenge vachiitei?
@ellenchiwanda172317 сағат бұрын
Hello bota family
@mamomamoyo791817 сағат бұрын
Vana vawandisa 9here
@BarbsMungofa-nv9ul15 сағат бұрын
This woman is too dependant and has entitlement. Ofira yekunzi ndinokuchengeta nevana vako
@ChristopherKaseke-vp8ry17 сағат бұрын
Haa Mai vanotoda kusungirira murume just bicoz akati ndokuda nevana vako 🙄🙄🙄🙄🙄ahh 9 vana kuti murume abusiness man here
@tendaimashingaidze782317 сағат бұрын
Aah mama ndeve zhira vokumusha kwangu
@tendaimashingaidze782317 сағат бұрын
Ehe tiri kudya bota nekuti tese tinorida😅😅😅😅
@alexmasiya15 сағат бұрын
Imba yaenda baba. Mukadzi wakangwara zvake uyu.
@SheStoicForLife7715 сағат бұрын
Asizve ihwa iwe. When it comes to your kids let their father take care of the burden. Uyu will take care of his. He’s a good man. If I were you, any bills from your kids ndeako iwe nababa vavo. If you’re not working for your contribution please don’t expect too much from someone wawatoti haana mari svunu.
@rumbidzaiprimrosechigodo241717 сағат бұрын
Ko zvavanenge vanowirirana wani
@funnymoments-tm2wp17 сағат бұрын
Bota ndinorova zvekudaro, ivo Amai vanodawo 😂😂😂😂
@emmysalimantando489215 сағат бұрын
Mai is pretending to be loving but she doesn't love this man ,she is after material
@FrancisMuzembi17 сағат бұрын
Kungwarisa mbuya iyi
@SheStoicForLife7715 сағат бұрын
Ehe kungwara inonzi Gutu iyoyo but hama dzenyu dzinokufurirai mukarambana nemukadzi wenyu anokudai kudero. Imi munomudawo so please musadye bota rekubira-bira imi muvhihwisisana zvenyu. 😂😂😂😂
@President-zd5lb16 сағат бұрын
Mukadzi speed ye mamhepo e violence chaivo anayo chaizvo. Speed yembwa nhatu ikaita nani. I genuinely hope kuti Mzanzi yacho harizi susu zvaro kana chiropa or mapapu se endless jeopardy ye mamwe mazimhungu echi yellowbone atakamboviravo maari mutsaona😢 dzeupenyu. Pasichigare kunonzi YELLOWBONE rikasa ROYA rino HURA though we shouldn't and can't take it from her kuti ROADBLOCK ye DNA TESTING abuda shudu🎉🎉🎉😂😊
@nai647415 сағат бұрын
Haunyepi ipapo baba ava vachaurayiwa. She uses vana seweapon ndosaka vakazotiza ne first husband vana 5 at 32 vane vakangarisa zvakanyanya
@tendaimashingaidze782317 сағат бұрын
At least vane matching caps😊😊
@ChristopherKaseke-vp8ry17 сағат бұрын
Ndinokuda nevana vako maivavarira, asi kuzvisungirira here kuti ndokuda nevana vako
@thomaschipinda695215 сағат бұрын
Baba ngavaite semunhu mukuru
@tendaimashingaidze782316 сағат бұрын
Baba doesn't seem very happy..he is more in shock..nechemumoyo vari kuti aaah ma one aya atanga aah marriage iri kuenderera mberi kkkk😅😅
@mesiMutepfa15 сағат бұрын
Marriage haiendeswi mberi nemwana hazvite mai avovakangwara.ini ndakasiwa nevana 5 wani babamumwe😢
@artwellchibere574016 сағат бұрын
Haaa kumhanya kuripo panamai avo
@SheStoicForLife7715 сағат бұрын
Hanzi mukomana wangu uyu. Haaa iwe unogona kupisa adhala manyemwe. Uri tsotsi iwe 😂😂😂
@MargaretNdhlela16 сағат бұрын
Ndri kutanga now kuteerera nyaya iyi😂
@tendaimashingaidze782317 сағат бұрын
Watching ndiri mu shop ye Nyathi family sitting on the brown couches sipping 100% juice using the laptop
@highlyfavored114316 сағат бұрын
Baba ava havana kukwana, hama dzangu, hama dzangu chiii zera ravo iroro
@ChikomboreroGusha-le7bs15 сағат бұрын
Yaa ipapo pane kakupusawo kemunhu mukuru when you are married you do your own decisions not family yangu
@ansfairzvinavashe155617 сағат бұрын
Kasongo yeyeeeee bota nation plus mutuvi eeeeeee
@livingstonechisanya892215 сағат бұрын
Isu vekuZengeza tinowirirana na sekuru ava...3/4 ishirikadzi dzega dzega😂😂😂😂
@biancatmabika367716 сағат бұрын
Better hauna kutinyadzika
@melodytsindi849717 сағат бұрын
Vana vashanu
@joycemsipa605115 сағат бұрын
Mama havana kuti baba vevana vakafa zvíkanzi vakaenda kuSouth Africa baba😂😂 makatonyura imba yatoenda
@jefriesdodo278817 сағат бұрын
Outer Joza Pretoria
@AbigailMapuranga-p9y16 сағат бұрын
😂😂😂 aaaa Daddy makuzonyepa manje
@Ehee-c2e16 сағат бұрын
Apo hama dzakawana match havamugone mukadzi uyo hapana kwaanoenda and they love each other , imba yaenda iyo kana dzange dzakatarisira 0 % apo dzakavata nebhutsu bcz vaida kutongomirira kufa kwemurume since pange pasina mwana vototora manje zvadirwa jecha kiss yesvoto...
@oliviachivhanganye572116 сағат бұрын
Chokwadi....kiss yesvoto chaiyo😂
@mesiMutepfa15 сағат бұрын
Kana iri ye first wife halume ndeye first son yamaiguru
@Mightykmutapa17 сағат бұрын
Perfect age
@TinotendaChikasha17 сағат бұрын
Ndini muridzi wemwana king🤣😂🤣😂
@SheStoicForLife7715 сағат бұрын
Muri right malume kuti zvinozonetsa mangwana zvevana vake. Imi munun’una he’s a good man and if you truly love him tell him the truth. He loved you wani iwe wamuti you’ve 9 kids and he didn’t run away. Saka mubudire pachena.
@MuneniMutsatsa17 сағат бұрын
Tiripo 🎉🎉🎉🎉
@emmiesmit124117 сағат бұрын
Ko zvomongoti hama dzangu nhai Bambo. Ko imi munofunga here nedzenyu ? Munonyadzisa.
@TendaiBangamuseve17 сағат бұрын
Bota nation maswera sei
@kelvinmarwizi876916 сағат бұрын
Mukadzi nevana vake 9 benefited more Asi pandisirikunzwisisa ndepekuti ko ma papers emba akaabatirei, uye arikutozviona hake kuti mari yabab ishoma koiye anga akasungwa maooko here pese apa zvekutadza kuvhura wo kana musika pagedhi pake ipapo? Anywhere mdara manyura, motonamatira kuti mwana wenyu azogonhakubvisa vana9 vamai avo
@lilianmaburutse943216 сағат бұрын
Mai vanosvotesa havo ava aaaaaaaaaaah 😂😂😂😂😂
@mesiMutepfa15 сағат бұрын
Hamunyepiba 😂
@collenguti246117 сағат бұрын
❤❤❤
@ireenvimbaimanhamo352216 сағат бұрын
Hama hadzina kana kumbofara nemaresults
@tendaimashingaidze782316 сағат бұрын
Kkkkk why
@BensonMutegwe15 сағат бұрын
Vachauraya fut mwana
@yeukainyanjera552516 сағат бұрын
Kiss yesvoto kusvotesa wanopindira murudo rwevanhu