Makaita basa chose vana hanzvadzi havasi vese vane moyo unenge wenyu Mwari vakuitirei zvakanaka vana rest in peace vanangu 😢😢😢
@RuramaiMUYENDESIКүн бұрын
Shumbakadzi voice rako rine kakuzhandukira
@ShirleyShirley-s2b11 сағат бұрын
Their soul must rest in.peace
@maimavisКүн бұрын
Ndarwadziwa hangu😭😭😭😭😭😭😭
@TindoMadzamaКүн бұрын
Inonaya hayo minda kt tive neupenyu asizve mufaro wese unopera kana zvichidai.tovachengeta seiko vana ishe wedenga.zvinorwadza zvenyu mwana haamborina mugoni munotoita nguva muchivaudza asi kwavanoswera kumapani vachifudza mombe
@ssam143023 сағат бұрын
RIP, people should kmow kuti imvura inozadza mapapu inokonzera kuti munhu afe, so havasi vese vanonyura vanowanikwa vane madumbu akazara mvura
@TalentMushonga-x6w13 сағат бұрын
Ndarwadziwa ini
@LynneSithole-p2qКүн бұрын
😢😢Mwari imi weee ahh this is painful ndarwadziwa hama dzangu
@ChishongoMadhuve23 сағат бұрын
Iiii veduwee 😭💔Mwari wangu, nematambudziko kune vabereki varasikirwa
@julietchivhanga305410 сағат бұрын
Vana veduwee hauna matsiuriro aungavaite vanonzvenga voenda kwaunovarambidza
@ChiedzaKambanga-q8j8 сағат бұрын
May their soul rest in peace
@tracychiumba1436Күн бұрын
😭😭😭😭Norton my home......pamberi peimba yasisi vangu 😭😭😭😭Zvakaoma kani and panopfekerwa nekugezerwa nezvigure
@TambuNechiwoweКүн бұрын
Haah saka pane mhepo yemishonga yezvigure.
@tatendatatenda983712 сағат бұрын
That's very true
@BeeKay-zy8cs10 сағат бұрын
Nyaya yema love nemalikes yapedza humanity 💔
@layleemtage39799 сағат бұрын
Iyo nyaya yekut mvura kana yadzika vanhu vanochera mufuku iri dangerous ndakapotsa ndafa rimwe gore ndakanotsika mumufuka ndikatanga kunyura ndotenda mumwe mukomana asina kuvhunduka akauya akandinyurura😢😢..
@sandratsuro1566Сағат бұрын
💔💔💔zorora murugare mwana we hanzvanzi yangu only God knows what really happened tinotenda kune vakabatsira
@melodycharamba-xo8hj28 минут бұрын
Zvinorwadza veduwee
@TafadzwaTafadzwa-l6pКүн бұрын
Yoweee ndarwadziwa rip vanangu
@Choice-vu3zrКүн бұрын
Zvakaoma Mwari tibatsirei ndarwadziwa 😢
@charitychigayo2317Күн бұрын
Yhoo zvakaoma hazvo RIP boys
@petronellachiyangwa6766Күн бұрын
Zvakaoma rip vanangu
@ShirleyShirley-s2b11 сағат бұрын
Nhas zvir nan Shumbakadzi aku improver kwasara kunyanya kufambisa musoro.......
@gilbertguzha5373Күн бұрын
Chinodiwa vanhu ngatizivei nzvimbo dzatinogara kuitira kana konaya zivai kune nzizi makomba akacherwa mvura isati yanaya nekune matsime vana voziviswa kuti uku hakutambirwe kana kwanaya
@MarisaNja-c5d7 сағат бұрын
Aaaa nguva ino ka.mvura ma 1 akomana ka.ini hangu ka mvura handiidi kupinda mukati mayo yakazara
@FlorenceMussaliraКүн бұрын
Nhayi mwari 😢😢
@PaulachimwandaКүн бұрын
Vana ava vakanonokerwa pamwe dai vakawanikwa vari vapenyu
@richardcruickshank5631Күн бұрын
Zororo ririkunetsa pasi pezuva ..😭
@MemoryTsotoКүн бұрын
Zvinorwadza
@rhodagore-k7sКүн бұрын
My home ummm chii nai
@elphuselvisnyangombe383Күн бұрын
Rest in peace boys
@reginadzapasi9668Күн бұрын
Hiii nhai mwari😢😢
@patiencemashura8942Күн бұрын
Pakaipa
@LucyDudu23 сағат бұрын
Zvinosuwisa
@RoyalionessКүн бұрын
so sad 😢
@TatendaFerembaКүн бұрын
Injuzu yauraya vana awa
@LaizahMhakaКүн бұрын
Ummmm zvakaoma ndabaiwa pamoyo chaipo
@LondiaMaisiriКүн бұрын
Kutuhwina kudini nhai hama ndasara
@LaizahMhakaКүн бұрын
Ku swimmer
@LondiaMaisiriКүн бұрын
Ooh ok maita basa
@WillardMusa-q8gКүн бұрын
Government kutadza kuisa macommunity pool
@rosemaryjieman9302Күн бұрын
Veduwee zvakaoma
@marthamukombe3544Күн бұрын
Zvakaoma hama R l p
@PortiaJemwaКүн бұрын
😭😭😭😭😭😭
@ForgetIsaacКүн бұрын
Zvakaoma
@MaslineNyakujara-i3eКүн бұрын
Hamuna njuzu here umu
@tatendatatenda983711 сағат бұрын
Hanzi panogezerwa nekupfekerwa nezvigure
@melodychitunhu4223Күн бұрын
💔💔💔💔
@TinasheChingwende-n6bКүн бұрын
Hamusi kuona zvimamiti zvinoita panenjuzu her
@Linda-n8o5iКүн бұрын
Shato inoreva njuzu panoera apo
@tracychiumba1436Күн бұрын
@@Linda-n8o5i zveshato anyepa hake kudhara pachingonzi jorodhani and we never heard of such shato things......takangokura tichiziva kuti panogezera nekupfekera zvigure.