Silent Killer | The Daily Dose (9 September 2024)

  Рет қаралды 66,455

NRTV

NRTV

Күн бұрын

Пікірлер: 497
@Zimdancehallonline
@Zimdancehallonline 3 ай бұрын
Interviewer: Holy Ten akati muri chibaba pama freestyle, munoti kudii nazvo? Ngwere: Saka manga makamirira kuudzwa na Holy Ten?.
@AudieRwats
@AudieRwats 3 ай бұрын
😂😂😂
@aldridgengunga5122
@aldridgengunga5122 Ай бұрын
😂😂😂😂
@archiboldmutsiko1554
@archiboldmutsiko1554 Ай бұрын
ngwere ndo zim dancehall
@Mowealth8
@Mowealth8 3 ай бұрын
Put everything else aside, the guy knows his music. You can see it in his eyes, he comes alive when he sings...not many can claim to have that kind of passion for anything..
@rodneymugochi2272
@rodneymugochi2272 3 ай бұрын
21:43 😂😂😂 kana musina mubvunzo ndobaya hangue, ngwereeeeeeee
@munyaradzimadhangi5626
@munyaradzimadhangi5626 3 ай бұрын
Ngwere rakaoma rakuenda kuma national television ranetsa
@christopherharry1494
@christopherharry1494 3 ай бұрын
Dai pasina data national tv yacho taizoiona kupi
@ralphtmagara7367
@ralphtmagara7367 3 ай бұрын
Isusu!!! Ku hip hop ikoko tine award😎 Hipu yeku Hopo Ma bbe ayo pamwe pacho anga achitoshaya kuti chii chakuitika😂 Vakaoneswa Horror 😂Next time Engineer ita basa rakowo futi😢 Haisi Pallito. Shosholoza Hozaa! Pa clush pakabhaizika. Havana kupinda sting chaiyo chaiyo... Isusu!!! Tichaonana kuTyoro!!
@patrickpasipamire4182
@patrickpasipamire4182 3 ай бұрын
I like respect ikupiwa Gwere na Noma." saka imimi for.the first time.Gwere kunzj imimi 😀😁😁
@namelessnarrator1
@namelessnarrator1 3 ай бұрын
It's not respect they are literally afraid of him. Ngwere iyo can do anything ma drugs akamukanganisa. Varikutya vanhu ava
@challengegwini
@challengegwini 3 ай бұрын
​@namelessnarrator😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂1
@ralphtmagara7367
@ralphtmagara7367 3 ай бұрын
Varikutya ku mhupukirwa
@tmaktmak1464
@tmaktmak1464 3 ай бұрын
Ngwere ngaimbouawo Guruve timboonawo ngorozi, nhai amana!!
@spacezitoh6570
@spacezitoh6570 3 ай бұрын
Holy atori mupfana wemupfana wangu Ti-Gonzi
@ignatiusgines1476
@ignatiusgines1476 3 ай бұрын
Silent killer munenge muchimuona semunhu asiri boe ndosaka achizoramba anenge achikuonai askana😂
@Mitchtosolutions
@Mitchtosolutions 3 ай бұрын
😅😅😅😅
@praisencube1956
@praisencube1956 3 ай бұрын
😂😂😂😂Ngwere ndi baba va Holy ten
@allenmazula8750
@allenmazula8750 Ай бұрын
TURN IT UP ENGINEER, mhani
@tapiwadshaya1177
@tapiwadshaya1177 3 ай бұрын
mukutinyaudza ne background music imi madinga imi
@DuffKips-fl3wo
@DuffKips-fl3wo 3 ай бұрын
Haaa ngwere yemulonyeni haaa m one Aya unogona sil silent killer 🔥🔥🔥🔥🔥🔥
@stephenmarange1294
@stephenmarange1294 3 ай бұрын
Aramba kuitiswa nema salad
@CharlesNdlovu-uh1wp
@CharlesNdlovu-uh1wp 3 ай бұрын
Kudeedza Silent Killer kuinterview at ur own risk. These girls are not comfortable to ask him questions they want
@BradleyJustin-p5x
@BradleyJustin-p5x 3 ай бұрын
Ivo havatorina ma qualit8es ema good hosts..how can you say holy ten said..when he came on the music spaces waay after silent killer..
@Dwaynesk
@Dwaynesk 3 ай бұрын
Wanga uchida kuty vamubvunze kuty chiii?
@andersonndlovu7200
@andersonndlovu7200 3 ай бұрын
The interviewers were not asking the ryt questions, Ngwere yanga ichingotaura ngano zvayo.... Silent killer anotoda rehab
@samlunga
@samlunga 3 ай бұрын
Haanyarare
@vincentimbayago4201
@vincentimbayago4201 3 ай бұрын
😂😂😂 changamire awards catching strays hanzi makandipa award yandisingazive😂
@tokiya_9564
@tokiya_9564 3 ай бұрын
Kana musi torina mibvunzo ndiende zvangu ku studio kwangu 😊 Ngwere vandinakidza
@Goodshepherd.
@Goodshepherd. 2 ай бұрын
Ngwere vari Serious panyaya dzeVolume.😮
@jaymarcusza5756
@jaymarcusza5756 3 ай бұрын
I’m so glad he refused to sing, tuma baby utu tunosaiza.
@laurencehove6905
@laurencehove6905 3 ай бұрын
Makamirira kuti ndiinbe?Argh sorry zvenyu 😂
@TapiwaMasuku-n6u
@TapiwaMasuku-n6u 3 ай бұрын
Haidyiwe ngwere musanyeperwe ngwere usakwatiswe ishiri dzisina mambava danzii nderako
@PanasheWillmore
@PanasheWillmore 3 ай бұрын
Ngwere role model re Nyika 😅😅😅
@dtchisodza
@dtchisodza 3 ай бұрын
That presenter in Maroon cant get her eyes off ngwere , she has fallen in love 😂😂😂😂
@ladygee6457
@ladygee6457 3 ай бұрын
😂😂😂
@takunda904
@takunda904 3 ай бұрын
😂
@zwmusande
@zwmusande 3 ай бұрын
Kana ini nditorinewooo..... Anonzanikouyu....Four🤌💯😅
@NgonieGotore-ls2zv
@NgonieGotore-ls2zv 3 ай бұрын
7 months ago= 25k views 14 hours ago=14k views This guy anotongodika soo,,if u check ndiye ane maviews akawanda pamadaily dose ese epaNRTV
@gidian2
@gidian2 3 ай бұрын
Munhu wese akuda ma views pachanel yake akungodaidza ngwere
@shanteldineo
@shanteldineo 3 ай бұрын
Ngwere anenge Mai tt anopa vanhu maviews
@Lillyonline-gv6sq
@Lillyonline-gv6sq 3 ай бұрын
Chokwadiii
@unclebaboon334
@unclebaboon334 Ай бұрын
Ngwere hoyoooooooo cy Marirangwe
@zavozavo1663
@zavozavo1663 3 ай бұрын
Lol bro is high af! 😂😂😂
@emmanverochy
@emmanverochy 3 ай бұрын
Yes Ngwere🔥🔥🔥 "Inini handisi kukundikana ka inini"✊✊
@9800iInternational
@9800iInternational 3 ай бұрын
Ngwere to the world 🌍 kubvuma Kana kusabvuma.....iyi I fix ma statistics anotaura ...,
@ElvisEnigel-r9s
@ElvisEnigel-r9s 3 ай бұрын
Haaa ngwere muhombe ndiuyeukuru we ma freestyle bakabirira 😮
@bridgettpisirai1113
@bridgettpisirai1113 3 ай бұрын
God bless Ngwere.. aiwa.. ngwere ndoida
@lammybankz
@lammybankz 3 ай бұрын
Silent has a serious beef with volume
@CharlesNdlovu-uh1wp
@CharlesNdlovu-uh1wp 3 ай бұрын
😂😂😂
@MANICAWEAR
@MANICAWEAR 3 ай бұрын
No he has beef with ma Engineer 😂😂🙈
@Lillyonline-gv6sq
@Lillyonline-gv6sq 3 ай бұрын
Vanoida volume zvekut
@madtings6736
@madtings6736 3 ай бұрын
Muchasekerera munhu achitopengaa😢😢
@challengegwini
@challengegwini 3 ай бұрын
19:08 ndikutaura naManager wangu😂😂😂😂
@ruebentshumagumbi1650
@ruebentshumagumbi1650 3 ай бұрын
Paneka reverence kaanako Kuna Mwari ndokada
@munashechikoto8561
@munashechikoto8561 3 ай бұрын
Pliz lower the backtrack volume its too much
@Widzo3.3
@Widzo3.3 3 ай бұрын
Ma earphones uchiterera team zim unofara nzeve
@MelvilleHermosa-o8i
@MelvilleHermosa-o8i 3 ай бұрын
Richmond Courts
@lesbertchabata1499
@lesbertchabata1499 3 ай бұрын
Aramba kuimba nekuti arikufunga zvinonyadzisira😂😂😂
@vimbaim1781
@vimbaim1781 3 ай бұрын
Isusu hatiimbiswe nemasalad!
@ABSOLOMMOYOCHARIRA-ke2hb
@ABSOLOMMOYOCHARIRA-ke2hb 3 ай бұрын
😂😂😂😂😂 eheee
@mistyma1chekudyahachidadir100
@mistyma1chekudyahachidadir100 3 ай бұрын
😂
@Lillyonline-gv6sq
@Lillyonline-gv6sq 3 ай бұрын
😂😂
@evidenciachengeta6572
@evidenciachengeta6572 3 ай бұрын
@@vimbaim1781 😂😂😂
@alisonchidavarume347
@alisonchidavarume347 3 ай бұрын
One munhu anoburitsa song everyday❤❤❤❤❤❤❤❤
@Tutall_Linkup
@Tutall_Linkup 3 ай бұрын
🤣These interviewers are looking scared
@desiremuza6774
@desiremuza6774 2 ай бұрын
Haaa silent killer ma1 mumwe acharohwa chete kuma interview ikoko😂😅😂
@RELAXATUS_AMBIENCE
@RELAXATUS_AMBIENCE 3 ай бұрын
This wasnt an interview..
@welshmanwellyrichardmaredz3827
@welshmanwellyrichardmaredz3827 3 ай бұрын
Taura hako
@Tendai-j1n
@Tendai-j1n 3 ай бұрын
Mdara wedu Silent Killer
@TjayWacho
@TjayWacho 3 ай бұрын
Muchenjere kuti musi iwowo ukuchayedza ngwere iripastage 😂😂😂
@Ebs-s4g
@Ebs-s4g 3 ай бұрын
Big up Silent Killer 🔥🔥🔥🔥🔥
@ksgdidon
@ksgdidon 3 ай бұрын
Ukatondirova ndinenge ndakutozviziva kuti unorova🤣
@michelleechifamba
@michelleechifamba 3 ай бұрын
“sorry zvenyu”😂😂
@kudamtizwa9174
@kudamtizwa9174 3 ай бұрын
haaa sorii zvenyu😂😂🙌🏿makamirira kuti ndiimbe here apa haa sorii zvenyu kkkkk
@ObviousUta
@ObviousUta 3 ай бұрын
Bigop One General manager mahwani tikunzwa mupfupfungwena wedzetse sorry zvenyu
@malvinchiyangwa6947
@malvinchiyangwa6947 3 ай бұрын
Interview inoiswa music ku background, muri ma door-dee
@clements2633
@clements2633 3 ай бұрын
the Lady in Red was not even happy
@SheltonBob-i1z
@SheltonBob-i1z 3 ай бұрын
Rong Ten👀😩😭😅🔥🔥🌋..Haa ngwere nzwirai mfana...
@JcDownard-g1i
@JcDownard-g1i 3 ай бұрын
Mallory Lights
@munyaradzichibiya4484
@munyaradzichibiya4484 3 ай бұрын
uyu mukomana muhombe haasi wema clash muhombe
@willjnr11
@willjnr11 3 ай бұрын
Hatina zera na ngwere🔥🙌🏻😂 album launch richanaka iri😂
@DuffKips-fl3wo
@DuffKips-fl3wo 3 ай бұрын
Tikudawoo live musi wah September 21 coz tirikure
@CharlesWaddell-v7d
@CharlesWaddell-v7d 3 ай бұрын
Zachariah Fields
@shanteldineo
@shanteldineo 3 ай бұрын
Kana usina kusimba ngwere anokuchemedza mushow mako😂😂😂😂
@JsoeiChser-i3r
@JsoeiChser-i3r 3 ай бұрын
Goodwin Valleys
@ButlerTyler-g8u
@ButlerTyler-g8u 3 ай бұрын
Jarrod Road
@RossettiSheridan-v9l
@RossettiSheridan-v9l 3 ай бұрын
Schaefer Grove
@pangidzwaani5301
@pangidzwaani5301 3 ай бұрын
eeeh..jahman ava vanofanirwa ku chikora pama durgs dza wandisa mu can rake remasimbi rine tu motsi motsi twaka baira pese pese....shame va tsagire mvura rekumnwa
@masvingoonlinemarket9759
@masvingoonlinemarket9759 3 ай бұрын
Yea Tune fi Tune
@PollyGissing-r5r
@PollyGissing-r5r 3 ай бұрын
Stanton Isle
@ronnixxtinonaka
@ronnixxtinonaka 3 ай бұрын
Saka imimi manga maka mirira kuzoudzwa naHoly ten size yake😂😂😂😂😂😂😂
@ksgdidon
@ksgdidon 3 ай бұрын
🤣🤣🤣🤣Yah NGWEEEREEEEE
@delvinshoko
@delvinshoko 3 ай бұрын
😅😅😅😅 Ko ndikatanga kuimba zvinonyadzisira
@ignatiusgines1476
@ignatiusgines1476 3 ай бұрын
Udzai muskana uyo anoda english sterek kuti pese pandinomuona achiita yaanenge achiita yekuzvida iyoyo ndinomerera. Anombonzi aniko ndimutsvage type yangu chaiyo❤
@tatendashoko8
@tatendashoko8 3 ай бұрын
😂 Moda freestyle, zvine risk, ko ndikatanga kuimba zvinonyadzisira moitasei
@ziminiesta4225
@ziminiesta4225 2 ай бұрын
Ngwere mari irikunetsa dollar ndokupawo
@swagington10
@swagington10 3 ай бұрын
Bhutsu yaigona kungopukutwawo ngwere
@Mr-lz5ob
@Mr-lz5ob 3 ай бұрын
😂😂😂😂😂😅
@lastlast22
@lastlast22 3 ай бұрын
Kkkk ngatimboti I colour yacho
@talentkurwakumire9797
@talentkurwakumire9797 3 ай бұрын
Mupfanha wa Tgonzi holy 10
@EddieAinsley-yh3pp
@EddieAinsley-yh3pp 3 ай бұрын
Haa muchinda uya akadhakwa uyu. Haana kana zvinonzwisisika zvaanotaura zvake. Munhu unonzi imboita freestyle wakuti munofanira kutya nekuti ndogona kuimba zvinyadzi
@davidtinasheChidonza
@davidtinasheChidonza 3 ай бұрын
Saka imimi manga makamirira kuzounzwa na Holy Ten size yake 😂😂😂😂😂😂
@EliotValentine-e7h
@EliotValentine-e7h 3 ай бұрын
Baumbach Island
@DeborahPayne-j6q
@DeborahPayne-j6q 3 ай бұрын
Armstrong Ramp
@ShepyTMaisiri
@ShepyTMaisiri 3 ай бұрын
21:29 zvaita here... sorry zvenyu handisi kuimbaaa😂
@SimbarasheKutadzaushe-bi6rm
@SimbarasheKutadzaushe-bi6rm 3 ай бұрын
Makaita hutsinye interview ipi inoitwa pasina mvura ol vamwe avo vane vakadhakwa
@visuals169
@visuals169 3 ай бұрын
I dont know its just a suggestion i think to avoid cringe just after introducing an artist ko mukamboisa ka 30seconds ke float of his music career ku avoid situations like the drumroll part. Its just a suggestion ameno mosviwona sei @nrtv
@kingtawaz
@kingtawaz 3 ай бұрын
Itawo enyu ma studio!!! Tsekkk
@visuals169
@visuals169 3 ай бұрын
@@kingtawaz lol its not an attack itori orbservation iri bho lol relax. Plus zvoto promoter music yake kune vasingayizive
@dharmedia7463
@dharmedia7463 3 ай бұрын
You got the eye for art my guy 🔥
@abcpictures8578
@abcpictures8578 3 ай бұрын
Background music yanyanya volume engineer next time fix that
@UlyssesJanice-i6q
@UlyssesJanice-i6q 3 ай бұрын
Bashirian Walks
@christinaganyau5394
@christinaganyau5394 3 ай бұрын
Uyu anogona kuimba problem mbanje too much
@GkjcAmpj-s2g
@GkjcAmpj-s2g 2 ай бұрын
Langworth Fork
@evidenciachengeta6572
@evidenciachengeta6572 3 ай бұрын
Ngwere anotyiwa🤣🤣
@ashleynyanyiwa1575
@ashleynyanyiwa1575 3 ай бұрын
Gwere haitongwe nemasalad 😂😂😂vazviramba
@CarolParker-n3k
@CarolParker-n3k 3 ай бұрын
Charley Branch
@MUNYARADZICHAKOROMA
@MUNYARADZICHAKOROMA 3 ай бұрын
Ngwere yakararwqdziwa nestatement rekutongwa nemasalad
@politesibanda1658
@politesibanda1658 3 ай бұрын
haaa akapinda nemoyo horight
@Daisey-i4i
@Daisey-i4i 3 ай бұрын
Schowalter Ferry
@ProudMpofu-y9s
@ProudMpofu-y9s 3 ай бұрын
Ngwere chopisa🔥🔥🔥🔥🔥
@ABSOLOMMOYOCHARIRA-ke2hb
@ABSOLOMMOYOCHARIRA-ke2hb 3 ай бұрын
Ngwere 😂😂😂😂😂😂😂 chihombe ichoo hoyooo 🎉🎉😂😂😂
@TMTFusionFilms
@TMTFusionFilms 3 ай бұрын
🔥🔥🔥🔥👊🏻👊🏻👊🏻👊🏻Chero na 2am ndimutsei ndirwire Ngwere
@Mitchtosolutions
@Mitchtosolutions 3 ай бұрын
😅😅 akomana ka
@MerleGoethals-l9x
@MerleGoethals-l9x 3 ай бұрын
Lacy Locks
@RELAXATUS_AMBIENCE
@RELAXATUS_AMBIENCE 3 ай бұрын
There's nothing you can say to convince me this man doesnt do drugs
@kennedymanyaila2754
@kennedymanyaila2754 3 ай бұрын
Iwe unorowa bonyoro asi hati taureko
@CourageNdoni
@CourageNdoni 3 ай бұрын
How does that concern you?
@stevenruzvidzo5570
@stevenruzvidzo5570 3 ай бұрын
​@@kennedymanyaila2754Kana usina zvekutaura nyarara
@RELAXATUS_AMBIENCE
@RELAXATUS_AMBIENCE 3 ай бұрын
@@kennedymanyaila2754 mhata yenyu comrade... isai comment yenyu yamunoda kwete kuisa pangu inini..
@RELAXATUS_AMBIENCE
@RELAXATUS_AMBIENCE 3 ай бұрын
mhata yenyu comrade... isai comment yenyu yamunoda kwete kuisa pangu inini..
@BufordQuante-l8k
@BufordQuante-l8k 3 ай бұрын
Cassin Light
@muktatv4168
@muktatv4168 3 ай бұрын
😂😂😂😂Holy 10, Wrong 10 aaar Wrong 20 😂😂😂😂😂
@BessieHallman-f8y
@BessieHallman-f8y 3 ай бұрын
Marvin Village
@LindsayKerr-c6k
@LindsayKerr-c6k 3 ай бұрын
Collier Locks
@libertymatope4899
@libertymatope4899 3 ай бұрын
Ngwere u are the Best Entantainer yo Music is different from others yo got yo Skill.I love yo Music
Ollah Interviews - Silent Killer
39:06
Dj Ollah 7
Рет қаралды 257 М.
Silent Killer | The Daily Dose (8 February 2024)
20:24
NRTV
Рет қаралды 28 М.
人是不能做到吗?#火影忍者 #家人  #佐助
00:20
火影忍者一家
Рет қаралды 20 МЛН
Murikumbunyikidza Kodzero dzangu - Hwinza
44:57
Dj Ollah 7
Рет қаралды 108 М.
Chamvary chats to Zimdancehall Chanter, Soul Jah Love on #CentreStage
32:21
Power FM Zimbabwe
Рет қаралды 433 М.
Trending Stories with guest- Comic Elder ||
54:37
Dj Ollah 7
Рет қаралды 71 М.
The Full All In One Special
1:03:27
Nigel Tha Slick Pastor
Рет қаралды 115 М.
Silent Killer VS Enzo Ishall Vs Passion Java | FREESTYLE SESSION
6:18
Stewart Nyamayaro (DME)
Рет қаралды 87 М.
ZOLA 7  BETRYED ME STORY BY DRENCKRO  EP22
39:45
BETRAYAL CHRONICLES
Рет қаралды 27 М.
VOLTZ JT PA MAI CHISAMBA SHOW
31:54
MAI CHISAMBA SHOW
Рет қаралды 34 М.
Silent Killer - Hatitongwe nemasalad (official video)
4:16
MountZionRecords
Рет қаралды 161 М.