Nyathi Family Manager Va Marambire Voti Zvakavharana Pamuchato Siyai Vana : Respond To Madam Boss PR

  Рет қаралды 3,369

Panonzi Pano

Panonzi Pano

Күн бұрын

Пікірлер: 18
@PanonziPano
@PanonziPano 18 күн бұрын
Thank u for watching! Ndapota, Musakanganwe kusubscribe, kubaya like 👍🏽, uye kusheya video redu. Izvi zvinotibatsira kuti risvike kure uye tirambe tichikupai zvimwe zvitsva. Also Follow our TELEGRAM 🔗 t.me/panonzipano and join our new WhatsApp Channel 🔗 whatsapp.com/channel/0029VaebXHAJuyALkhnsJx0l Ikoko tinokupai ma updates kuti musapotsa mavhidhiyo matsva, kusanganisira mamwe anonyadzisira emanudzu anenge achitrenda asingaposteke pano paKZbin. Uyezve, tinokutsvagirai mabasa! Ndatenda nerutsigiro rwenyu hama dzangu. Makandikoshera zvikuru! 🤍🗣️
@anonymous-xp
@anonymous-xp 18 күн бұрын
Inini hangu i think enough advertisement was done. Who doesn’t know kuti gown rekutanga rakabva kuOrnate, rechi2 kuHouse of Lau, garden iGoshen plus make up by Bridget Juma, Cars from TopSnash. I million people vakaona muchato. Even nanhasi the wedding is still trending plus they gained followers. Tirikuvaziva vese vakapa maservices. But zvisinei there is no harm in posting papage paNyathi nepano for the sake of peace. Next time they should read and understand the terms and conditions of contracts before signing. Tukai henyu vanoda asi nemiwo zvamunenge mandituka izvozvo😂
@anonymous-xp
@anonymous-xp 18 күн бұрын
It’s nice kungo appreciater munhu anenge angokuitira chakanaka , see what Tete Tilder does , that’s why ma projects avo achibudirira. Tagging ma service providers thanking them papage paNyathi you won’t loose anything . Manje kana makuti bullied paipa, the same people you will need their services again muhupenyu, haaa ziii yacho yakanyanya
@streetgist247
@streetgist247 17 күн бұрын
Kukurumidza kumedza kutsenga kuchada,ana Nyathi vakamhanya before getting into contract with this Marambire guy they should have sort lawyers guidance,vachaona havo kuti zvemahara hazvishande ngaavadzidze kumirira nguva!
@CmpmX-v3w
@CmpmX-v3w 18 күн бұрын
Mai nyathi vachiri pagrieving process vasiyei
@CmpmX-v3w
@CmpmX-v3w 18 күн бұрын
Giribheti anongoadvertiser musi waapiwa chete zvatovharana haazvigoni of which zvichatadza kuvaendesa mberi tarisai mai Vhai vanenge vangori nesplash 😂😂😂😂
@anonymous-xp
@anonymous-xp 18 күн бұрын
This is what happens when these service providers just sign the contract without reading the terms and conditions and just assuming that they were going to be posted on the big page.
@anonymous-xp
@anonymous-xp 18 күн бұрын
Dear Yellow Yellow Guys Management Updates. We understand the professionalism you are bringing to content creators which is good. We therefore,on behalf of those service providers appeal to you that; 1)you forgive them for not fully understanding the T&C of the contract. 2)In your power,may you at least once more advertise them earnestly tagging their pages either here or Nyathi Zw Gilbert page,this is a plea 🙏🏾. 3)Find it in your heart to understand that they are also learning,may this be a learning experience for them as well. 4)We are used to a system that relies on deals(madhiri) not contracts. 5)As Nyathis fans,we witnessed a very successful wedding and we find no negativity to say on the service providers,we were happy for the job weldone. Inspite of the misunderstandings,we will be grateful if you can advertise them once more so that in the near future no one will hesitate to rendering their services and we want this good thing you started to flourish. Much love from the fan base. Thank you.
@anonymous-xp
@anonymous-xp 18 күн бұрын
Priz vana vangu vakaenda ku honey moon pavanodzoka vachatenda munhu wese vapeiwo mukana zvakavawandira pressure kuneta vatorine zvimwe zvavasingakwanise kutaura vatoriwo vanhu kungoti vana otherwise dai vavari imimi haaa Facebook irikurira muchipopota nekutaura zvamusina kufarira for the wedding uye kubva pavakaita manager nevanhu vese vavakasangana navo they are just humble kids ndosaka vasingataure taure idai pamwe maizogara navo pasi maitozonzwirira zvakawanda ...
@anonymous-xp
@anonymous-xp 18 күн бұрын
Chero vakachizoitwa tag havo ku page Kwa Nyathi wacho after this drama 😂😂ma Zimbabweans hamhusi kumaziva vanhu ngavadzidze kuverenga ma contract vorega kuita dzungu vachingobvuma zvavasingazive we make up uyo chero mukati akazvitira market ega ku page kwake akaita market nema videos anani anga asina Joy hr ma video iwawo akaita week achitinyangadza nawo ma video achita Mai Nyathi make up no one complain kt wakunyanya taingoisa ma like hana kutanga kuita marketing basa rake pana Joy kaa akatoita make up vanhu vakawanda ASI Muchato wakasimudza page rake akufamba achitaura shit
@NonhlanhlaVundhla
@NonhlanhlaVundhla 18 күн бұрын
A inga wecake akataurwa pamuchato vaakufanira kutidza hwamanda here kuti zvinzwike 😅😅😅😅
@anonymous-xp
@anonymous-xp 18 күн бұрын
But maifanirwawo kuvaposter papage yaNyathi movatendawo muchiisa mapics avo one by one Nyathi kna kumbotenda even masocialite akauya post hatina kuiona isu .
@anonymous-xp
@anonymous-xp 18 күн бұрын
Vana ava havambowani zororo chokwadi voita contract vosainirana zvonzi chingowiriranai musachatewedza contract this is not fair good people stop that don't take advantage of these souls please don't over control them kana wakaita basa rakanaka vanhu tinoto bvunza aka dresser mai Nyathi . Zvakafana nevano verenga news vaya at the end of the news dressed by for eg House of Lau makeups 💄 by Bridge and that's it .
@mafarotv2301
@mafarotv2301 18 күн бұрын
Ko manager Zvavakati ndivo vabvisa Mari wani
@anonymous-xp
@anonymous-xp 18 күн бұрын
We make up veduwee dai mamutaurawo ka1 achivazora aiwana basa bcz it was on point, maybe ndosaka wedress akazoteera kumota achivagadzira gadzira hanzi kuti bcz ndini kaa 😂 anga akaverenga akaona kuti zvagumira pano
@anonymous-xp
@anonymous-xp 18 күн бұрын
In all honesty this statement is very disturbing and not helping to deal with the issue at hand. The best way was to simply engage the aggrieved service provider, advertise for him or her and move on. Its not a really much to ask for. This statement has some tone which has a high chance of being interpreted badly. I wish you all the best bamnini and mainini. Just my two cents zvangu, sorry kana ndatadzawo nepfungwa dzangu
@anonymous-xp
@anonymous-xp 18 күн бұрын
Cake raive pamuchato aive manyama but hatisi kutoziva kt rakashandwa nani.ngavangoAdvertiser ko vanobvei .zvine mari here inoda kutenga mainquipments eadvertising .kungotaura nekuromo ikoko chete
@anonymous-xp
@anonymous-xp 18 күн бұрын
Mune pamuromo imi Nekuti zvenyu zvakaita free wedding makuti zvakaperera pamchato Mune rough too much Makuita uncessary controversy Maibvei pakuvaposeterwo vese this month of January Chete ndozvinoita vanhu vanokumbbira neruda zvemahara havadi kupa they are very stingy
Une nouvelle voiture pour Noël 🥹
00:28
Nicocapone
Рет қаралды 9 МЛН
99.9% IMPOSSIBLE
00:24
STORROR
Рет қаралды 31 МЛН
A BATTLE OF CLAIMS AND DNA: TINASHE MUGABE DNA SHOW S15 EP16 #dnashow #tinashemugabe
1:16:39
Complicated Affairs season 2 episode 88
26:15
magtom media
Рет қаралды 45 М.
Une nouvelle voiture pour Noël 🥹
00:28
Nicocapone
Рет қаралды 9 МЛН