Come up with a better security strategy Tinashe one day it will end in tears. Protect your clients
@Grainger012345678912 сағат бұрын
I agree,abga atoraura kuti ndinomurova. I think pama results ngavagare vanhu vaitwa seperate
@EvidencePraise11 сағат бұрын
@@tinashemashizha8973 uyu murume he deserves kurohwa nedanda chairo, why do we support such behavior yekupusa kwedu vanhurume iripachena kuchengeta mwana weumwe murume just because we got a bond of what gate away man.. Ndimi varume munorasa vakadzi venyu nekuda kwemahure imi.. Murume wese anochengeteswa or kuchengeta mwana asiwako imhata murume iyeye.
@azizimas23549 сағат бұрын
Chokwadi. Vacharapisa baba avo here . Violence no no
Security must be proactive. This woman threatened kuti kana mwana akanzi ndewake ndichamuvhara nembama, so it was necessary for the security guy kugarira padhuze. Also Tinashe is not doing enough to prevent violence. He was supposed to rebuke her paataura mashoko iwayo. One day someone will get seriously injured and we won't like the consequences.
@Thefifafcpro11 сағат бұрын
Tinashe wants drama more than anything, he doesn’t condemn violence anotofara vanhu vakarwa that’s bad…..
@tatendamudeyi200611 сағат бұрын
True, for the views. But one day is one day
@LindaMhaka11 сағат бұрын
Exactly!! Ende ndasvotwa zvisingaite, they failed that man shuwa nekuda kutsvaga drama
@Thefifafcpro11 сағат бұрын
@ The show can be so good even without those fights, bt yooooo Tinashe wants drama and it is now out of hand he must tell his people that fighting is totally unacceptable
@becklamutumba673610 сағат бұрын
It’s very complicated, if he gives a nod then everyone will know the results before he announce them 😂.
@praisemoyo586510 сағат бұрын
I love that the lady kept her promise, zenya atambidza ne hasha akaruma futi,apedza akazhamba kuderedza shungu dzake. Pamwe pacho anoda kurohwa ana mbudziyadhura ava
I understand both parties perfectly. They are simultaneously right and wrong. The father is a quiet diplomat, the mother a vuvuzela ambassador. I hope they will find peace
@leechen199512 сағат бұрын
Kkkkk vuvuzela pa World cup RSA😂😂😂
@RumbidzaiKafurama5 сағат бұрын
My tears flowed following the way the man reacted ...anogona kunozviuyara murume uyo please monitor the situation aaahh
@clive_kariri4 сағат бұрын
The DNA team is failing so bad. I love your shows va Mugabe but the issue of man being abused and beaten by woman this is abuse in your presence and you are doing nothing about it . I have watched all your shows from episode 1 until the latest one, please change your approach. Yes fights and quarrels results in more views but please do better, if the tables were reversed it will be labeled as GBV but for man it's nothing. Change your approach you are a better man than this. Havanna will be watching these videos 20 years from now she has to learn something better than what you are doing now.
@kudakwashechikwiro302911 сағат бұрын
Uyo aifana kungogara ega benzi uyo unotadza kupa respect munhu akakuitira mwana after 4marriages pasina mwana iri zidzetse chairo
@diphiriandconfessionstsaro587913 сағат бұрын
This woman is something else whats wrong with the man giving the money to a child that he brought up. She is too much, this marriage wont last. She was dating a married man so she must stop acting like a saint. Ndovakadzi vanoroya.
@LarisaMushipe13 сағат бұрын
❤ exactly
@phyllisphiri716513 сағат бұрын
You are right. Vaida munhu ane mukadzi wake voti murume iyeye asa taure nevamwe vakadzi.
@HazelKupakuwana13 сағат бұрын
Imagine. Apa arikuda kuti wake waakauya naye achengetwe, but oramba kuti weumwe achengetwewo. Masibanda loves drama.
@HazelKupakuwana13 сағат бұрын
@@phyllisphiri7165 kkkkkk. Mbavha haidi kubirwawo
@phyllisphiri716513 сағат бұрын
@@HazelKupakuwana you are right
@claytonshirini139013 сағат бұрын
The security isn’t doing its job. The mother promised violence before the results were announced the security was supposed to be on standby. We can’t be promoting violence like this!
@josphinematemera591313 сағат бұрын
Taikumbirawo tinashe pakutaura ma results vanhu vaparadzane hazbichanakidze zvekuona vanhuebachirwa
@nyashahungwe894612 сағат бұрын
He is being paid more pakaitika violence coz vanhu vanovanda kuda kuona.This is very very wrong because pachakuvadzana vanhu one.Imagine aramba akati zete security ichitadza kubata what nonsense is that?Ada mari zvakaipa at the expense yevanhu vachikuvadzana.
@MatifadzaSungisai13 сағат бұрын
But mai ava vakatora murume wemunhu ka ava so hazvaimbotadza kuzonetsa ne first wife
@MaggieNdaona12 сағат бұрын
You are very right Naivoo,vakarwadzisawo mumwe mukadzi
@Ehee-c2eСағат бұрын
Mr Mugabe vachachangamuka pavachapinda mu court as a witness vaurairwa munhu pashow yavo munhu haisi simbi one day is one day vachaurayana vanhu please improve your security and you are inciting violence by the way you ask questions l wonder why bcz you can easily observe the tension btwn the two and know what to ask please don't think that we enjoy these fights and do you go through comments after your shows.We say no to "VIOLENCE PLEASE ".... Just to show respect to us your fans we are not happy l think it's better if you can delete all videos or shows containing violence from your platform.
@DominicSibanda-w3sСағат бұрын
I wonder you find out kuti vamwe vanotoseka munhu achirohwa especially kana ari murume.The victim we be saying ndakakuvara paDNA presentation
@nikitta_hСағат бұрын
Tinashe Mugabe has nothing to do with how these people behave, if people decide they want to behave like animals what else do you want him to do? Already he has security, whether it’s 1 or 2, hapana mwana mudiki apa wekuti anganzi haazive how to behave. Pavanokwanisa kubata ndipapo, they are doing their best and good job GDNA team🫡
@ronaldzulu4053Сағат бұрын
Asikaaaa? Im Vanhu dzidzai. Ukatora munhu wemunhu, ziva kuti munhu iyeye anotoreka. Uchamutorerwawo.Usaitta shanje iwe wakamubawoo.
@ProgressMutandwa8 сағат бұрын
Kkkkkkk cameraman bhoooo here kutevera murume kusvika kumhiri kwenzira 😂😂
@rue554810 сағат бұрын
My comment is for the security guys, the lady already mentioned kuti ndikuda kumupa mbama saka manga muchifanirwa kugara matoke kumashure kwemukadzi uyo. Hakuna security yakaita semi everytime you fail to protect vanhu u arrive too late.
@mswilfur9 сағат бұрын
Oh give over 🙄
@shingiekachemukuya14 сағат бұрын
Musandiwone kunonoka ndanga ndichiuya I dnt regret to buy data kuti ndiwone ma dna
@victoriesmazhata605011 сағат бұрын
I wonder what happened when she went back home to that man. We should not condone violence whether it is perpetrated by a man or a woman. Tinashe Mugabe please follow up on this couple to see what happened as the man left without commenting on the way forward. We have been left in suspense.
@ConstanceTsuruseni13 сағат бұрын
Asi andione kutadza kwemurume aidawo kuziva chokwadi since aive asati akamboita mwana in his life asi vakadzi achiroora zvonetsa
@mako597310 сағат бұрын
Hapana switch inodzima bond pakati pababa nemwana, unfortunately as Africans we think hubaba kuva biological chete. Godo rake richamusiisa musha.
@TinaMoyo-ne5tb5 сағат бұрын
dont ever judge anyone on how they handle a pain you have never felt.pereod!
@portiarutsito612713 сағат бұрын
But warning yemucheka wembama yataurwa why musina kuva separater mhoti kurumwa kunorwadza😮
@kudakwashenkonzo625512 сағат бұрын
Panoda part 2 Tinashe, tizowonewo zvakazofamba sei
@tichagarikasiyachitema202013 сағат бұрын
Wonderful, she gave him a life time lesson! DNA, science the only answer!
@thamsanquankomo463413 сағат бұрын
Bro was warned before!
@michaelnyamudzongwa557513 сағат бұрын
😂😂😂
@evechauke201312 сағат бұрын
😂😂😂😂😂
@shoraichidau354912 сағат бұрын
😂😂😂
@mimichantelle96611 сағат бұрын
Kkķ
@lovemoretakaedza4233Сағат бұрын
Kkkkk ndatanga kuverenga comment yako ndandisina kuiibata kkkkkkkk,,, z
@emmanuelmahowa65477 сағат бұрын
I know for the purpose of drama security is a bit relaxed, but one day something bad will happen trust me munhu haana kusimba zvekudaro, unorova munhu ongoti ziiii zvikashaya basa
@pm3927 сағат бұрын
I agree. The violence ruins everything. \
@KamuraiTakaendesa13 сағат бұрын
Best ever cameraman 😂😂😂
@monalisakutombo4 сағат бұрын
Haa ini zvangu handina kana tsitsi nevakadzi vanohura nevarume nevanhu. Ko kutozoti maiguru vaisada kuzvara, unozivei nezvemumba mavo iwe saMarwei? Woenda kunouchikwa uchinwa zvisinganwiwe nekuda kuitira murume wemunhu mwana. Waiti ndiwe wakangwara ka? Chengeta vana vako wega. Nxa, who has the last laugh now? Chocho!
@cassandraker13 сағат бұрын
Kasongo yeye bonayi nanga kasongo bona wewo bona wewo😂😂😂...vaya vangavakamirira wakandiruma gather here
@emelykapita418113 сағат бұрын
Haiwa gwarumwa gubaba guya😂😂😂😂😂
@cassandraker13 сағат бұрын
@emelykapita4181 gwarumiwa shaaa sisi vangu ava varatidza kugwadziwa zvokwadi bodo navarume ava hatina zera navo 😃
@VikkiRajah-z3v8 сағат бұрын
Funny thing is vakatorera mumwe munhu murume but vorwadziwa nemwana and woman who was there before her.... ndozvazvinoita kutora varume vevanhu
@naledidube973212 сағат бұрын
😢😢😢 security yenyu ndeyekushaya honestly, munhu atokuvadzwa ka uyo
@EvidencePraise11 сағат бұрын
Ngaakuvare dai adamburwa chigunwe chacho iduzvi remurume iro.. Dai atsveta riridanda chairo apepuke murume uyu better arumirwa mwana wake waairamba fut..
@netsaimazhawidza10 сағат бұрын
Sorry Mr Mugabe, my contribution is on the advert, “Shona Pronunciation Practice “…it’s mother tongue not mother’s tongue
@mswilfur9 сағат бұрын
🤣🤣🤣🤣🤣👌🏾
@propro995714 сағат бұрын
Another case to tackle 🤞🧬 wakhe do the right thing take me straight to the couples 😊 it's about that time 😂
@MakahChiriga13 сағат бұрын
It's bibliking😂😂😂😂😂😂😂
@propro995713 сағат бұрын
It's going crazy😂@@MakahChiriga
@PrudenceTsungirirai-hn1gz13 сағат бұрын
...it's going crazy its binannas it's bibliking muntwanami😢
@CarolineTsaboraMachingura12 сағат бұрын
Another day another dollar
@propro995712 сағат бұрын
@CarolineTsaboraMachingura cream dala cream njayam
@promisemanyore49682 сағат бұрын
Aiwa mhai mune shanje👐👐Bambo tizai né upenyu hwenyu
@DominicSibanda-w3sСағат бұрын
His life is not safe
@godsfavoritenonoe8255 сағат бұрын
Y'all wanna act like this woman is a very bad person,pindai mutsoka dzake dai ari iye anotaura neEx yake ichitaura futi mashoko akaipa about murume uyu baba ava vaifara here? Kuchengeta mwana wemukadzi wakaenda haisi mhosva but kuzotadza kuchengeta wake biological child zvinoita here? Kana baba ava vaida mkadzi wakaenda why vakanouchikwa neuyu,they are both wrong.
@StixMasese-l8d5 сағат бұрын
Its the guy walking away for me,never looking back,staying focused
Lomama you dated a married man zisuka so feeler nawe the pain lobaba keep supporting lomunye umtwana
@shoraichidau354912 сағат бұрын
Sorry zvenyu mukoma but mapihwa wani warning Dai magara masuduruka😅
@aimzingoni53829 сағат бұрын
Nhasi ndazoona pakabva...."wakandiruma, wakandiruma..." Im very sorry my guy.
@tysonmataula50423 сағат бұрын
Blaz anenge anospakwa ne ex than girlfriend ane kamwe ka confusion so regai arumwe
@BillyEagle1968Сағат бұрын
True
@fidelisbeta56962 сағат бұрын
Nyaya yekti munosiya vanhu vachigwa zvichaitwa kti zvivhariswe izvii aaahh makutadxa basa apa
@DominicSibanda-w3sСағат бұрын
Very bad
@evelynmuzengeza6082Сағат бұрын
VaMugabe potai muchiti kana makatuara maresults vanhu vagare kure nekure especially kana muchiona character yemunhu mai avo vanga vari emotional zvisingaite pliz next munhu anofa apo
@matiengamonica994020 сағат бұрын
Can't wait for this❤❤❤❤❤
@agnesmurefu32095 сағат бұрын
Tinashe or producers of the show kindly take time to read comments muone zvatirikudawo as yo viewers of the show yes yu want numbers on yo page but GBV is a serious issue so wen Tinashe sits and do nothing waiting for security to make the first move zvinorwadza .Kutanga kweshow pipo should be told kty no violence or let them sit separately to avoid fights This is not the first time pipo compaining abt secutity😢
@RumbidzaiKafurama5 сағат бұрын
Well said
@forogonya-howcometoyou572711 сағат бұрын
Daddy kurumwa varumiwa zvavo asi iyi ndiyo result yandafararira zvakapfurikidza mwero. Iyi Episode yakafanana neye kwaMutoko, Season 7 Episode 2. Baba was hopeless thinking kuti havabereke asi result ikabuda iri 99.9%, exactly zvaitika pane iyoyi yazo rumwa Baba. I hope and prey Daddy vakunogara zvakana naMayi ava, vanoruchengera havo asi vanoratidza kuti vanekakuvimbika kavainakowo, zvavo.
On the issue of physical confrontation pakuda change of setup apa. Tinashe you should sit in the middle and the partners should sit on either side...
@DominicSibanda-w3sСағат бұрын
Exactly
@osbornemuhambi71618 сағат бұрын
Difficult to judge characters on a 40min show...guy seemed cool pashow,but could b toxic mu day to day life,..sumtyms mapartners akadayi bring the worst out of u.wch myt not b a good thing 4 their marriage.not that violence is the way( but drama torida hedu)i just think the lady reacted to tonnes of shungu wch accumulated muma problems avo...but ngavawane counseling vabatsirike. Happy for the gent,happy for them. I wish them well...
@francisnherera4773 сағат бұрын
There was no need for violence, the man is 100% cool, vakadzi vagara they suspect anything, I like tye composure of that man from start to finish
@AlbertMamhofa2 сағат бұрын
The man is not cool at all .He is presenting himself infront of cameras .
@FrankChihutah13 сағат бұрын
This women is soo crazy,akaregerei kuruma baba vemwana wekutanga
@jeslynmutize957712 сағат бұрын
Pamwe akafa
@leechen199512 сағат бұрын
Nhai hako. Apa kuda kutochengeterwa mwana
@janejeffreys396012 сағат бұрын
Ndozvaakatorambirwa zvekuruma varume kkkkk kuita nhumbu kwaitove kubatirira baba ava 😂😂😂😂
@leechen199512 сағат бұрын
@janejeffreys3960 kkkkkkkk
@kimmie117510 сағат бұрын
Please DNA show, no violence please.
@mercyme918910 сағат бұрын
Does he promote violence?
@chypomuj9 сағат бұрын
Murume ari kutadza kusiya chihure chete apa... 4 wives and counting... ngaachidzikama since mbereko yaaida akaiwana agare nemukadzi zvakanaka achichengeta mwana wake 100%. Obvious mukadzi anotoita shanje coz of the way they met. He needs to man up and make a decision kwete kuramba achida kutamba
@Chakufura9 сағат бұрын
Kana vabata pamuviri haisi weapon yekushubgurudza umwe mukadzi vaakavana aripo, zvinonzi mukadzi akatorwadziva nezvakaitika akayenda... Akadanana naye achiziva kuti ane mukadzi nhasi haachadi kuti mwana we ex yehasband yake idarike nepane murume vake
@Bvanyangu3524 сағат бұрын
@@chypomuj marriage nemuroyi anodya munhu masikati?
@cresenciakasekeСағат бұрын
Mr Mugabe pamanzwa mukadzi achiti ndikuda kumupa mucheka wembama wakasimba dai matobvisa set up yemagariro avo😢
@lacychipindirwe12892 сағат бұрын
Mukadzi aneshanje dzisinabasa saka murume haachabvumidzwe kutaura nevanhu vepaanoshandira haiwawo zidofo remukadzi busy kuteerera makuhwa dai ndirini baba avo ndaimusiya ndongodzokerana nezvekare
@tonkiesibanda31842 сағат бұрын
Saka kutuka kwabvepi manje
@taltait173612 сағат бұрын
After she had warned of dealing with her husband if the results came out positive, measures could have been taken to prevent what happened. The security man should have positioned himself between this couple or at least be very alert becoz there was forewarning. You failed to protect that man.
@CarolineSibanda-i4m12 сағат бұрын
Kana wakabvisa mumwe pemurume misodzi ichagara iri pamatama hausati watanga apa wakaita neune.
@caskido11 сағат бұрын
I like the way Tinashe wore his sunglasses 😎 got up to walk away 😂😂😂😂😂
@BlessingMukandi-tb8zw7 сағат бұрын
Nhasi anonorohwa kumba murume uyuu😂😂😂😂
@maybemudadiwa832810 сағат бұрын
This man achiri kunopocha kuex wife uyu ndiye ari kukonzeresa confussion kune munhu wa anaye.. Dongo ngaringoitawo Dongo
@propro995713 сағат бұрын
Mbama + kurumwa = kuramwa show 😂😂 wanzwa butter kakono
@GervasGweshe13 сағат бұрын
Ketsambarafuta. Kahwa sugar
@JanePhiri-q4e10 сағат бұрын
Shabani yadzura mwando.Maiwee hama dzangu dze Shabani kokuzogwisana nekurumana seizvee? Ndasvoda asi ndafara kuti bambo ava vave nemwana wavovo .nyama yenyama yavo ropa reropa ravo. Mai vakagwadziswa zvemene.😢. Asi tinongoti Ebenezer!!!! Bambo ava vakanga vasingafungi kuti vangaita zvibereko saka vaishungurudza mukadzi uyu. Asi zvisineyi 99,99% inodadisa.
@leechen199512 сағат бұрын
Wangu murume 😂😂😂😂 ipapa hakuna kana kahukwana kakabviswa😂😂😂
@JulietChogwiza12 сағат бұрын
Baba mune nhengo yakasimba 4 marriage's mushini 1 chete ayiii varume hatina zera nemi😂😂😂
@elvissadza-g9h13 сағат бұрын
Mr Mugabe I think from now onwards you should sit in between the parties. From what i have observed, by the time your guy goes to help someone is already slapped or punched.
Dayi arumwa nemurume zvinonzi abuse but to be honest we're being abused in the community ne this gender
@tendaimashingaidze782313 сағат бұрын
True pple forget that inonzi Gender based violence..inobata both genders asi kuti kuvarume it's taken lightly...
@carolmajidu430713 сағат бұрын
Dai ari murume aruma mukadzi kutaura kuno ari kutoita community service
@leechen199512 сағат бұрын
Not fair at all 😢😢😢
@caswellshoko461712 сағат бұрын
Makore ano men suffer more abuse in relationships than women. It is only nobody speaks about it and men also suffer in silence nekunyara kubuda pachena. Unfortunately mitemo yedu both yechirungu nechivanhu gives little protection to men. Ndaona chi marriage ichi chagumira pano. Chikararama this man is going to be manipulated all his life achinzi ndini ndakakuzvarira mwana.
@DrestHcgcg2 сағат бұрын
Camera yavaMugabe inotora kusvika 100km kusvika wandohwanda mugwenzi ichingokutevera
@naumechirunga12 сағат бұрын
Keep it up mai mwana mamungona benzi rababa rinochengeta mwana asiri waro richisiya waro.Murume ndewenyu amai ❤
@LoreenChapepa12 сағат бұрын
Remember kuti akatorera mumwe mkadzi, iye azoshamisira chii? Matorero aakaita kune mumwe, nekwake zvichangodarowo
That man was desperate ,he wanted to go back kumukadzi mukuru coz aisatenda kti anozvara ,so he thought of mwana snomuziva kare kuti i can just claim kuti is mine😂
For the second time i am saying this,Mr Mugabe do something about security,you will loose a life on this show one day and you will be banned.
@mswilfur9 сағат бұрын
Give over - or better yet create your own show 🙄
@ttfam87427 сағат бұрын
Security yamukoma Mugabe sei vachimirira kuti mambama asvike vozonyepera kumhanya. Torai Mercy for a lady security
@RejoiceGwaze-k3x3 сағат бұрын
Ngaarohwe rombe remurume Mwari vakupa mwana wawaidyira mishonga wakushungurudza mai fut pabekutoti uchifara wavebaba wochirega zvekutora uchisiya vakadzi
@rodchasura-matapatira620113 сағат бұрын
I like Elizabeth (couldn’t catch the surname) she is a very good reporter. I think she will go a long way. Keep it up girl 👏🏿👏🏿👏🏿
@lizyncube13 сағат бұрын
@❤❤Elizabeth Nyaguyo
@tauraingarara522013 сағат бұрын
My plea to Mr Mugabe, your show is the best,but violence happening on some occasions is not worth the balance. Can you kindly tell the participants before the show to desist from violent approaches. Violence can't solve paternity issues
@munashemawirirwa768913 сағат бұрын
He can't control emotions, the issue of paternity tests is not cheap and violent emotions will always arise
@MaggieNdaona12 сағат бұрын
Ini zvondishamisa ndini ndiri kurasika here Mai Ava vanorwadziwa nemukadzi umwe anofambidzana nemurume ASI imiwo Mai imi,makatora murume wemunhu wani
@debrakatsvairo741757 минут бұрын
This woman should understand her husband cauz of his previous marriages dzisina vana
@lloydmoyo84756 сағат бұрын
This show promotes violence for views, when that lady threatened violence they should have seperated the two.
@ThembelaniMgutshini6 сағат бұрын
We love dramma dear
@mukwejСағат бұрын
Tinashe I hope u took that man to hospital or paid the bills that was ur fault u don't have security. It was not necessary for that woman to attack that man how the are they going to be in good books waremadza munhu waunopinda naye mublanket
I think now security should b a major priority please
@modiasdewa13896 сағат бұрын
and mukadzi agara ataura kuti kana mwana akabuda ari wababa ava ndovavhara nembama but Tina's he semunhu yatanga kuona bepa kuti riripq 99.9 wy asina kugarira mbuyawasha pakati or kuverenga ma results akavaparadzanisa. DNA man inoita on seinofarira wrestling
@darkskinneddutchess400721 минут бұрын
That Ambuya looks so beautiful shame😍😍😍...ah ah ah ambuya...ambuya muri kunyatsogeza😂
Not that im saying violence is good but when one is tormented they are bound to react, she is also human regardless of the circumstances they met, this guy atori hure and abuses vakadzi, vekusazvara zvake zvinei nekushungurudza munhu. You decided kudanana naye mukadzi uyu akuzvarira mwans, respect her, have boundaries, its not about being told of who you should talk to or not. Munodireiko kuramba muchidzokera kumarutsi ukagova imbwa here? Kana waita move on for whatever reasons then let it be, gadzikikika nemukadzi one kwete kuita kunge marriage mahubwe imimi baba. Stop abusing each other mudzimba umu please. Siyanai nezvekumashure and focus on your marriage now muchengete mwana uyo,,muchirikuda kuramba muchitsvageiko. Mukadzi is not saying dont greet your ex but from my understanding murikupindiridza and you are not even making any effort to give her any reassurance,,mhinduro dzenyu ndedzekusvotesa bambo, you basically dont have respect for vakadzi. Mai mwana kana munhu asingagarike naye siya and take care of yourself please.
@PatsonChimpunga5 сағат бұрын
Ko iyo security yenyu yakadhakwa Kudai Itaí at list 3 including woman it's heartbroken kuona vanhu wachikuvadzana soo
@nangulashikukuma7 сағат бұрын
Hi guys . To be honest I don't understand this husband and wife concept in Zim
@patiencemandawa6744 сағат бұрын
How can Tinashe predict kuti munhu acha reacta sei in any given situation nhai, Mercy paakarovha amwene vanhu vakafara...maybe security guys can stand a bit close
@DominicSibanda-w3s57 минут бұрын
When the woman said she will slap the guy
@Mapantsula01Сағат бұрын
This guy is a gentleman
@nellyville23412 сағат бұрын
Why complain wakatorerawo mumwe mkadzi murume
@conniesibanda19163 сағат бұрын
We had the Ndebele last episode there was no drama I knew it it won't end well this man is something else bakulumile nabakuqamule uminwe 😂
But achemera zviripo mukadzi uyu. Varume vanojairira
@nikitta_h36 минут бұрын
Haa honestly vakadzi vakuenderera, that’s not good ngaasungwe because mbama iyo plus kuruma munhu if role were reversed murume aiyenda kujeri… it’s very degrading and humiliating kumurume apa muri paTv, that’s total disrespect 💔
@beaullahmashingaidzwa499713 сағат бұрын
but wagara waudzwa hako kuti mucheka wembama ukuuya wakaura hako
@rumbimasekesa159313 сағат бұрын
Baba ipfambi regai varumwe😢ibenzi
@spiwenyamz169913 сағат бұрын
Pazvakanzi ndovapa mucheka dai makabva ma separater vanhu. Because i had seen the potential of zenya based on how emotional amai was
@dornamunatswa7 сағат бұрын
That lady is very bitter coz she thought zvaaita mwana aenda nechimuti.