Magona vana,aska mai nyathi next time munogarawo pasi kuna mai uko kwete kugarisana tavatezvara.mari hayichinji hunhu vanangu.keep doing the good work the lord will reward u abundantly.
@RosaMasvinu26 күн бұрын
Inyasha amai Nyathi hadzisarudzi you are very humble l love dearn🎉🎉🎉
@EsteriChigiji26 күн бұрын
Waratidza Rudo Kuva Bereki Mwari. Akuitireyi. Nyasha
@pertuniadapi216026 күн бұрын
Thnxs vnhu vedu
@EneressMatenga26 күн бұрын
Mai Nyathi maneumwe here mwana mudumbu titi makorokoto
@EchoesofthePast47726 күн бұрын
Magona Nyathi ❤🎉
@memorymakwindi317726 күн бұрын
Magona wena❤❤
@OliviaMunyukwi26 күн бұрын
Ndizvoo nyathi !!
@DorcasTambu26 күн бұрын
Well done guys ndazviende mberi
@AliceBangaba25 күн бұрын
Mai Nyathi kadumbu ako I sadza here kana kamunhu
@MemoryKaruza-d4k24 күн бұрын
Kanenge ka kamunhu ako
@stelladeredzai779224 күн бұрын
Kamunhu 🤰
@evelynchiwara706626 күн бұрын
Well done baba namai Nyati
@LuciaPedzisa25 күн бұрын
Mai Nyati ndochii kugara papeji navatezvara ukwane iwe
@Omega-y4l26 күн бұрын
Well done.good job💛💛💛💛🤣🤣🤣
@CmpmX-v3w25 күн бұрын
Mai Nyathi kubva zvavaita mari vakuita confusion netsika nemagariro hameno chii Giribheti udza munhu wako atiitire hunhu mai Nyathi one muchavaona nebum short mukereke chete kkkkkkkkkk
@pedzisaizisengwe8526 күн бұрын
Ini ndatohakira wo yekuchema kkk
@HumbaZhuwawu26 күн бұрын
Haaaaa zvinotendwa nyathi asi next unatsuurawo mai nyathi voenda kunogarawo uko kuna mai not kugara navatezvara pa benji aiwa no taramba ita tsika dzechiva aiwa zvinodadisa mwari awadzere uwane maviews akawanda
@Ellen-z8e25 күн бұрын
Muitire vese vabereki maita zvakanaka Joy ramba unehunhu husarikaba