Mamboo mune respect chero pasin nyaya kungoti uri mbuya chte❤
@PATIENCESYMON-u8d2 ай бұрын
Mbuya inoroya iyi nxaaaa😂😂😂
@lovenessmagoronga64452 ай бұрын
Shona yagara inonetsa zvayo mambo is right dai vakaedeedza vekwamanhimanzi kwacho mbuya vanongowana chirango chavo.ndine muninina akazoroorwa twice nenyaya idzodzi aroorerwa kwa baba vamai vangu vachiti ndini ndakarera .
Ini yangu Mari havadye ,my little brother will have the fatherly benefits cause these people they chase the widows away from their houses anamai vedu votambura only to want our money takuroorwa .
@darkskinneddutchess400722 күн бұрын
And zvitoratidza kuti vana vakatoramba
@EmidaMutenure2 ай бұрын
Gogo wakura yunhongwa tavekuwnda. Chingoitai nyaradzo yacho. Asi ko sei gogo sei wasina kuudza mwana wawo kuti anowake kudzidza.rake achiri mupenyu now vavekunwtsa varoora neva zukuru. Vanhu wakuru vavekunetsa
@ajinimwita6652 ай бұрын
Mazvita sekuru Mukotsanjera
@vanessazimunhu80132 ай бұрын
Vanonetsa
@Mirandah-m2k2 ай бұрын
Mmm kambuya aka kane hudyire aaaaah
@PriscaChamunorwa3 ай бұрын
Gogo avoo vanoda kudya chii Ivo vakadzinga muroora haa ini handivapi vakuda kudya chii
@LoiceTengenyika2 ай бұрын
Hongu hapna chavanowana mbuya asi muroora ari wrong
@locardiampofu-jz3tp2 ай бұрын
ko gogo vanoda mari yeroora pakudiii
@madelinechimuka98752 ай бұрын
Mbuya iyo ichada kuunganidza zvinhu zvinodyiwa panyaradzo here
@Lulue052 ай бұрын
Tsoka 👏👏👏
@linnetbhasvi81152 ай бұрын
Aiwa mbuya vanoidyawo saani roora rangu ndiyo shona yacho here
@abigailcharakupa84902 ай бұрын
Mbuya vanopihwa sechirango chete chete, sambuya vakabereka murume wangu akandipa vana saka kutenda mbuya nyakutumbura, muroora ngaazive zero rekumisidzana naro, gogo is old age even ndiri correct zvinengei kuna gogo nezero ravo ndinobvuma defeat hangu, ndonetsana nezera rangu
@linahmukotekwa54753 ай бұрын
Vana mbuya hamusi kuvaziva imi uhuuuuu
@charlotemuzulu30042 ай бұрын
Haaa takangokura chembere iyi ichishusha muroora
@DorcasTambu2 ай бұрын
Ko muroodza vana sei pasina baba vevana
@NomakhosiMasekesaАй бұрын
👏👏👏
@ashellmutata6184Күн бұрын
Mambo apa marasa justice....did you check the background yenyaya iyi? Matora side rambuya musina Kutarisa kuti zvakabva papi.
@PriviledgeMgawuriАй бұрын
Chishona chirikundinetsa gogo mari yeroora vanokwana papi sevaneropa nevana kwavakuchembera vakadya pfuma yevana vavo nhasi vada yevazukuru ivo vakadzinga munhu akapereka gogo panezviripo chete
Munhu wawakadzinga ndiye waunoda kuti akuitire zvese akutsvage agokusheedza kuti uuye kunotora mari.This should be a lesson to these old people taurai nekubata vanhu zvakanaka.Dzava nyaya dzemari makuda kuve in the presence of someone wausingade kuona
@KripperDuD3 ай бұрын
Muroi uyo
@matsokoterevictor2 ай бұрын
Mambo musadzvanyorora muroora chembere inedambudziko iyo,vanoda pfuma yevazukuru yevans vavo vakambomupawo here
@nmanjarera3 ай бұрын
Leading by example stars to you mukotsanjera. Good gesture
@zvikomboreronyamvura72242 ай бұрын
Roora ndoravanoda kuchengeta vana havana vavakadzinga
Mwana wavo asave wemumusha imomo she was right mangwana zvinonetsa kana gogo vazofa. A least akatoudzwA kune dzinza rake ndokwaifanirwa kuenda muroora. Mumusha muna gogo vaive step father wemwana wavo not biological father.
@SolomonTanyera3 ай бұрын
Mbuya avo vane problem mambo ngaasadzvinyirira muroora haana kana problem
@Philiprukawo2 ай бұрын
Uku kwakudzungaira gogo varikutawura chokwadi. Ko ma brothers emuroora ndovachadya mari yevana vehanzvadzi sikana here. Muroora akasiya vamwene kuzeza kuchengeta vamwene nekuti vakura. Vana vakura muroora akuti akadzingwa. Chandishamisa ndechekuti kunevekwa Gogo, vekumurume hama akatadza kutawura navo. Age iyi ayisiyiwe yoga muroora akatogara atova mwana wagogo nekuroorwa. Muroora ngagadzirise vana nagogo vavo. Vana ava vachayita mhuri dzavo What goes around comes around azvishamise mumwe mwana achi pindana ne live yakurarama gogo. Muroora achiri kushayina hake inguva yake.
Kkkkkkkkkk dare iri rakazara zvidhara nen'anga dzisina pfungwa how can you tell Mai avo kt nyaradzo inofanira kuitwa nechurch yambuya ko mwana wavo nemhuri yake vaipindao church yavo yakasiyana neyambuya???
@Madam-z1y2 ай бұрын
Tendai mwari kuti mbuya vari kukuudzai gwara rakanaka
Apo munosorosa machurh kuchishanu ndokunoudza chembere iyo kuti iye
@Nomusa-b3u3 ай бұрын
Vamwe vadare dzodzai kupana nguva yekutaura
@MakanakaLisa2 ай бұрын
Mbuya vataura Vani Kuti why akavadzinga hanzii ndavaende kunyanga kumusha kwemurume vake nekuti mbuya arikumusha kwavo Saka haasi Kuda hake kuzofa achisiya mhuri iyi iri mumusha Pavo nekuti ndepavo pavakabereka
@LindaManyowa-t4h2 ай бұрын
Yes ipapo vari right asi akuda pfuma yemwana wemuroora apa azviko
@gloriakapfu2 ай бұрын
Ivo vakaroorwa here? Why should they eat the roora ravasina kuchengeta vana. Chief. Please respect women. We are not slaves Your court abuse women.
@lacychipindirwe12892 ай бұрын
Comment iyi handifunge kuti munoziva shona chaiyo ndosaka murikutaura zvamurikutaura izvi chief is not wrong he is 100% correct mai avo hapana paungadye pfuma yevana womira samai sababa zvese pachii nyangwe uriwe wakavachengeta but hazviko
Vanhu vekuchechi kwamai avo please dzidzisanai hunhu....she is a shame how can you address your inlaw so low
@Arno-A-Villager3 ай бұрын
Mitauro yasiyana chete, so such differences dzinozoita kunge umwe adherera
@carolinemhorombe-makoni13282 ай бұрын
I think matauriro avo. Inzwai even chief varikutodarowo. I think its proper pachimanyika just like zvinoitwa ku Ndebele. Zvati siyanei nestandard Shona
@marvellouschaguluma2 ай бұрын
Kutaura achnongedza mbuya nechigumwe..ndazvishora
@ashellmutata6184Күн бұрын
Mambo apa marasa justice....did you check the background yenyaya iyi? Matora side rambuya musina Kutarisa kuti zvakabva papi.