Ngwarira godo kubva Kuna Peter mungaurayana because wakanyanya moyo ndizvo dhewa chaivo vamuka zvakere mwari akuchengete musaurayana na Peter ava makwikwi awa ndiwe uri panyanga mwari akuchengete amen
@fidelmhande42364 жыл бұрын
Who lost for a sec...thnkin Dhewa rise frm the dead...this young man is the real photocopy of the late Tongai moyo not the other guy anonzi Peter uya.....Ngaape mwana ma instruments..🎹 🥁 🎸 🔥 🔥
@tinashekawanzaruwa77314 жыл бұрын
Nhaimi ndabva NDAfunga kuti Dhewa adzoka ,I'm in love with this song
@calebngwenya51624 жыл бұрын
better than Peter,anyone agreeing with me?
@fradrickmapudzi67444 жыл бұрын
Sure anogona manje
@bonganibongani76804 жыл бұрын
By far
@stellachakufora94154 жыл бұрын
Ko munocomparei vana vanya munhu munovarwisanisa hii mazimba hatina rudo sure
@sharaikarara42994 жыл бұрын
Ummmm wakapenga junia tongai moyo i saport u baba dhewa mushina muhombe ramba wakadaro i like the way u do pamberi newe .shinga mwari vachakuropafadza
@chinjeeemakasi42344 жыл бұрын
@@stellachakufora9415 bt ichokwadi hacho dear anokunda Peter uyu anotoita kunge Baba vake zvese nekufanana.
NYC song Tongai Obert Jnr, ko mudhara Somandle ndebele muripi ndopakudiwa imimi kuti munge muchibatsira vakomana awa uya zvee nekuyananisa Peter na Obert wabatane vasatukane vasimudzire legacy yamudhara vawo yiyende mberi Igwee eeeeh
@Tommy_Skiller4 жыл бұрын
Thats very true he is the only one ane power to do so💯they are all good
@reginaklaasen5724 жыл бұрын
Wakafana na baba ubva wachena sa baba .Kana voice makafana usazoite dzungu .urarame kwenguva yakarareba tigonakidzwa zvedu.
@tsitsidzora9954 жыл бұрын
Awunyepi
@KeKaiKai4 жыл бұрын
Dhewa ressurected, I think Peter should support his young brother. He is closer to Tongai than Peter is musically.
@carringtonmuzambi59394 жыл бұрын
You are 100%+ correct ipapo uyu ndoDhewa chaivo
@majajakarasi66224 жыл бұрын
Tongai Moyo Pure...kamwe ako ndekeDramma ako hapana zvinozivikana ...He is like Sulu...kwaDhewa tawanamumwe
@happinesschirasha87344 жыл бұрын
You are doing good Tongai (Junior) my advice.... forgive and forget whatever happens between you and your brother so that God can you lift you up...itomudana mubatane ... United you Stand, divided you fall.... keep your Father's legacy... have a pure heart like Him....you are just a star
@EndoCanna4 жыл бұрын
The challenge will be that Peter's by nature, an insecure, arrogant and egotistical prick.
@johnsithole54024 жыл бұрын
Thanks bvumavaranda but ndofunga kuti uchirinebitterness kuna peter kk but honestly unogona be yourself
@johnsithole54024 жыл бұрын
Love is a must but relationship is by choice pangoma boo Dewa but blood is thicker than water
@setmore1004 жыл бұрын
Mupfanha unogona asi siya zvekuiimba hama imba zvemafaro ,rairo, nezvimwe uone zvinoitika. Zvegodo remabarika izvo siyanai nazvo. Uye chinhu chikuru mukoma mukoma weropa rako ndewako kusvika Amen. Tinogona kusekerera kuvenga mumwe asi kana pashata kwoda weropa wekwaMoyo
@charlescm4 жыл бұрын
Dude is like his father, zva Pedro ndakazvitadza ini
@maslinendlovu93054 жыл бұрын
😂😂😂😂
@sharaikarara42994 жыл бұрын
Ini hangu ndafarira kuti wasimudzira band ra Tongai moyo wangu usamira bata ipapo panorwadza
Don't fight your brother bro jus be yourself,let your music fight for u, otherwise u are on the ryt path keep it up boy
@tawandamadhimba37694 жыл бұрын
Word
@carringtonmuzambi59394 жыл бұрын
Well said there
@makuvazarichard79014 жыл бұрын
Tongai the late asi amka?
@rumbidzaitaremeredzwa89954 жыл бұрын
Periodt!!!!
@faraimutangadura30734 жыл бұрын
Yaaaaa unogona zvekugona iwe Peter mkoma wako ngambonyarara uite bag cz unonyanya kugona baba vako varikukuona vasipo well done brother
@ntandodube43504 жыл бұрын
This is Samanyemba. The legacy of the Legend is in safe hands. Now get them boyz who can shake it like those of the Samanyemba Senior.
@charlesnhaku20014 жыл бұрын
Welldone Jnr Igwe wakarova sa mdara kip it
@EM-sx6nb4 жыл бұрын
Haaa this guy is good, real Dhewa Staff, Peter ipa Mwana maInstruments
@sheillasimango41224 жыл бұрын
Kkkkk suree
@leonardmanyaya28514 жыл бұрын
Munogona kudarika Peter. Mkoma Pride inomukuvadza
@melzibs34124 жыл бұрын
Obert unogona chaizvo asi preach love . Usafumure hapwa paruzhinji. Tauriranai namukoma Peter muendese zita raDhewa mberi. Kana makazvarwa nababa vamwe hapana zvokut uyu ana amai vake u are just one. Statement iyoyo haina kunaka inoparadzanisa. Peter gara pasi nemunin,ina muite basa sebasa. Ndatenda hangu👏👏❤
Jesus😭😭😭😭😭is this Obert or Tongai moyo amuka . Uyu ndiye muridzi wemagitare ane voice rababa vake ndachema guys 😭😭 anechipo🙌🙌
@zimropafadzo4 жыл бұрын
Ramba wakadzwanya urimugwara👏👏👏👏👏👏
@gibsonmuremba11514 жыл бұрын
Now listening to new Utakataka hits. Ndange ndakungorova hangu Old skul yacho. Thanx Obby. Baba vako vakataura vakati 'mukati merima , Obby chiedza ndiweee...'
@christophermagona49814 жыл бұрын
The chanting is very good and the music is smooth. Ngaasiyane zvekumarana namukoma. Asaita sa Sulumani na tryson. I pray Macheso will take them to tables and unite them. Yes peter errored but for the sake of progress just find each other. We need to see a collabo with your br. Good music and well done. Pakuridza nepakuimba unopfuura hako Peter
@memoriegomana53414 жыл бұрын
Kkkkkk chokwadi uyo aridza sababa vake
@sekaichifamba31104 жыл бұрын
Ngazviende mberi dhewa.aiwa ndanzwa kufara nekuti Tongai is back
@petergopoza28864 жыл бұрын
Jealous down guys I was following Peter since he got into the industry but now he's mixing a lot of things that is making utakataka brand getting down so thumbs up Obie
@davidmapiku46544 жыл бұрын
True
@tinashemudzinganyama54564 жыл бұрын
Dewa makadoba. You have the potential to excel. Vakuru vanoti chakafukidza dzimba matenga. Musatsutsumwa zvenyu Moyo. Mukafugura hapwa dzinozonhuhwira vanhu. Forgive your brother and move on
@modzasavage53954 жыл бұрын
Tongai Moyo resurrection!!! Anogona uyu.
@fortunemusanda9134 жыл бұрын
South Africa approved... Nice music real Tongai Moyo
Yaaaaa, apa mapfupa aDehwa amuka shuwa,well done Jnr👏👏👏👍
@mollysithole42274 жыл бұрын
Up up braa 🎸🎤 rova ngoma chete wakanyanya keep it up
@breezycnews89384 жыл бұрын
He's really good just like his late father 🔥🙌
@roserosemary56644 жыл бұрын
Like father like son... uyu anogona kudarika Peter wemadress ndakufarira junior
@omegachemhere62094 жыл бұрын
This is what i was waiting for, someone who can continue Tongai Moyo Music. I pray you get the support you need. Your voice ndera mudhara chairo. With time you will be perfect
@portiasemwayo42204 жыл бұрын
Ndokuti ndehwa ngazviende mberi 💃💃
@arnoldmaduveko74484 жыл бұрын
Unogona mfana but usatuka hama dxako mangwana vanomira newe isusu we are there to support yr success ....keep it up ndabva ndafunga those old days of Tongai moyo
Whaal, that's totally phenomenal!!! I REALLY WISH YOU ALL THE BEST, May God bless 🙏🙏🙏🙏
@siboneni86534 жыл бұрын
Am glad most comments here are serious and show the maturity we need as Zimbabweans.People enocouraging this young man not to be puffed up but reconcile with his brother.But hamushaikwi vasingazivi kuvaka .Why should you compare the 2 brothers.Mafans mune dambudziko.Unite people not putting a wedge pavana vanyamunhu.
@kerontembeni16064 жыл бұрын
Well done boy, don't focus on opponents focus on your own business,utakataka it will become a solid rock machine team,.m.
@privilegemunyira20924 жыл бұрын
Absolutely, Amen
@davidkuwateedza98694 жыл бұрын
Mfana akanyanya uyu akubata wire samdara keep it up
@marcia71024 жыл бұрын
Tongai Moyo ressurection, keep up the good work young man.
Best Dhewa chimuti ndechenyu big up Obert Moyo Aweeee
@luefomuba44124 жыл бұрын
Inga anotorova ngoma Obert uyu. Tongai legacy is safe!
@bamkuruJunga_Tinbells3 жыл бұрын
Igweeeee now Dhewa is back, Maintain the pace Dhewa makaipa
@dnice25able4 жыл бұрын
Be careful, don't let your mind be clouded by hatred and anger.... Wakagonesa asi regera Mwari akurwire hondo dzako. Your lyrics suggest kuti uchine daka namukoma wako, set that aside and run the race usina unnecessary baggage unosvika! People will always compare your & your brother but try not to succumb to the pressure. Your father would be more happier to see both of you doing good remember that!
@davidmapiku46544 жыл бұрын
Hakusiko kureurura here ngaapedze bundu iro simple oenda mberi nemusic
@andiepfaira70184 жыл бұрын
Chero kutomboita vachiita ma songs avanoimba vese zvakanakisa chose
@rumbidzaitaremeredzwa89954 жыл бұрын
God bless you !!!meaningful message
@blessingmupanya11774 жыл бұрын
Waaal Dehwa is back unogona Obert ndiwe une chimuti iwe . Like father like son . Keep it up boy 👏👏👏👏🔥🔥
@priviledgeveremu36054 жыл бұрын
It's obvious the guy is very good only if he stops shading his brother... Music yababa vake yainakidza coz malyrics avo aireva zvakadzika dzika muupenyu zvevanhu... U can't build your brand on shading your bro, what happens kana zvekutuka zvapera???? You are very good focus on you and your music and leave the judging for us
@simonmarufu11454 жыл бұрын
Peter akadhakwa shaz mfana uyu kumberi kana achikodzera kutukwa ngatukwe peter hapana chozikamwa voice racho haatorina peter
I learnt with this guy at primary school in kwekwe .he was actually a very close buddy of mine .got emotional seeing him on KZbin just now.Keep it up Obert
Please let us just understand this guy, I think he has been through a lot but all the same he needs some kind of grooming, he has the talent and voice bhoo zvekuti. Us fans late us not drift them apart like what used to happen pana dhewa and macheso.
@nashtv744 жыл бұрын
Well done younger unoziva zvaunoita kwete blaz dzako ngadziite ma comedy akupe ma instruments
@captaincorrections73674 жыл бұрын
Uyu ndiye Dhewa chaiye Kwete tsvina dza Peter dziya
I'm not a sungura fan bt uyu anogona hake .......Peter ipa munhu masinhi iwe baya kubhora kkkkkkk
@milito33454 жыл бұрын
🤣🤣🤣🤣🤣
@brightontchitambo50634 жыл бұрын
Beware of these devils who want to make you enermies with Peter.if you have a common ground just work together as vana va nyamunhu.no need to fight.Mumwe neumwe achiita paanogona. Asi kukuudza chokwadi mfana voice ra Tongai the original harisvikike zvekumhanya.Chipo hachisiiranwe voice rakaenda nemuridzi.Never the less I support that you carry on with your music uwane kurarama mabasa ari kunetsa aya
@justicezhou31554 жыл бұрын
Here is the sungura future ..i'm in man!
@princendlovu66244 жыл бұрын
Big Up Chibaba .............. you have resurrected not Tongai Moyo only but Sungura at large . We love and we support you . Dhewa wedu .
Dhehwa well-done Jr .peter moyo ngarengedze kuimba
@carolinendebele24764 жыл бұрын
Good music, stop hatred and focus on your future. Other wise this anger of yours is gonna make you lose focus. Advice my son sit down with your brother and sort out your differences. Don't be fooled by outsiders. Blood is thicker than water. Peter will always be your brother. Put your egos aside , unite and make your Father proud from his grave. 🙏🙏🙏
@ianmakamba91434 жыл бұрын
Caroline Ndebele 🤪🤪🤪🤪
@birthwellkanyangare21604 жыл бұрын
Ha urimuchina muhombe orbert
@nigeldube4 жыл бұрын
Aka ka number manje🕺🏾🕺🏾🕺🏾🕺🏾🔥🔥🔥
@extrovert5614 жыл бұрын
Iwe Obert simuka huya kuno, iwe Peter gara pasi....ndiwe the best replacement yababa vako chaiyo kwete zvatainzwa paya. Case closed!
@deedillamahlaba75614 жыл бұрын
Jesu akasangana na pauro parwendo rweDamasiko akamuregerera newewe regerera Brother yako mwari ndovanoziva chirimberi kwako
Handisi pakurwisanisa.ita zvemumhanzi jnr.kanazvichibvuma imwe single ita namukoma hapana chakaipa.
@Paradzaimurwisi.4 жыл бұрын
Ma Zimbabweans we need to unite vafana ova not kuva rwisanisa. They are same blood so why divide them. They should compliment each other not kunetsana. Isu tokudai mose remember your father was a hard worker and munhu wevanhu
@graciousmhlanga45054 жыл бұрын
These guys are not candidates to unity imvura nePetrol. Let's support them as individuals. Not knowing this Tongai Junior as for Peter his success is blocked by his arrogance. The guy doesn't listen to any advice. The rise of the young Igwe may cause his downfall as listeners may end up comparing what is on the table
@abacuslab57194 жыл бұрын
He is good pane uya anongoti musorobhangu sando dzako Obert
@admirenyariri46824 жыл бұрын
Ndanga ndaka kuvenga iwe but ndri kutonzwa kuti uri dhehwa zvesure
Tongai Chaiye! People are blaming this talented young man for Peter's misconduct, if Peter was mature enough dai akati kumunin'ina wake ngatishare or work together kusimudzira band rababa.coz people can't expect this talented guy to just sit keep quiet after been sidelined pazvinhu zvinofarwa kusheyewa. But I wish him the best..
@graciousmhlanga45054 жыл бұрын
Such promising young talent. To match the original Dewa he should learn to play the lead guitar. The sky is the limit for him. His voice is full of potential to develop for better and better. On debut it's extra ordinary let's see on the next album as this was aimed at his life documentary. To be honest the young man is giving us another better dimension of utakataka. Good going