P2 Satananism pachikoro .KARANGANDA TV DARE RA CHIEF MUUSHA

  Рет қаралды 6,347

Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)

Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)

Күн бұрын

Пікірлер
@judx34
@judx34 16 сағат бұрын
That is my grandad.. Timothy Munorovazve Muusha.. Chirandu woye🎉🎉🎉
@jabulanimutasa4267
@jabulanimutasa4267 11 сағат бұрын
Why have they concluded kuti the teachers are behind?
@edinahchatunga5671
@edinahchatunga5671 22 сағат бұрын
Chief Chirandu anotonga chaiko vanotonga saVaChigodora kna Mambo Mutasa
@Dragonstarfilm
@Dragonstarfilm 15 сағат бұрын
Izvi hazvifadzi vadzidzisi muri kukanganisa vana kungoti nyika haina mutongi zvinoda justice zvaitwa namambo asi kunyika ine mutungamiri anofanira kuisa mutemo wakasimba kuEducatiom haikona kuisa mutemo wakasimba wekukwidza price dzemapassport nekumhanyisa makombi mudhorobha
@DRRZOE
@DRRZOE 20 сағат бұрын
Which one is part one
@TeclaFrankson
@TeclaFrankson 23 сағат бұрын
Mateacher arura muzvikoro vachivanda neMinistry of Education vanehutsinye ,apa Mambo batsirai vabereki ava vaTaure naSekuru Kanengo kwete zvema Bishop nemaprofita pasatanist vanongodzikamisa kwete kuipedza
@Cannias-l5r
@Cannias-l5r Күн бұрын
Always the 1st person
@brendaziyenge207
@brendaziyenge207 Күн бұрын
Asi hamuende kubasa here?
@alicybakeki9803
@alicybakeki9803 Күн бұрын
Bishop anzwa jealous mambo wakutora n'anga Chipinge
@Trabablas
@Trabablas 22 сағат бұрын
Ungadei makadeidza maTeacher kare ...nhasi masangana navo murimadofo ...vana varikutambura mhani
@CaroDlamini
@CaroDlamini Күн бұрын
Hey veduwe vana vedu havasi safe kuzvikoro ukoo mwari pindirai
@alwayshavefunonthebeach4417
@alwayshavefunonthebeach4417 14 сағат бұрын
Chirwere chepfungwa ichi chinoita manifest kuma teenage time. Vanogona kunge vane trauma dzavo my thoughts
@blessingbikinyaamidu5224
@blessingbikinyaamidu5224 21 сағат бұрын
teachers are messing up indeed
@IvyMutandwa
@IvyMutandwa Күн бұрын
😊😊😊😊
@ChichieKutsaru
@ChichieKutsaru Күн бұрын
Yooo
@MarumeKampira
@MarumeKampira 15 сағат бұрын
Endai kwaMatakanure kwawaKanengo wachenese chikoro icho ndoshasha pasatanism kwete kupedza nguva
@JeanZonge
@JeanZonge 21 сағат бұрын
Acquisition yeSatanism kumaTeacher yanyanya ministry honaiwo
@TamaryManyika
@TamaryManyika 22 сағат бұрын
Ummmm 😢izvi zvakaoma veduweeee vana kudai
@JeanZonge
@JeanZonge 21 сағат бұрын
Umm mambo uyo arikukuchidzira kuti wanamai waende mberi zvaita kunge zvinhu zviriplanned
@abilitymatopi6654
@abilitymatopi6654 21 сағат бұрын
Kutambudza vana uku
@elizabethaaron1120
@elizabethaaron1120 Күн бұрын
Usaso shoora ba😅😅😅
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 14 сағат бұрын
Bishop chipedzai dambudziko zve nhai. I think zvinoda n"anga izvi.
@Trabablas
@Trabablas 22 сағат бұрын
Baba Taps saka vanhu varimudare havasi kunzwa mazita here ...isu mukuviga 🤦🏻‍♂️🤣🤣🤣🤣🤣🤣haaa ndazoseka zvangu
@JessicaMutambara
@JessicaMutambara 14 сағат бұрын
😅😅😅
@blessingbikinyaamidu5224
@blessingbikinyaamidu5224 21 сағат бұрын
Ka element kekuzungaira muvaberiki vacho nawo ma1
@Trabablas
@Trabablas 22 сағат бұрын
Kababe kaneyellow kakagara pedyo nomomz avo kari cute shame 🙆🏻🙆🏻🙆🏻
@LuciaChimenya
@LuciaChimenya 17 сағат бұрын
😂😂😂😂
@LindaMuzenda
@LindaMuzenda Күн бұрын
Ma teacher haanamatiri vana ndovarikutopa vana satanism
@Trabablas
@Trabablas 23 сағат бұрын
KO baba vaya vekungodana Stanely inga vakati zvakapera ...why is it maTeacher acho haasikudaidzwa
@tatiratsawa7981
@tatiratsawa7981 23 сағат бұрын
Pane chinobuda here apa
@linnetgambura9943
@linnetgambura9943 22 сағат бұрын
Zvakaoma hazvo endeee simba racho ravainaro
@SarahChadzika
@SarahChadzika Күн бұрын
Kubvunza chiiko muchitadza kudana mubatsiri ange aripo zuva racho muridofo mudhara imi vana varikugara cy muchiwanza mazuva kudaro
@Trabablas
@Trabablas 23 сағат бұрын
Taura kuita sekuti ndekekutanga vana vachitambura kudai biz kubvunza nhando imbwa idzi
@alicybakeki9803
@alicybakeki9803 Күн бұрын
Iwo mafata iwayo anozviziva
@ellenmangwiro5795
@ellenmangwiro5795 19 сағат бұрын
Maporofita mazhinji arikunopihwa simba ku satanism so hazvigoni kuti vagone kudzinga mweya uyu
@ChidoGwezuva-r6g
@ChidoGwezuva-r6g Күн бұрын
I dnt believe this vana hre vanoactor manje
@alicybakeki9803
@alicybakeki9803 Күн бұрын
It's not drama ndakadzidza ipapo ndikazobviswa nenyaya yesatanism iyoyo, zviriko kuti amusati mazviona nemaziso
@munyaradzichabarwa4179
@munyaradzichabarwa4179 23 сағат бұрын
Kana usinganzwisise sekutaura kwako zvirinani unyarare
@pertuniadapi2160
@pertuniadapi2160 23 сағат бұрын
Zvriko izvo hpna mwana angamboita drama rakadai zvikoro zvizhinji satanism yazara
@SiphosenkosiNyikayandiramba
@SiphosenkosiNyikayandiramba 23 сағат бұрын
Acting chaiyo
@Trabablas
@Trabablas 22 сағат бұрын
Haaa uyu dzinenge dzakatiza muridzi ...dramma rakadai asi kumba kwenyu ndozvavanoita vana venyu
Непосредственно Каха: сумка
0:53
К-Media
Рет қаралды 12 МЛН
번쩍번쩍 거리는 입
0:32
승비니 Seungbini
Рет қаралды 182 МЛН
Professor Sibusiso Bengu Funeral Service
SABC News
Рет қаралды 1 М.
ANOTHER LEVEL- HOSIAH CHIPANGA
1:45:05
Drewmas Media
Рет қаралды 145 М.
Kisimusi Anobudirwa dare ra Chief Saurombe Karanganda TV
1:19:43
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 10 М.
Ndinoroorwa ndichirambwa #Chief Mutasa #karanganda
10:57
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 12 М.
HURWERE MUMUSHA  HWANETSA Karanganda TV
36:04
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 11 М.