P3 Ngozi Ya Fata :Dare ra Chief Mutasa , Sekuru Mukotsanjera vanobata basa

  Рет қаралды 6,510

Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)

Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)

Күн бұрын

Пікірлер: 64
@sheltermukamba8577
@sheltermukamba8577 9 сағат бұрын
Kkkk Mukotsanjera ari serious wish to meet him 1 day pamwe tinoponawo .Hanzi endai na Fata kumba
@sqrd3536
@sqrd3536 3 сағат бұрын
Sekuru basa sebasa. Professional service number#1. Kufa kwemunhu ausi mutambo. Vakauraisi fata nekutongwa nevakadzi. Mazimbuya venharo ziiii😂😂😂 kubatabata ma handbag nekunyara. Kuti vakadya vazukuru. Kutaura sei ikoko. Kana kumbonyara dare raMambo.
@judithnyewura3184
@judithnyewura3184 8 сағат бұрын
Kasekuru ako kakaoma moyo kachingoti kusviba nxaaaa
@charitymango4498
@charitymango4498 3 сағат бұрын
😂😂😂😂watsamwa zvinopa hasha sure
@ChipoMponde
@ChipoMponde 4 сағат бұрын
Kadhara kakaoma moyo aka ,Iko kumba kwake vana wake wagere tatata ,saka hanei nengozi yakapara , Kari kutokoshesa hupfumi hwako
@sheltermukamba8577
@sheltermukamba8577 10 сағат бұрын
Yeah Karanganda nhasi matigonera
@priscillakuchuna9434
@priscillakuchuna9434 21 минут бұрын
Sekuru musakumbirire regai vabhadhare ndokuti vanhu tidzidze
@tafirenyikashylet4707
@tafirenyikashylet4707 10 сағат бұрын
Haaaaa kasekuru ako kanosvota semangai Haiwawo kanoda kurohweswa Ngakabhadhare dzese kakambomuurayirei
@elizabethchitsiva5607
@elizabethchitsiva5607 7 сағат бұрын
Taura hako kanoda shamhu😂ko kuzoda kuzora neminingina kkkkkk
@FabbieRatohwa-p2k
@FabbieRatohwa-p2k Сағат бұрын
Ini ngozi iyi handina kui truster
@gokuhousehere9820
@gokuhousehere9820 5 сағат бұрын
Hoyi hoyi 👻
@patiencemusimhi4635
@patiencemusimhi4635 6 сағат бұрын
Kasekuru ako kakachimboramba wani kamhondi kemunhu😂
@TrevorNyagomo
@TrevorNyagomo 5 сағат бұрын
Tokutenadi tsoka rambai makadaro 6:08
@blessy74
@blessy74 2 сағат бұрын
Mjolo atina zera nawo. Hauna kutanga nhasi
@paulinemckenzie9594
@paulinemckenzie9594 8 сағат бұрын
Kupusa, ndirini ngozi yacho mombe dzavarikursmbira dzomuka dzakafa idzo fokoro
@samuelngirazi9636
@samuelngirazi9636 9 сағат бұрын
Shumba yengozi
@eunicezimunya3991
@eunicezimunya3991 7 сағат бұрын
Kugona ngozi kuiripa hanti
@Shava120
@Shava120 6 сағат бұрын
But lm not believing that kuti anengozi ini
@Mashia-t8b
@Mashia-t8b 4 сағат бұрын
Chero ini ambonzi imba dzekuchechi haana kamuitiro kwacho kaari kuita ndatadza kuzvinzwisisawo
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 2 сағат бұрын
U r very rit. Uraya munhu 1 chete wozotiudza.
@WinfildaKazetete-w4e
@WinfildaKazetete-w4e 9 сағат бұрын
Regai zvakadaro kufa haizi nyore sekuru Tsoka simboti regai mufi apihwe mombe dzaanoda tumadhara utwu tunobhaiza
@judithnyewura3184
@judithnyewura3184 8 сағат бұрын
Taura hako Tensen akapihwa mombe dzake dzaiida
@carolchikuni
@carolchikuni 4 сағат бұрын
Havana order ngavatakurane naFata wawo vaende naye kumba
@Mamoyo-d8b
@Mamoyo-d8b 7 сағат бұрын
Sekuru mudhara uyo ari kunzi ane mombe ngaaburitse dzese vanopara vachizotemba kubatsirwa aah
@PreciousSidhuna
@PreciousSidhuna 11 сағат бұрын
Kadire mbama
@antonymakonese6440
@antonymakonese6440 11 сағат бұрын
Vanhu panoramba zvavakaita vanobhowa
@FabbieRatohwa-p2k
@FabbieRatohwa-p2k Сағат бұрын
Drama haridi kurembesa ropedzisira rakubhohwa tsoka vhetai ngozi iyo mone kuti ndiyo chaiyo here or idhimoni ragarawo zvaro or arikuzviitisa
@MakanakaMashava-gk8wk
@MakanakaMashava-gk8wk 9 сағат бұрын
Family haina order iyi
@EmiliahBingu
@EmiliahBingu 10 сағат бұрын
Ava vanhu varikutamba ne ngozi mufi ngaende kune varikuramba kunzwisisa
@VickieAdams-nc5kd
@VickieAdams-nc5kd 12 сағат бұрын
imbwa ye gorongonzi
@PreciousSidhuna
@PreciousSidhuna 11 сағат бұрын
Itirinani vamwe vakaidzibhara 30 pamunhu ivo vari 7 vakauraya dzikaima
@judithnyewura3184
@judithnyewura3184 8 сағат бұрын
Haaaa uya akagadzirisa vanhu ava varikutoita zvekutamba
@JamesMandizvidza-yw8cm
@JamesMandizvidza-yw8cm 11 сағат бұрын
Chinonga chakandochaya ikweyo
@FabbieRatohwa-p2k
@FabbieRatohwa-p2k Сағат бұрын
Potai muchimutsira kubva pa 10 years zvichidzika vanhu vakuru hatizonzwisisi vamwe vane vachiziva zvese zvikuitika mumusha ngozi iyi ine fake zvese ikuti kana pane anoziva ani manji
@TrevorNyagomo
@TrevorNyagomo 5 сағат бұрын
Bhora beria tsoka tinematambudziko
@ChipoMpofu-hl2ll
@ChipoMpofu-hl2ll 9 сағат бұрын
Chikwambo chakarombwa kugorongoza chinobata basa wena vakarombera zviripo sekuru ava
@LindaMuzenda
@LindaMuzenda 6 сағат бұрын
Asi makaromba pamwe kani
@PreciousSidhuna
@PreciousSidhuna 11 сағат бұрын
Sekuru mukotsanjera mhondoro yengozi
@ChipoMpofu-hl2ll
@ChipoMpofu-hl2ll 9 сағат бұрын
Haisi mhondoro arikushandisa chikwambo hurombwa inga anotaura wani kt ndirigamba rakatengiwa kugorongoza natengena mukati mhondoro ummm hazvibude
@Pinnycode79
@Pinnycode79 11 сағат бұрын
Pakaipa
@MarthaJanasi
@MarthaJanasi 11 сағат бұрын
Mamisa kasekuru ako
@edinahchatunga5671
@edinahchatunga5671 9 сағат бұрын
Zvakaoma
@nicholasfungurani9677
@nicholasfungurani9677 11 сағат бұрын
Musamanikidze vanhu kubvuma ngozi veduwee.
@TafaraGudo-r8e
@TafaraGudo-r8e 11 сағат бұрын
unozivei ko nyarara uko irikumanikidzwa here
@aniphabandera6792
@aniphabandera6792 11 сағат бұрын
Vamanikidzwa naani
@ElishaMurikitiko1990
@ElishaMurikitiko1990 10 сағат бұрын
Kumba kwenyu kana kusina zvinonetsa siya vanhu vabatsirwe
@josephkarata5242
@josephkarata5242 7 сағат бұрын
Vanhu vano uraya kana kuroya vanotoda kumanikidzwa bcoz iye nevana vake havana chinovaetsa, anotambudzwa munhu asina chaakaita
@elizabethchitsiva5607
@elizabethchitsiva5607 7 сағат бұрын
Mhondi unodzizivaere,vanotodzikaka nharo coz vanenge vachiti hapana evidence
@PreciousSidhuna
@PreciousSidhuna 11 сағат бұрын
Itambe vazoziva shit mani
@BabaRuva
@BabaRuva 12 сағат бұрын
Chikara chesango
@Shava120
@Shava120 6 сағат бұрын
This is total abuse of old Men why nyaya ye vana vari mudzimba
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 2 сағат бұрын
Chirungu cha abuse makachinzwisisa nhai. Chaakungokandwa pese pese.
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 2 сағат бұрын
Vari muno muZimbabwe. Enda wovataurire kut ndauya ini ndakafunda zvisingaite ndinoziva mahuman rights. This is abuse. Munowirirana nengozi yacho. All the best.
@tariromagwaza
@tariromagwaza 11 сағат бұрын
Vanhu vekuponda ava vakaoma moyo mxm
@Shava120
@Shava120 6 сағат бұрын
Uyu munhu ari kutaura hapana zve ngozi apa
@monkeyplayvr
@monkeyplayvr 6 сағат бұрын
Shava usazvimbirwa nyarara kana wagutisa
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 2 сағат бұрын
Yaunoziva inotaura yega pasina munhu? Are u ok? Zera remunhu ari kuraura zva71 uri kumborionawo? Akazvinzwepi? Akaitwa coaching? Dzimwe brain soo!!!
@Shava120
@Shava120 6 сағат бұрын
Haisi ngozi iyi it's just milking this sekuru just because he is said to be rich with some of the kids who are in Uk
@Faith-vc4vc
@Faith-vc4vc 3 сағат бұрын
Muchazoona kana zvaakumba kwenyu kuti munhu ahauraiwe sehuku 😢
@DavidKandiyero
@DavidKandiyero 6 сағат бұрын
I'm sorry but zvinhu zvacho zvine kadrama mukat.
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 2 сағат бұрын
Uchazviona gore razvouya kwenyu. And imanje manje. Soon!!
@A_JM585
@A_JM585 6 сағат бұрын
Usatore mombe wega ,dziuraye dzese ngadzingomuka dzakafa mumatanga,then votangisa kuti one
@TrevorNyagomo
@TrevorNyagomo 5 сағат бұрын
Tokutenadi tsoka rambai makadaro 6:08
Part 2 .Ngozi ya Fata na Sekuru Mukotsanjera
1:36:48
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 10 М.
CHIEF NYAMAROPA ROJA RAKAMITISA MUKADZI WA LANDLORD DNA YOBUDITSA CHOKWADI
16:21
BAYGUYSTAN | 1 СЕРИЯ | bayGUYS
36:55
bayGUYS
Рет қаралды 1,9 МЛН
Правильный подход к детям
00:18
Beatrise
Рет қаралды 11 МЛН
Hohoho Mudare Mufi obudira pavanhu vaviri pangu a imwe here #karanganda  TV
24:23
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 6 М.
Domestic  Issues: A husband with classic narcissistic traits.
2:16:36
Tilder LIVE ZIM
Рет қаралды 2 М.
DVD ATTACKING BIG 5 LEADERS
9:38
ZUDA MUPOSTORI
Рет қаралды 239
Anopisira mudzimai mumba . Bonda Mutasa area #karanganda  TV
48:45
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 25 М.
A Treta Continua
3:07:59
David Santos
Рет қаралды 1,9 МЛН
Our farming Journey; vegetable garden in 8 weeks
3:13
My Farming Journey
Рет қаралды 10 М.
#37 Buying doors &  Tiles  kuma China Norton | price review
31:33
Archie & Sammy
Рет қаралды 2,1 М.
Akatiza kurufu kuti anodya mukadzi wasekuru Karanganda TV
27:40
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 10 М.
Headman Ganje : Masabhuku otsemurana mudare :Nyanga : Kambudzi :Karanganda TV
35:29
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 29 М.
BAYGUYSTAN | 1 СЕРИЯ | bayGUYS
36:55
bayGUYS
Рет қаралды 1,9 МЛН