No video

paipaHonai😳HomeAffairs aisi kujaidza MaForeignegners ndipo parikubatirwa vazhinji apa zvakaoma

  Рет қаралды 7,166

Rumbidzai Tv

Rumbidzai Tv

Күн бұрын

paipHonai😳HomeAffairs ais kujaidza MaForeignegners ndipo paririkubqtirwq vazhinji apa

Пікірлер: 65
@MafiosHlaluka
@MafiosHlaluka Ай бұрын
Haa sister wangoda kukovenga panogarwa chete zvisinei nepolice inosunga uye wadii kumira utaure ne1 of the Zim member plus kugara pakanaka kuti kumba kwangu here idzvimbo yekutsvakira mari uye kunonzi kupi uko wanyepa apo
@EnemiaNyikadzino-rw3jf
@EnemiaNyikadzino-rw3jf Ай бұрын
Hama musanyepere vanhu kugara mumukuku hazvirevi Kuti vanhu Ava Havana Mari uye Hakuna nzvimbo inogara mazimba oga Kuno kusouth Africa idzo inhema ndiani akaramba door to door akaona Ari mazimba chete zvakangofanana izvi kuenda kuzim hapana kusiri kufa APA uye home affairs inobata munhu kana waiitawo munyama wacho chete
@JaybeeJayz
@JaybeeJayz Ай бұрын
Usanyebere vanhu ndekupi kunogara maforeigners chete uye izvi iwe unozvizivasei usingagari mumukuku umo musadaro imi mikuku iri kwese muSA enda munogarwa nemix yevanhj kwete maforeigners why muchinakirwa nekutambura kwevanhu
@EsterMoyo-ms1mc
@EsterMoyo-ms1mc Ай бұрын
Where is the place first .and here in S.A they is no squatercamp that can stay foriegnrs only kunyepa .
@NasonDube
@NasonDube Ай бұрын
taura hako hakuna nzvmbo ine maForeigners only kunyepaa chaikoo
@shillamasarakufa4021
@shillamasarakufa4021 Ай бұрын
Iwe usanyepe.ini ndogara mu Pretoria West mudzimba chaidzo but taona moto nehomeaffaira Kana urimumukuku or muflat home affairs iripo.u
@Rumbidzaitv
@Rumbidzaitv Ай бұрын
@@shillamasarakufa4021 did you even know kutpretoria yakakura mnje utaura zvepretoria west pa brets er apo
@user-go9hd9nq5y
@user-go9hd9nq5y Ай бұрын
Iwe unopenga bhero haurizivi kutanga riini nyangwe kuzim kune mpedzanhamo wanii usanyepa kusaziva
@richardchange6278
@richardchange6278 Ай бұрын
Imwe unonyepa ndagara ndakaudza kudhara nzvimbo idzo dzauri kuburitsa iland inotorwa ne south Africans vozvigarisa zviri pamutemo ndozvagara ndizvo zvinoitika ku south Africa wakaenda ku cape town line renjanji makazara mahoki ma south Africans chete iwe mu foreigners kuita izvo akamira sani nzvimbo iyo haisi safe saka hakuna mu foreigners hanzvadzi ma foreigners vanogara mu nzvimbo dzakanaka nekuti nzvimbo iyo matsotsi ndiko kumba kwavo hanzvadzi zvimwe zvausina umbowo kana ruzivo nyarara nekuti uzviburatsa kune vane ruzivo ukasekwa
@Rumbidzaitv
@Rumbidzaitv Ай бұрын
@richardchange6278 I'm reporting from the ground my brother look Hou are talking about Capetown but this not Capetown ndepemaforegner chete you can't know everything dear south Africa is big by the way to say I have to speak xcineumboo yet I'm on the ground next time I have to interview them to prove you brother
@richardchange6278
@richardchange6278 Ай бұрын
@@Rumbidzaitv zvawataura ndezve kunyepa hakuna mu foreigners unogara nzvimbo yawaburitsa hanzvadzi wanga yanga iri example
@Rumbidzaitv
@Rumbidzaitv Ай бұрын
@@richardchange6278 andit munoziva zvese her muSA ndikatii hang
@richardchange6278
@richardchange6278 Ай бұрын
@@Rumbidzaitv south Africa from Limpopo to cape town KZN to north west ndinoiziva handina munhu anodinyera hanzvadzi
@user-jo7kx6jm9e
@user-jo7kx6jm9e Ай бұрын
Ini ndakadzigara nzvimbo idzo vazere mazimbos nemanyasa even masasko arimo ft
@gloriambangeni3488
@gloriambangeni3488 Ай бұрын
My sister where is Home Affairs and the arrests which you are talking about propaganda of wanting to draw subscribers usadaro so coz tagara kuno and our kids are being well taken of kumusha as I am writing this am building imba kumusha in Beitbridge kuma Alpha
@Rumbidzaitv
@Rumbidzaitv Ай бұрын
@gloriambangeni3488 well done 👏 ✔️ 👍
@richardchange6278
@richardchange6278 Ай бұрын
Kunyepa ita kushoma hanzvadzi uye kana usina zvekutara nyarara hanzvadzi
@user-bu7oy9bc2h
@user-bu7oy9bc2h Ай бұрын
Musazonyebera vanhu pliz
@tkneltindo5883
@tkneltindo5883 Ай бұрын
@rumbidzai TV musatanyoko wako. Pamhata pevadzimu vako. Unoita kunge unorwadziwa uchiInviter home affairs kuti izosunga vanhu ipapo
@Rumbidzaitv
@Rumbidzaitv Ай бұрын
@@tkneltindo5883 mwari akunzwire tsitsi dear💔
@tkneltindo5883
@tkneltindo5883 Ай бұрын
@@Rumbidzaitv unotaura kwausina kuswera wanzwa
@Rumbidzaitv
@Rumbidzaitv Ай бұрын
@@tkneltindo5883thanks 😊
@LobengulaPadzakashamba-nc6jk
@LobengulaPadzakashamba-nc6jk Ай бұрын
Musanyepera vanhu hazvanzi nehusho.a hwevanhu ivavo ndozvamungaita kunge nyika yese isu hatitombizivi nzvimbo idzodzo kuma purazi here
@Rumbidzaitv
@Rumbidzaitv Ай бұрын
@LobengulaPadzakashamba-nc6jk no it's a squattecamb in the city
@BeautyGomwe
@BeautyGomwe Ай бұрын
Mwari vanesu vatorwa muno,havatisiyi toga
@user-jo7kx6jm9e
@user-jo7kx6jm9e Ай бұрын
Ini ndakavaka imba yangu kuzim ndichigara imomu vana vakatodzidza zvikoro zvinodhura ndiri imomu its only chete hamusi safe
@user-gx5pb8ei8x
@user-gx5pb8ei8x Ай бұрын
There is no person who can be scared 2 go ad buy clothes dear l have a permit bt mvura irikunetsa kuno nt uri mumukhukhu no vatori nedzimba hakuna mvura
@JaybeeJayz
@JaybeeJayz Ай бұрын
Inzvimbo dzinogarwa nemaSA dzavanozvogarisa vega zvisiri pamutemo idzo usarevera vanhu nhema sstr
@user-go9hd9nq5y
@user-go9hd9nq5y Ай бұрын
Do you expect to leave at someone's place for Mahara urimusaladhi here these people are used to it and some of them have big house s in Zimbabwe
@TaffPamu
@TaffPamu Ай бұрын
Which location because ma zimbabwe haagari mumikuku ukunyepa apa... Zim people vanobhadhara ma rents ukunyepa
@Rumbidzaitv
@Rumbidzaitv Ай бұрын
@@TaffPamu Pretoria
@user-bh7rs3tl3c
@user-bh7rs3tl3c Ай бұрын
Kupi kwacho Pretoria ​@@Rumbidzaitv
@priscillahchiromudzimu1632
@priscillahchiromudzimu1632 Ай бұрын
Zvauri tsvina nhy rumbidzai tv ndekupi kunowanikwa only foreigner chete
@tangawaonaduma-xt4ht
@tangawaonaduma-xt4ht Ай бұрын
Kana maSouth African ano gara makadaro havasi wese vano gona kubhadhara maroom vari maSouth Africans
@lawrencedalemsopero
@lawrencedalemsopero Ай бұрын
iko kumboti MA foreigners ndiko kutii chaizvo . i hate that word
@pepukaimutambiranwa3110
@pepukaimutambiranwa3110 Ай бұрын
Taura zvaunoziva hakuna nzvimbo inogara foreiner rega vanopiwa nani that place
@user-jo7kx6jm9e
@user-jo7kx6jm9e Ай бұрын
Not kt kutenga bhero kutadza kunotenga but munhu anoita zvinoenderana nehomwe yake
@RejoiceNotah
@RejoiceNotah Ай бұрын
Dzikama haupengi
@Rumbidzaitv
@Rumbidzaitv Ай бұрын
@@RejoiceNotah zvakakuomera
@thecitizen492
@thecitizen492 Ай бұрын
Does this even mo e those clowns in parliament, Matinyarare and the Mutsvangwas who unshamefully said Zimbabweans are educated thats why they move abroad.
@user-zl7fg9xx3f
@user-zl7fg9xx3f Ай бұрын
Zvakangofanana nekuharare iweee ita ziiii
@user-gb9lh8wz5u
@user-gb9lh8wz5u Ай бұрын
Ndekupi uku? Haiboo kunzima
@Rumbidzaitv
@Rumbidzaitv Ай бұрын
Plastic view
@user-uw3tn6is8o
@user-uw3tn6is8o Ай бұрын
Usanyepa iwewe musatanyoko
@user-js1eo1ub3j
@user-js1eo1ub3j Ай бұрын
My child these are the very ppl vari kuita kuti iwe neni tigute kumusha vakavaka vanhu ava by them paying less rent vari kuita something kumusha usatambe zve iwe uri kutoona mota dzaka pakiwa
@Rumbidzaitv
@Rumbidzaitv Ай бұрын
True
@charitychizengwe9972
@charitychizengwe9972 Ай бұрын
Ndaiziva place iyi kunonzi Ku plastic view
@Rumbidzaitv
@Rumbidzaitv Ай бұрын
@charitychizengwe9972 exactly thank you so much nokumira pachokwad
@user-bh7rs3tl3c
@user-bh7rs3tl3c Ай бұрын
​@@Rumbidzaitvavo Vanhu vemari manje havatambure tombosrndera Vanhu Mari dzavo pa2weeks vanodarika anoti anowana usavajairira avo ndiripaseri Pavo
@Rumbidzaitv
@Rumbidzaitv Ай бұрын
@@user-bh7rs3tl3c not all of them vazhinji vanomaketa plus mapurisa anopajairira zvakanyanyisa
@eltonmunyaradzichigodora6811
@eltonmunyaradzichigodora6811 Ай бұрын
Varikugara mukuku vaita hasha 😂😂😂😂takuonai
@Ryanmatanda
@Ryanmatanda Ай бұрын
Handigare mumukuku but sis mukunyepa
@user-gb9lh8wz5u
@user-gb9lh8wz5u Ай бұрын
Wena khuluma indaba oyaziyo fucky nja
@TaffPamu
@TaffPamu Ай бұрын
I wanted to follow you but unonyepa
@Rumbidzaitv
@Rumbidzaitv Ай бұрын
@TaffPamu decision is your dear I don't post false videos here that's why my channel is still growing bcz the are some people who realy know kut I don't post fake things here do what makes you happy chomie😍
@TaffPamu
@TaffPamu Ай бұрын
@@Rumbidzaitv I am in south Africa which location is that tell people full information.. dont lie we are tired of you you lie to get followers...ukaona mumhu ariuzvimhanyira woti mu zimbo...unomboziva ere kuti ma zimbo iwayo ndoanodiwa nevarungu...zvikanzi vanhu varikusungwa sei muchimhanyira kuti mazimbabwans
@Rumbidzaitv
@Rumbidzaitv Ай бұрын
@@TaffPamu unobvunza zvakanaka dear tobatsirana coz vanhu varikubatwa kwete mafunies hama yangu
@Lambano
@Lambano Ай бұрын
Watadza kuita interview kana 1 munhu chaiye anogara ipapo?
@lpmahlaba7577
@lpmahlaba7577 Ай бұрын
Tinotenda masister rumbidzai nekutipa update
@pepukaimutambiranwa3110
@pepukaimutambiranwa3110 Ай бұрын
ARIKUNYEPA MUNHU UYU TIGERE ISU
@Rumbidzaitv
@Rumbidzaitv Ай бұрын
@@pepukaimutambiranwa3110 imi not vanwe
mota yotaura paBudiriro
15:36
Drewmas Media
Рет қаралды 880 М.
Violet Beauregarde Doll🫐
00:58
PIRANKA
Рет қаралды 47 МЛН
Bend The Impossible Bar Win $1,000
00:57
Stokes Twins
Рет қаралды 39 МЛН
Секрет фокусника! #shorts
00:15
Роман Magic
Рет қаралды 61 МЛН
This Dumbbell Is Impossible To Lift!
01:00
Stokes Twins
Рет қаралды 42 МЛН
Chitunha choramba kuvigwa,Hama dzodzokera necoffin kumba kubva kumakuva
24:28
Platinum Fm Digital
Рет қаралды 219 М.
Ndakamubata Akarara Nemukadzi vangu Achidya Bota
34:04
TICHKACH MTV
Рет қаралды 51 М.
Dare raChief Mutasa CHINHU CHINOFAMBA. Sekuru varuramba kufamba
55:34
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 43 М.
Akanyengerwa Mukadzi neShamwari | Chief Ngezi | Publicsphere
44:38
Violet Beauregarde Doll🫐
00:58
PIRANKA
Рет қаралды 47 МЛН