fair use Credit @JesusRevelationMinistries @zimrealityeyetv
Пікірлер: 145
@robertkudzai4705Ай бұрын
Zigo muface uyu ka ma 1 hapana chakanaka chaanowona panevanhu period
@mathewmanyangadze3822Ай бұрын
2017 Prophet Magaya donated 1,2 millions rands to Parerenyatwa hospital for water reticulation. Rangovawo Jerasi zvaro. In any case lead by example shoko raVaMakandiwa rakapinda rikabuda kkkkk
Munhu anoita zvaanoda nemari yake iye chiwengwa ngaabatsire vanhu vekuchurch kwake
@adolfmunemo7195Ай бұрын
The place is very nice
@alicetengende384Ай бұрын
Lord forgive him for he doesn't know what he is saying. Help him to see beyond. Actually the stadiums will raise funding to start kick other projects. Afterall, we have the Heart Group of Schools. We are unpertubed by your comments apostle..........
@AudreyMuruguruАй бұрын
Dai ndiri Magaya 🤔Dai kufunga kwebenzi
@MunyaradziMuteerwa-tv1knАй бұрын
Uyu anorwara zvake. Kwake anobira vanhu achit partnership bhadharai mari. Zvese zvakafanana hospital ne stadium zvine zvazvinobatsira vanhu. Vanhu vanosiyana nezvaanofarira ku investment. Iwe wacho chiwenga wakawaka chii. Church yese ine munhu anotambura kana make chiwenga varimo arikuvabatsira here. Vanhu ngavadzidze kushanda unosvika kupi uchingobatsirwa. Musamushora kut avakirei stadium ko kana next time achida kuvaka clinic or something else moziva sei...Chiwenga is a big problem.
ZAOGA was not condemed for building university and hospital, it was actually the way Guti administered and naming it in his mother’s name. Apart from Apostle Chiwenga we have heard members that contributed to building of the hospital that got bad treatment during COVID. Guti built a hospital to make money and the way I understood Apostle Chiwenga, he is talking about donating a facility to help the government.
@EmelyZvimbi-s4bАй бұрын
Iwe wakaitei
@GNM6752Ай бұрын
Please stop criticism... Why can't you really go and make your money too?? RSA
@joshuadinhiraАй бұрын
Thank god you re not magaya, you can build the hospitals
@user-vo6wr3zn9fАй бұрын
That's a wise man speaking ne economy yedu bhora harina dhiri asi hospital ne zvikoro zvinoita kuti vanhu vabastirikane mukurarama ne situation iri munyika. Pavanhu million only 20 players vobastirikana pazvinhu zvino kwanisa ku benefit millions of people think
@sirchifamba39Ай бұрын
You mean the stadium only benefit the soccer player only? You are forgetting vamwe vakawandisa ipapo.
@jacotakudzwamutamukiАй бұрын
if stadium is for soccer players only do you thunk super spot will be still operating // dont be a fool
@samchrisjunior5178Ай бұрын
Shame..so lame
@munyaradzikabayira9738Ай бұрын
Sorry nekukudzosai kumashure zvishoma, mukoma Zigo amhuna hukama navaMagaya hr ? cz makafanana even ma voice enyu
@user-is7lp5fw3tАй бұрын
Iwe chivaka chipatara nekt unozviti unofunga kudarika vamwe Basa kutaura vamwe
@TakuTaku-qb2meАй бұрын
Zigo sando dzako
@GeorgeFabulous-nh7nfАй бұрын
Zigo Is a journalist at best he's a journalist journalist journalist
Hi there Zigo, please assist with the digits of the brother who assists with the opening of FNB accounts, many thanks.
@TalemFilmsАй бұрын
Uyu is just criticising , he think he is smart Soccer pitch iri brought employment bigtime,, from construction workers, security guards, medical people, media , coaches, maintenance people, soccer players ,drivers and remember some people’s lives might change if they get international opportunities
@taylorgunchitope9291Ай бұрын
Chiwenga anorwara
@user-is7lp5fw3tАй бұрын
Better akavaka stadium ko yako irikubva kune vanhu urikuitei nayo
@taylorgunchitope9291Ай бұрын
Ko iwewe wakavakisa chii
@user-lu1od1vj3rАй бұрын
Apostle Chiwenga vanotorwadziwa Zimbabwe inotoenda kuKenya or SA kunotamba bhora because hakuna mastadium,but problem yekuzovakira dzimwe nyika ma stadiums ndopane ma1,dai vati panodiwa balance kwete kuti zviri useless
Iye akavhura chiii basa rekuparidza arikunze kwenyika ngaauye aparidzire muno zveee lets appreciate basa rikuitwa nevamwe munhu anoita zvaanoda nemari yake
@effortchigora5543Ай бұрын
Mamwe ma church anoroya pfungwa dzevanhu, ukaona deffence yavanoita kumukuru wavo ivo vachipiwa muono haaa unozvishayiwa
@soljie_boy_official10Ай бұрын
He has a team baba yadah fc ndohome ground ravo
@rebeccamaccamahlanu4601Ай бұрын
Iripiko Heart Stadium iyi nhai Zigo.... I think kana bhora rikatambirwa uku ndakuendawo kunoona
@SmilingAtom-xp3xoАй бұрын
Why cant u have pastor association
@mathewmanyangadze3822Ай бұрын
The bible says Our battle is not against flesh and blood. Ukaona uchirwa nenyama neropa ziva kuti you are fighting the wrong battle.
@Kunjalo-njeАй бұрын
Thank you Apostle for Preaching Repentance1 Peter 5:8 says: Be alert and of sober mind. Your enemy the devil prowls around like a roaring lion looking for someone to devour. . Messages of TRUE REPENTANCE should be our main focus now, as a UNITED body of CHRIST.However we need to have more TRUE servants of GOD joining the battle to redeem people from False Teachings.2 Timothy 3 New International Version 3 But mark this: There will be terrible times in the last days. 2 People will be lovers of themselves, lovers of money, boastful, proud, abusive, disobedient to their parents, ungrateful, unholy, 3 without love, unforgiving, slanderous, without self-control, brutal, not lovers of the good, 4 treacherous, rash, conceited, lovers of pleasure rather than lovers of God- 5 having a form of godliness but denying its power. Have nothing to do with such people. Read 1 Cor 13 and . Many people do not realise that we are in the midst of a serious spiritual war as a nation. Please read Isaiah 40, Revelations 12
I think Zigo is that Apostle is just talking nonsense. The man is doing good job for the nation. He is building a stadium for the nation not for his church people. Vana vakawanda vasingatopindi church yaMagaya will be benefiting. Jesus didn't choose only his people or only his disciples. Magaya shows he is the man of God as he is covering even those who don't attend his church.
@NicolletteGariyawoАй бұрын
Hatina MaRoads muZimbabwe gore rino muZimbabwe mune nzara ngaape vanhu zvekudya tinopupura chokwadi kuti munhu wamwari
@FelexChibanda-yq4qtАй бұрын
Iwe unemari vaka chero yako clinic
@Billygoat_zwАй бұрын
Munhu arikutambura kubhadara rent asi ari busy kutuka millionaire akavaka stadium iye haana kana mari yekutenga coke asi ari kulouder
@TinasheMachingaАй бұрын
Iwe wega ndiwe uri right haaaaa kure mhani
@ttfam8742Ай бұрын
Tinadzo hama dzakarohwa mari yema stands
@g.k.3101Ай бұрын
Black man mentality, is there anything wrong if non church members benefit from church money. I need a logical explanation, Chiwenga is ver 13:16 y envious.
@emmanuelmahove9989Ай бұрын
Iiiii apostle hameno munoda kuti vanhu vaite sei chokwadi
@takuramangwana4749Ай бұрын
Magaya is better than him,is it an advice TF Chiwenga
@fgtmedia1055Ай бұрын
ZIGO IS A JOURNALIST, HE COMMENTS ON DOCTRINAL MATTERS 😂
@nomsanyika151Ай бұрын
Saka muchaitasei.
@tungamirairaymadubeko583Ай бұрын
Zigo looks like Magaya...😅 take a closer look
@brightonmukwindidza9627Ай бұрын
T.F haana even a car park that he built .Are all his congregates well off?
@PERCYHANYANIАй бұрын
Zigo and Chiwenga you are misinformed Magaya is doing much more than stadiums he is doing his part imi do your part
@Farai-bd3gdАй бұрын
Apostle Chiwenga chibaba guys 😂😂
@user-og6tm5ic8d18 күн бұрын
Siyanai naPrft W Magaya,kana achibira vanhu mari murikudii kumusungisa,nonsense dzevanhu,imimi chirikukutadzisai kuvaka all what u re saying chii
@nomorechingwara3819Ай бұрын
Zigo wakafanana naMagaya facially r u brothers?? #Tinashe Mugabe ......
@AndrewsPbcАй бұрын
Zigo waakugona
@definitechikati4120Ай бұрын
Apostle vanhu vakakombayi avo vanongoti Amen Amen they must correct Yu.... Leave him to do his vision for his kids ..... Why are you not receiving money from other sources... And build hospitals for yourself
@jsmediaproductions990Ай бұрын
Mhatman ava soo. Kungotuka nekushora chete
@KelvinChivanga-ny6hcАй бұрын
He is now stretching 😂😂😂😂
@optimuseaacademyАй бұрын
He is just a hater
@tendaisakala803Ай бұрын
Chiwenga tsvaga yako mari then you do whatever you want with it.
@RonaldChiundaАй бұрын
True chiwenga
@ShekinahMapsАй бұрын
Kkk hanzi if I was magaya. But sorry you are not magaya. Rongerai yenyu
@nellyville234Ай бұрын
Chiwenga ita yako mari 😂
@Billygoat_zwАй бұрын
Leave my papa alone the government cannot even maintain or fix any stadium but when my papa did it the government decided to take actions, if you think he did something wrong, why won't you build a hospital or a children's home, oh i thought so you don't have the capacity. So stay out of these stories cause iwewe hauna kana mari asi you busy louding for mahara