Pakutanga Izwi & Ndirori Shoko Renyu Tenzi Wangu - Inner City Deanery Choir

  Рет қаралды 8,292

ZB CATHOLICS

ZB CATHOLICS

Күн бұрын

Pakutanga Izwi - E. Musvosvi Shara
M: S/A Pakutanga iizwi akanga atovapo --- iizwi akanga atovapo
B/T Pakutanga --- pakutanga atovapo
Madetembo:
1.Pakutanga-tanga pasi chigaare kwakanga kuina izwii
2.Izwi aigara naMwari uye izwi ndiye Mwari
3.Izwi akazoburuka akagara nesuu
4.Johane akanga ari chapupu chechiedza
5.Iye akanga asiri chiedza
6.Uyu ndiye andaireva ndichiti achauya mushure mangu
7.Ndiye akazoitawo kuti Baba vazivikanwe
Chorus:
All Izwi akava munhu akagara nesuu, munhuu akagara nesuu
Ndirori Shoko Renyu Tenzi Wangu - J.K. Dzingai
M: S/A Ndirori shoko renyu Tenzi wangu
V: S/A Shoko ramakareva kumuranda wenyu rakandipa tariro, shoko rinondon yaradza munhamo dzangu, rinoti shoko ramakandipikira richandiraramisa kunyangwe vaya vanodada vakandiseka zvikuru, handina kutsauka pa murau wenyu.
B Shoko ramakareva kumuranda wenyu - rakandipa tariro, shoko rinondinyaradza munhamo dzangu shoko ramakandipikra richandirara misa - vaya vanodada vakandiseka - handina kutsauka pamurau wenyu.
Madetembo:
1.Kana ndichirangarira zvamakatema kare imi Tenzi zvinondinyaradza.
Ndinozarirwa kana ndichiona vakaipa - vachisiya murau wenyu.
2.Panguva duku yandinogara pasi pano ndinonyora nziyo dzezvemitemo yenyu.
3.Ndinokurangarirai usiku hwose Tenzi ndinofunga nezvemitemo yenyu.
4.Ndinowana rufaro rwangu mukuchengeta zvamakaraira.

Пікірлер: 11
@ZBCatholics
@ZBCatholics 2 жыл бұрын
👆Lyrics are in the description box👆
@evechimedza5430
@evechimedza5430 2 жыл бұрын
pakutatanga tanga pasi chigare kwakanga kuina izwii....
@grandernyasha5565
@grandernyasha5565 Жыл бұрын
Amen
@KondwaniSuwali-Mandizha
@KondwaniSuwali-Mandizha 9 ай бұрын
The word became man and liveth among us . John 1:14
@vonesaikwashirai2736
@vonesaikwashirai2736 2 жыл бұрын
Lililili 💃💃💃💃 Amen 🙏🙏🙏
@PetronellaChinyani-ck2cy
@PetronellaChinyani-ck2cy 10 ай бұрын
@easilyrowven3234
@easilyrowven3234 Жыл бұрын
handina kutsaukaa pamurau wenyu🙏
@EveChimedza
@EveChimedza 5 ай бұрын
Pakutanga 2024
@PatienceP-de9vj
@PatienceP-de9vj Жыл бұрын
Pachiroma amen makatorike
@moilamujuru513
@moilamujuru513 Жыл бұрын
2023 izwi akava munhu❤
@evechimedza5430
@evechimedza5430 2 жыл бұрын
shoko rinondinyaradza munhamo dzangu....Ameen
Ngatitende Kristo akatidzikinura
6:12
ZB CATHOLICS
Рет қаралды 9 М.
INI NEMHURI YANGU TICHANAMATA TENZI By Mr N MUCHENU
7:01
Angelic Voices
Рет қаралды 27 М.
小天使和小丑太会演了!#小丑#天使#家庭#搞笑
00:25
家庭搞笑日记
Рет қаралды 17 МЛН
The Joker wanted to stand at the front, but unexpectedly was beaten up by Officer Rabbit
00:12
Running With Bigger And Bigger Lunchlys
00:18
MrBeast
Рет қаралды 111 МЛН
Ndinotendera Mwari Baba
5:37
ZB CATHOLICS
Рет қаралды 17 М.
Hake Uyo Akatsungarara - Inner City Deanery Choir
3:25
ZB CATHOLICS
Рет қаралды 3,6 М.
BABA WANGU
9:12
Terence Zvandasara
Рет қаралды 114 М.
Tsika DzouKristo
8:51
Catholic Church Songs - Topic
Рет қаралды 26 М.
Mangwanani namanheru (Fr A Mapfuti). Chishawasha evangelists choir
7:43
Batanai Ignatius Padya [IP]
Рет қаралды 233 М.
Gweta rangu
7:31
Grace of God Choral grp
Рет қаралды 1,1 МЛН
Yesu Handine Simba
3:54
ZB CATHOLICS
Рет қаралды 8 М.
Ini ndini chiedza - Zimbabwe Catholic Shona Songs
7:31
Jah B Nyandoro
Рет қаралды 412 М.
小天使和小丑太会演了!#小丑#天使#家庭#搞笑
00:25
家庭搞笑日记
Рет қаралды 17 МЛН