🎉🎉🎉🎉Am tha first one today greetings to everyone gathered here and mukoma Nashe,,
@ZimSecretsandConfessions5 ай бұрын
Good morning 🌅
@sheillamunyanyi71655 ай бұрын
Usavhundutsirwa nemurume wako. Akuda kukujoinisa hurombwa hwake. Once wabvuma kudeura ropa matofanana and matova team.
@Kindpana5 ай бұрын
Huraya mwana wake siya hama ndiwe ukudya mari
@WendyDlamini-yr6fk5 ай бұрын
Saka imwe ndimwe makaputsa mheko .ndiwe wakaenda here kunotora mushonga .murume wako ndiye akaputsa mheko dzake unless kana wakazoenda kunanga yacho nemurume wako.iwe hauna kuputsa chinhu period
@tre6425 ай бұрын
Saka mwana wehama wofa here muchi chengetedza venyu? Muri imi makaromba plus muri kudya mari. Tete vakafamba mukabatwa , hama dzako dzichafamba mobatwa moitwa back to sender. Muno zozvigona here ? Siyai zvemushonga izvi dai madzorera maripa .
Nhaiwe mkunda wakakwana hre iwe saka unoda kuuraya hama dzako nokuda kwemuroyi uyo saka pano wauya kuzotaura marara aya inda unotsvaka rubatsiro kwete kudya hama dzako kwana iwe .
@linahkasirori42205 ай бұрын
Yoh zvakaoma weduwe
@BerlinHandris-id8dz5 ай бұрын
Zvakaoma but urayai wenyu Mwana hanti ndimi murikudya mari
Satan ndimi munokonzeresa matsaona.zvino ndikuudzei hapana chisina magumo
@catherinekangoya89645 ай бұрын
Endai my batsirwa zvinhu zvibve why kuda kuramba muchi continue ne this stupid things,i just thought kuya pano ukuda nimber dzevanobstsira zvinhu zviparadzwe ,unoda good life mkadzi iwe