Mad Minnox haamugoe. They are really good friends and they understand each other too bad. Iwe ukauya nedzungu unosiirwa nyaya ivo vachivhaya vese
@pastortom83663 жыл бұрын
Junior D anoita ndiuye panapa. Every time ndikauya pano ndiye anondiuyisa. Plus slang bho yedu yemaOld timers. Banda bhotoro Junior D.
@roberttgwena90473 жыл бұрын
Haaa pa slang junior D vari kumberi
@jimmyjimalo65353 жыл бұрын
Madman you are right. Jr D pese pari kushaikwa mari aripo. Then anofunga kutaura achisheedzera he is making a point. He is just annoying lately he is losing his entertainment value...
Mukoma minnox vagona kumbowudza junior D kuti asadye mari dzevanhu. Because hanzi bhulazi vanonzi NGONI aimbotumira Kuda through junior D but kuda aizongo pihwa ma Bonds note chete .
@Chadyaniki Жыл бұрын
thats the grand daddy bluff
@vusumuzindebele60543 жыл бұрын
Junior dee ndiwe wedu usabvumwe kuwachiswa stand up to the bully